Chief Mutasa. Sabhuku ! Sabhuku ! Sabhuku !

  Рет қаралды 51,948

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 353
@Karanganda
@Karanganda 7 ай бұрын
Musakanganwe kuLiker mukasaLiker nhasi ndinorara ndisina kudya😢😢😢😂😂😂😂😂😂😂
@justicemunyoro5408
@justicemunyoro5408 7 ай бұрын
Sorted
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 7 ай бұрын
Idyai zvenyu ini ndaisa yangu
@westonmutizha8693
@westonmutizha8693 7 ай бұрын
Kkkkk tinoliker tisati taona isu
@Christine-w4e
@Christine-w4e 7 ай бұрын
Tinotozoona taisa like
@it3788
@it3788 7 ай бұрын
Vananamahumcha ava kutorera vanhu nhakayavo😮
@tafirchingwe215
@tafirchingwe215 7 ай бұрын
This Chief is very intelligent and has balanced judgement always. Definition of WISDOM.
@Olcool
@Olcool 7 ай бұрын
Mwana musikana mwana . Thank you Chief. (speaking from a father of 2 daughters' point of view).
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 7 ай бұрын
Vanhu kadzi musatya kuzvimiririra. Nguva dzachinja
@tainzanamgobheri5029
@tainzanamgobheri5029 7 ай бұрын
Ndofunga VaChigodora vapadzidza ipapo ndogaro kukonana navo nekuti vanoti mwana musikana haana nhaka
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 7 ай бұрын
@@tainzanamgobheri5029 ndosaka ndichi garo chema kana ndikaona vechikadzi vachi pembera a case of disinheritance. Thank you. Nokuti how do you deal ne case inemba ine vana sikana vaka tungamirira hugaro hwakana hwevaberi and then suddenly upon their death you dont get to inherite anything. Maybe its not vachigodora but mafungiro edu pachivanhu
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 7 ай бұрын
Best Chief Mutasa my favourite,wari straight to the point .... good health to him till 109 yrs....sabhuku ,sabhuku,sabhuku 3 tymz 🎉
@patriciamazire3153
@patriciamazire3153 7 ай бұрын
Mambo Mutasa ishumba yechokwadi always fair and protect the vulnerable ones thank you
@CarolineRitsire-nm4hh
@CarolineRitsire-nm4hh 7 ай бұрын
Kwachigodora kune madrammer zvao nyaya dziri hot .asi kana takutaura nezve intelligence Chief Mutasa makanyanya zvenyu .
@brendamutasa
@brendamutasa 7 ай бұрын
Very true ...Chief Mutasa is very intelligent and humble...
@irenemathambo4831
@irenemathambo4831 7 ай бұрын
@@brendamutasaone can see that he is an educated man with vast experience. I wish they were all like him.
@ChipoMponde
@ChipoMponde 7 ай бұрын
Usarwisanise vanhu iwe ukaziwa kt Chigodora ndi Head man uyu ndi Mambo (chief ) unobatsirikana , stop comparing 2 different pple
@DrKays
@DrKays 7 ай бұрын
An educated chief, well informed decision making by Chief Mutasa, I salute this man
@norahmudiwi3028
@norahmudiwi3028 7 ай бұрын
This chief is too much i salute him.
@martinmabhureza7600
@martinmabhureza7600 7 ай бұрын
I like the mutasa, he is so transparent
@fortunatepaida2
@fortunatepaida2 7 ай бұрын
Kudzidza kwakanaka rimwe zuva unoita mambo....haa mambo mutasa anotonga zvine chikoro mukati ❤❤❤❤❤❤
@carolinesibanda7673
@carolinesibanda7673 7 ай бұрын
Thank you chief vanhu vanodzvanyirira vanhukadzi saying hapana mwanakona.
@Chikatsa
@Chikatsa 7 ай бұрын
Best Mambo ever ❤
@talks1000
@talks1000 7 ай бұрын
Mambo Mutasa for the Presidency, King Solomon the wise man.
@MrsTee2024
@MrsTee2024 7 ай бұрын
I like this mambo. Well done.
