Chii Chinonzi Kurova Guva: Mbuya Mavhu

  Рет қаралды 7,423

263Chat

263Chat

Күн бұрын

Пікірлер: 25
@habbitz.
@habbitz. 5 ай бұрын
‭‭Leviticus‬ ‭19:31‬ ‭NIV‬‬ [31] “ ‘Do not turn to mediums or seek out spiritists, for you will be defiled by them. I am the Lord your God.
@southernafricanboy4148
@southernafricanboy4148 Жыл бұрын
Amen. I approve of this message. Ive lived in Europe since 1996 and used to talk to my dad constantly and he passes away 2022 and people were shocked when i announced ticha rowa guwa. They tried convince me towards Christian ceremony but i got honour my dad and his wishes
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
Wakagona
@godzamusipa8790
@godzamusipa8790 4 жыл бұрын
Very informative. Thank you very much. Keep up good work!
@alfredmafunu3094
@alfredmafunu3094 4 жыл бұрын
Problem yatinayo vanhu ndeyekuti vazhinji hatizivi kuti zvitendero zvakasiyana. Mbuya vari kutsanangura chitendero chechivanhu. Ndiko saka muchiona kune zvitendero zvakaita se Hindu, Sikhism, Buddha, Islam nezvimwe. Mwari ndiumwe but each religion has a unique way of talking to him. Mudzimu harisi Shavi.
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
vanozviti makristu think their religion is superior to others kunyanya vanoenda kuzvima fake prophets ava
@LimukaniMbobo
@LimukaniMbobo 5 ай бұрын
Haaa Gogo makaipa❤
@scary1977
@scary1977 4 жыл бұрын
Mbuya mavhu vanodzidzisa tinotenda.
@mattewmattewu2763
@mattewmattewu2763 4 жыл бұрын
Tinotenda ambuya mavhu
@robertmatereke2951
@robertmatereke2951 4 жыл бұрын
Ndanzwa kuti mweya unodzorwa papera gore ...saka pa gore apa mhuri inenge ichichengetwa nani?
@greenpeace7380
@greenpeace7380 4 жыл бұрын
Stop playing mathematical logic with spirituality
@morgansibanda2954
@morgansibanda2954 4 жыл бұрын
Robert! Are you for real? Dzakakwana?
@adrianalvingwanzura1990
@adrianalvingwanzura1990 3 жыл бұрын
Whats wrong with asking a simple question
@tawandaandrew5204
@tawandaandrew5204 2 жыл бұрын
@@adrianalvingwanzura1990 pagore apa mamwe madzibaba nemadzisekuru edzinza akarohwa makuva ndivo vanenge vachichengeta dzinza.
@modest8917
@modest8917 2 жыл бұрын
Taura hako kkkkkkkkk haaaa yah 🙌🙌🙌🙌.
@yolandamudya5213
@yolandamudya5213 2 жыл бұрын
Pov: you have a shona assignment 😐
@conciliasibanda2035
@conciliasibanda2035 4 жыл бұрын
Tinotenda Gogo netsanangudzo yakanaka
@admiredube7791
@admiredube7791 4 жыл бұрын
Chokwadi mbuya
@StaMa4973
@StaMa4973 4 жыл бұрын
Mwari avafi. Isu atina kurova makuva atisi kutaura. Munhu anitenderera hana kuyenda kudenga. Isu tirikurarama hupenyu kwakanaka sei muchiti vanhu vanamate munhu akafa. Isu atidziri vanhu vakafa vanouya kuzoitei ivo vafa. Mweya wemunhuuniyenda ku denga kana kuti ku gehena. Wedu musha waka chena una Mwari. Mhepo iyo ino wunza ma demon kwete munhu akafa. Munhu hamuki vengeance ya Mwari. Madimoni anonetsa Mwari vamwechete akuna mumwe kunze kwavo.
@greenpeace7380
@greenpeace7380 4 жыл бұрын
Hope you will live long enough to see what happens to your kids and grandchildren. Am not sure if lobola is part of your life. If it is why? If not why? If lobola is part of your life you are a hypocrite. Adopt a nameless family, no lonola and enjoy your holy life
@hermisphasha5404
@hermisphasha5404 2 жыл бұрын
Saka unotsvakireyi pamatare emweya yakaipa nhaiwe
@kwarummond77
@kwarummond77 Жыл бұрын
​​@@greenpeace7380 nhai kungohumana zvisina basa katori kademon chaiko kuda chitendero chevarungu apa munhu mutema anotooneka matauriro acho Jesu haana kufa here munomunamata wani
@wayin6931
@wayin6931 11 ай бұрын
Jesu akafa akamuka, ndisingazivi kuti kune mumwechete wemadzitateguru ako akamuka here
@StaMa4973
@StaMa4973 11 ай бұрын
@@wayin6931 kumuka kwacho ndiko kunoratidza kuti avafi. Mwari vanofa here
@conciliasibanda2035
@conciliasibanda2035 4 жыл бұрын
Tinotenda Gogo netsanangudzo yakanaka
Война Семей - ВСЕ СЕРИИ, 1 сезон (серии 1-20)
7:40:31
Семейные Сериалы
Рет қаралды 1,6 МЛН
БОЙКАЛАР| bayGUYS | 27 шығарылым
28:49
bayGUYS
Рет қаралды 1,1 МЛН
Hon. Nsereko anyonnyodde Ssegirinya omutuufu ababaka nebafa enseko
9:41
Shumba
5:12
Thomas Mapfumo & The Blacks Unlimited
Рет қаралды 42 М.
Gungwa ndiyerese
6:51
Mangwenya Diana Samkange - Topic
Рет қаралды 204 М.
Were Israel’s Actions in the Gaza War Justified? Eylon Levy vs. Mehdi Hasan
1:06:50
Nyaya dzeNjuzu na Mbuya Mavhu
30:14
263Chat
Рет қаралды 44 М.
Nyaya Dzema Chira Evadzimu naMbuya Mavhu
22:52
263Chat
Рет қаралды 32 М.
Kurova Guva | Maitirwo Azvo
28:10
NRTV
Рет қаралды 5 М.