CHIMHANDA.......MWANA AKAZVISUNGIRIRA VABEREKI VAKANZI VABVISE MOMBE 8

  Рет қаралды 26,174

Drewmas Media

Drewmas Media

Жыл бұрын

VOITISWA COMMUNITY SERVICE MUSHURE MEKUFIRWA

Пікірлер: 231
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
82 likes pa 161k subscribers .. people lets be more supportive.. Drewmas Media taking us to another level
@user-wk2fg4kn6n
@user-wk2fg4kn6n Жыл бұрын
Head man namambo vanozivana vadyaira kudya zvemahara vamwe vari pakuchena shuwa hr.ini ndarwadziva hngu😢😢
@fortunate2504
@fortunate2504 Жыл бұрын
Uyu Hardman ngaabve sei vanhu vachichema naye vakawanda haaa ane huwori
@similosibanda2388
@similosibanda2388 Жыл бұрын
Head man iyeye ndiye akauraya mwàna ahhh ufuna ukudla amandla abanye njengedlozi
@nesterchishanu7642
@nesterchishanu7642 Жыл бұрын
Madzimambo tungamirai nyika muchienzanisa nyaya kwete kuda kufumira pavanhu shandai nemaoko enyu muchapfukirwa nevafi 😢😢
@mercymabhuro6251
@mercymabhuro6251 Жыл бұрын
So sad asi iye mfi sezvo ariktaura, kna panyaya yekuripiswa, achatautawo
@rittahove6004
@rittahove6004 Жыл бұрын
Saka zvinenge zvabviswa pakuripa zvinoenda kupi?
@nesterchishanu7642
@nesterchishanu7642 Жыл бұрын
@@rittahove6004 zvinongodyiwa namadzishe end hakuna kwekundo reporta kkj
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 Жыл бұрын
Mambo itsotsi iri ndivo futi vakaripisa mbuya vaya vakadzi muzukuru wenyu awuraya nyoka haagoni kutonga
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Жыл бұрын
Imbavha
@madeleenmasango4113
@madeleenmasango4113 Жыл бұрын
Havagone kutonga madofo chikoro hapana munhu akambopinda door rechikoro pfungwa dzodhonza not mambo avo mbavha yemunhu
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya Жыл бұрын
Mambo Pharoah
@syliamusimurimwa576
@syliamusimurimwa576 Жыл бұрын
Head man yatove mbavha panekuti bvunze nyaya zvizere akuteerera makuhwa chokwadi munhu oti kuchema uku Ari kupika kutya zvekare Kuti pfuma yakubiiwa
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Vanhu varikuchema votorerwa zveee pfuma yavo Chii asi nhai Mr Neshamba shumba Nyaya dzakadai idzi fambai nadzo madzimambo aya garawo navo pasi muvaudze Kuti ruzhinji rwe ZIMBABWE rwurikurwadziwa nekutonga kwavarikuita
@sibongilemupinda1211
@sibongilemupinda1211 Жыл бұрын
Andrew i lije your program but haugoni kuudzawo here vanhu ava nzira dzekuzvibatsira like kuvaudza kuti kune magestrate court..
