chero anoda bota ndomupa chikuru ndaenda zim 😥😥😥

  Рет қаралды 13,672

Wasu  tv

Wasu tv

Күн бұрын

#comedy #duet #voiceeffects #goviral #views #viral

Пікірлер: 97
@Nancychimangaro
@Nancychimangaro 2 ай бұрын
Ko wadii kukunbira basa pane zvsuri kuita nhay hama
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 25 күн бұрын
Ko wawaitemesana naye wakadii kumira newe, kutema kunoda kwekunyengererawo not kwakawaridzwa kuti wayaaa uuuh varume hero basa
@prosperjanhi7779
@prosperjanhi7779 2 ай бұрын
nxaaa 😅 bota kudii wadii kungokumbira pasina zvebota … uchashaya anobatsira imbwa yemunhu ….. What so special pakudya bota
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Pamwe ndingakasika ndawana anobatsira 🤣
@ronaldchinyanga1144
@ronaldchinyanga1144 2 ай бұрын
Ndozvinoita kuhura wangu......you reep what's you sow
@EthieNyama
@EthieNyama 3 ай бұрын
Nekutsvuka kwaita miromo yenyu motiurayaa Please please please kkkkkkkkk kkkkkk
@constancechadeyi267
@constancechadeyi267 2 ай бұрын
Vakadzi tisazviite senyama yaora inongonzi vanhu torai henyu. Ndarwadziva ini. Ngativevo nokutya Mwari.
@user-vo6wr3zn9f
@user-vo6wr3zn9f 3 ай бұрын
Hure urikuda kupa ani chirwerwe😂😂
@Mercy-b1b
@Mercy-b1b 3 ай бұрын
Maka hura henyu
@JenniferChamisa
@JenniferChamisa 2 ай бұрын
Eheeee zveshuwa uribenzi remai munhu okuchengetera vana vako wohura futi
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 25 күн бұрын
Kkk nhy nhy apa arikuda rubetsero kuvarume chete vanotema, kkkk ndaatemwe tione asvike Gokwe
@ProsperMadzvamuse
@ProsperMadzvamuse 2 ай бұрын
Kkkkkkk uyu wakurwara uyu
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Kkkkk
@user-zf8nn1gb9k
@user-zf8nn1gb9k 3 ай бұрын
Aaaaa iweka kuzviitisa iwe
@specy-online
@specy-online 2 ай бұрын
Kkkk benzi iri
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 2 ай бұрын
Kkkkkk
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 2 ай бұрын
😂😂😂 zvakaoma kuseka nhamo serugare
@PrincyMunyikwa
@PrincyMunyikwa 26 күн бұрын
Indak kumunhu akukwira
@Gracemutobrah
@Gracemutobrah Ай бұрын
Unoda kupedza vanhu ne Aids here.kumbira kwazvo kwete kuti chero anoda bonde.humble yourself before God and he will deliver you from prostitute.
@faraikambarami6779
@faraikambarami6779 Ай бұрын
Mmmmm! this is serious.
@cleverratambwamugabe
@cleverratambwamugabe 2 ай бұрын
Taura newewakahura nayee
@user-bj5ng3yi2z
@user-bj5ng3yi2z Ай бұрын
Waiutangirei musindo
@TracyTomu
@TracyTomu 2 ай бұрын
Urihure hawubatsirike. Zibenzi huree.
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@EmergeGwetera
@EmergeGwetera 2 ай бұрын
Uuuummm bota here
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Chairo
@geraldinemlimgo2983
@geraldinemlimgo2983 2 ай бұрын
gara ikoko you betrayed your husband. 😊
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣
@mikemapfumo3078
@mikemapfumo3078 2 ай бұрын
Itii ndirikure
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣
@margaretdzingirayi-xd9le
@margaretdzingirayi-xd9le 2 ай бұрын
Uri kupi kwacho
@DadairaiMamwoyo
@DadairaiMamwoyo 2 ай бұрын
ishuwaa iyoyo
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣
@HonestGotsani
@HonestGotsani Ай бұрын
