CHEGUTU......MWANA WEKUURAYIRWA $100 AVIGWA

  Рет қаралды 36,237

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 652
@EllenMaromo
@EllenMaromo Ай бұрын
Handingati zorora Ruru Haufe sehuku ratidza nyika samunyaradzi Gokwe
@ThePrivy1
@ThePrivy1 Ай бұрын
Vanhu vakauraya mwana, ngavasawana peace mumhuri dzavowo. Kuuraya mwana sehuku. Chitema here kuva step child
@rachelmutim8973
@rachelmutim8973 Ай бұрын
The song so touching 😢
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 Ай бұрын
Tanga nekwamai Sauti Ruvimbo ngavakuone daily pa door pavo wozopedza natete nastep father.💔💔💔
@ElliasMwenje
@ElliasMwenje Ай бұрын
Uumm guys, zvichiri zve$100 here or there are some impure motives behind😭😭 ndarwadziwa hangu pafair
@ElliasMwenje
@ElliasMwenje Ай бұрын
Umm shame,,,,It's painful
@natlizcommoditybrokers5988
@natlizcommoditybrokers5988 15 күн бұрын
Mai Sauti shld be a lesson to others vaipindira nyaya isinei navo
@user-fn1gb2sc9t
@user-fn1gb2sc9t Ай бұрын
I’m so touched a teenager here ????? No bail out we want justice zvanyanya kuWedza futi mwanasikana akarohwa nekuiswa zvimiti kunhengo mmmmmm l think Gal child haasi kukosheswa.
@constancemabhonga1339
@constancemabhonga1339 Ай бұрын
Ummmm who else cried by watching this video😢😢😢
@EletinaMaponga
@EletinaMaponga Ай бұрын
😢😢😢😢
@sophymatsika1719
@sophymatsika1719 Ай бұрын
😢😢😢
@NUBIA30ful
@NUBIA30ful Ай бұрын
😢😢😢😢
@NUBIA30ful
@NUBIA30ful Ай бұрын
I can't
@NUBIA30ful
@NUBIA30ful Ай бұрын
I'm hurting
@siphelileNyoni
@siphelileNyoni Ай бұрын
R I P RUVIMBO 😢😢 ndarwadziwa hama dzangu . Nyaradzwai mhuri yekwamai RUVIMBO.
@chenaikufakwedeke4027
@chenaikufakwedeke4027 Ай бұрын
Vakamboonana tichazoonana nerimwe zuva hama dzangu....so touching.May her soul rest in peace 🕊️.
@TindoMadzama
@TindoMadzama Ай бұрын
Ruvimbo usarara bata basa sekubata kwavakaita iwe ndivo unoziva wese akaisa ruoko hwake pauri, kana akaba mari yacho ndiye honzeri. Ndarwadziwa zvangu
@antoniamazvionabehane7676
@antoniamazvionabehane7676 Ай бұрын
Zorora hako mumawoko a Mwari muzukuru kusisina kurwadziwa kana zvipomerwa Muzita ne Muropa rashe Jesu Kristo Amen
@NgwerumeMoreblessing
@NgwerumeMoreblessing Ай бұрын
Mwari nyaradzai Mai varuvimbo isu hatigone 😢😢😢ndarwadziwa ruvimbo dzoka kune vanhu vakakuuraya ruvimbo haufe sehuku iweee
@user-vi9ns8rv9l
@user-vi9ns8rv9l Ай бұрын
mmmm Nyaya iyo inorema chose.Vakadzi varikupfichuka kutamba zvisina hunhu kudaro chiiko nemi
@PreseviaranceMarangwanda
@PreseviaranceMarangwanda Ай бұрын
Church yakato shaiwa mukana , Kutambira mwana mudiki kudaro jiti ah 😢
@LonnahKasuro-uy2gg
@LonnahKasuro-uy2gg Ай бұрын
😢😢😢Usazorore Rue muka urwise wese anechekuita nerufu rwako
@PatiencePerejunje
@PatiencePerejunje Ай бұрын
I'm speechless ne mabasa akaitwa nemabhinya aya. Ruru baby gal rest in peace.
