Chisionekwi pa Nyagundi Bocha Marange Sekuru Mandare

  Рет қаралды 62,635

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер: 301
@Karanganda
@Karanganda 8 ай бұрын
MaLikes plizzz ndatambawo wani pa Video😅😅😅
@sabhukuchoko263
@sabhukuchoko263 8 ай бұрын
Ichi chakaoma ichi BabaTaps big up
@emmanuelkumalo5110
@emmanuelkumalo5110 8 ай бұрын
Usasoshora ba!🤣
@joaoconstancio3120
@joaoconstancio3120 8 ай бұрын
Murisei ndokumbiravo number yenyu baba taps ndodavo kubatsirwà number yenyu ye app ndri kumozambique
@wondergwizo6253
@wondergwizo6253 8 ай бұрын
Ndokuti Bochazve uku. Ruzivo rwengoma harubudi no matter the age
@tapiwamukombe
@tapiwamukombe 8 ай бұрын
Ko how far nyaya ya kagura badza
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 8 ай бұрын
Nhaimi ko mapundu kana kuti pamwe imhopo haakwanise kuzvirapawo here 😢 ndahwa tsitsi hangu
@netsietumu7767
@netsietumu7767 8 ай бұрын
Ndatozvionawo
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 8 ай бұрын
@@netsietumu7767 ngavaite plan
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 8 ай бұрын
Ndoda kupa kutenda ku leadership ye Karangandatv nekuti tungamirira thru ma episodes avanotipa. Ndigozotendazve kune ma followers enyu ese pamwe neavo vanoona vongopfuura. May the good Lord bless mese . Move ne Xmas ne nyuweri yakanaka. Ini me mhuri yangu tananga ku Xmas kumusha.
@abigalsoko3265
@abigalsoko3265 8 ай бұрын
White ndebvu anobata ngoma vakomana
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 8 ай бұрын
Huku ukaibata mabatiro ayanga yakaitwa awo, ekutakurwa nepasi pemapapiro wakairembedza huku inofa.
@PriviledgeMushipe
@PriviledgeMushipe 8 ай бұрын
First nhasi pano watching from Windhoek Namibia
@priscillakuchuna9434
@priscillakuchuna9434 8 ай бұрын
Haasi mashiripiti here avo vanhu ngatitizere kuna Jehovah ,Mwari habhadharise
@kuitachingwe7572
@kuitachingwe7572 8 ай бұрын
Mwari ngavauye kuna Jesu vawane hupenyu. Munotakudzwa many more times pane dzamunenge mauya nadzo.
@selinalembani9816
@selinalembani9816 8 ай бұрын
Mapipi, ndiwayo
@kennymushy6457
@kennymushy6457 8 ай бұрын
Endai kumakereke makanyarara
@amutaks
@amutaks 8 ай бұрын
Sekuru vnogona kuridza ngoma chaiko tugudu tugudu tugudu chaiko, my heart felt that 🔥 🔥 🔥 🔥 🔥
@quinybright7736
@quinybright7736 7 ай бұрын
Kkkkkk
@zenabe605
@zenabe605 6 ай бұрын
Lol iweka a
@sashanomvulamandere250
@sashanomvulamandere250 8 ай бұрын
Nyoka huru haizvirumi.....African Proverb 😊
@cdechirume2979
@cdechirume2979 8 ай бұрын
Nzou hairemerwe ne nyannga dzayo. However this is worse than fraud or corruption. Huku yaita sei. Wasting meat😂😂
@MusaMakaza
@MusaMakaza 8 ай бұрын
Ndoty baba taps bhoe here apo kkkkkmakwikwi chaiwo
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 8 ай бұрын
😅😅😅😅😅Aiwa hama musaite henyu nharo mukaenda kuInyanga/Rwenya /Nyamaropa /Chikore munonyarara kuti mwiiii .Kunze kwakaoma uku guys .Unotaura zvaunoda zvisati zvaauya kwenyu .Ngozi idzi dzinemaZera uyu marudzi weeeee .
