Chii chinonzi kupira vadzimu naMbuya Mavhu

  Рет қаралды 18,892

263Chat

263Chat

Күн бұрын

Пікірлер: 20
@danielmutyatyu5573
@danielmutyatyu5573 4 жыл бұрын
Imagine mazariro arikuita machurch emuzimbabwe bt hapana kana chiru kuchinja it seems kt things are getting worse each and every year,something is wrong especially these churches of prophets ndovauraya vanhu coz vari kubira vanhu zvishoma zvavainazvo.kana nyika ino yakauya nemidzimu and then people are now turning against midzimu nhamo muno munyika haimboperi
@charlesdhliwayo8327
@charlesdhliwayo8327 4 жыл бұрын
Taura zvako vadzimu vatifuratira munyika yedu Zimbabwe
@sipiwemashingaidze2347
@sipiwemashingaidze2347 4 жыл бұрын
Mati vanhu vangadii? Takabirwa nhaka yedu nekupihwa chitendero chevauyi chisina pundutso. Mukatarisa nhoroondo yechitendero ichocho munoona kuti chakaitwa zvekurongwa, kukabiwa zvinyorwa zvakanga zvagara zviriko kuPalestine zvikanzi ndizvo zvave Old Testament ye bhaibheri. Vakatora nhau dzaAppolonius aive nesimba nemapipi vakachinja zita vakati ndiJesu, nhau dzake vakati ma gospels. Vakatorazve zvinyorwa zvake iye Appolonius vakati itsamba dzemurume ainzi Paul. Zvinyorwa izvozvo zvakanyorwa in the first century AD kutangira ma gospels. Ivo maRomans acho kwavo vainamata vamwari vakawanda ndokuchengeta zvakange zvakavakoshera semitambo yavo ye kuzvarwa kwezuva ku northen hemisphere vakati ndiyo yave Christmas, kuzvarwa kwaJesu. Vakatorazve nguva yekupemberera kumuka kwemiti mu springtime vakati ndiko kufa nekumuka kwaJezu. Ndicho chitendero chiri kupengesa vana vevhu nhasi vachidyirwa mari asi nhamo dzavo dzisingapere. Asi unoona kuti tikateedzera chivanhu chedu tikakumbira kumidzimu yedu kuti itisvitsire zvichemo kuna musikavanhu mhinduro dzinouya nekukasika. Wotoona kuti vari kurasa madzisekuru avo nemachembere avo vari kurasika.
@phill0209
@phill0209 2 жыл бұрын
@@sipiwemashingaidze2347 thank u
@tsitsimatope5801
@tsitsimatope5801 6 ай бұрын
Well said Spiwe🎉❤
@RichmondOlisa
@RichmondOlisa 2 ай бұрын
​@@sipiwemashingaidze2347😊 you're very wise my sister
@sipiwemashingaidze2347
@sipiwemashingaidze2347 4 жыл бұрын
Tinotenda ambuya. Rambai muchidzidzisa pwere. Vakawanda vari kutiza mukereke kwavainzi tandai midzimu nekuti madhimoni nekupisa machira nhamo dzichitowanda. Vana ivavo vari kutsvaga ruzivo rwakadai.
@triplemsasa9576
@triplemsasa9576 4 жыл бұрын
Ndatenda hngu rambai muchipa zvizukuru zvenyu Mbuya ,huchiri husiku hutatu kwatiri van a vedzimbambwe
@gaudanciagau6927
@gaudanciagau6927 3 жыл бұрын
Ko jira re sky bbluee rinovei mbuya
@edithmashaire102
@edithmashaire102 3 жыл бұрын
Mazvita 👏 gogo ndadzidzi
@portiajack3777
@portiajack3777 2 жыл бұрын
Ko number dzagogo todziwana sei
@eddisonchasaya1095
@eddisonchasaya1095 3 жыл бұрын
Mbuya ndiri KuEngland ndoitasei zvinhu zvangu hazvisi kuita
@shamimonsta5955
@shamimonsta5955 4 жыл бұрын
Put info in description box please
@flossyvimbiegombera3674
@flossyvimbiegombera3674 3 жыл бұрын
Chokwadi
@Shingirayi
@Shingirayi 9 ай бұрын
I1
@f4_master
@f4_master 3 жыл бұрын
l agree
@obiegaliver8689
@obiegaliver8689 4 жыл бұрын
Gogaz iyi ikutaura chokwadi
@wilsonmutsago
@wilsonmutsago 3 жыл бұрын
Yah feyaa wangu
@eddisonchasaya1095
@eddisonchasaya1095 3 жыл бұрын
True mataura
@triplemsasa9576
@triplemsasa9576 4 жыл бұрын
Muchipa zvizukur zvenyu dzidziso ambuya
Nyaya dzeNjuzu na Mbuya Mavhu
30:14
263Chat
Рет қаралды 44 М.
MARONDERA -  PURAZI HARICHAGARIKE NEVAROI
44:41
Drewmas Media
Рет қаралды 43 М.
Sigma Kid Mistake #funny #sigma
00:17
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 30 МЛН
KUDZIDZA HAKUPERI--- FODYA YEBUTE NEMASHANDISIRWO AYO {PART 1}
51:40
Nyaya Dzema Chira Evadzimu naMbuya Mavhu
22:52
263Chat
Рет қаралды 32 М.
Chikristu neTsika- Mudzimu
31:33
Tsika Dzevatema+
Рет қаралды 4 М.
The Zimbabwe Republic Police Marimba Group
6:56
Charles Hakutangwi
Рет қаралды 11 М.
MBUYA MAVHU: Njuzu Hadziite Zvekutengwa, Kutenga Njuzu Hurombwa
48:01
kukumbirira kuvadzimu vedupart b
3:24
Kangeni visuals
Рет қаралды 9 М.
Nyaya Dzemudzimu naMbuya Mavhu
17:36
263Chat
Рет қаралды 25 М.
Nyaya Dzemasari Nejeko
20:08
263Chat
Рет қаралды 19 М.
Shavi Rekuvhima nema njuzu Rotsanangurwa zvizere
23:44
Dj Sparks Zw
Рет қаралды 25 М.