@mbuyaThembinaAkui3376
@mbuyaThembinaAkui3376 Ай бұрын
So painful and touching. Am pained to the core
@FortunateKasu-i5c
@FortunateKasu-i5c Ай бұрын
Rest in peace Ruru.😢asi vanhu vakaponda mwanaka. Haa Mwari Ave neni😢😢
@JosephineNachudwa
@JosephineNachudwa Ай бұрын
Mwana ademburirwa hupenyu wake asina mhosva tinoziva kuti kutonga ndekwa Mwari May your dear soul rest in eternal peace
@patienceChirunga-lg6sj
@patienceChirunga-lg6sj Ай бұрын
Amai ndarwadziwa hangu mwari pindirai murimi apa tiri toga tinokundikana ISU Amen fambai hako zvakanaka Ruvimbo
@lindsaythomas-ox2mk
@lindsaythomas-ox2mk Ай бұрын
Haa ndarwadziwa zvisingaite ndabva ndafungawo munin'ina wangu akashayawo aine 16 yrs 2011 akangorohwawo nekombi ndokufira ipapo zvinorwadza hama dzangu kugurirwa hupenyu panzira ,Ruvimbo kwauri ndinoti usazorore muka urwise vese vakaisa ruoko pauri 😭😭😭😭😭😭😭💔💔💔💔
@user-sm8gx6ge7z
@user-sm8gx6ge7z Ай бұрын
Handingambonyore rip nhanha simuka urwe Ruvimbo wese ane chekuita tangira kuvana vavo
@CharityMakomo
@CharityMakomo Ай бұрын
Rip Ruvimbo kutsiva ndekwashe, Mwari kunyarara havana kufanana nesu. Continue to fly high our little angel
@bernard9830
@bernard9830 Ай бұрын
Go well my daughter. Thanks Dreman Media for this exclusive coverages
@NancyM-mj9pk
@NancyM-mj9pk Ай бұрын
Judge Munamato Mutevedzi hero bsa tonga sezvawakaita pana Tapiwa
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa Ай бұрын
You can say that again 😢😢😢😢
@fungaimurasiki4989
@fungaimurasiki4989 Ай бұрын
Say it louder plz😢 but ndakanzwa kuti Mnangarwa akazviramba zvekutongera rufu☹️
@funwellmatowe1336
@funwellmatowe1336 Ай бұрын
Haaaaa zviya zvekuti Dzinza renyu rine Ngozi , but zvamanje manje Nyika ndiyo yave neNgozi Mwari pindirai😭
@EllahBvute
@EllahBvute Ай бұрын
Nyika ndoyatone ngozi sure aah
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t Ай бұрын
Muka chisikana usazorora ruru please muka urwise
@josephinecharewa977
@josephinecharewa977 Ай бұрын
MaZimbabwean tisaoma moyo kudai, chii chaizvo, kushaya tsitsi, chokwadi mwana kuchema kusvika pakufa hre, vanhu muchingoponda
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 Ай бұрын
MHSRIP Mwari ndiye anoziya heke go well girl
@OwenKawadza-jy6jm
@OwenKawadza-jy6jm Ай бұрын
Moyo unobatikana misodzi inoyerera to ruvimbo's mother zvichakuremerai amai asi ndokumbirawo munyaradzwe nemweya wamwari .l want you to be strong my sister l know kt marwadziwa hapana anogona kutakura pain yamuinayo bt only God will heal the wound on his right time. Be comforted my sister
@TrustSikireta
@TrustSikireta Ай бұрын
Ndarwadziwa veduwo moyo watsemuka
@user-tj3hg1qg5n
@user-tj3hg1qg5n Ай бұрын
It hurts so bad Mwari tiwanireiwo nyasha vanhu veZimbabwe dzangova mhondi chaidzo
@sipiwenkomo6347
@sipiwenkomo6347 Ай бұрын
Mmmmm ndarwadziwa pasi rino raita seiko veduwe , such a tender age ngaamuke and avanetse
@ngonidzasheguta
@ngonidzasheguta Ай бұрын
Nyaya iyi yakandirwadza veduwe apa handingati zorora murugare but ndinoti wese ane chaakaita pauri muka urwe Hondo
@elliotjonasi5094
@elliotjonasi5094 Ай бұрын
Uummm misodzi yangu yabuda panga pachichema vanhu pa board 😢😢😢😢 ndarwadziwa
@user-un2pv1pk9k
@user-un2pv1pk9k Ай бұрын
Aaa ndarwadziwa hangu shuwa Rue kutoenda here uku
@kimmy_06
@kimmy_06 Ай бұрын
Mourning here with her family in Ireland, justice for this girl rip ruvimbo heaven gained another beautiful soul🕊️❤️
@user-dg2ly5yu4s
@user-dg2ly5yu4s Ай бұрын
Mmmm very touching song indeed May the Almighty fight for Ruvimbo kuroverwa mari yaasina kuba futi ndarwadziwa hangu! Mai vaRuvimbo kuda murume hr kuenda kunoshanda murume achisara achiita abuse vana btr madzimai tishande tichigara nevana vedu zvinorwadza izvi cz Ruvimbo haachadzoki zvobatsirei! Madzimai weduwee kana tafirwa ngatisiyane nokutsvaga vamwe varume havadi vana vedu ava!