@princessmamthe
@princessmamthe 8 ай бұрын
Nkosi Jesu buya sebeqalile abantu bakho 😂😂😮
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 8 ай бұрын
Kkkk kunzima
@takuranashegumbo7034
@takuranashegumbo7034 8 ай бұрын
Bayaziyenza izinto
@margarethmaroso3150
@margarethmaroso3150 8 ай бұрын
Hameno Mwari ndovanoziva chokwadi 😂😂😂😂😂matambudziko akutiita tiite zvose zvose
@user-xz8ed5ws9i
@user-xz8ed5ws9i 7 ай бұрын
Hoyo hoyo bata bata kuteya moteyo tinoshirika
@user-eq6rc2hv4l
@user-eq6rc2hv4l 8 ай бұрын
Ngavandipe ndidye huku iyo ngasade kutinyebera muzuru wangu aitozvita kuSA uko akazobviswa mazino ese achirohwa nanhasi anotaura kt sekuru izvi hazvibhadhare
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 8 ай бұрын
100% zviriko izvi guys inini ndakambozviona live izvo .Chembere dzedu dzakatakura kani imi.N'anga dzechokwadi dziriko kunze uko .Mbavha dziriyo .Aiwa tirikushandiswa kani imi..Africans are talented when it comes to witchcraft.We only fail to steal money from the banks but African science musanyeperwe henyu .
@tangaitandi
@tangaitandi 8 ай бұрын
Watching from Zambia in Lusaka.
@de_.light28
@de_.light28 8 ай бұрын
African drums sounds good 👍
@spiwebadza6253
@spiwebadza6253 8 ай бұрын
Great job baba Taps 🎉🎉🎉🎉❤❤❤
@user-qs1bu3jd5x
@user-qs1bu3jd5x 4 ай бұрын
Haaa inini siyanai zvenyu neni nhamo dzangu ndinozvitaurira ndoga kuna Jeovha nemudzimu yangu. Ndaneta kunyeberwa
@ednatopez7612
@ednatopez7612 8 ай бұрын
Sekuru vacho vanotyisa yooo ishhhh
@TalentHambirepi-xn2wq
@TalentHambirepi-xn2wq 8 ай бұрын
Apa vakadzi kuita simba rekutambisa magadziko 😢
@TalentHambirepi-xn2wq
@TalentHambirepi-xn2wq 8 ай бұрын
Ndanzwa kumerera yooooooo kunga zvauya pandiri
@loicevavi2968
@loicevavi2968 7 ай бұрын
Zvimibvunzo zvisina basa zvinondibhowa munondiziva here ,pane chandakunyeperai here ,yanga ichirwara here huku
@lawrencetinacho7161
@lawrencetinacho7161 7 ай бұрын
He broke the backbone of the poor chicken in disguise. Mbavha idzi nxaa
@user-qs1bu3jd5x
@user-qs1bu3jd5x 4 ай бұрын
Mombe dzangu dzakapera nana tsikamitanda matv nemuchine wekusonesa. Pamusoro pazvo ndabvisa mombe baba vangu voshaya futi
@tinshemakem4140
@tinshemakem4140 8 ай бұрын
Haaaaaa mhuka dze black dziripanguva yakaoma
@emmanuelmurenjekwa4676
@emmanuelmurenjekwa4676 8 ай бұрын
Kkkkkkkk chinoura huku ndezvavanodira zvitsvuku ivo😅😅😅
@user-on4uw7xv1g
@user-on4uw7xv1g 7 ай бұрын
Uuuuuummmmmm mombe nembudzi nhatu hre veduweee musadero matanga mazhinji aoma nazvo izvo
@stanfordmusekiwamurove3316
@stanfordmusekiwamurove3316 8 ай бұрын
White beaded good drums tune listen 😊😊😊
@user-qc7js9zr2i
@user-qc7js9zr2i 8 ай бұрын
Mandebvu akurova ngoma haasi mupositori here uyo kikikiki
@nondochirau9664
@nondochirau9664 8 ай бұрын
Liking before watching ❤
@NatalieMusekiwa
@NatalieMusekiwa 7 ай бұрын
Ummmm apa payinaka sound to the fullest ❤❤❤😊
@phineasmasori3540
@phineasmasori3540 8 ай бұрын
Pazwi gumi remazuva mudhara wakaka😂😂😂😂😂😂
@evansdzinzi3152
@evansdzinzi3152 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Akati ndakakureterwa
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 8 ай бұрын
🤣🤣 aaaa nyika yakuda kuguma zviro zvakuitwa soo 😂😂😂
@josephnyagona7946
@josephnyagona7946 8 ай бұрын
dai ykaguma kare nyika
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 8 ай бұрын
Hakuna nyika inoguma. Thats a stupid assertion. Munhu ndiye anofa.
