Vaisatidawo kuuraya shame ihasha dzakavakurira vaitotiwo kuranga zvotiwo stress yekushaya I feel sorry for her hapana Mai vanoda kuuraya mwana wawo shame satan aripabasa panyika vanhuweee😢😢😢😢
@vachihera3823 Жыл бұрын
Auntie Ste your journalism is top notch you are talented my sis, one of Zimbabwe's finest
@FanuelHlabanu Жыл бұрын
This is why I appreciate the system in the UK which protects children from abusive parents.
@catherinekangoya8964 Жыл бұрын
Say that again
@sharonrakata4996 Жыл бұрын
Yes mate I agree with you . Some stories we hear are unbelievable
@JoeSibanda Жыл бұрын
I LEARNT something very IMPORTANT......I will try by all means to CONTROL my TEMPER 😢😢😢
@dudutaziweya3349 Жыл бұрын
To us all mothers out there mwana ndewako wega achirimudumbu. Kana mwana azvarwa mwana belongs to us all. Madzimbo anobva vati vanhu vose devavo. Kujeri amai.
@RufaroMuhango-ty5qx Жыл бұрын
Depression and mental disorders are real ,so sad😢
@portiatsoto582 Жыл бұрын
Ndakambogara nehama yakadaro thank God I survived but acquired long term injuries and disabilities
@clivemunetsi967411 ай бұрын
Very sry about your situation my dear
@sithulisiwendlovu10888 ай бұрын
Very sorry
@estinahmichael2250 Жыл бұрын
Aunty muri replacement yaTilder munogona ❤ rest in peace Ropa
@Chiedza-mm4dw4 ай бұрын
Why replace Tilda 😂
@thandiwemoyo2592 Жыл бұрын
Vana vemazuva ano vasiyana nevakare hazvichadi kunyanyorova . Zvotoda moyo murefu kuvachengeta. Tine urombo nokurasikirwa nemwana, rest in peace.
@judithmwatauseni5157 Жыл бұрын
Tawura zvako vana vedu Ava vazara ne more knowledge than isusu
@S24-x1u Жыл бұрын
Just to put it out there. Are you aware that as a Zimbabwean citizen you can go to Social welfare and register your home as a place of safety. They will come and interview you and acess your home. When such cases happen they will call you and ask you if you can take in the child/children in need for you to foster while investigations are being conducted and a permanent solution is being arranged. Its our way of giving back to society and to be our brothers keeper. Its also our duty as neighbours to report such parents to the police or social welfare coz they cant guess kuti kwa chiremwaremwa kune mwana arikushungurudzwa. Lets stand together as Zimbos, stop pointing fingers ( coz that does not make a change) and make a difference...and yes my home is a place of safety, yes social welfare iri kushanda zvekuti. #itsourzimbabwe
@Janemacelyn Жыл бұрын
Some questions are very irrelevant and too frequent.
@Marvellous-b4n Жыл бұрын
Ummmm shame may her soul rest in peace. Mai ava vakashaya councelling kare pane zvaiitika mumba mavo zvatisingazive. Plus vana vaiye zvino vane zviri pavari zvakungoda munamato. Ndaizvitawo ne stress yemumba ndairova mwana akatadza or kuti ndichitsiura mwana ondipindura ndairova kunge achafa. Rimwe day ndakazorova mwana aive grade 7 musikana akandikungira zvibhakera kuda kundidzosera haa ndakaisa shamhu pasi ndikazvikungawo ndikabata huro akashandura maziso. Saka iii ndongoti kuna mai ava sorry shuwa. Stress haidi kupedzerwa kuvana, ini ndakakurumidza kuwana councelling dai ndiri mu jail kutaura kudai.
@ChidoMadikwa Жыл бұрын
Shem mama srie better makawana help nekukasika
@chiedzamatumba9130 Жыл бұрын
Depression causes mental disorder zvinhu zviri kunetsa mari haiwaniki saka stress played a big role. Mwana haarohwe wakatsamwa uye kana warova murove shamhu 2or 3 . Kwete zvekurova mwana kunge uri kurwa nechikomba che partner yako. Mweya yetsvina iri kufamba panyika munhu dzidza kizvidzora pahasha nguva dzose . Uye hatipedzere shungu pamwana chero muri kunetsana baba namai hauise ma issues enyu vakuru pavana. Pamwe kumusha kwavo kune ngozi yakuda kuripwa.
