CHIVHU...SADZA........" TEZVARA VANDISINGAZIVE VOTORA MUKADZI WANGU"

  Рет қаралды 13,445

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 118
@TinasheMupfumbati-b8q
@TinasheMupfumbati-b8q 11 ай бұрын
I suspect kuti she is kidnapped or she is with another man, pakuzofona uchitukirirwa. Mhanya Mhanya nguva ichipo, inogona kuita ngozi. Why letting her go kuvanhu vasina kuuya kuzomutora pamberi pako?
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 11 ай бұрын
Tsvaka umwe mukadzi bvunza ini ndakaifamba nzira iyi a👐👐👐
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 ай бұрын
Pakaipa
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 11 ай бұрын
@@tinamakasa7493 murisei sei weekend iyi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 ай бұрын
@@advancematoweadttocksmatto9213 bho hangu brother
@MoreChihota
@MoreChihota 11 ай бұрын
Wava munhu Mukuru shandisa njere dzako kureererwa kumakuva kurombeswa chenjera kupedzerwa Vana chitomhanya Kuna sekuru Tasvu or Kanengoni usaendesa Vana please Gara nevana vako please usaisa Vana muhuroi please
@blessbless904
@blessbless904 11 ай бұрын
Tsano toda munhu akati changamu changamu matokura so protect your family
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 11 ай бұрын
Hakuna munhu anotorwa ne phone murume uyu akazungaira musi waifanirwa kuenda mudzimai wako waifanirwa kuenda kwa sabhuku monyorerana pasi from there wochienda kwana sekuru uye uchinovarakidza number dziri kukufonera apa mudzimai akadzoka ane dambudziko imhosva yako nekuti vana sekuru nevamwe vose vomusha vanoziva kuti mudzimai ari mumaoko ako uye wakuda kutsvaka rubatsiro ikozvino nkt mudzimai aenda dai wakatsvaka rubatsiro mudzimai asati aenda
@faithgavaza8926
@faithgavaza8926 11 ай бұрын
Ngaaende kunozivisa ana sekuru vemkadzi kuitira mangwana
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 11 ай бұрын
Akaenda kunopihwa shavi rehuroi kana kuti kudeketererwa kuti ave mukadzi wengozi kana kuti chikwambo
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level nhasi raarimwe zuva ❤❤❤
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 11 ай бұрын
Shame .zvimwe hazvidi kunyarara zvoda action.but dai mafona vaNeshamba monzwawo kuti varipayi ..achenjere kuponderwa mkadzi nyaya ikasara yayake
@DirwahSave
@DirwahSave 11 ай бұрын
Haunyep
@thabangneil3358
@thabangneil3358 11 ай бұрын
Ichokwadi
@politenkomo6626
@politenkomo6626 11 ай бұрын
Haichokwadi zim yaipa. Unochekereswa shuwa
@chiporejoicechikomba57
@chiporejoicechikomba57 11 ай бұрын
Thanks drewmas media kakechi 2 muchisvika kumusha kedu #Njanja my route
@HazelMutumba
@HazelMutumba 11 ай бұрын
Teera shamwari uine imwe hama ko mukadzi akapondwa vanhu vaipa mazuvano
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 11 ай бұрын
Taurai zvenyu
@DirwahSave
@DirwahSave 11 ай бұрын
Sure
@abishatreesart9823
@abishatreesart9823 11 ай бұрын
Uuumm vanhu ava havasi straight brother zvinogona kudaro chiri chikomba 😢
@Spo7017
@Spo7017 11 ай бұрын
Shumba mazuvano mukudzifambira mega , vasikana varipiko?
@joyceparwazenga7545
@joyceparwazenga7545 11 ай бұрын
Uyu mukadzi chisiyanai naye akateketererwa muchatambura naye ngaabve agarira ikoko nekuti iye haangati kuwana hama nhasi zvonzi wakuteketererwa wobvuma
@getrudesam
@getrudesam 11 ай бұрын
Zvinorwadza kusiya vana vadiki murume munhu ari soft angaende kwaheadman kana zvaramba kachief
@GeorginaUtsiwegota
@GeorginaUtsiwegota 11 ай бұрын
Mukadzi uyo anogona kunge akatorwa naidzo hama dzaamai vake, kumutsvagira mumwe murume wavanofunga kuti ane mari kudarika uyu. Kumutuka kuitira kuti aramwe. Plus kumuudza zvinotyisa zvekutetekerwa kumakuva, arikunyeperwa kuti zvizonzi ndiye akamba mukadzi yet tsoro yakarongwa kare, the wife knows the deal.