@fungaimurasiki4989
@fungaimurasiki4989 Ай бұрын
What a song 😢😢😢
@RopafadzoShoniwa
@RopafadzoShoniwa Ай бұрын
Ndarwadziwa hangu
@AbigirlGwaba
@AbigirlGwaba Ай бұрын
Zvorwadza Ruru rwisa vaurayi vako usazorora ndarwadziwa
@user-bh5xu6yv5d
@user-bh5xu6yv5d Ай бұрын
Marwadzisa Mai ruvimbo vedu
@ThembelaniMgutshini
@ThembelaniMgutshini Ай бұрын
Ndivo vanopenga Mai Ruvimbo vaikoshesa marriage kukanganwa vana chaipa vasiye vana nastep father chii ndokusakwana at its best level
@SimbisoDzingayi-p4z
@SimbisoDzingayi-p4z Ай бұрын
Ndarwadziwa mweya wako uzorore murugare
@SandrahChabataMaitttt
@SandrahChabataMaitttt Ай бұрын
Justice for ruvimbo ndopa kutenda ku police for assistant ndaona police car ichitakura mwana thank you so much
@masciemudumo
@masciemudumo Ай бұрын
Zcc hero basa mutsai mwana arwe uyo
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Ай бұрын
Vanozvigona here
@MaiMoyoo
@MaiMoyoo Ай бұрын
Thank you drewmas media mukoma Andrew
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 Ай бұрын
😭😭😭 ndàbatikana weduwee usarare Ruvimbo muka kune wese akakurova
@HumphreyGeorge-gk3vq
@HumphreyGeorge-gk3vq Ай бұрын
This is heart breaking 💔💔💔..I pray that justice prevails...
@user-pv1vx1tk8i
@user-pv1vx1tk8i Ай бұрын
So sad. I'm praying for justice please Zimbabwe 😢
@mejurychimwai6086
@mejurychimwai6086 Ай бұрын
This is heavy another level
@user-ng8qe6wh9e
@user-ng8qe6wh9e Ай бұрын
Rest when you avenge your death my girl fight those who killed you Ruru😢😢😢😢😢😢😢
@user-yi7ml3lt1m
@user-yi7ml3lt1m Ай бұрын
So sad heiii mwana kufira mahara vese vakauraya they must all rot in jail xhaaa
@user-hu5oo9kz2d
@user-hu5oo9kz2d Ай бұрын
Ndarwadziwa ndanzwa kuremerwa pamoyo.. chokwadi kurohwa kusvika pakufa
@bridgetsauramba1795
@bridgetsauramba1795 Ай бұрын
Nematambudzikozve hama woye,zvakaoma hazvo
@FortuneZiwawo
@FortuneZiwawo Ай бұрын
This is sad.May her dear soul rest in eternal peace 😢
@LinethMudeweti-gf9od
@LinethMudeweti-gf9od Ай бұрын
So touching and painful,,,zorora murugare munin'ina inzira yedu tese,,,asi maendero awaita atirwadzisa chokwadi ,,,asi Mwari ndiye mutongi
@ChipoMunikwa
@ChipoMunikwa Ай бұрын
Rest in peace my girl go and fight 😂😂😂💔💔
@lydiatigere4759
@lydiatigere4759 Ай бұрын
Zvakaoma hazvo veduwee mweyaiko wapinda muvanhu kushayawo neakarambidzawo vairova vacho sure kusvika pakufa nekurohwa here? Haa I'm crying JUSTICE FOR RUTENDO
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 Ай бұрын
​@@lydiatigere4759pana baba vaye vekumashop vakati musarova mwana kudayi endai naye kumapurisa achisvika kumapurisa ndokurohwazve
@chipochiponda1049
@chipochiponda1049 Ай бұрын
Ndarwqdziwa moyo wangu kani mhayi
@user-iy6do1ln7j
@user-iy6do1ln7j Ай бұрын
So painful and touching may her dear soul rest in peace
@cathrinematuvi6509
@cathrinematuvi6509 Ай бұрын
😭😭😭😭so painful Ruvimbo fight for your justice
@FortunateGondo
@FortunateGondo Ай бұрын
Rest in peace baby girl😢😢😢
@Masline-q6b
@Masline-q6b Ай бұрын
Zcc song so touching 😢
@MellisaMubayiwa
@MellisaMubayiwa Ай бұрын
My heart is spinning i cant control my tears wy ruvimbo rest well baby 😢😢😢😢
@takemoremukazika6048
@takemoremukazika6048 Ай бұрын
Mwana akachemwa zvake uyu, let justice prevail.