@TaniaSithabile-dq9hg
@TaniaSithabile-dq9hg Жыл бұрын
Haiwa ndiye wekuripisa mbuya vaya vemwana we kunzi akauraya shato umm ane hudyire
@tainzanamgobheri5029
@tainzanamgobheri5029 Жыл бұрын
Imbavha head man namambo ndivo vekuviga nyoko semunhu futi 😂😂😂😂😂
@madeleenmasango4113
@madeleenmasango4113 Жыл бұрын
Mbavha idzo kuda kudya ziya revamwe varume sure apo varikuchema mwana akafa mambo na headman pfungwa hamuna dai ndiri ndini ndaitozopara imwe mhosva
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
I remember. .vanokara kunge mahure aahh
@spiwenyamz1699
@spiwenyamz1699 Жыл бұрын
Madzimambo e zim are becoming too greedy 🤞
@Dlodlo27
@Dlodlo27 Жыл бұрын
Sure kupihwa nhamo nemunhu akazvisungirira Paul please buda pachena kt what happened kusvika pakuzviuraya tarira vabereki vave munjodxi Wochiitawo kt mambo avo vanzwe kusada mombe dzemahara ,hongu vabereki vakatadza kufukunura vasina kuudza vemutemo iiiizvakaoma hazvo Lord have mercy😢mhuri iri munjodxi iyi😢
@sibongilemupinda1211
@sibongilemupinda1211 Жыл бұрын
But I would vanhu vekumaruzevha vakazungaira. Havazvizivi here kuti June magistrate court. They have the right to appeal these stupid decision..vanotogona kyenda kwamambo first zvaramba kwanambo Vonda kumagestrate court. Most of these stupid decisions are thrown out of court totally
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 Жыл бұрын
Vana mambo avo pasi navo.aah kusunga vanhu varimudambudziko.😢ndarwadziwa.murume ini
@nyashagovheya2799
@nyashagovheya2799 Жыл бұрын
Ndomutemo ivo before wasati wachera guva iri vaifanha kutanga vapira mambonyaya
@placxedissami3792
@placxedissami3792 Жыл бұрын
Headmen makapihwa chigaro muchichida.chaizvo.muche njere kukuma semombe mazozvinyanya.imi
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Жыл бұрын
ndarwadziwa veduweeee sry bamnn shem 😢😢😢..vamwe vana mambo makajaidzwa Shem nxaaa
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
Mmmm hudyire makunyanya vatungamiriri, and musadaro mombe 4 here zvinhu zvakaoma veduwee ingamhoswa iri pamunhu wani
@gloriakapfu
@gloriakapfu Жыл бұрын
Pamutemo, hazvibvumirwi, muno udza Ishe bfo opening the grave.
@liliannyandoro2843
@liliannyandoro2843 Жыл бұрын
Aaaa chief ngavaite mushe avo mombe 8 aaaaaa uuuuum zvazvekumakana izvo hoo ihama shame
@letwinmurindagomo4158
@letwinmurindagomo4158 Жыл бұрын
Zimbabwe inorwadza hama dzangu😭😭😭😭😭
@naomimafemera4860
@naomimafemera4860 Жыл бұрын
Ngawasungwe team pfee tikuda justice mombe dzakabiwa nachief
@PaloSant
@PaloSant Жыл бұрын
Headman na Chief imbavha zvese naiyeye wekunonyepa kwaMambo. Vakajaira kubira vanhu. Vanhu ava Ngavarambe nemombe dzavo. Mbavha dzevanhu
@simontumbare9240
@simontumbare9240 Жыл бұрын
musakanganwe kt maChief echiZanu Zanu aya haazivi nyaya imbavha vanemoyo mikukutu , mombe 8 dzechii ,vakafukunura guva remutorwara here uye zvakaitwa muchivande here hanty zvakaitwa pajekerere !! zitsotsi raChief !
@ellenmashava215
@ellenmashava215 Жыл бұрын
Chief vanodya mari dzevanhu no justice in this case zuro ndi zuro nyoka yavo vakaicherera guva vakadii kunoiisa mumapako memhondoro nxaaaaaaa greedness n corruption thiz so called chiefs zvimbwasungata zve zanu
@jayroyal3257
@jayroyal3257 Жыл бұрын
Ndivo blaz vekuripisa vanhu mbudzi nenyaya yenyoka Ka ava
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
the powers of these chiefs need to be kept in check. some of these idiots are beginning rogue
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
Zvinorwadza chokwadi 😢
@abesdzitiro4776
@abesdzitiro4776 Жыл бұрын
Vanhu tose ngatidzidzeyi pane zvirikuitika izvi, ndoo ZANU PF yacho ndoo zvainoita yakaudza madziMambo kuti pfumayi nevanhu vamunotonga, saka kuti zvipere ngatiziveyi peku vhotera. 😭😭😭chokwadi zvinorwadza zvirikuitirwa hama dzedu ne madziMambo, akagadzwa humambo ne ZANU PF asina kugadzwa neMHONDORO KANA neMASVIKIRO {ndarwadziwachokwadi}.