@maxwellnemakonde1306
@maxwellnemakonde1306 7 ай бұрын
Ndiwo maChief akachangamuka......emazuva ano. The Chief is learned hey...👌
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 7 ай бұрын
Mambooo wangu maita basa nemashoko enyu ndakutendai 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻
@trevortanatswa
@trevortanatswa 7 ай бұрын
Hands up kuna Chief
@reebutau8888
@reebutau8888 7 ай бұрын
Chief ava his full of wisdom
@annamabheura7030
@annamabheura7030 7 ай бұрын
Aya ndomachief kwete vanaMarange vanobvunza kuti inyaya yei zviya 🙈
@nomsanyika151
@nomsanyika151 7 ай бұрын
😅😅dzichikotsira
@RumbidzaiMazengero
@RumbidzaiMazengero 7 ай бұрын
Mudhara uya achembera ngaasiyire wadiki
@fortunatepaida2
@fortunatepaida2 7 ай бұрын
Kkkkkk Ave munhu mukuru ngaafambe nemuzukuru nemwana wake.....coz kubva pachigaro haabvi asati afaaa ndomutemo wehumambo
@cornelliousbigshipzhawu6669
@cornelliousbigshipzhawu6669 7 ай бұрын
apa anenge achiwerengerwa 5 ma pages ema mins frm ma prophets
@nomattergwariro7341
@nomattergwariro7341 5 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂apa voice riripasi
@RubatsiroChahwahwa
@RubatsiroChahwahwa 7 ай бұрын
Best mambo ever we love you thank you
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga 7 ай бұрын
Engirish yeCambidge ❤❤❤❤
@ShaolineMandeya
@ShaolineMandeya 7 ай бұрын
😂😂😂 mambo vane churungu veduwee chiya chestandard
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 7 ай бұрын
Chief Mutasa to the wewewe Thank you Karanganda❤❤
@MichealBeta-pl4gp
@MichealBeta-pl4gp 7 ай бұрын
Sabhuku , sabhuku sabhuku, 3 times kkkkkkk. Chief l salute you.
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 7 ай бұрын
Kkkkkk mambo Mutasa hoyeeeeeee raramai mambo ngaarame Uyu
@norestmpofu9199
@norestmpofu9199 7 ай бұрын
My best King Mtasa l love you so much
@previousgorimbo8727
@previousgorimbo8727 7 ай бұрын
Chief Mutasa is the best
@witnessmubhongo6485
@witnessmubhongo6485 7 ай бұрын
Sabhuku! Sabhuku! Sabhuku! How many times did i call you? What a learned Chief, full of Eastern wisdom!
@Taff45
@Taff45 7 ай бұрын
This Chief is just on another level. Who cannot love such excelence!! ... Kudos....
@thandikuzvinzwa2838
@thandikuzvinzwa2838 7 ай бұрын
I just like and admire chief Mutasa. I wish we had only even five wise chiefs like him in Zimbabwe. Our country would be different. Chief Mutasa I salute you sir. Keep up the good work. Well done Karanganda you give us good content.
@fingersgoodmomo8078
@fingersgoodmomo8078 7 ай бұрын
Cool calm and collected mambo. Plus school yakandonaka Long May he live . Sando dzenyu . 🙌Chigodoras take notes. Less ku chenama
@rebeccatsungai6120
@rebeccatsungai6120 7 ай бұрын
Ava mambo ndovada❤❤❤❤ vanotonga vakadzikama uye nehuchenjeri FROM TODAY I CALL HIM MAMBO SOLOMON ...Thank you BaTaps and crew ..makatikoshera 🤝👏👏👏
@RufaroZiki
@RufaroZiki 7 ай бұрын
Sabhuku madeedzwa kanganiko .... chief mutasa mune wisdom ❤❤
@AdmiringCakeSlice-jr1bf
@AdmiringCakeSlice-jr1bf 7 ай бұрын
Chief Mtasa na Chief Seke vanoziva zvavanoita varume ivava ❤ Thanks ba Taps & KTV Crew
@Exodus1075
@Exodus1075 7 ай бұрын
Wataura
@masclinemaposa4600