Iyeye akakurambisa ngakupe mariyacho kuti uyende
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c 2 ай бұрын
Unedambudziko Hombe chairo Wakapaza Imba nekuda kwechihure chako ,Uuuuu
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 2 ай бұрын
Wakupenga famba netsoka unosvika, wakaputsa imba wega, kuti vamwe vafunde,
@willardhogwe4406
@willardhogwe4406 2 ай бұрын
Pachineyi apa kkk
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Iwayo mabhonzo mongopwanyawo chikuru kuenda kkkk
@Samaita_Mukono_Media
@Samaita_Mukono_Media Ай бұрын
Pihwa Mari neboyifurendi yako zvee
@thomasmashawi5614
@thomasmashawi5614 Ай бұрын
mu-core-show-wa-core .hapana anokudako kuGokwe kwacho. plus hapana zvatiri kudako kwauri ,
@Wasutv515
@Wasutv515 Ай бұрын
Kkkkk ndakatouya kkk
@markmax3112
@markmax3112 3 ай бұрын
Ma drugs mutoriro munozviwanza😂
@vernijocarlito848
@vernijocarlito848 Ай бұрын
Ziduzvi gara ikoko
@CollinsMakiseni-vv2wi
@CollinsMakiseni-vv2wi 2 ай бұрын
Ndofunga raita kudhamba
@simbarashelloydgonye
@simbarashelloydgonye 2 ай бұрын
But hanzvadzi yangu chiii newe
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Content hama yangu hanty matoisa comment hanzvadzi kkkk handisini ndaitotaura apo 🤣🤣🤣
@user-ef6xw6wg8u
@user-ef6xw6wg8u 2 ай бұрын
Uri hure iweee
@user-oo4rc4fd8s
@user-oo4rc4fd8s 2 ай бұрын
Pfutseki endakumunhu akakuputsira imba matuzvi ako
@RichardMadzivanyika
@RichardMadzivanyika Ай бұрын
Kkkkk home girl watambura shuwa hey
@Wasutv515
@Wasutv515 Ай бұрын
Tirimusango tirikuvhima kkk
@user-ip8pk2oq3f
@user-ip8pk2oq3f 2 ай бұрын
Ndozvinoita munhu anoda rubatsiro izvozvo . you are advertising yourself zvechipfambi .
@shazia2643
@shazia2643 Ай бұрын
Imajeni
@VimbaiChisora
@VimbaiChisora 3 ай бұрын
Yooo
@mosesparadza765
@mosesparadza765 2 ай бұрын
Tsitsi dzacho undziwanepi pakadai, she is even unremorseful😒😒
@sinikiwekagogoda-gz4rj
@sinikiwekagogoda-gz4rj 3 ай бұрын
Ko wadi kupihwa nemurume akakubatsira kuputsa imba yako
@StanleyMutama
@StanleyMutama 3 ай бұрын
kutsvaga content hre
@blessingmapiku9831
@blessingmapiku9831 2 ай бұрын
But rako harinake Bota
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Kunaka hakunakirwane
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 2 ай бұрын
Kkkkk kuda kuuraya vanhu
@lawrencemusekwa2486
@lawrencemusekwa2486 2 ай бұрын
Urmhata iwe
@BoikgapoMogano
@BoikgapoMogano 3 ай бұрын
Where are you
@user-ko4rm5ye8o
@user-ko4rm5ye8o 2 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@lucymaharate1651
@lucymaharate1651 2 ай бұрын
Unenge murwere iwe Kuda kuzadza vanhu vevanhu chirwere haunyari miromo iyo yakatsvuka nxaa
@user-ko4rm5ye8o
@user-ko4rm5ye8o 2 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Kuchashamisira hre kurwara eeh ndorwara saka
@user-zj1jd8cw5z
@user-zj1jd8cw5z 2 ай бұрын
Mai ava vanoratidza chihure kkkkkk
@LibertyMatenga
@LibertyMatenga 2 ай бұрын
Editing muromo nevoice zvirikusiyana
@dionemubaiwa9017
@dionemubaiwa9017 2 ай бұрын
True
@leonmutukwa9783
@leonmutukwa9783 Ай бұрын
musatanyoko
@MavisMushaike
@MavisMushaike 15 күн бұрын
Usada kuhwa vanhu iwe benzi
@Wasutv515
@Wasutv515 15 күн бұрын