@raychibvongodze5283
@raychibvongodze5283 Жыл бұрын
😊i enjoying the great music here 🎉
@roniamukonda5520
@roniamukonda5520 Жыл бұрын
Pamangoti headman ihama matopedza ma grudges emumhuri kumakana chaiko...hamunzwe paarikuti makandiwiga mukasiya mombe dzangu sei wakutoda mombe idzodzo hudyire chete
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya Жыл бұрын
Headman aita Ruchiva.Godo neUdyire paukama here sure
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mmm nhy baba ava ngavatsvage basa murume wexhidiki kudaro anoita ruvengo rwakadaro, kutadza kuzvishandira ngekuda kudya zvevapfupi nekureba. kusanyara zirume iri nxaaaa
@similosibanda2388
@similosibanda2388 Жыл бұрын
Rambai nemombe dzenyu vana baba,kudenga kunamwari
@tabethmukombe
@tabethmukombe 4 ай бұрын
Shame baba ava varikurwadziwa but misodzi haiwiri pasi
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 Жыл бұрын
Madzimambo varikushungurudza vanhu
@preciousmurambasvina4188
@preciousmurambasvina4188 Жыл бұрын
Regai kushanda nemakuhwa ma chief murivanhu vanoziva chivanhu imi
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
Oky mambo toti vakatadza asi mombe 8 ndedzei 😢😢😢😢makutoda kupfuma nekuda kweguva here 😮
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Zvirimubumbiro ravo rezvematongerwo ematunhu.
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
@@godwinchiutsi9183 hatisikuramba zvematongero avo ASI mutongo wacho mombe 8 here hama
@user-et4oc9kp6b
@user-et4oc9kp6b Жыл бұрын
@@godwinchiutsi9183 dai vaiziva izvozvo dai vasina kuzviita
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
@@agnesjokonya1405 zvakaoma Agness ndokuchenesa pasi kwacho Kkkk. Vana Jokonya vari ku Chivhu Hwirisha unovazivawo here
@preciouschimutanda3739
@preciouschimutanda3739 Жыл бұрын
imagine mombe 8 here isu taiziva munhu achibatiswa huku chaiyo nxaaaa
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 Жыл бұрын
Chief Chimhanda nevakomana venyu munehudyire husingaite hamunyari here moyo yenyu yakaoma sa Satan, makadii kutora mavedio chitunha chichi budiswa mu coffin vachitsvaga mari imiika kwanai
@mirriamgwatidzo7252
@mirriamgwatidzo7252 Жыл бұрын
mpurisa wamambo aivepo if zvisingabvumirwe akadiiwo kuvaudza gwara anehudyire nxa
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri Жыл бұрын
Ivo vana vadiki vakazoita maheadman kuti zviite seiko ndiye headman wekuviga shato fty anehutsinye nxaaa
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Madzimambo kutsvaga kupumira pavanhu
@lydiamusarapasi8316
@lydiamusarapasi8316 Жыл бұрын
Madzimambo mave kuzvinyanya mombe 8 aaaaaa matove mbavha imi.