@masclinemaposa4600 7 ай бұрын
Usaise mambo Mutasa mu same category nezvinhu zvisina basa shaaa😅
@AdmiringCakeSlice-jr1bf
@AdmiringCakeSlice-jr1bf 7 ай бұрын
@@masclinemaposa4600 hauskuvaziva gara pasi iwe
@tafarahove-e7o
@tafarahove-e7o 7 ай бұрын
Chief Mtasa vari mberi vamwe avo uuu
@bethelzuva9973
@bethelzuva9973 7 ай бұрын
Seke is biased
@PamelaGwese
@PamelaGwese Ай бұрын
Thank you Chief Mwanasikana matters ❤🙏
@Bandersonbensonmandovha
@Bandersonbensonmandovha 7 ай бұрын
Don't forget that chief mutasa is a former public prosecutor.lastly magistrate...KING SOLOMON OF ZIMBABWE
@sammuvirimi6131
@sammuvirimi6131 7 ай бұрын
Best Chief in Zimbabwe
@shamisosibamba2940
@shamisosibamba2940 7 ай бұрын
Very intelligent Chief Mutasa
@ElvisMawele
@ElvisMawele 2 ай бұрын
Vatonga mambo Solomon muchengeri.Mambo vakapihwa njere dzekutonga.Mambo vakakomborerwa nehuchengeri.I salute you my chief
@CarolineRitsire-nm4hh
@CarolineRitsire-nm4hh 7 ай бұрын
Sabhuku Sabhuku Sabhuku how many times I'm I calling you 😂😂😂😂😂😂shumba makadiiikooo
@Chinasek3001
@Chinasek3001 7 ай бұрын
Mambo Mutasa.. brilliant ruling & summation on this case dispite the 3 stooges trying to run circles around you..u saw right through them.
@tineichikunya
@tineichikunya 6 ай бұрын
Best Mambo of our time l salute you.....Sabhuku Sabhuku follow your Lines
@joinahmukanangana2993
@joinahmukanangana2993 7 ай бұрын
The place look so hot ,guys drink water to avoid dehydration .mukafenda mozoti makaroiwa or makarohwa nezvinhu .fambai nemvura yekumwa.
@Christine-w4e
@Christine-w4e 7 ай бұрын
😂😂😂😂
@xyz12602
@xyz12602 7 ай бұрын
Biggest challenge is that Mutasa arikutonga vanhu vanoda rubatsiro
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga 7 ай бұрын
Kutonga kune ungwaru hwedenga thanx Mambo Mutasa
@tafadzwatapeza7840
@tafadzwatapeza7840 7 ай бұрын
Bambo taurai tizwe imimi , his excellence Chief Mutasa , yu are the best
@tambudzaimuzhuzha6917
@tambudzaimuzhuzha6917 7 ай бұрын
Chief hamupi malessons echirungu here i want to be your student❤
@ShondaOz86
@ShondaOz86 7 ай бұрын
Chief Mtasa vanofunga mannje,hes got wisdom
@porciarutsvara6953
@porciarutsvara6953 7 ай бұрын
Chief Mtasa mwaaaaaaaaaah yu are the best 👌👌👌👏
@emmanuelranganai
@emmanuelranganai 6 ай бұрын
No words can help me praise chief Mutasa. Thumbs up for this man
@godfreyzwidza1543
@godfreyzwidza1543 7 ай бұрын
A wise chief indeed
@Bandersonbensonmandovha
@Bandersonbensonmandovha 7 ай бұрын
Chief mutasa is the best chief in Zimbabwe...l wish was mine...straight forward..uncorrupt leader
@TapiwaChirongoma-gq6uq
@TapiwaChirongoma-gq6uq 7 ай бұрын
🎉🎉🎉 Mambo full of wisdom
@spiwemujoni4483
@spiwemujoni4483 7 ай бұрын
Mambo Mutasa namambo Nyamaropa excellent
@phoebemavhiza
@phoebemavhiza 7 ай бұрын
Thank you chief mutasa mwanamusikana mwana kwachigodorq vanodzvanyirira vanavevasikana
@helenmwale1987
@helenmwale1987 7 ай бұрын
Pamberi nemi Chief Mutasa murikubata basa pachokwadi rambaii makadzwanya pachokwadii ❤
@t.m1222
@t.m1222 7 ай бұрын
Uyu ndiye chete mambo unemusoro uyu. Haaiti saChigodora anokudza n,anga. Well done mambo wedo. Sekuru Tangwena wakakwanisa kudzidzisa wana wawo zvinehungwaru.
