Chikomba Chemumvana Wangu Chakandirova

  Рет қаралды 7,591

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 48
@anthonymusarurwa9068
@anthonymusarurwa9068 10 ай бұрын
Lovely done Hopefully this young couple will lead a happy life together. Kwete kunyimana bonde. Testosteron inopengesa vanun’una especially paunonyimwa bonde uchitarisira.Mainini ngavazvizive .iwewo Bamnn usazochayaba washatirwa vamwe vedu ihari idzi . Unorowa nepanemutswi zvikaita zvimwe. But Baba apo vagona havo. Some people are born leaders and fathers too. Thanks Mambo. We are learning greatly from your Courts.
@isabelmakwangwala1955
@isabelmakwangwala1955 10 ай бұрын
The court is failing to address the issue of physical abuse.
@obey6330
@obey6330 10 ай бұрын
Very biased it’s sad
@gladysmoyo6368
@gladysmoyo6368 10 ай бұрын
Kurova mkadzi imhosva .Chief ava tikuvaziva vanorerekera kuvarume biyawo nguva dzose .
@euphrasiamuchuweni7497
@euphrasiamuchuweni7497 10 ай бұрын
Mambo avo nyaya dzekurohwa kwevakadzi havana basa nazvo cy?
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 10 ай бұрын
This woman she is concerned nekut mwana anogara nemurume chete pane kutsvaga chinoita ade kuzviuraya
@PhillipChindendere
@PhillipChindendere 10 ай бұрын
Separate these two.Let each person go their way
@politematsika1458
@politematsika1458 10 ай бұрын
Mai iyi hawasi straight 😂😂
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 10 ай бұрын
Mai is benefiting something from mukuwasha. If mukuwasha is no longer want marriage, don't force him. Why is she only concerned about the companion's divorce
@bkmash5907
@bkmash5907 9 ай бұрын
Mukadzi haarohwe Mambo. Tongai mhosva
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 10 ай бұрын
🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤i like the end of the long story🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤pooooooooooooooo to the Mambo
@charleshungwe3690
@charleshungwe3690 10 ай бұрын
Beautiful ending kutonga kune rudo....🎉🎉👏👏👌👌
@mariamukono1843
@mariamukono1843 10 ай бұрын
Mambo taurai nezveGBV mukadzi ariku abuswa achirohwa hamusi kutaura nezvazvo "Act Now"
@talithadube6468
@talithadube6468 10 ай бұрын
Havagoni ava
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 10 ай бұрын
Munhu ngaarohwe. Kana kuzvikoro vamwe taitova matofo asi takatozopasa nekurohwa
@stonemuk
@stonemuk 10 ай бұрын
He condemned the physical abuse and the emotional abuse by the woman too. Were you not listening 😊
@misspeebeautypersonified
@misspeebeautypersonified 10 ай бұрын
It's "mufaro"for me,😂😂😂😂❤❤❤❤
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 10 ай бұрын
Amai avo vanotaura sevakadhakwa seyko. Vakaroorana hr or mapoto vanhu ava. Kana asingachadi mkadzi dnt force marriage
@sherphardmashonganyika6447
@sherphardmashonganyika6447 10 ай бұрын
🔔 ririkutadzisa kunzwa nyaya
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 10 ай бұрын
Zibhero ravo rinobhowa
@WonderGondokondo-vt5fz
@WonderGondokondo-vt5fz 10 ай бұрын
Mambo ipai momz black label dare rifambe mushe
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 10 ай бұрын
Murume anoda kubatsirwa uyo. Kumhuri yaakaroora hakuroorwe. Imhuri yengozi nemahure
@PhillipChindendere
@PhillipChindendere 10 ай бұрын
Family yemuroora pse do something with your daughter before its too late
@LainaChifamba
@LainaChifamba 10 ай бұрын
Amai avo nemwana wavo vanekahutsotsi kavainako so nekachihure hure kakahwanda
@ROGUE406
@ROGUE406 10 ай бұрын
The court lost an opportunity to send a strong message re: physical and emotional abuse.