@DorothyMavhera-md6dy
@DorothyMavhera-md6dy Ай бұрын
Magurira upenyu hwe mwana . Ndarwadziwa ini. Mwari nyaradzai Mai vake
@DenzelMurambiwa
@DenzelMurambiwa Ай бұрын
Haaaa nyaya iyi inorwadzs shame veduweee😢😢😢😢
@pamafarotv6861
@pamafarotv6861 Ай бұрын
Neshamba ndokumbirawo ma songs e Show yako....like anorira pa every show ...ana good bye my friend
@user-vh1rp8pv8p
@user-vh1rp8pv8p Ай бұрын
Zvarwadza izvi weduwee go well girl
@ShelterChirunga
@ShelterChirunga Ай бұрын
Bt why nhy veduwe mwana mdiki so n police kusungira mwana ndiwo mtemo hre justice for yu gel don't rest fight wese akaisa hand pakufa kwako fight
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 Ай бұрын
Yaaah ndarwadziwaa zvakaoma
@JosephLusaka
@JosephLusaka Ай бұрын
R.i.p my sister Even here in Zambia we are seafaring same issues like that God be with you my sister😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@ChiedzaMuchenje
@ChiedzaMuchenje Ай бұрын
Ndarwadziwa zvangu
@tsungigondo4018
@tsungigondo4018 Ай бұрын
Mweya waNehanda naKaguvi batsirai mwana uyo kumuka apedze mhuri yewese akaisaruoko pamwana uyo. Mukamwanasikana usarare
@MunasheGuwa
@MunasheGuwa Ай бұрын
Zvakaoma chokwadi uuummmm zvinosiririsa
@Innocent-i7q
@Innocent-i7q Ай бұрын
Nyaya iyi inoda kuenda kwaTasvu, Prophet T. Freddy, kana Prophet Miracle Paul
@WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh
@WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh Ай бұрын
Ndarwadziwa hama dai zvaigona mhondi idzi dzaida chigwevo chetambo chaicho vafevo.
@shimNazee
@shimNazee Ай бұрын
So sad nyika irikuendep veduwe hmm Zimbabwe kuuraya munhu kwai tyisa mhani,sei vanhu vasisatye Ngozi
@ConnyBanda
@ConnyBanda Ай бұрын
God bless those who have a hand to this child ,it's so paining
@SharonNyaku
@SharonNyaku Ай бұрын
Zvakawoma ndarwadziwa hngu
@frasciamachinjike8272
@frasciamachinjike8272 Ай бұрын
Go well my daughter ummm zvinorwadza izvi
@Jahlady
@Jahlady Ай бұрын
I can't stop crying 😭😭
@KudzaiMudyiwa-ud3yg
@KudzaiMudyiwa-ud3yg Ай бұрын
😢😢😢Rip baby girl .No bill out please 😢😢😢😢😢
@ArnoldMlambo-yg6co
@ArnoldMlambo-yg6co Ай бұрын
Tarwadziwa vanhuvamwari
@mavisdzikite4931
@mavisdzikite4931 Ай бұрын
Ndarwadziwa veduwe . Dai vakamirira mai vake vakazovapa havo mari yacho. Ko akatora mari ngaabude pachena .ngozi yakavamirira vose .Muka Ruvimbo usarare kuya vose vakaisa ruoko pauri
@ApoloniaMugoro
@ApoloniaMugoro Ай бұрын
A ini ndarwadziwa mhosva inoripwa kwete kudaridza upenyu hwemunhu
@berthamadeu6633
@berthamadeu6633 Ай бұрын
This is so sad 😢😢hutsinye hwacho .No amount of money is worth a life .Such a young girl’s life taken away so soon.😢😢Ngavafire mujeri show an example to vane hutsinye vese.😢😢