@maviskhumalo3510
@maviskhumalo3510 7 ай бұрын
Yes
@annietakaedza7425
@annietakaedza7425 7 ай бұрын
Chief Mutasa kureva kuti vaera Dube vanhu veushe here
@t.m1222
@t.m1222 7 ай бұрын
@@annietakaedza7425 im sure iShumba awa. Dai Wana mambo wese wakaita saMutasa n,anga dzapera kudzoka kuMoza kwedzakabva.
@stanleymuusha2835
@stanleymuusha2835 7 ай бұрын
It depends nenyaya inenge iri mudariro. Senyaya iyi n'anga inodiwa yei ipapo?panodawo n'anga iye Mutasa wacho anoku endesa. Level ravo rakato siyana according to the ranks of chifetainship remember Chigodora is a Headman with lower rank from Chief's. But level rake anoto gona kupfuura mamwe ma Chief's
@t.m1222
@t.m1222 7 ай бұрын
@@stanleymuusha2835 kkkkk not sure about that. Chigodora dzake dzese ndedzekun,anga. Anoita sekunozi haaziwi kuti wanhu wanofa. He is obsessed nen,anga dzake to solve problems dzisipo. N,anga dzacho wari obsessed ne USD to a point yekuzi munhu aripamusha anozi ndipei 500 USD , Chigodora wotsigira.
@blessing4916
@blessing4916 7 ай бұрын
Waiyepo hr ndayepo iwe uwososhora Karanganda ❤
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 7 ай бұрын
Vanhu vazhinji pano varikuti mambo Mutasa ndiye akanyanya uye anodarika Chigodora. Mutasa is a Chief whilst Chigodora is a headman. On top of that Mutasa aripamudya ndigere aitoshanda kuma Courts professionally. Saka ngatirege kuzvidza mamwe madzimambo nekuti havana chikoro. Humambo ndehwemadzinza hapasarudzwe munhu nekuda kwekudzidza. Chiripo ndechekuti mambo Mutasa aripo uyu zvakangoenderanawo nenguva ye rotation yehumambo huchinangana nemba yake. Chigodora as a headman anoshandisa wisdom yakubarwa nayo which is fundamentally relevant in traditional settings. Mutasa akafanana na Magistrate anenge aenda on retirement then osarudzwa kuti ave Chief sezvakaita the late Aneas Chigwedere.
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 7 ай бұрын
Sekuru Mutasa vaidzidzisa vana vavo rip sekuru Mutasa makatisira matsimba ane gwara❤️🙏🇿🇼
@kudzaimakora5068
@kudzaimakora5068 7 ай бұрын
Am from midlands province Asi Chief Mutasa vaimbove teacher here kare kwavo. I love him zvekutodaro
@easternkimba2753
@easternkimba2753 7 ай бұрын
Mambo Mutasa, Huchi 🐝 🐝 🐝 😂😂
@chikukwachinowawa
@chikukwachinowawa 7 ай бұрын
Haaaa Sabhuku vange vapindwa nechando,face yaita kuzvuvika vachiona jeri mberi kwavo,dzaunyana wena.This Chief is well versed in what he does,blessed are his subjects
@EthieNyama-d1h
@EthieNyama-d1h 6 ай бұрын
Uyu mambo anovhura vanhu njere anotaura chokwadi chinodiwa muupenyu anoshandisa mutemo sezvauri haaaaaa thanx Mambo
@malvinndlovu5478
@malvinndlovu5478 7 ай бұрын
My favourite Chief Mutasa vanogona mambo ava
@bvunzawabayaclever46
@bvunzawabayaclever46 7 ай бұрын
Chief Mutasa you are the best
@PaulineCharwadza
@PaulineCharwadza 7 ай бұрын
Karanganda woye. Bataps tidzosereiwwo kamunhu kayiimba. Pakaranganda
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 7 ай бұрын
This chief knows his stuff thoroughly!
@TsitsiTapomwa
@TsitsiTapomwa 7 ай бұрын
Chief mutasa to the world 🌎
@victorchiwara3888
@victorchiwara3888 19 күн бұрын
Is it possible kutongesa nyaya kwaMutasa uchibva kwaMurewa?
@t.m1222
@t.m1222 7 ай бұрын
Mambo wechingezi awa kkkk wana sabhuku warikupotseka ngechingezi awo. Kkkkk. Level headed mambo.