@GeorginaUtsiwegota
@GeorginaUtsiwegota 11 ай бұрын
Ngaaende or kutuma munyai wake kwaanasekuru kwacho avaudze kuti mudzimai haasisirikumba kwake kuitira mangwana akazowana chinomuwana vanenge vachiti achirimumaoko ake
@amandashoko882
@amandashoko882 11 ай бұрын
Uuuummm pane nyaya apa vaifanira kuudza mukwasha wavo chero vasiñgamuzivi 😢😢😢😢hazviiti zvavakaita kurwadzisa vana shuwa
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 11 ай бұрын
Although apo.mwana akatonyumwa kuramba kuenda namai
@faithmharakurwa2835
@faithmharakurwa2835 11 ай бұрын
Ndeip Lenah
@lenahgotora7326
@lenahgotora7326 11 ай бұрын
@@faithmharakurwa2835 hesi Fay urisei
@LydiaChikudzula
@LydiaChikudzula 11 ай бұрын
Bhoo here waiwepooooo here hama yangu
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza 11 ай бұрын
Haaaa imi kumakuva uku zvinechimiro kwacho here pari trick apo please
@patricianyamhanza
@patricianyamhanza 11 ай бұрын
Neshamba pane nyaya apa
@emelliaeliote2622
@emelliaeliote2622 11 ай бұрын
Neshamba help murume uyu....anofanirwa kuita police case futi...kana mamuona mkadzi uyu ngaakumbire baba vake vaite Dna test azive kuti ndivo here...vaimbovepi voda kumupirisa mashavi nguva ino....they must be careful vadzidziseiwo vanhu avo...kuti iye ngaazive zvevana vake first vachakura vasisina Mai😊
@Net-lr1fo
@Net-lr1fo 11 ай бұрын
Ummm vanhu ava havasi ryt maybe vakato mu pamba mubatsireiwo Muko Andrew please
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 11 ай бұрын
Hmmm nyaya iyi yakaipa, vane muromo kutuka vanhu vavasingazive, ko programme yekumakuva ndeyeyi? Varikumugadzira kuisa mhepo dzavo dzedzinza or vari kumurooresa kune mumwe murume. Haaa endai munoudza Sabhuku nemhuri yenyu.😮
@LazarusNdavambi
@LazarusNdavambi 11 ай бұрын
Neshamba imbodzifambira dzagogo vekwamusami, takaguma vachinzi varikurwara paya,
@Userchiri
@Userchiri 11 ай бұрын
Akatoroorwa uyo
@mikebonde4329
@mikebonde4329 11 ай бұрын
Ndofunga mukadzi akatouraiwa ini zimbabwe yakutyisa iyi
@ruthnjodzi7149
@ruthnjodzi7149 11 ай бұрын
Mazuvano Drewmas irikutambira kumaraini kwedu Tatenda classmate yangu
@MargaretNgwenya-sz3et
@MargaretNgwenya-sz3et 11 ай бұрын
Zvana baba hauna kubvisa kana uchida munhu unonotsvaga hama dzemunhu tsvaga mari unobvisa ndokuti mukadzi adzoke kwambuya vake wakanobvisa zvekwamai chete
@JaysEagle
@JaysEagle 11 ай бұрын
Don't worry bamnn garai muberere musamuone kunonoka ari kuuya 😅😅😅😅😅 Gara muberere
@NTM308
@NTM308 11 ай бұрын
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya
@mamoyopee8246
@mamoyopee8246 11 ай бұрын
BaKayler endai kuChivhu munoona kti mkadzi ariko here ndokwamuchanonzwa kuti zvirikufamba sei .