@Jiriemily
@Jiriemily 8 ай бұрын
Uuum n'anga iyi uuum zvose zvirikungowanikwa mupillow haaa unozvishaya
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 8 ай бұрын
Ini handisikushora hangu tinotenda zvakasiyana siyana, asi muripo wasekuru bhoo here kutokusiya uri murombo wekupedzisira
@sashanomvulamandere250
@sashanomvulamandere250 8 ай бұрын
Bota ra Tinashe Mugabe rinopisa...zvakaoma shuwa
@selinalembani9816
@selinalembani9816 8 ай бұрын
I thank God andinyepereke seizvi zvekumhanya
@WELLAZFISHING
@WELLAZFISHING 7 ай бұрын
Hurombwa huriko hama uye zvakaitwa or zvinoitwa nevekare..Inonzi spiritual world .Kana makanyatsobatwa nazvo hamudi and you hate chivanhu.
@Eunice-pz1vt
@Eunice-pz1vt 8 ай бұрын
Anemaziso ekuona varikuona aaaa kastatment Iweee huku 😮😂😂😂😂😂kuseka nhamo serugare shuwa zvakaoma
@dasilva8081
@dasilva8081 7 ай бұрын
Bocha kuri anhu ndiindeyo.unopaziya ngandibatsire
@emilymagozore3457
@emilymagozore3457 7 ай бұрын
Yeeeee ndafunga Bocha ngoma
@rejoiceshereni6449
@rejoiceshereni6449 6 ай бұрын
Kkkkkkwaaaa pakutanga Marisa zveku actor zvaiti netsei maybe ainyara camera hameno ,now uuuuummm rave bullet chairo kkkk ma statements ake soo 😂😂😂😂😂
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 8 ай бұрын
Kwanzi ini handichina gumi ramazuva uuuuu Mmmm musadaro kuganhurira upenyu wemadhara aya
@NelsonDaily337
@NelsonDaily337 6 ай бұрын
Huye don't 😂😂😂 nyika yedu chii nhai
@natashatapomwa3187
@natashatapomwa3187 7 ай бұрын
Musazorerutsa muchiti munamato itii chibhodhoro changa chiine mushonga kkkk
@tinotendamaposa9896
@tinotendamaposa9896 8 ай бұрын
Just imagine hausati wapedza kuroora and one day you decide to open KZbin and you see your in-laws doing this
@sylviamhlanga9640
@sylviamhlanga9640 8 ай бұрын
Ayikakak manje ini ndine friend yangu yaive yatoisa date rekuroorwa saka ndaitoziva chii kwaari kuroorwa kwacho nemukomana ndaimuziva saka ndauya pano ndakangotiwo regai ndimboone syl media wanike ehhhh mukomana wake aripo apa vana ndovauyisa baba kun'anga nenyaya yekuboberwa vakadzi vavo ndakangomusendera link ndisina kumuudza nyaya yacho akazozvionera ega 😂😂😂😂 akatozosiya iiii ungaende kunobobewa here veduwe
@ShezMarimz
@ShezMarimz 8 ай бұрын
Unozvimamira kani
@letwingora9415
@letwingora9415 8 ай бұрын
😂😂😂😂
@goldensomenow737
@goldensomenow737 8 ай бұрын
Unotofara kuti matambudziko akapera wakuroora mumusha makachena,kune kune matambudziko uku
@afronews7034
@afronews7034 8 ай бұрын
Ngoma idzo pisirai dzinyatso rira
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 7 ай бұрын
Sekuru idzo inyuchi hre muviri wese
@ngonidzashekwembeya
@ngonidzashekwembeya 8 ай бұрын
vari kubatsira vanhu kupi kwacho nyagundi papi pacho
@natashatapomwa3187
@natashatapomwa3187 7 ай бұрын
😂😂😂murikuinzwa here sound yekunakirwa nebota😂
@user-ok4to6ym9w
@user-ok4to6ym9w 8 ай бұрын
Zvekuisa mazita mubhodhoro umm .ndofunga haasikurombesa vanhu munhu uyu
@Olcool
@Olcool 8 ай бұрын
True.
@GavaMarengenya
@GavaMarengenya 8 ай бұрын
Very soon munenge mava kwa Tilder muchi tsvaka help.
