CHIPINGE........KURIPWA KWENGOZI YAMANDI FINAL

  Рет қаралды 6,524

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 170
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 3 сағат бұрын
MHURI YEZIMBABWE MURIRUDADISO THANKS FOR YOUR UNWAVERING SUPPORT
@nyariegannet1
@nyariegannet1 Сағат бұрын
Thanks mukoma munotivaraidza❤❤❤❤❤🎉🎉🎉
@vladimirganzy256
@vladimirganzy256 Сағат бұрын
Thank you Drewmas for taking Mandi's story this far. Hoping kuzowana update yekwa Bee kana chabvondoka nekuti dr vatochibvondora
@beautyzimbabwe1001
@beautyzimbabwe1001 Сағат бұрын
Handei kwaRusape musasiya Tsoka
@Manondo34
@Manondo34 5 минут бұрын
Thnx drewmas ❤❤❤❤ thanx nekutipa nyaya iyi zvizere👏🏽👏🏽👏🏽
@theresamambara5923
@theresamambara5923 Сағат бұрын
Ndine shungu dzekuda kuzonzwa zvichazoitika kubhinya rinonzi B
@MataxyJoe-g2j
@MataxyJoe-g2j 29 минут бұрын
Uyo ndiye achauya oga.and tiri kuzomuka pamasaisai ipapa
@ArtwellShatirwa
@ArtwellShatirwa Сағат бұрын
Mukotsanjera ndiwe wega N'anga ine chokwadi nerudo
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 34 минут бұрын
Dreawmas media mkabata basawell done vanhu vadzidza zvakawanda munhu haaurayiwe sehuku
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 32 минут бұрын
Mukotsanjera well done ramba une rudo rwakanaka kudai
@blessbless904
@blessbless904 2 сағат бұрын
NESHAMBA JUNIOR uri rudadiso.Drewmas media taking us to another level
@SynodiaChinembiri
@SynodiaChinembiri 2 сағат бұрын
Mandi achandi dzingisa basa kkkkkkkkk now ndatogara hangu
@tariromagwaza
@tariromagwaza 2 сағат бұрын
Ini ndinobairira maearphones angu ndoshanda zvangu
@TandiweGurupira
@TandiweGurupira 2 сағат бұрын
Sure tichadzingwa mabasa nenyaya yaMandi
@NaumeChiwandika
@NaumeChiwandika 2 сағат бұрын
Mandi wacho ndiye akafa here
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Сағат бұрын
Haunyepiba iwewe nhasika
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Сағат бұрын
​@@NaumeChiwandikaeeeeh ndiye akaurawa
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 22 минут бұрын
Tsoka Rudadiso a pindirai Mandy's Story 2 mins nyaya bhaaa bhaaa yakuto petwa, wonderful 🤗🤗🤗 I'm wa dzengorogozi dzakunzi saaa 🐕 kune mhandu
@stanbako2706
@stanbako2706 Сағат бұрын
Job Well-done Dr Mukotsanjera May you live long DR , Bee yasara kwauri apa chi Boss chopera ,Jnr Neshamba uri mberi chikomana , chinyatsoiruka ibude iri 1 solid video , tamirira kunzwa zviri kuitika kuna Changamire Bee ,akanyara kubuda pachena ,akatya jere haaa ngozi iriko hama weeee.Once again Dr Mukotsanjera big up pachikaranga ,chivanhu chenyu chakanyanya hamuna ( pride ).
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 32 минут бұрын
@@stanbako2706big up JNR Shumba vanogona manje tichipa kutenda kuna Shumba Snr for his mentorship
@LilliKidy
@LilliKidy 3 сағат бұрын
Drewmas ehee munofanirwa kunoisa macameras kumba kwaBee anogarirakoo we don't want to miss anything on Bee's downfall
@RudoZvirahwa
@RudoZvirahwa 2 сағат бұрын
😂
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 2 сағат бұрын
Shumba vadiki can do it vane hushingi
@emapsdkmzo2158
@emapsdkmzo2158 2 сағат бұрын
Yes toda kuona Bee achidzoka pa zero.zvokufamba netsoka Mandi atore kese keropa rake.Kotsa ndizvo
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 2 сағат бұрын
@emapsdkmzo2158 yaaaaa arwadziwe sekurwadziwa kwakaitwa na Mandy
@PreciousMarambaushe
@PreciousMarambaushe Сағат бұрын
Kkkk makanyanya
@PatrickTshishonga
@PatrickTshishonga 33 минут бұрын
Ndafara zvngu nezvaitwa kuuraya muhu hakuna kunka fanika kwdu chpinge uko unotozviona sekuru rambai munee rudo rwenyu❤❤
@tafamugari7430
@tafamugari7430 Сағат бұрын
Sekuru mukotsanjera woyeeeee❤ ndochibvooondora bvondo bvondo
@TeclaFrankson
@TeclaFrankson Минут бұрын
Drewmas Media taking us to another Level tinotenda ,Salute kuna Sekuru Mukotsanjera zvanza kwamuri Sekuru chenesai nyika
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 24 минут бұрын
Munotigonera Drewmas 👏🏽🤗👏🏽🤗👏🏽
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 20 минут бұрын
Haaa gore rino Ngozi hadzisi kunonoka better the wicked shall never ever prosper,Amen!!.