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Mombe 8 dzacho imi munadzo here
@stephentibugare4889
@stephentibugare4889 Жыл бұрын
Uuuum mambo vane undyire ngava sungiswe
@marianyika8237
@marianyika8237 Жыл бұрын
Mombe 4 pamunhu dzakawandisa munhu anodziwanepiko okupai dzose dzainadzo here Ko vanhu havabvumidzwe here kuiita zvinhu zvepamusha pavo Mhosva yavo ndeyei apa
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Hudyire hwacho hune vatungamiri veZanu vonhanhira kumadzimambo shame apa wafirwa apa urikuripiswa
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Headman ndivo vakauraya mwana iyeye
@MmMm-fq7et
@MmMm-fq7et Жыл бұрын
Mambo ne mupurisa vanoda udywire havaziwe kuti varikuparira vana vavo vafi havafare nazvo zvavarikuita mombe 8 imi fungai kaviri mambo siyai hutongi wekudyira vanhu zvinhu zvavo
@KudzasheChidhuza-pm5sb
@KudzasheChidhuza-pm5sb Жыл бұрын
Ah endeka hudyire chaihwo wani Kuda zvavasina kushanda
@rosemarydzamara7857
@rosemarydzamara7857 Жыл бұрын
Kamambo iwe tsvaga basa kwete kubira vanhu, ndiwe wekuwiga shato futi, kamambo mbavha,
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Vakamuuraya haana kuzvisungirira achamuka hake ayo mazimambo anoda kudya zvevapfupi nekureba mwari achakutongai
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Waiting ✋
@tabethmukombe
@tabethmukombe 4 ай бұрын
Ca humambo hwacho muchapfuna asi zuva renyu richasvikan even newe mupurisa uchasangana nazvo
@shamisophiri5042
@shamisophiri5042 Жыл бұрын
KO mupurisa wambambo akadi kugara arambidza vanhu Kuti vafukure akarega vanhu vachipara mhosva achida Kuti agonoudza mambo that's bad
@TinasheChingwende
@TinasheChingwende Жыл бұрын
Saka mombe 8 dzadzechii manje vana mambo ndewe Zanu pf vanobirawanhu wafirwa pedzewonzi mombe 8 zvoitakunge kuripangozi
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl Жыл бұрын
haiwa guva rehama yake hre ingaitwa mhosva makajaira kudya zvevapfupi nekureba ....seni hngu ndairova vnhu SRS andinyepi
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 Жыл бұрын
Havasiriwo.....here mambo vakabhadharisa mbuya vane mwana akauraya nyoka headman musatonge neguhwa
@sifesifelani9827
@sifesifelani9827 Жыл бұрын
Ndiye. Aneudyire headman uyu
@mariadumba
@mariadumba Жыл бұрын
Drewmas Media taking us to another level ndinganonoke kuisa like but ndoisa chete
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 Жыл бұрын
Mambo ava vanotonga makuhwa
@peemakunzana0691
@peemakunzana0691 Жыл бұрын
Munhu akafa anoitwa nyaradzo nekuwakira guva here
@naumezacharia1561
@naumezacharia1561 Жыл бұрын
Drewmas Media taking you to another level ❤🎉🎉🎉
@user-em2jb8yl2o
@user-em2jb8yl2o Жыл бұрын
Ummm sham😢😢 very sorry musamire kufamba headman vane chekuita nerufu rwemupwere wenyu ndosaka arikuku vhiringidzai kuti musazive kuti ndiye nekuti munogona kuzomuitira go back to sender
@Lovemakoto
@Lovemakoto Жыл бұрын
Zvorwadza izvi
@vhuranjero
@vhuranjero Жыл бұрын
Vanodherera anamamboava
@fortunatekashambe9796
@fortunatekashambe9796 Жыл бұрын
Mmmh marwadzo
@evemudungwe168
@evemudungwe168 Жыл бұрын
Uyo arikuzviti mambo /sabhuku ngaaende anotsvaga basa kwete kuita robery arikuda kutonyanya
@lucychiwononga161
@lucychiwononga161 Жыл бұрын
Waiting
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Exhibit iriko kuguva,ngavanofukura vaone panehembe ,vasanyebera vanhu vanambwaa avo.chimhanda muroi