@PrettyMachingura
@PrettyMachingura 6 ай бұрын
Welcome to Zimbabwe comedian centre
@InnocentIncognito-ds4oe
@InnocentIncognito-ds4oe 8 ай бұрын
Watching from Namibia kkkk aaaaa vakomanaka hmmmm ng'anga ngadziti regererewo vakomana, kuita vanhu vakuru sezvituta pazere vanhu kudai, kutadza kutaura uchidya zviyo izvo nekuseri kweruwoko
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 8 ай бұрын
Wazozviziva nekuti wave namibia?
@user-iz4xp5uk6x
@user-iz4xp5uk6x 8 ай бұрын
​@@shingiraitrevormboto2105😂😂😂😂😂😂 violence still exist
@sqrd3536
@sqrd3536 8 ай бұрын
Kumasowe here kuno? Serious masaramusi of another level. We have seen dis kinda magic. Woman with polka dot skirt doing 'horror'.😊
@user-ox7eu7xi7m
@user-ox7eu7xi7m 7 ай бұрын
Munotambudzirei huku yaMwari akaifira huku iyoyo pamuchinjikwa nhasi yotambudzwa zvee😢
@ZedFashiion
@ZedFashiion 8 ай бұрын
Fkii yoga iyii endai kwasekuru Tasvuu kwete kumbavha iyi
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 8 ай бұрын
Kana vane matambudziko achipera tinotenda zvekuti apera sei hatina basa nazvo chatinoda izambuko yambutsai vanhu sekuru
@user-ig9xg3ej2q
@user-ig9xg3ej2q 8 ай бұрын
Vanhu namatai mwari muchadyisiwaivhu kkkk
@dylansewera6230
@dylansewera6230 8 ай бұрын
Hakusi kutorombeswa here
@busisiwecorneliamsipha4463
@busisiwecorneliamsipha4463 8 ай бұрын
Poor chicken, rest in peace
@natashatapomwa3187
@natashatapomwa3187 7 ай бұрын
😂😂
@LettyShawty
@LettyShawty 8 ай бұрын
Muvengi unondishupira mhuri yangu "aaaahuuuu ahuuuu ahuu uhuuu huhuhhuuuu huuu uhu ahuuu😂*
@MegaSamrak
@MegaSamrak 8 ай бұрын
Ko idzo imhopo here idzo havadiwo kutobatsirwa here sekuru
@ruthmoyo7970
@ruthmoyo7970 8 ай бұрын
Huku yatofa iyo uuuhm 😮
@Olcool
@Olcool 8 ай бұрын
Imagine😢😮
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 8 ай бұрын
Hupfu hune basa rakakurisa, ini ndongoti as long vashandirwa varinkuti vabetserwa who are we or am l to judge madzibaba akatakura aya.
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 8 ай бұрын
Zvinhu zvachoo sooo zvakaoma
@Ellamore-tn4gn
@Ellamore-tn4gn 7 ай бұрын
I church here kana ndevechivanhu,ndinokumbira kuziva
@ganyaz
@ganyaz 7 ай бұрын
that's my question also
@user-qk1hp6gi1r
@user-qk1hp6gi1r 8 ай бұрын
Karakanda ino gona chose❤
@user-rj3ty7ji9k
@user-rj3ty7ji9k 8 ай бұрын
Haziiko eanhu ekumusha kwangu
@user-po7xx1os4o
@user-po7xx1os4o 7 ай бұрын
ndaiyepo-ndayepo isasoshora
@rufarosharonborerwe3689
@rufarosharonborerwe3689 8 ай бұрын
Zvakaoma 😂vamwe vachitakurirwa mitoro naJesu pamuchinjikwa vamwe vachitakurirwa nehuku
@kuitachingwe7572
@kuitachingwe7572 8 ай бұрын
Unobva waona kuti pipo are far ftom the truth
@regissanyamandwe5590
@regissanyamandwe5590 8 ай бұрын
Jesu akaarasirira madhemon kunguruve wani.vanhu vemachechi campaigning dzenyu ndedzekupenga.
