CHEGUTU.......MADZIMAI VOURAWA NEDEMO KUHUNI

  Рет қаралды 8,929

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 41
@GratewinMbundire
@GratewinMbundire Ай бұрын
Chegutu yatonetsa kunge Honde valley nenyaya yema bhinya
@Kudzanai-w3
@Kudzanai-w3 Ай бұрын
Ndine ndatanga pano like me
@TakawiraChikaponya
@TakawiraChikaponya Ай бұрын
Chegutu iyi uuuuu ma1
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 Ай бұрын
Zvakaoma
@laciousndlovu8458
@laciousndlovu8458 Ай бұрын
Zvinoitika kumashonaland chete izvii y always 😢
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
😭😭😭💔💔💔 mmmmmm mhondi ngadzimukirwe nevafi.. haàa zim yakutyisa kuurayana kwacho
@Hazvineikambamuri
@Hazvineikambamuri Ай бұрын
Zvinorwadza izvi
@NkazanaChikakayi
@NkazanaChikakayi Ай бұрын
Mabhinya ngaabatwe apihwe murango wavo
@davidzopamberi7092
@davidzopamberi7092 Ай бұрын
Hamuna kunonokera Colgate here Shumba
@EdwardMapopo
@EdwardMapopo Ай бұрын
Kkkk taura hako mazuvano shumba panenge pane zvikutovanetsawo ava
@zackesshinyira
@zackesshinyira Ай бұрын
CHIKURU VASVIKA
@PaulineMercyChikowore
@PaulineMercyChikowore Ай бұрын
Ndatombofunga kuti maybe kwaitika futi imwe
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve Ай бұрын
Mutemo wemapurisa dai wachinjwa plz haungati tozotsvaga vanhu after 7dys wat is that????
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx Ай бұрын
Mabhinya akutishaisa
@Mamoyo4
@Mamoyo4 Ай бұрын
Zvakaoma mbhinya ayaaaa
@helenphiri4970
@helenphiri4970 Ай бұрын
Chegutu yakutyisa 😢😢
@rambochauke710
@rambochauke710 Ай бұрын
Mapurisa ayaka mmmmmmm❤❤❤❤ must get buzzy kwete kungorara mumakamba mmmmmmm zvinoshungurudza RIP
@tryphinenyamupinga1186
@tryphinenyamupinga1186 Ай бұрын
Kuva nephone kumoshamisira hre im8 mbuya mungabva madaro kunyangww ari sahwira wenyu nxii
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 Ай бұрын
Justice for this two grandmothers 😢this is sad.
@cleofay9346
@cleofay9346 Ай бұрын
Zvakaoma shame zvinorwadza 😢😢😢 RIP anagogo
@Bridget-c7w
@Bridget-c7w Ай бұрын
Zvinorwadza
@patriciamarangwanda5188
@patriciamarangwanda5188 Ай бұрын
Chegutu yanetsa kunge honde valley nenyaya yemabhinya veduwe may their soul rest in peace 😢
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm Ай бұрын
Inga nyaka yanemeno shuwa
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 Ай бұрын
Nyaya inosiririsa uye kurwadza.😢😢😢😢
@Chiravirwa
@Chiravirwa Ай бұрын
Zvakaoma veduwe 😢😢
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda Ай бұрын
Shumba tasvikawo
@miriammusiyiwa1834
@miriammusiyiwa1834 Ай бұрын
Mabhinya ava kuzvinyanya
@theofficialtoxicbrat
@theofficialtoxicbrat Ай бұрын
Waiiyepo ere
@Evance-h5h
@Evance-h5h Ай бұрын
😅kkkkkk pano hapana iyoyo cuz yawaiyepo ere kkkkkkkk pamazezuru😂
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Ай бұрын
So sad vedu vee😢😢😢😢
@fariikarikoga1381
@fariikarikoga1381 Ай бұрын
May their soul rest in peace
@carolinezuze5275
@carolinezuze5275 Ай бұрын
Shame Zim Police needs to be serious
@TawandaMatonga
@TawandaMatonga Ай бұрын
Vanhu vema drugs mabhinya ndovakauraya vanhu
@ElizabethMubvunzi
@ElizabethMubvunzi Ай бұрын
Sorry henyu Rip❤
@Tatenda-g7d
@Tatenda-g7d Ай бұрын
Tasvikawo pano
@LucyDudu
@LucyDudu Ай бұрын
Shame😢
@CollenMandawa
@CollenMandawa Ай бұрын
Police yechengutu haishande inongo torera mushika shikari nema drug dealers mari .mashwest prop where are you
@zackesshinyira
@zackesshinyira Ай бұрын
AVO MOMS VANE RED VANOTAURA TSVINA AVO
@NkazanaChikakayi
@NkazanaChikakayi Ай бұрын
Sahwira agara anotaura zvaanoda guys ndochisahwira chacho. Asi kwenyu hamuna masahwira here. Zvitete izvo aaah isu tazvijaira tinavo vanotaura zvinorwadza apa uchi chema and hauna zvaunomuita nokuti ndisahwira kutozongomirira kwavo kukafiwawo wotsivawo but still thts the game
MT DARWIN.............MUDZIDZISI OBIKIRWA SADZA NECHIPOKO
9:11
Drewmas Media
Рет қаралды 2,8 М.
Car Bubble vs Lamborghini
00:33
Stokes Twins
Рет қаралды 35 МЛН
I tricked MrBeast into giving me his channel
00:58
Jesser
Рет қаралды 28 МЛН
Sigma baby, you've conquered soap! 😲😮‍💨 LeoNata family #shorts
00:37
CAN YOU DO THIS ?
00:23
STORROR
Рет қаралды 48 МЛН
GWEDE-GWEE YA LERO__UTM🔥 7 November 2024
25:59
HOT 265
Рет қаралды 6 М.
MHONDORO NEUSO........N'ANGA DZORUMBIDZA MADZIBABA
19:39
Drewmas Media
Рет қаралды 7 М.
CHIVHU...............MUNHU AKAFA 16 YEARS AGO OONEKWA KWAMREWA
50:14
Drewmas Media
Рет қаралды 143 М.
P4 CHIRINDA FAMILY Karanganda TV
2:24:19
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 57 М.
CHAKARI.......VOTENGESERWA NYAMA YEDHONGI VACHINZI IBHARABHARA
31:58
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 35 М.
Car Bubble vs Lamborghini
00:33
Stokes Twins
Рет қаралды 35 МЛН