@Bhaseranoraman-rj2tm
@Bhaseranoraman-rj2tm 10 ай бұрын
Iwe waimbochibatireyi chikomba chemukadzi wako kkkk zvikomba zvorova dai usina kuchibata usina kumbomamiswa
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 10 ай бұрын
Chief mukadzi haarohwe
@ROGUE406
@ROGUE406 10 ай бұрын
The chief should fined the man for kurova mukadzi, and provided an outlet for her to report him if he beats her up again
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 10 ай бұрын
Mai vacho she evn doesn't care nezvemwana anongofunga kuzviuraya itori mhepo iyo
@VictorZinyemba
@VictorZinyemba 8 ай бұрын
Dare iri harina munhu anogona kutaura mafacts hapana akwanisa kutonga nyaya chaiyo something is missing
@sherphardmashonganyika6447
@sherphardmashonganyika6447 10 ай бұрын
Ambuya avo nemwana wavo mavoice ayo ndeye black label chaiyo
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 10 ай бұрын
Ane spirit of suicide aah kungonetsana wotofunga kuzviuraya. Ngavamboenda kuvabereki
@PhillipChindendere
@PhillipChindendere 10 ай бұрын
Dont force these two
@JAMES1234575
@JAMES1234575 10 ай бұрын
Chief wemahumbwe. Saka munhu anobvumirwa kurova munhu here?
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 10 ай бұрын
Just don't tolerate abuse.You can't force yourself on a women even your own wife.So ambuya voperekedza mwana kumukuwasha asina kutevedzera tsika.Mukuwasha anotoenda kwavatezvara kwete nonsense iyi.Chidare ichi chinosemesa!
@stonemuk
@stonemuk 10 ай бұрын
I don't know what you wanted the court to do. Idare retsika dzechivanhu. I agree that no one should be forced into doing anything against their will. The man should consider a second wife as per culture and constitution of the country and leave the 'headaches' alone 😔
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 10 ай бұрын
Slymedia your headline is misleading and bhero renyu rinorira pakanangana nemakeys points enyaya richitikanganisa kunzwa
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 10 ай бұрын
Haaa asi chii kutunhidza kurohwa kwevakadzi? I thought the whole country is against gender based violence yet on the other hand moti wakarohwa nekuti by now you should know what your man wants! Seriously
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 10 ай бұрын
Uyuwo chief kutamba nefon ari mudare,thats why asingagone kutonga
@markgamanya3084
@markgamanya3084 10 ай бұрын
Nothing justifies abuse?
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 10 ай бұрын
Kurova munhu imhosva.Mukadzi anotonyengererwa!
@TheChekas
@TheChekas 10 ай бұрын
Kuti anenge ageza bhazi here
@stonemuk
@stonemuk 10 ай бұрын
Kana asingade tsvaka mumwe, mutemo unokubvumidza young man 👨
@talithadube6468
@talithadube6468 10 ай бұрын
Haiwawo ndoingaite kuti aunze property yese here haachadi mukadzi uyu
@FunTownHQ
@FunTownHQ 10 ай бұрын
Dare rakadhakwa nhasi. Hapana chinoda kufamba apa. Munhu anoda kuzviuraya nekuda kwekupondwa nemurume. Mface ngaamire kurova munhu....simple!!!
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 10 ай бұрын
Chief maive headmaster asi izvi zvakasiyana nekutonga padare.Murume uyo kunana Tete,mbuya,sekuru uye munyai.That guy is a fool Chief endai mumbo oonawa vamwe vachitonga.Making me sleepy boring and lack link of thought!
@markgamanya3084
@markgamanya3084 10 ай бұрын
This guy is very abusive
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 10 ай бұрын
Murume haaifanira kuendesa midziyo kutaura kuti haachada mukadzi apa murume haanakuita zvakanaka
Ambuya Vakapindira Mukwasha MuBedroom
50:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 17 М.
Chikomba Chemukadzi Wangu Chirikudanana Nemwana Wangu
16:18
SlyMediaTv
Рет қаралды 10 М.
Flipping Robot vs Heavier And Heavier Objects
00:34
Mark Rober
Рет қаралды 59 МЛН
What's in the clown's bag? #clown #angel #bunnypolice
00:19
超人夫妇
Рет қаралды 18 МЛН
Бенчик, пора купаться! 🛁 #бенчик #арти #симбочка
00:34
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 3,4 МЛН
Behind Bars: Part 2 of Terence Mhosva's story
13:51
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 61 М.
Tezvara naAmwene Vakanditema Nyora Ndisina Kupfeka
40:42
SlyMediaTv
Рет қаралды 9 М.
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 42 М.
Ndagarisa Pasina Bonde Murume Akangobuda Ndokuenda
17:18
SlyMediaTv
Рет қаралды 14 М.
KUTUKA MKADZI WANGU KUTI HURE , MUROYI Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
37:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 19 М.
Behind Bars: An affair with sister-in-law, with deadly consequences.
19:37
CHIEF NJELELE:- Murume Ombunyikidza Musikana, Onyepera Kuroora
32:16
Flipping Robot vs Heavier And Heavier Objects
00:34
Mark Rober
Рет қаралды 59 МЛН