@Mish-w7h
@Mish-w7h 7 ай бұрын
Thank you chief sabhuku awo vanorwara
@lancelotsaungweme9369
@lancelotsaungweme9369 7 ай бұрын
Always watching from South Africa....am learning a lot from these traditional courts. BaTaps, possible to have chief Mutasa's contacts?
@portiakk
@portiakk 7 ай бұрын
@@ChipoMponde😂 Hanti kungotaura kwaari. A lot of people do so. Hazvina kana basa sha. Im watching from Harare 😂😂
@estheresther1963
@estheresther1963 7 ай бұрын
​@@portiakk Cape town pfee
@parrot7325
@parrot7325 7 ай бұрын
​@@ChipoMpondeitai hasha shoma.
@evemudungwe168
@evemudungwe168 7 ай бұрын
👏🏼👏🏼👏🏼👏🏼chief vanogona basa
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 7 ай бұрын
Chief ndafara pamati mwana sikana anekodzero yekuwana pfuma yevabereki vake. Dai vaChigodora vambozvindzwa wo
@proematekwe9334
@proematekwe9334 7 ай бұрын
Mboto 😂😂😂😂 ndiwe here wakatuma mboto korima😂😂😂😂😂
@tafadzwasadomba4095
@tafadzwasadomba4095 26 күн бұрын
The guy on trial is my sabhuku, ndinotoendesa mutete kwaari. I know all the surnames arikutaurwa.
@mamzo38
@mamzo38 6 ай бұрын
I can watch this chief all day. He is wise and fair
@GivemoreKanda
@GivemoreKanda 7 ай бұрын
Tinotenda mambo nekutonga kwakanaka best chief ever
@paulinegwati8782
@paulinegwati8782 7 ай бұрын
Mutasa and Seke muri intelligent 👌 zvekudaro
@truthhurts4100
@truthhurts4100 7 ай бұрын
Seke ndopasina paye nyaya yemukudzi wekuhura uye hakuna kutonga kwakadaro. You think in future nyaya dzese dzikatongwa dzichidaro chii chinoitika? Intelligence is understanding the difference between men and women; that is why a man is blamed pachihure.
@portiakk
@portiakk 7 ай бұрын
@@truthhurts4100what are you saying? Ini I thought Seke was very emotional and acted like an advocate and not mutongi. Asi hapana judgement yaakazopa coz the wife’s husband akati anoda transfer to another chief which then meant the 2 cows the wife had been charged aren’t to be paid until judgment yapuhwa.
@truthhurts4100
@truthhurts4100 7 ай бұрын
@portiakk but in your own opinion, why should a chief act like an advocate, Why refer such a simple case, is that what you call intelligence?
@portiakk
@portiakk 7 ай бұрын
@@truthhurts4100 maybe aneta nevarume vanoda kuripwa kana mukadzi ahura😂😂
@ChristopherJavangwe
@ChristopherJavangwe 7 ай бұрын
Chief mutasa you must teach other chiefs nekubatsira maheadman you are the best chief as compared to others
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 7 ай бұрын
Very cool u are above alll
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 7 ай бұрын
Mambo Mutasa ❤❤❤
@DrKays
@DrKays 7 ай бұрын
I wish vamwe vatongi varikuzvinzwa, mwana mwana regardless of gender. Vanasikana vasadzvanyirirwaba❤❤
@gracemupita1801
@gracemupita1801 7 ай бұрын
ASI MAMBO CHIRUNGU MUNOWAKUWADZA NDICHO MU DARE IMOMO AMWE ACHO ANOCHINZWA YERE CHIRUNGUCHOCHO.😂😂😂😂😂❤❤❤❤ KUDZIDZA MAKADZIDZA ZVENYU CHIRUNGU CHIRIPO APO KWACHO KWETE CHEKUMBONYEPERA
@GladstoneFilhoDeAston
@GladstoneFilhoDeAston 7 ай бұрын
So painful, instead yekumira neropa rako, vana vaBaba vako, urikutovarwiswa, nxaa chimuroyi chaSabhuku
@Muzendaphillip
@Muzendaphillip 7 ай бұрын
This leadership is so humble kwete zvimapurisa zva headman chigodora dai vachiuya kwachief mutasa vachitora zvidzidzo
@alfredmadziwo2553
@alfredmadziwo2553 7 ай бұрын
Very funny mungoona. Sabhuku uyu wakambobvepi. Kuuya kuno tora minda yevana. Sabhuku uyu MUTATSI ngaabvepo. Self imposed sabhuku.