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Usandione kunonoka ndanga ndichiuya❤❤❤
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 11 ай бұрын
Hello Drewmas family
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 11 ай бұрын
Zvakaoma ndinikuziva kwamagweta Yaa
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 11 ай бұрын
Dec handichatoendi kumusha ndatokuonera pano
@JudyNyuke
@JudyNyuke 11 ай бұрын
Handeyi kumusha imi 😮
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 11 ай бұрын
Hiii 😅😅😅😅
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 11 ай бұрын
Regai ini mutongi Gava nditonge ,iwe mukwasha tevera kuChivhu unonyatsonzwisisa kwacho kwakabuda mudzimai wako akananga ,wotangira ipapo
@SintaraTimothy
@SintaraTimothy 11 ай бұрын
Ha mukadzi akaenda kuchikomba uyo anopenga
@PATIENCESYMON-MANCUBE
@PATIENCESYMON-MANCUBE 11 ай бұрын
Nxt Tym usazviita iweka ngwara hey
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 11 ай бұрын
Ivo vasina kumuchengeta avas kuda kuromba naye here
@TatendaBhasera-wg6id
@TatendaBhasera-wg6id 11 ай бұрын
Ummm haa wangu hauziv zvaanouy anozvo wotoshinga kunamata mwari vakuratidze chokwadi chakavanzika
@brightonmadzongo4472
@brightonmadzongo4472 11 ай бұрын
Vekwamagweta vekupi kwacho ndimubatsire mukomana Uyo kana vari vekumanyene
@StellaMushayakarima
@StellaMushayakarima 11 ай бұрын
Mwana uyo muporofita akachena kuramba kuenda usabvume vana kuti vaende kwausingazivi endai mese undoona panosara vana uudze mapurisa
@PreciousNyamunda
@PreciousNyamunda 11 ай бұрын
Mukadzi uyu kwaari hakusi safe zvachose anogona kutourawa chaiko kana kudzoswa akatakudzwa kurema chaiko ngaawane help murume uyu vaidanana vanhu ava
@wellimuganhu7610
@wellimuganhu7610 11 ай бұрын
Mukadzi akaenda kuchikomba wangu
@Andreicobzaru-mk8wn
@Andreicobzaru-mk8wn 11 ай бұрын
Neshamba siya chihure dzokera kwachihera
@mercytinarwo818
@mercytinarwo818 11 ай бұрын
Mukadzi akatotizira kabisira uyooo
@godfreymapuranga4070
@godfreymapuranga4070 11 ай бұрын
Vakadzi ibvupfuwe tsvaga umwe shaa
@wellimuganhu7610
@wellimuganhu7610 11 ай бұрын
Paritrick ipapo kana mukadzi anogona arikuchikomba or kidnapped now Paritrick ipapo
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 11 ай бұрын
Endai kumapuriaa mukoma
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 11 ай бұрын
Tsano makapusa imi. Munoshatorisa. Muchadaro mukadzi akaurayiwa kare
@lookout1234
@lookout1234 11 ай бұрын
Haa vana vako unayo chauchada chii siya zviende
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 11 ай бұрын
Ko mrume uyu adiiko kuenda kumba kwanambuya kwacho kwakaroorera vanotaurirana kuti mkadzi aripi uye ari safe here
@runyanyamaka6689
@runyanyamaka6689 11 ай бұрын
Ndanzwa tsitsi 😢
@NzwisisaiMuzenda
@NzwisisaiMuzenda 11 ай бұрын
Ngainde kupolice andomhangara
@SintaraTimothy
@SintaraTimothy 11 ай бұрын
Anopenga uyo haa anzi mukadzi arikuhama dzake zviripachena kuti arikuchikomba
@josephchenjerai1075
@josephchenjerai1075 11 ай бұрын
Hakuna zvakadaro iwe in the first place waisafanirwa kuroora kwana sekuru munhu mudzimai anobisirwa kumusha kwababa vake ndochivanhu chedu zvotorinani ugare usina chawakabisa nkt unozobisa roora ruviri
@ogamajakaire93
@ogamajakaire93 11 ай бұрын
Zvakaoma
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 11 ай бұрын
Waibvumirei kti aende kunanatete ivavo vausingazive:dai wakat anoenda monomutorera kwanaasekuru
@TracyZvakavapano
@TracyZvakavapano 11 ай бұрын
Drewmars can l gave the school details
@talentmugweni9714
@talentmugweni9714 11 ай бұрын
Siyazviende tsvaga umwe
@eleanordziike212
@eleanordziike212 11 ай бұрын
Ko kana ari munjodzi??