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 15 минут бұрын
God bless you🙏🏽 Drewmas fulfilling Promise & Tsoka & Crew providing Car for Trucks, Fuel,Time & Tender Loving Care. Providing Glorifying Service & Exceptional Love🙏🏽
@ceciliamusegedi-jq1me
@ceciliamusegedi-jq1me 13 минут бұрын
❤❤❤❤drewmas muri rudadiso zvenyu tsoka ❤❤❤❤bvondo bvondo
@florencedzumbira9289
@florencedzumbira9289 3 сағат бұрын
Usandiona kunonoka ndanga ndichiuya ❤❤
@p.ndlovu
@p.ndlovu Сағат бұрын
Hokoyo bee hauibude iyi
@SharaiChings
@SharaiChings 2 сағат бұрын
Chambere dzechipinge sando🎉🎉🎉🎉🎉
@patience6069
@patience6069 2 сағат бұрын
Vakanyanya kani dear ndo kwedu
@FaraiHove-h1c
@FaraiHove-h1c Сағат бұрын
Tsoka for Zimbabwe mwari muchengeti
@katarinamutakura6603
@katarinamutakura6603 17 минут бұрын
Sando dzenyu Drewmas, madadisa 💥
@LosterMapetese
@LosterMapetese 50 минут бұрын
Dai chikakasika kubvondoka Kuna beee,,auyevo kidrewmas timuonevo
@Ronald-u7p3g
@Ronald-u7p3g 2 сағат бұрын
Vamukotsanjera ishamwari yengozi shuwa uuuuuuuuu
@chipomchenje8987
@chipomchenje8987 2 сағат бұрын
Wa Neshamba pamberi nemi Shumba tadzidza munhu harovi anomuka chete kunyangwe makore mangani Mwari vakuropafadzeyi
@JulieTangwena
@JulieTangwena 2 сағат бұрын
Tsoka Muteyi Chiruka machinations Ganyamuto mama ingodzipura ngenyama Doctor wengozi ndinodada nemi baba wangu zvairema kasi masimuka wani CHIBABA che Zimbabwe unozodei Salut SIMBOTI
@EdnaMandere
@EdnaMandere Сағат бұрын
Hokoyo Bb chawakadya chamuka wena Mandi haasi kuzotamba newe
@storyushe9716
@storyushe9716 2 сағат бұрын
Drewmas media tokutendai nekutionesa chivanhu chiriko anhuwoye sekuru Mukotsanyera jack of all trades kana ngoma vanorova futi ❤
@SharaiChings
@SharaiChings Сағат бұрын
Ndine mubvunzo mutumbi hauna chaunopiwa here pakutambudzwa kwaakaita
@RufaroZiki
@RufaroZiki Сағат бұрын
Unopiwa mombe kana mari inokwana kutenga mombe
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Сағат бұрын
I think unofanira kupuwa something andizi kuti from her family here or ndi Mandi
@God-y9q
@God-y9q 55 минут бұрын
Bee akatinyadzisa sevanhu venharaunda ndikasangana newe ndokutiza
@blessingchinhema8152
@blessingchinhema8152 2 сағат бұрын
thank you drewmas media for taking us to another level
@RopahUsiku
@RopahUsiku 2 сағат бұрын
musandiona kunonoka ndanga ndichiuya drewmas media taking you 2 another level.mabata basa sekukuru mukotsanjera waiting bee kuti auye achitaura era shumba yegorongoza
@estherdzimbiri
@estherdzimbiri Сағат бұрын
❤❤kune basa yoo panotambiwa shem
@chipomashozhera8719
@chipomashozhera8719 14 минут бұрын
Fambayi nasekuru Mukotsanjera tinotevera Chiremba asina pride ,anobara basa nemazvo
@SynodiaChinembiri
@SynodiaChinembiri 3 сағат бұрын
Musandione kunonoka ndanga ndichiuya
@NyaradzChihumwi
@NyaradzChihumwi 42 минут бұрын
Well done Sekuru Mukosanjera❤
@BettyMutede
@BettyMutede 36 минут бұрын
Pakaipa
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 2 сағат бұрын
Ndange ndichiuya usandione kunonoka
@EdnahMapurazi
@EdnahMapurazi 2 сағат бұрын
Mandi mwanasikana warwa umire hameno B paari kupiwa maupdates achiona zvese izvi ari kuti kudii maiweee sekuru Mukotsanjera number 1 kubvondora
@ViolaBikitira
@ViolaBikitira Сағат бұрын
Drewmas media musazotisiya kana zvakunetsa kuna Bee toda kuona maperere ake
@eunicekachingamire9144
@eunicekachingamire9144 24 минут бұрын
1 sekuru vanetukomba mumatama