@jethrochidamba7884
@jethrochidamba7884 7 ай бұрын
Well done chief. What a chief.
@Mukubvu
@Mukubvu 7 ай бұрын
Uyu Chief anodeserver big post
@charlesmagagada5044
@charlesmagagada5044 7 ай бұрын
This Chief is awesome, he knows his stuff
@lawrencemathias6560
@lawrencemathias6560 7 ай бұрын
BaTaps❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 7 ай бұрын
Well-done Mambo Mutasa,magonesa kutonga,vanhu ivava vanoderedza vanasikana zvokudaro
@TruemanTrueman-z1v
@TruemanTrueman-z1v 7 ай бұрын
U are the best leader tambai nevarume avo vanoda kudya zvevaphupi nekureba vanojairira tambai ndakabatika naamabo avo imbavha
@ishmaelmusamdya8460
@ishmaelmusamdya8460 7 ай бұрын
It is a lesson to other Village Heads
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 7 ай бұрын
Chandirikukukwaturira in mambos voice 😂😂😂😂😂
@MishChats
@MishChats 6 ай бұрын
Kutonga kwenyu kwakarurama mambo Mutasa well done.
@MisheckManwere
@MisheckManwere 7 ай бұрын
Glory be the most high bcz of intelligence ruling Chief Mutasa
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 7 ай бұрын
Well done Mambo Mutasa masabhuku aya ane umbimbindoga
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 7 ай бұрын
Uyu uyu ane gawuni rine pepoo akafunda kwatsambe basi ruzivo rwacho huchii
@alanmshengu4746
@alanmshengu4746 7 ай бұрын
I learn a lot from this chief. Not harsh but the chief has wisdom
@OfiasChinyanga
@OfiasChinyanga 7 ай бұрын
Nhai vanhu, hazvingatenderwewo here kuti mambo ava vabve kwaMutasa vazotonga vari kwedu, kkkkkkk. Too good mhani
@LawrenceZnkomo
@LawrenceZnkomo 7 ай бұрын
Chief is intelligent and wise
@alexandermuteyiwa8578
@alexandermuteyiwa8578 7 ай бұрын
aiwa chief mutasa is wise kudos to him
@trevortanatswa
@trevortanatswa 7 ай бұрын
Chief.. It's the u for me 😅
@gracemupita1801
@gracemupita1801 7 ай бұрын
Mwana Mwana kana usitorina kana 1 wacho unototi dai ndangoitawo 1 chete chero chauya kusarudza kuda
@patiencemaunga3679
@patiencemaunga3679 7 ай бұрын
My best Mambo makadiiko
HUROYI .HOT STORY DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
24:38
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 15 М.
Chief Mutasa . Oi  Fish tidye Bota ****Mufakose
50:04
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 87 М.
🕊️Valera🕊️
00:34
DO$HIK
Рет қаралды 4,5 МЛН
Synyptas 4 | Жігіттер сынып қалды| 3 Bolim
19:27
kak budto
Рет қаралды 1,3 МЛН
Chief Mutasa Wopedza Makuhwa Munharaunda Mawo
20:34
TICHKACH MTV
Рет қаралды 8 М.
Ndakarara naTezvara Vakandipa $4 Chete Tiri Musango A MUST WATCH
30:53
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 239 М.
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 15 М.
Kufa kwa Sabhuku
1:19:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 134 М.
TEZVARA WAPUTSA MUSHA WANGU Karanganda TV Mambo Mutasa
55:11
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 34 М.
Mambo Mutasa The Wise Chief
47:43
Muzaya Mika
Рет қаралды 87 М.
Votosvorana
41:27
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 66 М.
CHIEF MUTASA PART4 Boundaries and Territories - MADZINZA USENDO
30:19
ZBC Entertainment
Рет қаралды 12 М.
@HeadmanChigodora mhuri ine heroes yekuviga vanhu
41:05
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 65 М.
Ndingatohura nebadza .Dare ra Chief Mutasa
42:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 78 М.
🕊️Valera🕊️
00:34
DO$HIK
Рет қаралды 4,5 МЛН