Benzi ndiwee imbwa iweee
@user-gb9lh8wz5u
@user-gb9lh8wz5u Ай бұрын
Fucky iwe sifebe
@pathiaschinhoi6707
@pathiaschinhoi6707 2 ай бұрын
Chigure harisi basa rinotova gomba rekurasira tsvina kuitwa dasva watasva biza repahofisi unenge uri toilet inoiswa tsvi a nemunhu wose I vowo Varume muchisemawo mhani
@Nancychimangaro
@Nancychimangaro 2 ай бұрын
😂😂😂😂
@undersongwati5504
@undersongwati5504 2 ай бұрын
Rubatsiro wakahurasa kare chiteera pawakahurasa unohuwana ; ita zvekumhanya otherwise wakanonoka unowana hwanhongwa nevamwe
@user-lk4ji8ss8r
@user-lk4ji8ss8r 2 ай бұрын
This is pathetic. She must see a psychologist.
@user-xp6qh8pq3c
@user-xp6qh8pq3c 2 ай бұрын
Waane chirwere waakutsvaga vekufa navo nhaika
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 2 ай бұрын
Usatipedzera data mukosho
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Pakuzondituka kuti mukosho waakufarisa noone push u kuvhura video irori pliz
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 2 ай бұрын
Ungavhunduka kunzi mukosho iwo mukosho unongovhurirwa vanhu vese zimukosho rakashama demeti content yako inosemesa sies
@user-ey1qz6dv4e
@user-ey1qz6dv4e 25 күн бұрын
Kkk😂😂😂😂
@LudickMuzanenhamo
@LudickMuzanenhamo 24 күн бұрын
Iwe wakasvuuka muromo kudaro
@Catherinehanyani-zg9uv
@Catherinehanyani-zg9uv 2 ай бұрын
Koiye chikomba chako chakudzingisa mumba chadiyikukupa mari ye bus unonyadzisa iwe kubangotaura kuruzhinji ahunyare futi
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Ndichinyarei
@StanleyMundiya
@StanleyMundiya 2 ай бұрын
Get away Satan
@iedrenkodzevu4264
@iedrenkodzevu4264 2 ай бұрын
Rubbish
@rosemarymudangwe4160
@rosemarymudangwe4160 2 ай бұрын
Zihure pfutseki
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Ewooo chindibatsiraiwo
@markmax3112
@markmax3112 3 ай бұрын
But voice and lips 💋 hazvisikufqmbirana yhis is edited
@nancysimbi6704
@nancysimbi6704 2 ай бұрын
Ehe mataura chokwadi,
@gr8t777
@gr8t777 2 ай бұрын
#comedy, it's fake
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 2 ай бұрын
Zvenhema
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa 2 ай бұрын
Yes hazvisi kufambirana
@christianmurape5127
@christianmurape5127 2 ай бұрын
Rubbish amai
@Wasutv515
@Wasutv515 2 ай бұрын
Content creation hama
Ndakadzvuradzvura Munhu Netsvimbo
37:29
SlyMediaTv
Рет қаралды 35 М.
Sigma Girl Pizza #funny #memes #comedy
00:14
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 3,7 МЛН
Huyai Munzwe Zvakaitika After Ndadanana Neimwe Mbinga Inogara Ku Borrowdale Zim Confessions
22:10
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 15 М.
ndakarepwa kuborder tichiuya joni ndatizwa nevamwe
2:00
Wasu tv
Рет қаралды 4,4 М.
Mukadzi Uyu Haagute Bonde Ini Handichamuda.
14:39
263times
Рет қаралды 210 М.
Tezvara Nemuroora Vakatyora Mubhedha Vachiita Lulula
45:26
SlyMediaTv
Рет қаралды 148 М.
Akandinwisa Doro kokundiuraya Dare raChief MutasaKaranganda TV
33:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 45 М.
IWE! IWE! IWE! :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 4 #theclosurednashow#tinashemugabe
44:57
Patsor nemukadzi wemunhu mu Lodge, More shocking details in the video
1:02:38