@sithabilemoyo-t1h
@sithabilemoyo-t1h 51 минут бұрын
Andrew musikana akaimba drewmas media ane chipo chake anogonesa kuimba
@megaafrica9821
@megaafrica9821 50 минут бұрын
Drewmas tokumbirawo muzotiira fellow up yaBEE kn Zvamuzvimbira
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 37 минут бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@megaafrica9821
@megaafrica9821 7 минут бұрын
@edwinbhimha9191 kkkkk totogara tatenga data
@MunorweiMhlanga
@MunorweiMhlanga 2 минут бұрын
Ngikhumbule ekhaya kami chipinge sam😭😭😭😭
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 Сағат бұрын
Ngoma yarohwa apoo❤
@TamukaOne-tv
@TamukaOne-tv 38 минут бұрын
God job
@aniphabandera6792
@aniphabandera6792 Сағат бұрын
Ma dance ekuchipinge ari pambei manje
@fortunateshoko1660
@fortunateshoko1660 Сағат бұрын
Dec ndri kuenda zvangu kwatsoka ndinogarirako chero ndikaita barika hngu 😂😂😂
@EdnaMandere
@EdnaMandere 2 сағат бұрын
I don't want to miss anything coz Sekuru ava vanogona zvechokwadi kukunda vamwe vanonyepera vanhu
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Сағат бұрын
Uchadzingwa basa😂😂😂😂😂
@ErinorahReza
@ErinorahReza Сағат бұрын
Hanzi kahure ukooo mayambirwa kungodiwa neanezita rekutiB ane mari ramba chinokunama chaMandi anaB vamwe muchashaya vasikana nazvo
@KessiaMadondo
@KessiaMadondo Сағат бұрын
Hama wadiwa ngozi ikabuda mukainzisisa nekuziva kut ingozi endai mundoripe isat tapedza dzinza More thanks to Doc Mkotsanjera nedremas media
@PrettyHazvidi
@PrettyHazvidi 53 минут бұрын
Drewmas media muri chidadiso
@nothandompofu3209
@nothandompofu3209 2 сағат бұрын
Ndasvikawo zvisati zvapera phew
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 2 сағат бұрын
Drewmas Media taking you to another level
@aniphabandera6792
@aniphabandera6792 Сағат бұрын
Mukoma Solo my favourite na tete varipiko
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 2 сағат бұрын
Chipinge munotamba maningi kkkk
@patience6069
@patience6069 2 сағат бұрын
Kkkkkk kunonakidza uko😂
@marychigumira6419
@marychigumira6419 Сағат бұрын
One N'anga inoimba nziyo dzekuchurch
@RoseFombe
@RoseFombe 3 сағат бұрын
First ❤
@SharonNyaku-m1x
@SharonNyaku-m1x 3 сағат бұрын
Ndiniwo zvangu pfachaaaa
@CharlesDhliwayo-fj4nn
@CharlesDhliwayo-fj4nn 38 минут бұрын
😂😅😅😅😅😅😅😅😅😅hokoyo
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 2 сағат бұрын
tisvikewo vana Shumba pamusha penyu🎉🎉🎉🎉
@KafitiGradi
@KafitiGradi 3 сағат бұрын
Sahwira garamubere ndapinda mu top 5
@ErinorahReza
@ErinorahReza Сағат бұрын
Sekuru mukotsanjere tamirira Bee auye nenyaya yake
@restarerkatunga8982
@restarerkatunga8982 Сағат бұрын
thank yu drewmas media munerudadiso munoita kuti tidzidze zvakawanda murambe muchitipa zvizhinji
@mshapiloevidence453
@mshapiloevidence453 2 сағат бұрын
Bee must face the consequences
@KuraiMutema-dx1sv
@KuraiMutema-dx1sv 2 сағат бұрын
Ini panditi netsei kunzwisisa ,,kana chikwambo chakaripirwa chikapedzwa mweya wacho haudzokeri kwawakabva here
@ViolaBikitira
@ViolaBikitira 54 минут бұрын
Inga hanzi kana nguva yakwana vanodzokera
@PaloSant
@PaloSant 32 минут бұрын