@kurrenkashesha9750
@kurrenkashesha9750 Жыл бұрын
Zvamurimi mupedze zuva rese
@mariazulu6805
@mariazulu6805 Жыл бұрын
vanhu ngwarirai nyaya dzema positori chionai vakonzera zvese ndofunga chidzidzo
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level
@restoredwordtabernacle5676
@restoredwordtabernacle5676 Жыл бұрын
Drewmas please advise them to escalate this issue to higher courts
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 Жыл бұрын
Makadiyi samambo makanotarisa kuguva kwacho kuti nhumbi dzavakaisa pakadzika sei urimbavha iwe
@preciouschimutanda3739
@preciouschimutanda3739 Жыл бұрын
hudyire madzimambo ko kuripisa mbudzi kana huku kana mombe 1 shuwa mungati mombe 8 nxaaaa ndarwadziwa😢😢😢
@patiencechidende9164
@patiencechidende9164 Жыл бұрын
Nxar ma headman enzara ane utsinye vanoda kusungiswa
@raychibvongodze5283
@raychibvongodze5283 Жыл бұрын
Vane hudyire ,hakuna zvakadaro, they will now steer spirit yekuponda maHeadmana aya
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 Жыл бұрын
😢😢😢umm zvinorwadza
@tabethmukombe
@tabethmukombe 4 ай бұрын
Vanamambo vakutsvaga mari nenasabhuku acho ukafirwa unopinda bzy nekubudisa mari
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 Жыл бұрын
Ndiye headman wacho hr kamwana kakadari kanozivei hakade kushanda nekuda kweda zvemahara
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 Жыл бұрын
😢😢😢😢😢😢😢😢 government yedu iyika hatife takawana rugare Zimbabwe 😢😢😢😢 CORRUPTION WILL NEVER END 😢😢
@mamarue2542
@mamarue2542 Жыл бұрын
Ava baba ava vakunzi chief avasirivo vekuti mai vemkoma wekuuraya shato vabhadhare here?? Why send mupirisa to spy not kubatsira vanhu neruzivo nxaaa itsotsi murume uyu.. ane hudyire ... ma chief taiziva vari vanhu vakuru y kuisa munhu mudiki anemakaro .this is sad
@memoryd5233
@memoryd5233 Жыл бұрын
Ummm Headman pfuma yacho mukuisa pai? Makabva kuripisa mhuri ine vana vekuuraya nyoka now this? Nxaaa
@theophilus6147
@theophilus6147 Жыл бұрын
Head man ndovaka uraya ndanzwa Kuti ndomusara pavana vanenge vaeikuchiva pfuma ne kushanda kwevana ava vane utsinye kutadza kushanda zveziya rake Dai vangoripa ne mombe dzeakafa vagochiona sasikamu ra headman
@paidamoyomagwenzi-wg4ds
@paidamoyomagwenzi-wg4ds 10 ай бұрын
Chief ngavasugwe ava
@akadee8355
@akadee8355 Жыл бұрын
I wonder why mombe 4 pamunhu yet vanhu Ava it's like munhu 1 plus SEMA brothers they are jus helping each other to try and solve nyaya yepamwana wavo kti chii chaizvo chakanyanyoitika....kna mitemo yacho yava yekuomeserana kudai zvinozodii nhy mwana arikuda justice...who knows maybe problem irikubva kubasa or Anga Aine zvaimunrtsao hake akashaya wekuudza 😢
@skhanyiswemhlanga7445
@skhanyiswemhlanga7445 Жыл бұрын
Mmmmmmmm ndafirwa nemwsnawanku ndotonkeswa ndiye mambo wamhlunga lo mfana owazibophelayo
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
It's so sad sorry henyu vana baba, eish baba vemwana varikurwadziwa veduweeee. Aiwa imi fambirai musha wenyu aah ko zvikaramba zvichizoitika kee. Tsvagai vanokubatsirawo maheadman ane hutsinye, akuda mombe dzenyu haanei kut mafirwa
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Nyaya inorwadza iyi Very 😭 sad. Nematambudziko haaa matongerwo acho haana kumira mushe shuwa. Mambo itai semunhu anoremekudzwa this is bad very bad. Ndabatikana shuwa very sorry vana baba