@tarisaigloria934
@tarisaigloria934 Ай бұрын
So painful ndarwadziwa ruvimbo 😢 Nyangwe vakada kukutsipika uri soja iwe ratidza vanhu
@pgambizah4962
@pgambizah4962 Ай бұрын
Zvinorwadza hamawe ....batai sekuru mukotsanjere mwana arwise uyo
@PrettyMzenda
@PrettyMzenda Ай бұрын
RIP girl it's painfull tevera vese vakakuuraya iwe ndiwe unovaziva eshhhh zvorwadza
@ProgressMutandwa
@ProgressMutandwa Ай бұрын
Vanoda mob justice chete,ko mai ruvimbo vachagara sei nemurume wavo 😢😢😢
@TendaiBangamuseve
@TendaiBangamuseve Ай бұрын
Handione hangu sekuti pachiri ne marriage or kugarisana apa
@TwachalaZulu
@TwachalaZulu Ай бұрын
So painful, sure kuraya mwana ne $100 RIP Ruvimbo
@user-nn7xo4mh5m
@user-nn7xo4mh5m Ай бұрын
It's so painfull rest in peace Ruvimbo , vanhu ava they must pay for their evil deeds vakasasungwa vanhu ava they must Rote in jail kana urayiwa shuwa mwana kusvika ayenda ku period nekurohwa hre 💔💔💔💔😭😭😭😭😭😭😭
@AnnoyedAgilityPuppy-vy3ru
@AnnoyedAgilityPuppy-vy3ru Ай бұрын
Mwana achemwa uyu weduweee I'm also crying with them
@BlessingJonas-ez7wg
@BlessingJonas-ez7wg Ай бұрын
Rest and peace baby girl may God be with you 😢
@colletamakanjera4722
@colletamakanjera4722 Ай бұрын
Usazorora bby gal pedzera wese akaita basa iri
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl Ай бұрын
Zvorwadza veduwe 😭😭😭rest in peace Rue
@RumbidzaiSilombe-fs5qh
@RumbidzaiSilombe-fs5qh Ай бұрын
Iiiii ndairwadziwa Kusvika pakuchemawo
@mylesletang8811
@mylesletang8811 Ай бұрын
😢😢😢😢😢😢😢😢😢 zvakaoma zviri kurwadza munhu angofe kunge huku ndaamuke arwe Hondo dzako ruru
@edsonmapuranga716
@edsonmapuranga716 Ай бұрын
Saka Samuel ndiye the truth and the way here wamutikuti Samuel muzarurire,Jesus is the truth and the way hakuna mumwe kana makuda nzira munoona Jesu
@user-ck7bl8ze3u
@user-ck7bl8ze3u Ай бұрын
True
@ShebberNyamushuma
@ShebberNyamushuma Ай бұрын
Uuuummmm zvakaoma mukira vakuuraya Ruru hauuraiwe sehuku
@tabethamashava7923
@tabethamashava7923 Ай бұрын
Kuberekera mhondi
@richardmuswavinda1741
@richardmuswavinda1741 Ай бұрын
So touching, RIP Ruu
CHEGUTU.......MADZIMAI VOURAWA NEDEMO KUHUNI
25:10
Drewmas Media
Рет қаралды 3,3 М.
How Strong is Tin Foil? 💪
00:26
Preston
Рет қаралды 60 МЛН
Секрет фокусника! #shorts
00:15
Роман Magic
Рет қаралды 97 МЛН
Chegutu : Ruvimbo wekuurairwa $100 onzi opfuka asati avigwa
1:03:06
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 88 М.
MUZUKURU ANODYA BOTA NEKUMITISA MBUYA WAKE KARANGANDA TV DARE RACHIEF MUTASA
34:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 29 М.
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 887 М.
CHEGUTU........MUFI ATSAMWA PAGUVA POBUDA NYUCHI
20:07
Drewmas Media
Рет қаралды 10 М.