@SassyQBs Жыл бұрын
Anger and bitterness.Rest in peace Ropa😭😭
@shalommakwerere980 Жыл бұрын
Uuuuuuum manje vachasar vachidya nani hupfu nemafuta acho Soo sad💔💔💔💔💔💔😭😭😭😭🥂
@natashamangwende8162 Жыл бұрын
After watching this nemaroverwo andaiitwa namai vangu kah ndongoda kutenda mwari kut ndichiri mupenyu
@nyaradzomarozva5715 Жыл бұрын
@@alchiko654kkkkkkkkk u say kt waiwengwa hr uchiroverwa mahara unenge wanga urimburu usinganzwe kkk
@faithmukarakate6934 Жыл бұрын
let it go sweetheart...tongoti kwaive kuranga kwaamai.. siyana nazvo
@LynahChatsama Жыл бұрын
Chero ini ndaiputitswawo ndichikura asi ndairohwa neshamhu ndaisapanhirwa pasi, ndaichengetwa nehama saka paive nevana vepo vaitoita musikanzwa vachiziva kuti ivo vaizowana nguva yeku explained, saka ndaitozo joiner kubvongodza nekuti ndaiziva kuti panotsva munhu, handina wandingashorawo nekuti taibura nyowani, nyaya iyi yandipa kutenda Mwari
@faraikambarami67794 ай бұрын
Vaanhu va Jehova mental health is real let's to share to people close to us what we are going through. Ini ndakapotsa ndauraya mwana wangu after the father left me for another woman. I was young & naive. I was thinking that she was the cuse of my predicament. I thank God that i had a mother that helped me. My only daughter is my 23yrs. Let's help one another fight depression 😢😢.
@nicerechab2396 Жыл бұрын
Mai ava ngavaongororwe pfungwa kuti dziri right here pamwe havasi right mupfungwa
@zenisibbs1471 Жыл бұрын
Mental health is real amai vane ma underlying, bitterness, anger and resentment maybe from husband/ father of the child
@ssam1430 Жыл бұрын
they say there is no love like a mothers love
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
Mai ava vaitova nemweya wavaiava nawo nekuti kana zvaiitika kakawanda zvaisava zvega now vatorera dzinza ngozi nekida kwekusatsiurika ..murume wachowo ânenge akapusa kureva vana vachipondwa kana Iko kutukirira vanomutsiura 😢😢😢 Zvakaoma ..Rest In peace Ropa
@alicybakeki9803 Жыл бұрын
Ndofunga aitotyawo kurohwa
@faithmukarakate6934 Жыл бұрын
Love the way she interviews
@joicegaredondo938511 ай бұрын
My father passed on when i was 3 now am 37 .raised by my momy tiri 7 was not easy ndinokoshesa munhu anonzi amai zvakanyanya but vanoranga mwana kusvika pakuuraya vandityisa .Rip Ropa💔💔💔💔💔
@missmadas203 Жыл бұрын
Inhamo inokonzwra zvese izvi We hardly get this where the community is having adequate resources to thrive and also where the government is up to it. THIS IS GETTING WORSE UNDER OUR VARAKASHI SYSTEM. HATISATI TICHAFA SENHUNZI TOSE. All they need to do is create these desperate situations topondana toga. The thing that woman worked really hard to get that little. She can't cope with the pain anymore. She is broken DEPRESSION IS REAL We are experiencing a a very subtle GENOCIDE IN ZIMBABWE 😢😢
@EvelynTsitsiSatumba Жыл бұрын
Mmmm manje ungarowa kuuraya hr ISU taitobawo ISU tiri Vana Vani mwana akasatamba mahumbwe anenge atojamba imwe stage
@annahmudzengerere6038 Жыл бұрын
Mai ava havana mweya wehuroyi here unovagara nekuti vari kuti kwirindindi nemhaka yei,,,, rest easy little girl😭
@ChidoMadikwa Жыл бұрын
Its not easy kuviga mwana wako 😢😢😢iwe uchiti ndiye achazondivika but iwe ndiwe wakutoviga rest in peace ropafadzo,I really miss my daughter stabile keilla zvisingaite 😭😭😭 countie to rest in peace mwana wangu one day tichawonana zvedu wakandisira ronda risingaite mwanawangu nanhasi ndimafunga kuita imwe nhumbu hana yangu inorova mwanangu 😢😢😢 ndaiti ndazviwanirawo shamwari yangu inondivarsidza satan akati unonyepa
@chipomukonde8650 Жыл бұрын
Sorry dear ingozviisa kunamwari akarwara hre mwana wako
@ChidoMadikwa Жыл бұрын
@@chipomukonde8650 akanga ane two weeks dzekuzvarwa nfakatomupona nekuramba mukaka hana kumbobvera amwa zamu rangu
@tsungi7 Жыл бұрын
Very well presented. Mabvunziro akanaka anoburitsa rudzidziso kune vari kuteerera.