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Ko iye anogovigwa nehembe dzine mari sei handiti dzaakazvisungirira akapfeka anobviswa here
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Drewmas noise irikubvepi eish. Zvakaoma mweyaiko urikupinda muvana sorry chaizvo hama nekurasikirwa nemwana
@julietmarange8410
@julietmarange8410 Жыл бұрын
Headman uyu na mambo vanoda kuhwandirwa husiku kwaakuva tinha chaizvo kurovesa mbavha dzevanhu dhemeti ngavanotora ma notes kune vamwe kushaya moyo kudaro voti vanhu varikuchema mwana wavo mouyazve kuvabira aaaa nyarai kani headman na chief wenyu makaisepi moyo
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
So sas 😢😢😢pane nyaya apa.vabereki musaneta kana kuora moyo fambai zvichabuda chete and kana kuine anogona kugadzira ngavagadzire zvipfuwo zvacho .madzimambo aita hudyure apa panekuti vabatsire meana agarwa nemhepo vaone kuti imhepoyii iyoo pamwe pane zviripo zvakavanzika
@florencemutisi
@florencemutisi Жыл бұрын
Uuuuuimmmmm headman uyu anyanya ane nyaya yeshato yakabuda zvakare musi uno uuuumm munogadza mbavha pahushe sei
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
@@florencemutisi taurai zvenyu zvanyanya ikokuripwa kwacho kwavarikuitwa zvipfuyo zvacho vanozvidii
@jefiasmukuze7344
@jefiasmukuze7344 Жыл бұрын
Mukoma Neshamba mhanya kwaTilder live muende nagogo vabatsire mwana Ari kubuda matatya pliz help
@evemudungwe168
@evemudungwe168 Жыл бұрын
Zvorwadza vanhu ngavarege kuda kudya zvinhu zvevanhu nekuti tiri mamboo noo
@marvelouszinyemba9736
@marvelouszinyemba9736 Жыл бұрын
Maybe ane chekuita nerufu rwemwana, musatyiswa imi tsvagai chakauraya mwana wenyu coz you need closure
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Madzimambo aya mbavha dzevanhu varikuita zvisiriizvo kubira vanhu zviri pachena iye mupurisa wamambo akaenda neguhwa ndo ngaarohwe mhani chii chakadaro chiri kuitika munyika yedu Vamugabe chavakafira
@aaronmheswe-pc1wv
@aaronmheswe-pc1wv Жыл бұрын
Headman uri mbavha ndakakuona panyaya yenyoka kushungurudza mbuya yakadero
@simisongwenya6495
@simisongwenya6495 Жыл бұрын
Umm so sad story , very sorry bamdiki shuwa .
@laizapridendofa9980
@laizapridendofa9980 Жыл бұрын
Endai kuhigh court vakomana zvimatare izvi zvikuda hufumi chete
@letwinmurindagomo4158
@letwinmurindagomo4158 Жыл бұрын
Munhu kufa mapurisa otadza kusecha, kuenda kupost mortem futi orega kusechwa vari kunyepa mapurisa asabhuku, panozvisungirira munhu anotosechwa kutsvaga kana tsamba
@tabethmukombe
@tabethmukombe 4 ай бұрын
Headman shandai dzenyu momge
MHONDORO MUBAIRA.......... AKATEMATEMA CHIKOMBA NEDEMO
31:23
Drewmas Media
Рет қаралды 51 М.
MUDZI...............MHURI IRI KURARAMA NEHUROMBWA
1:38:37
Drewmas Media
Рет қаралды 28 М.
1❤️
00:17
Nonomen ノノメン
Рет қаралды 13 МЛН
DO YOU HAVE FRIENDS LIKE THIS?
00:17
dednahype
Рет қаралды 81 МЛН
ОСКАР vs БАДАБУМЧИК БОЙ!  УВЕЗЛИ на СКОРОЙ!
13:45
Бадабумчик
Рет қаралды 3,7 МЛН
AKAENDERA MUKADZI ASIRI IYE NDOKURIPISWA MOMBE INA (4)
21:25
Drewmas Media
Рет қаралды 12 М.
RUSHINGA......    GUVA REMWANA WECHIKORO WEKURUMWA NENYOKA RAKAFUKUNURWA
49:41
Sean Paul Speaks After Prophet Stephen Adom Kyei Duah Arrɛst Him
10:41
GURUVE.......OBATWA ACHIDANANA NEMBWA. ( FULL STORY)
35:23
Drewmas Media
Рет қаралды 65 М.
MURIDZI WEBHAZI REKWAMREWA AKAROMBA HERE
11:55
Drewmas Media
Рет қаралды 52 М.
ЕНЕШКА 2 СЕЗОН | 2-бөлім | ТОКАЛ АЛЫП БЕРЕМІН
23:12
Такого они не видели😱😍
0:55
Следы времени
Рет қаралды 2,9 МЛН