Chikomba ndakachibata ndega Chichidya Bota pamukadzi vangu

  Рет қаралды 2,841

TICHKACH MTV

TICHKACH MTV

Күн бұрын

Пікірлер: 13
@CarolinaMachipanda
@CarolinaMachipanda 3 ай бұрын
Mhombo iyi zviripachena kuti anodanana nemukadzi wemunhu. Hanzi ndakati boe dhiya kkkkkk benzi
@nyashandoro8840
@nyashandoro8840 3 ай бұрын
Mambo ava vane Kahu greedy why varibo Vega Mambo vanopihwa dzimombe kwana Mambo Mutasa kunongoripwa atadzirwa but Ivo he is gaining a lot
@briangarikai719
@briangarikai719 2 ай бұрын
Uuuuummmm manje chawagona chiii danga remombe raenda kuda kuzviti munoremera ma streets kkkkkk apa makawana aripo kudhara saka unomaremera papi Dzikamai mvana dzakazara kunze uko sikasika nevakadzi vevanhu apa kutowedzera kuita murombo . Chawagona hapana Apa wakange waona kuti muchinda uyo anenhamo
@pokellokingz
@pokellokingz 3 ай бұрын
Mombe 2 kunyenga mukadzi wemunhu $700 usd chete kkkkkki zvakachipa izvi bhora mberi mambo anopihwa mombe yechii nembudzi ndiye anemukadzi anyengwa ere kkkk mambo vane hudyire ava
@romeodzangare9905
@romeodzangare9905 3 ай бұрын
Taura hako. Vakurerutsa nyaya dzekunyenga vakadzi vevanhu. Mudare irori pane team iyo yakangomirira pose panotongwa munhu yoti mombe kana mbudzi yamambo. Vakadzi vanohura ngavaripiswewo mhani
@SyenaMagaya-iy3nf
@SyenaMagaya-iy3nf 3 ай бұрын
Mambo ane huori uyu anopuwa mombe nembudzi uye mari yedare ndeyei
@ElizabethMadembo
@ElizabethMadembo 3 ай бұрын
Ndosaka chihure chacho chirikusapera
@evelynchinyunyu1823
@evelynchinyunyu1823 3 ай бұрын
This is bullshit mhani nxiii
@ElizabethMadembo
@ElizabethMadembo 3 ай бұрын
My friend wandinyadzisa Cry eish
@NyayachipoChatema
@NyayachipoChatema 3 ай бұрын
Muchazvirega zvekunyenga vakadzi vevanhu.zikutsambara futa resingagutsikani nemukadzi waro.unonyura😅😅😅😅😅😅
@Rebhara
@Rebhara 3 ай бұрын
Nhai mambo zvamambenge mapedza dare zvakanaka wani😂😂😂😂😂
@monicanics01
@monicanics01 3 ай бұрын
Which mambo is this
@PriscaKatsongorera
@PriscaKatsongorera 3 ай бұрын
😂😂😂😂
Enda kumba kwako, Unengozi #Karanganda TV
1:10:46
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 48 М.
小丑妹妹插队被妈妈教训!#小丑#路飞#家庭#搞笑
00:12
家庭搞笑日记
Рет қаралды 38 МЛН
An Unknown Ending💪
00:49
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 56 МЛН
Watermelon magic box! #shorts by Leisi Crazy
00:20
Leisi Crazy
Рет қаралды 48 МЛН
Ndinorapa Nemanjuzu Madzimai Miriam
21:44
TICHKACH MTV
Рет қаралды 1,9 М.
Emfuleni municipality failed to pay September salaries
15:58
Newzroom Afrika
Рет қаралды 289
NDAKANYENGWA NEVARUME 8+ NDIKAPIWA   1 CUP YESHUGA NEMABHURUKWA 2.#Mambo MUTASA#Karanganda TV
32:19
Kubatwa kwenyoka nezvidhoma kwaKanjanda
54:08
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 52 М.
Mukadzi Oramba Murume Mudare Achiti Akuda Chikomba
47:45
SlyMediaTv
Рет қаралды 452 М.
Mambo Mutasa varambidza Mapostori Kunamatira Mugomo Rinoyera
37:04
TICHKACH MTV
Рет қаралды 20 М.
FOROGONYA. NDODA MOMBE DZANG .DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV
29:14
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 26 М.
MARONDERA......... MURUME AURAYA MUKADZI WAKE
21:22
Drewmas Media
Рет қаралды 63 М.
Listeriosis lawsuit | Carte Blanche | M-Net
15:10
Carte Blanche
Рет қаралды 36 М.
小丑妹妹插队被妈妈教训!#小丑#路飞#家庭#搞笑
00:12
家庭搞笑日记
Рет қаралды 38 МЛН