@portiatsoto582 Жыл бұрын
Haaaaa mental health is a necessity..... people are bitter out there it's so sad😢😢😢 😭 Mwari ngavatibatsire
@wrsmiriam Жыл бұрын
Rest in perfect peace Ropa. Mai ava vanoda nyasha dza Mwari nekuti vanemweya wehumhondi chaihwo. Ngavachinje church yekuenda vatosimbe kuzvikumbirira Kuna Mwari kuti zimweya rehuroi riripevari ritame. Vasakadaro vachauraya nemurume wavo.
@NzwisisaiMuzenda Жыл бұрын
Zvamoti mastepmother ndoanemoyo wekurova vasingacheuki Hino apo auraya ndi stepmother hre
@Didi-e2h Жыл бұрын
There must be an awareness campaign to inform every parent kuti even though we’re in Africa where the African Charter takes precedence, but every child belongs to the Gvt. Gvt is the custodian of every child. Let’s empower communities to report abuse
@MavisChifumuro-w3o Жыл бұрын
Gvt ipi iyoyo
@Didzaman Жыл бұрын
Antie Stella I like your journalism you improve very well😊
@pridemuroyiwa Жыл бұрын
So sad zvakangooma Rest in peace little angel Ropa Mwari ndiye anoziva😢😢😢
@MavisChifumuro-w3o Жыл бұрын
Aaah hanzi ndine nzara vakapihwa chikafu vakadya vakaguta saka ko iyo maporofita ekuchechi anga asingaone here kuti mai ava vakavhiringika
@lydiat7636 Жыл бұрын
Zvakaipisa mufu ge hazvifadzi . recently kumaraini kwedu kune a certain mother who used to abuse her son by bitting him each every day. And the 14 yearboy decided to poison himself and he died. . mother's pls let's report these kind of abuse to the police ad social warfare offices
@agathachirisa7901 Жыл бұрын
Sure kurowera mwana kusvika afa nenyaya yemahumbwe hr sure ngawasadaro mai awa sure sage iyi hapana munhu asina kubaamboita mahumbwe bt haungauurayei
@GullyMubhanditi-wu2tg Жыл бұрын
A hungry person is an angry person..
@prettysimba7781 Жыл бұрын
MHSRIP ,,Thanks to Mom who strongly warned me about this kind of behavior towards my kids
@peembano253 Жыл бұрын
Manje jeri richava worora nxaa benzi remai,, ndiwe unofanirwa kuve mumvuri wevana vako sa amai but iiiii🙌
@Hamunyari-f9x Жыл бұрын
Imhepo ina mai vevana ava veduwee ummm zvinorwadza henyu rest in peace Ropa mwana wangu
@sekaichipika3865 Жыл бұрын
Mai Ropa was possed by very evil 😈 demons veduwee vaitogarwa zvisizvoo veduwee flying high Ropa rest in peace 😢😢😢
@belindakaseke4466 Жыл бұрын
Baba muprofita action manje😂😂😂😂😂😂😂
@marthakagumbate5538 Жыл бұрын
Ini munin'na wangu akasvikira flour yese azvidira mumusoro ndoo yanga yasara mumba asi akangoseka so with the little ones you have to patience with them asi mazozviruza l am heartbroken 💔💔💔😭😭😭
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Taitoba kagirosari chaiko mai vasipo tichinotambisa kumahumbwe, asi tikabatwa tairohwa zvisingait. Mai ava pfungwa dzavo dzakakwana hr mayb she is mentally disturbed. Kana ari wo magariro avo better vana vatorwe welfare
@takundanashepemhiwa8924 Жыл бұрын
Hayas !! A mother is a mother but not every mother love their children!!REPORT !!