First you have to understand kuti chikwambo chinogadzirwa sei. Chikwambo unoriginal mweya wemunhu akafa unonotorwa kumakuva especially vese vaye vaakuti hatirohwe makuva taakunamata. Mweya wacho unosanganiswa nemushonga. Saka mweya iwowo wakapambwa sechikwambo ukazivikanwa unofanira kudzokera kumusha kwawo just like ngozi. But mukataurirana nawo mweya iwowo munogona kutoripa kunusha kwawo then mogara nawo mumusha menyu. Mashavi hobho ari mumisha yedu ndiwo mauiro aanenge akauya nawo kare kare. I know Kune imwe ngozi yakati muri kushaya mari yekunoripa kumusha kwangu so ndichabudira pamwana mudzinza menyu ndoitira vanhu matare nekurapa. Mari yese inobhadharwa mudare inochengetwa kusvika yekunoripa yakwana. Hapana cent rinodyiwa pamusha ipapo. I don't think akanoripwa family iyoyo will say ngaazorore kudzinza kwake. I think vachatokumbira kugara nayo ichishansa seshavi rekurapa nekuvhika hondo.
@RudoZvirahwa
@RudoZvirahwa 2 сағат бұрын
Dzikama ndikuroore 😂❤
@MitchelKashiri
@MitchelKashiri 6 минут бұрын
Tinotenda drewmas media nekupedza basa
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Сағат бұрын
Nhaka kumatodzingwa basa bae wangu urirudadiso Tsoka.
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 Сағат бұрын
Good bye my friend Wakamboonana tichazoonana nerimwe zuva Ini ndakuenda kubasa kwangu Iwe maggie iwe mukaranga
@LovenessTshuma-g2z
@LovenessTshuma-g2z Сағат бұрын
Mandi akazviona kuti mari ikawanda vanhu vanouraya vachirwira mari
@ViolaBikitira
@ViolaBikitira Сағат бұрын
Ndikadzingwa basa ndinouya kuchipinge kwaMandi nekuti ndatova mutoilet
@ChipoMaroyichihera
@ChipoMaroyichihera Сағат бұрын
😂😂😂😂😂 motoilet uchion Mandi hr😂😂😂😂
@roniamukonda5520
@roniamukonda5520 48 минут бұрын
Zviro zvacho hama yangu neni nditorimo mu toilet 😂😂😂
@faithbungu9136
@faithbungu9136 2 сағат бұрын
Ndinobva ndafunga wasekuru wangu wachitamba mafuwe wachiridya manja ayo kwaMutoko
@faithbungu9136
@faithbungu9136 2 сағат бұрын
Ndiripo kunyarara hangu asi ndiripo
@FainaKahwa
@FainaKahwa Сағат бұрын
Ini haa ndomuka chete ndikauraiwa 😢
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 3 сағат бұрын
My kule Tsokaaaa good morning ❤❤❤❤
@LibertMarcChihuri-s2h
@LibertMarcChihuri-s2h 2 сағат бұрын
Maita Basa drewmas media tadzidza zvakawanda panyaya yaMandi ndinokutendai chose
@DellAaron
@DellAaron Сағат бұрын
Shumba ndakadzingwa basa chete ka ndimi muchandipa rimwe nekuti mmm ini ndakutoshanda imi kuno😂
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa Сағат бұрын
Ini rangu basaka ndirikutotya vatinyanyira nhasi kutipa tisati tatombosvika pa lunch zvapo
@PriscillaNyachowe
@PriscillaNyachowe 21 минут бұрын
Ummm haya ngozi is real 😢
@PreciousMbuzi
@PreciousMbuzi Сағат бұрын
Thank you Drewmas Media ❤
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk Сағат бұрын
Ya drama rakabuda iri muite part 2 yacho
@BeautyJackson
@BeautyJackson 2 сағат бұрын
Dreams murirudadiso❤
@tracymutumbe9932
@tracymutumbe9932 2 сағат бұрын
Pamberi ne Drewmas media tinodada nemi
@patience6069
@patience6069 Сағат бұрын
Chipinge kinonakidza amana madance manyama
@SibongileMwaonechiri
@SibongileMwaonechiri 3 сағат бұрын
Can't wait 🎉🎉🎉
@restarerkatunga8982
@restarerkatunga8982 3 сағат бұрын
tatomirira tione final
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx
@EuphrasiaMudzingwa-rk1sx 2 сағат бұрын
Mauya zveshuwa
@MellodyChenaiKoronya-b3h
@MellodyChenaiKoronya-b3h Сағат бұрын
Drumas murirudadiso
@scholalavu1462
@scholalavu1462 Сағат бұрын
Pasi nekuurayana
@MollenMutanga
@MollenMutanga Сағат бұрын
Shumba makadini ne team renyu
@Gogovamelusi
@Gogovamelusi 49 минут бұрын
Pane anzwisisawo here kuti Headman beef ravo nderei?