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 8 ай бұрын
Just imagine 😂
@letwingora9415
@letwingora9415 8 ай бұрын
😂😂😂
@joinahmukanangana2993
@joinahmukanangana2993 8 ай бұрын
You can say that again
@user-yg2yp7lk7i
@user-yg2yp7lk7i 8 ай бұрын
Mandebvu chorova Ngomaa ndachema zvanguuuu
@user-qs1bu3jd5x
@user-qs1bu3jd5x 4 ай бұрын
Zvese zvirikuitwa apo zve huku ichizofa yega neporidge richidyirwa murusero takazviitiswa nana tsikamitanda asi inini kutaura chokwadi handina chendakaona kana kubatsirwa nazvo. Handizivi kuti vamwe zvinovashandira here. Ndaneta nemashiripiti
@lindytv3075
@lindytv3075 8 ай бұрын
Masaramusi awa ini handibvumi zvese zvaibatwa ndezvavo sekuru zvabva nazvo
@mandlovu-eb3gk
@mandlovu-eb3gk 8 ай бұрын
Kuri kusviuka zvioko shuwa watambudzika unoti chauya chauya 😂😂😂😂😂😂😂
@user-eq6rc2hv4l
@user-eq6rc2hv4l 8 ай бұрын
Baba Taps tinokudai zvisingaite bt uyu nekaya kasekuru kekurarisa vanhu pungwe kachidyisa vanhu chibage kachinyeba kt vanhu varikuuya ndavatumira makudo varimunzira makumbo azvimba vanhu varikuuya 😂😂😂😂
@Eunice-pz1vt
@Eunice-pz1vt 8 ай бұрын
😂😂😂😂 zvakaoma kani
@princessmamthe
@princessmamthe 8 ай бұрын
Hayi ! Kukhona okutshaya amanzi 🤔 Ngamanga lamanga shame
@portiatakawira1206
@portiatakawira1206 8 ай бұрын
Vamwe vanhu vanoshamisa vanoda kuparidza pawatoona kuti topic iripo inezve n,anga wauyirei pano kune church haukuzive nxaa hapana munhu asinganamate asi dzimwe nguva zvinorema
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 8 ай бұрын
Taura hako iwee!!
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂varikupisa vanhu neporridge iro kkkk zvakaoma sure
@user-my5bx5ot5r
@user-my5bx5ot5r 8 ай бұрын
Sekuru Ava ndakambovaona kusanyati hapana zvinozivikanwa vakazobvako vachiita zvekutiza zii zvangu
@user-eq6rc2hv4l
@user-eq6rc2hv4l 8 ай бұрын
Yaa urikuziva nyaya yacho wani fake iyo apana kana 1 chaitwa apo
@madyedzomunyonga2036
@madyedzomunyonga2036 7 ай бұрын
Ndarwadziwa nababa ava vachichema!
@monex260
@monex260 8 ай бұрын
Sasoshoraba😂
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 8 ай бұрын
😂😂muchasvuurwa maoko nekuda zvinhu
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 8 ай бұрын
Chaai 😂
@NatalieSmall-nl2tg
@NatalieSmall-nl2tg 8 ай бұрын
Kkkkkk
@TeteAmai-ex7gn
@TeteAmai-ex7gn 8 ай бұрын
Imbavha sekuru ava vanoda hupfumi mbudzi nhatu nemombe aaaaaa
@keithmunjoma6138
@keithmunjoma6138 2 ай бұрын
Poisoned chicken 😂😂😂😂
@agneschiduku
@agneschiduku 8 ай бұрын
Waiyepo ere
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 8 ай бұрын
RIP kuhuku ndarwadziwa mafiro ayaita
@BrianGomora
@BrianGomora 8 ай бұрын
Its sad
@ELLAHMHERE
@ELLAHMHERE 8 ай бұрын
​@@BrianGomoraaudyi huku here. 😅
@-johnchikura
@-johnchikura 8 ай бұрын
Iwe woshora😂
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 8 ай бұрын
Ini hangu mhopo idzo ndinonzwa kumerere kuita sedzazara pandiri mwari ndibatsirei
@vimbaibhokoro5439
@vimbaibhokoro5439 8 ай бұрын
Nhai Baba Taps ndiri kukumbiravo kubvunza kuti chii chiri mumuviri wasekuru😮😮😮
@PrettyMachingura
@PrettyMachingura 6 ай бұрын
Ma watts akanonokerwa kurapwa
@vimbaibhokoro5439
@vimbaibhokoro5439 6 ай бұрын
@@PrettyMachingura ok dear thanks
@mandlovu-eb3gk
@mandlovu-eb3gk 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂havanhu zivai mwari nguva ichipo
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 8 ай бұрын
Iwe unomuziva? Wakambomuona kupi utipewo chimiro chake?