@petronellachiyangwa6766
@petronellachiyangwa6766 11 ай бұрын
Mukore uno pamwe akaenda nechikomba shame lets hope mupenyu
@RephiasFafitine
@RephiasFafitine 11 ай бұрын
Mwazogara zviya foni haishande pazvirongwa.iripo pakuzivisa chete pavakati vanoda mukadzi wenyu maifanira kuramba paripafoni kuitire kuti vauye pamba mutaure live face to face
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm 11 ай бұрын
Modzifambira border to border nhasi rarimwe zuva
@ChipoNyatsine-p7b
@ChipoNyatsine-p7b 11 ай бұрын
Ko iwe unotadzsa kuziiwa atezvara sei
@tarisaimack8296
@tarisaimack8296 11 ай бұрын
Shame zvinorwadza hazvo ngaaende kwasabhuku kunotaura nyaya yake kuitira tomorrow
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 11 ай бұрын
Akakuudza kuti munhu akaita vamwe vana imba tonetsa ihure ndiyani zvausina mukanwa
@PhillipChindendere
@PhillipChindendere 11 ай бұрын
Akarora here
@edwardkiraku-jk1hs
@edwardkiraku-jk1hs 11 ай бұрын
Ini ndakanetera zvangu
@chipomutimurefu6945
@chipomutimurefu6945 11 ай бұрын
Kuteketera kwete kutetekera
@Iizzymachiva
@Iizzymachiva 11 ай бұрын
Zveku teketera vari kumakuva kwete
@godfreyzwidza1543
@godfreyzwidza1543 11 ай бұрын
Murume uyu haasi kutaura chokwadi nokuti mukadzi haapo kuti ape divi rake renyaya uye hapana paaizongo fonerwa otukwa pasina zvaakaita.Pane kadembo kari kunhuhwa .Uyu munhu handiti aka roora mune zvakanaka saka paipa ndepapi,pane zvisiri kududzwa ne murume uyu.
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 11 ай бұрын
Ko iweo waibvuma kuendesa mkadzi chokwadi jus becoz afonerwa nevanhu vausingazive futi wakadii kuenda mese kwana mbuya kwacho kwaunozikanwa saka now unoziva sei kuti mkadzi is safe nhaiwee mrume dununu 😂
@faithmharakurwa2835
@faithmharakurwa2835 11 ай бұрын
Vana 3 usingazivi tezvara how come😢
@amaisimba8446
@amaisimba8446 11 ай бұрын
Akaudzwa kuti hawaziwi kwavari ,amai vakafa mukadzi vake akachengetwa na ambuya mai va amai
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza 11 ай бұрын
Ummmmmm since aenda makazomubata here please tsvaga mukaadzi wake hanzvadzi
@teefayfilestv
@teefayfilestv 11 ай бұрын
Hakusi kudombe remavara here uko
@brightondube6170
@brightondube6170 11 ай бұрын
Kana aenda aenda zvechivanhu vakunetsa
@decee-vk6ed
@decee-vk6ed 11 ай бұрын
Mubatsirei murume uyo dremas atevere mukadzi pamwe aripakaoma mwana uyo
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 11 ай бұрын
Ngavaende kwasabhuku anotaura nhau yke
@tongaidodo2757
@tongaidodo2757 11 ай бұрын
Ko Chihera na Soko varipi mazuva awanda
@MoreChihota
@MoreChihota 11 ай бұрын
Tsvaga mumwe
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 11 ай бұрын
Muchinda uyu akaroora kwamai vemukadzi Vazhinji vanoramba kuroora kwamai Kutuka vabereki vemukuwasha zviri wrong
@KnowledgePeter
@KnowledgePeter 11 ай бұрын
Manya ku police
@langmakweldingservices5027
@langmakweldingservices5027 11 ай бұрын
Gore mwana gore mwana siyai mavadzidzisa familly planning mkoma avo
@novatusdera4706
@novatusdera4706 11 ай бұрын
Ko mukadzi wako anoti kudii nezviri kuitwa nekutaurwa.
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 11 ай бұрын
Hezvoooooooo 😢
@mashashaveeh3746
@mashashaveeh3746 11 ай бұрын
Ndanga ❤ ndichiuya but ndanonoka
@clevermusara7145
@clevermusara7145 11 ай бұрын
Tsvaka umwe mukadzi
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 11 ай бұрын
My question is sei kungotaura nevanhu pafoni vachiti ihama dzemukadzi wenyu iwe wotongotenda kuti it’s true? What if dziri mhondi? You can’t be that gullible my bruv. Worse of all you’ve never spoken to your wife since she went to these people. Maybe these people know the upbringing of your wife senherera and they want to use her for rituals kuromba? Ko munhu handiti unoti let’s meet up and get to know each other first before we can associate with each other since you’re mere strangers? Kana mukadzi wacho futhi zvakaoma.