@nyariegannet1
@nyariegannet1 3 сағат бұрын
Ndaiyepo ndayepo karangandaaaaaaa🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤❤❤❤❤
@ChipoMaroyichihera
@ChipoMaroyichihera Сағат бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 uyuwo uyu haana kwake kkk
@HannahNenyasha
@HannahNenyasha 3 сағат бұрын
Ndiripo❤
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk
@LobengulaPadzakashamba-nc6jk Сағат бұрын
Chete vanhu vazhinji vakutsvaka mari chokwadi ne nhema zvonetsa kuwona asi kana chiri chokwadi vanhu vakauraya ngavafe Pfuma yemufi hainakidzi kudya unodya uchiti ndeyeyi auraya ngafe mozodya henyu akauraya afawo
@StellaBanda-u8v
@StellaBanda-u8v 13 минут бұрын
Akauraya haakurumidze kufa ndomuitiro wengozi inenge ichida kuripwa. Mushonga wengozi kuripa.
@SharaiChings
@SharaiChings 2 сағат бұрын
Chipinge wooooyeeeee🎉🎉🎉🎉
@patience6069
@patience6069 2 сағат бұрын
Woyeee tiri pano
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 Сағат бұрын
Hembe ye zanu yaakapfeka uyo ndiyo ikumuitisa munyama
@dignitychakawa9553
@dignitychakawa9553 2 сағат бұрын
Ndange ndichiuya musaone kunonoka kkkk … Drewmas media murirudadiso
@SharaiChings
@SharaiChings 2 сағат бұрын
Mandi ngaambouya aonekane nehama dzake
@LydiaWilliam-h2m
@LydiaWilliam-h2m 2 сағат бұрын
Tiripo
@JulieTangwena
@JulieTangwena 2 сағат бұрын
Shamba yegozi
@ViolaBikitira
@ViolaBikitira Сағат бұрын
Matii
@rutendomarufu2929
@rutendomarufu2929 2 сағат бұрын
Ndivo baba va mandi here vatamba ava
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Сағат бұрын
Ndi Sekuru
CHIPINGE..........MANDI OMIRAMBIDZA HAMA DZAKE MAKARO
1:06:46
Drewmas Media
Рет қаралды 35 М.
龟兔赛跑:好可爱的小乌龟#short #angel #clown
01:00
Super Beauty team
Рет қаралды 100 МЛН
Will A Basketball Boat Hold My Weight?
00:30
MrBeast
Рет қаралды 129 МЛН
Я сделала самое маленькое в мире мороженое!
00:43
Perfect Pitch Challenge? Easy! 🎤😎| Free Fire Official
00:13
Garena Free Fire Global
Рет қаралды 11 МЛН
SEKURU MUKOTSANJERA PFACHA MUCHIPINGE
34:53
Drewmas Media
Рет қаралды 28 М.
MARWADZO the pain  Zimbabwean movie....#zimdrama
50:34
Jamukoko Media
Рет қаралды 9 М.
Dorcas Moyo Achipa chipo chake kuna Chief Mutasa
21:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 23 М.
CHIPINGE..........MAPURISA PA ROADBLOCK VOTYA NGOZI YAMANDI
20:16
Drewmas Media
Рет қаралды 27 М.
龟兔赛跑:好可爱的小乌龟#short #angel #clown
01:00
Super Beauty team
Рет қаралды 100 МЛН