@mandlovu-eb3gk
@mandlovu-eb3gk 8 ай бұрын
@@shingiraitrevormboto2105 kana zvichinzi kuziva mwari azvirevi kuti anoonekwa nemeso musabvunza zvinhu zvamoziva kana munhu achinamata ndokutomuziva mwari zvemishonga vamwe ndokuenda kuchivanhu vodzokera kuchivanhu futi vamwe ndovanobvisa voti tendeukai kuchivanhu kwakazomboitiwa church kupi kuchivanhu unotobatsirwa wonzi tendeukai munamate asi kana uchinamata azvirevi kuti chituka chivanhu no nokuti ndomidzimu yekwakowo apana asina midzimu
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 8 ай бұрын
Imhopo here idzo dzina Sekuru Miri wese veduwe kubvunza
@pmuringa1
@pmuringa1 8 ай бұрын
😂😂😂😂 so scary wangu
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 8 ай бұрын
Dzimwe nyaya unongoona kuti dzaa dzeku gandirira
@user-pi6wp8kk7m
@user-pi6wp8kk7m 7 ай бұрын
Mudhara wengoma ava kumberi
@wellingtonmasuka
@wellingtonmasuka 8 ай бұрын
Idzo imhopo hre idzo
@ruthmoyo7970
@ruthmoyo7970 8 ай бұрын
Madance manyama😂😂
@Janemacelyn
@Janemacelyn 8 ай бұрын
Benefits of little to no education
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 8 ай бұрын
😢😢😢ndavanzwira tsitsi kuitiswa pachena​@@Janemacelyn
@madyedzomunyonga2036
@madyedzomunyonga2036 7 ай бұрын
RIP huku, pakaipa!!
@rowayimaunganidze873
@rowayimaunganidze873 7 ай бұрын
Ini zvandoziva Huku ukaidzvanya panoperera maphaphiro nepanosangana zvidya zvayo paPosition yemaKidneys inofa, painobhubha ichida kubvisa unowedzera kudzvanya ndipo painofa
@wendymutamba5735
@wendymutamba5735 8 ай бұрын
Ko sekuru wacho mapundu kudaro hanziiko yoo
@ruel1703
@ruel1703 8 ай бұрын
Ndopaunoona kuti ma funnies kushaya mushonga wekuzvirapa?
@wendymutamba5735
@wendymutamba5735 8 ай бұрын
@@ruel1703 imagine ngavatange vazvirapa mapundu ayo
@davidchinake687
@davidchinake687 8 ай бұрын
Ini ndirikutya ku commenta 😀
@wendymutamba5735
@wendymutamba5735 8 ай бұрын
@@davidchinake687 😂😂😂😂😂 kutya sekuru
@Olcool
@Olcool 8 ай бұрын
Even doctors seek help from ther doctors
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 8 ай бұрын
Zven'anga regai itai zvemaheadman izvi masaramusi aya
@rachelntini4252
@rachelntini4252 8 ай бұрын
Vanhu va Mwari sure vatambura
@user-fe8nm7ll4u
@user-fe8nm7ll4u 8 ай бұрын
Kuziva mwari ndiko kuvamba kwezivo
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 8 ай бұрын
Ngoma irikurohwa ndambotamba
@margarethmaroso3150
@margarethmaroso3150 8 ай бұрын
Mbuya vatsva n'anga muchaita zvipoko zvicharamba zvichiisa matambudziko munyika makuzvinyanya
Headman Chigodora Miti inoera
42:24
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 48 М.
Adzokazve Musharukwa Dare ra Headman Chigodora
41:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 76 М.
Masowe eNyenyedzi Nomwe.                            Baba Jeremiah chiuya
3:19
Chihera Prudence
Рет қаралды 1,3 М.
@HeadmanChigodora Barika
1:01:05
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 22 М.
MUDARE MUNOMUKA HOHOHO
28:00
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 307 М.
EFF Is Finished. Mbuyiseni Ndlozi & Mpofu Join Zuma MK Party!?
4:06
Mukadzi Akarara Nevarume Vese We Village
47:26
TICHKACH MTV
Рет қаралды 24 М.