@mediamutandwa2497
@mediamutandwa2497 11 ай бұрын
Vanatezvara avo imboko vave kuda kuchengeta mwana akura paaive ari mudiki ivo nechivanhu chavo vaive varipi fokufu
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 11 ай бұрын
13 yrs ....jere
@ivyieenmashaure1979
@ivyieenmashaure1979 11 ай бұрын
18 hapana Jeri apo
@Andreicobzaru-mk8wn
@Andreicobzaru-mk8wn 11 ай бұрын
Neshamba ihure vasikana vese avo anenge achikwira lol taitofunga kut chihera ndiye muroora anobva avadzinga basa otora umwe well hameno nechihure chako andrew its your reputation tirikuzviona
@FebieChari
@FebieChari 11 ай бұрын
Pane zvinhu two kuti pamwe aka kidnapper kana kuenda kuchikomba mhanyai mhanyai kuchiri kuseni kudai munopinda busy mwana wevanhu akauraiywa
@TonderaiChimbunde-fd5bh
@TonderaiChimbunde-fd5bh 11 ай бұрын
Hie dreawmas
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 11 ай бұрын
SEISEI
@ClaraMazhande
@ClaraMazhande 11 ай бұрын
Ummmm kuti haana ku kidnapper here
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 11 ай бұрын
Ummm
@hanahgade
@hanahgade 11 ай бұрын
Mukuru vana vamunoti ndeenyu umm endai kuDNA mukadzi uyu rinenge hure
@Dorkie-pb5ou
@Dorkie-pb5ou 11 ай бұрын
Ko mukadzi uyu aiziva here vanhu vakamudeedza nefoni..ungangorongedza kuenda kuvanhu vausingazive...madzitezvara haana kufumuka kusvika pakutukirira mukwasha vachiziva kuti vachasangana 1 day...i suspect mwana uyu akitwa kidnap...i hope haazoite a victim of human trafficking
@MaggieMombe
@MaggieMombe 11 ай бұрын
Shame I feel sorry for this guy
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 11 ай бұрын
Shame I feel sorry for him
@BlessingSithole-my9cm
@BlessingSithole-my9cm 11 ай бұрын
Vanhu kucomenda mogona zvokurevesa 😏😏😏
MVURWI.....AKAFIRA PABHAWA VANHU VACHITI KUDHAKWA
17:31
Drewmas Media
Рет қаралды 5 М.
Миллионер | 1 - серия
34:31
Million Show
Рет қаралды 3 МЛН
Synyptas 4 | Арамызда бір сатқын бар ! | 4 Bolim
17:24
Friends make memories together part 2  | Trà Đặng #short #bestfriend #bff #tiktok
00:18
mhanyai muone nzenza yabatwa neChikomba kuchakonda uko
14:37
ZVIMBA .......NZVIMBO YAKAWANIRWA 2 YEAR OLD SHANTEL
27:57
Drewmas Media
Рет қаралды 36 М.
JURU........NDIANI AKAREMADZA MURORA
54:30
Drewmas Media
Рет қаралды 13 М.
Mukadzi Orambirwa Kudare KwaMambo Bushu
31:20
SlyMediaTv
Рет қаралды 14 М.
KUTUKA MKADZI WANGU KUTI HURE , MUROYI Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA
37:05
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 20 М.
HARARE SNAKE PARK..........NYOKA INE VHUDZI YAKAFA
19:29
Drewmas Media
Рет қаралды 23 М.
Mudzimai Obvunza Murume Kuti Tichiritese Here?
18:18
SlyMediaTv
Рет қаралды 10 М.
Злая собака справилась бы😁
0:55
Анжела Шарова
Рет қаралды 2,1 МЛН
小丑跟哈莉奎因联手大战#joker
0:45
佐助与鸣人
Рет қаралды 24 МЛН
The smart kid - Sierra helps Rhia and protects her from danger #shorts
0:23
Sierra & Rhia FAM
Рет қаралды 25 МЛН
Отец  ГОДА Сделал Лучший Костюм На Хеллоуин 🎃🎃🎃 #shorts
0:32
ЭТО НЕ СОЛЬ! Разоблачение мифов
0:42
Никита Артамошкин PRO Трезвость
Рет қаралды 5 МЛН