@LazarusNdavambi Жыл бұрын
U are good on interviews my sstr
@ennifernyarugwe18 Жыл бұрын
Excellent interviewing skills Stella
@manyaramarweyi9989 Жыл бұрын
So sad rip Ropa ummm amai ava kupedzera stress pamwana hre😢
@silindiwetshumasilindiwe78118 ай бұрын
Problem unenge uchishaya so kuti mwana atore zvinhu inenge iri stress so sad veduwe 😮
@YolandaMutsambi Жыл бұрын
Hongu mwana kakanganisa zvikuru ,but kurovera mwana pasi ummmmmmmmm ranga ratove drama 😢
@MarySithole-d2x Жыл бұрын
Nehuku dzataindobikira kupemba seri kwasave kumombe yaidai takafa kare 😢😢rip ropa
@mancuesokolate9989 Жыл бұрын
Zvakaoma chokwadi mmmm zvimwe zvinoitwa nemadzimai zvakaoma ungapedzera bitterness kuvana here aaaaa zvino unenge wakaurisa ani ipapo
Ndarwadziwa kut vanhu munharaunda vaityisidzirwa namai And vachinzi ndoenda kumapurisa.Dai vakaziva vakanovamhangarira zvimwe Ropa dai Ari mupenyu..Rest in power Ropafadzo
@mariazulu6805 Жыл бұрын
Ko zvinebasa reyi kana vaitaura zvakadaro.Ko vakadi kumuendesa kuma purisa..vanhu makatadza kuvaendesa kumapurisa..vaida kurohwa
@SlimeFx4L Жыл бұрын
Its sad and i can bet this is not the first time or only case. Vamwe avas kungo batwa chete. Some parents act like they own their kids' life when they are only responsible.
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
RIP Ropafadzo😭💔akabarwa ndiamai mupengo
@janegumi9659 Жыл бұрын
Vanemhepo dzisina kunaka. Ngavabatsirwe ku church kwavo. Va nemamhepo akaipisisa.
Nharaunda failed this child. Zvinhu zvaionekwa everyday and not one person went to report anywhere. Munonzi ndikuenderai kinapurisa nemunhu arikupara mhosva 🙄.
@petronellamabhachi5274 Жыл бұрын
Iwe presenter pfekawo ma neckless akanakawo kwete mazibhora ayo
@LuciaMachimi Жыл бұрын
Kkkkķkkk season matsvuku haiii
@BenjaminChiweshe-q7s Жыл бұрын
Zvausingadi iwe zvinotodiwawo nesu
@user9mrsbvunza Жыл бұрын
Nhai pert waitaseiko😂😂😂😂
@BenjaminChiweshe-q7s Жыл бұрын
@@user9mrsbvunza kkkk nhai katuzvi wasvuteiko
@gloriamarvellousmutindivar5349 Жыл бұрын
One man's meat is another man's poison
@rosemarynyamadzawo9406 Жыл бұрын
So sad , Mai munhu Ane bitter ness shame
@peggytuhwe3158 Жыл бұрын
Hakuna amai vakadaro.Vane mweya weumhondi😢
@berylmwamuka381 Жыл бұрын
Cry My Beloved Zimbabwe 😢
@peembano253 Жыл бұрын
😢 shame,, rest in peace little Angel 😇
@privilegesiwawa7022 Жыл бұрын
Umm mai ava vanga vane dambudziko.Isu taitotora nechimukuyu
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Kumurovera pasi ndiko kwakamukuvadza. Ngavagare mujeri coz havakodzeri kuchengeta evn vana vavo. Bt nharaunda yaifanirwa kuvareporter kupolice coz ndowaiva muitiro wavo wakaipa kudaro
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Inga zvakaoma ini ndaitozviita kuba hupfu mumba ndichibika mahumbwe vane ngozi amai ivavo
@judithmwatauseni5157 Жыл бұрын
So far vana vafa muZimbabwe nevamwe vatisingatawurirwe paSocial media it's too much...kudai Hurumende yedu yatibatsirawo ipapo JUST RECENTLY SHANTIEE AKAURAYIWA SEHUKU.....