ZVIMBA .......NZVIMBO YAKAWANIRWA 2 YEAR OLD SHANTEL

  Рет қаралды 36,469

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

Пікірлер: 270
@AliceDuwa-n7m
@AliceDuwa-n7m 11 ай бұрын
😭😭😭 konhai mwari muriko here zvèshuwa aaaah ndikurwadziwa Ini veduwe R.I.P baby girl
@memorymuzanenhamo3440
@memorymuzanenhamo3440 11 ай бұрын
RIP Angel ..Mwari tongai panobaya kune akaita izvi muupenyu hwavo ngavasawana zororo ..vaikaita zvakaipa vakazviitira ..this just tore my heart into pieces..Mai nabaShanty may you find Comfort in this difficult moment makafudzwa nepanodzimba moyo
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 11 ай бұрын
I blame the police for the death of this baby. If they had acted promptly this baby would be here today
@SheStoicForLife77
@SheStoicForLife77 11 ай бұрын
IMHO common sense informs me kuti those individuals who allegedly went to so-called Prince did the deed. Who goes kunofambira nyaya yekushaikwa kwaChantel ivo vabereki vake vasipo? On the same note they’re the same people associated with luring this kid to their residence. I say luring cos uyu wekutumwa kunotora badza mwana mudiki aitombotamba naChantel. Using that young girl, they knew that the probability of Chantel wanting to go with her cousin is high. This deed was so premeditated, and what was missing was the opportunity to execute their plan. These guys and their wives need to be rounded up cos they’re all in on it. Mapurisa hero basa. Show us your competence cos so far you’ve failed this family in multiple way. 😢
@blessblessing9181
@blessblessing9181 11 ай бұрын
Panenyaya mumhuri vanoziva zvese .justice for shanty.plz vakauraya ngavauraiwe
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 11 ай бұрын
Prince ngaavharirwewo
@LaizaZiwaya-i6h
@LaizaZiwaya-i6h 11 ай бұрын
Mapurisa emu Africa imbwende havasikuita basa ravo nemazvo Aiwa vanorwadza vanhu vachapedzisira voisa mutemo mumaoko avo
@tafadzwamuzhingi8496
@tafadzwamuzhingi8496 11 ай бұрын
Well said baba
@TadieeMaster-t5g
@TadieeMaster-t5g 11 ай бұрын
Uuumm ngavavarirwe no bail life in jail tozonzwa Tete Tilder behind bars then wozouraiwa zvavo vovigwa ikoko kana kupisisa hatidi zvakadaro munyika justice 4 Shantel RIP
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm 11 ай бұрын
Zvakaoma shandi rwisa mhondi idzo rest in peace drewmas taking you to another level
@amandamunetsi6071
@amandamunetsi6071 11 ай бұрын
Police basa rayo nderei nhai kana vakuti vanhu vabuditse mwana mumvura ivo vakangotarisa
@dasilva8081
@dasilva8081 11 ай бұрын
Don't rest in peace until y fight with y enemies and bring back yr parts little one.😢 .RWISA ZVINE SIMBA MWANASKANA.
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 11 ай бұрын
Zvakaoma hazvo pure evil, kunze kwashata uku, mapurisa u failed this baby ,hama tisarwadzisane kudai 😭ko kuuraya wako mwana why weumwe, justice for Shantel .
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 11 ай бұрын
Mwana anogona aka repwa ndokuzochekwa kuti zvisaonekwa imagine kutu aakavhurwa makumbo zvakadero ummmm ..mwana aka repwa uyoo ndozvakamuuraya 😢😢😢 very sad what a sad experience the family is going through ...mwana akafa atambudzwa
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 11 ай бұрын
Ko kuzopiswa nekuzorwa ma oil eblack
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 11 ай бұрын
Zvinotyisa izvi ummm ko nhengo yakaendepi ko kundonza matumbu haaa zvinorwadza izv😢😢😢 chero kurikuda vakadzi kwacho kurepa kamwana kakadaro
@MaryChigwende
@MaryChigwende 11 ай бұрын
Kuti pamwe vaida kumupisa zvikaramba same zvakaitwa mutumbu waTapiwa Makore.Nyika ino inorema chokwadi
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 11 ай бұрын
@@MaryChigwende zvakaoma vanhu havachina matyira ndoona kudaro ini vanenge vaida kumupisa zvikaramba
@tsungaimhungu9237
@tsungaimhungu9237 11 ай бұрын
RIP OUR BELOVED DAUGHTER ,MWARI ITAI KUDA KWENYU KUMHONDI IDZI DZIZVIRATIDZE DZOGA KUVANHU
@neliamutamera2094
@neliamutamera2094 11 ай бұрын
Mwana akauraiwa Kwa kunomukanda Kuma Garden evabereki vake Kuti vagomuona
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 11 ай бұрын
Madzisekuru vana Tasvu, Kanengo nevamwe vose maprofita hero basa shandai vabereki vemwana vazive mhondi dzemwana wavo nyika yose yamirira
@masciemudumo
@masciemudumo 6 ай бұрын
Family yese yekwaNdoro inoziva zvakaitika. Ko vabereki va Success murikutiwo kudii nenyaya iyi
@chenaigaja3621
@chenaigaja3621 11 ай бұрын
Deñford Chipara dzidza kuitawo serious face yako kana uchitsanangurawo zvekufa kwemunhu kwete kusmiler seurikutaura pamuchato
@SifaMoyo
@SifaMoyo 11 ай бұрын
Nyaya yemwana iri kurwadza hama. Ppl why do you have such bad hearts. That baby was jst an angel, asna zvaanoziva ummmm. Ndine urombo kumhuri nokurasikirwa nemwana. Chemai mune tariro uye nyaradzwai nezita raJesu
@Dlodlo27
@Dlodlo27 10 ай бұрын
Don't rest 😢baby Shantie wake up and fight 😢,my heart is bleeding 💔 😢 right now
@ishmaelmudare2487
@ishmaelmudare2487 11 ай бұрын
RIP Shantel, This is so sad, I hope justice will prevail
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 11 ай бұрын
Very sorry kumhuri. Mwari vakunyaradzei. Zorora murugare Shantie. I am just wondering kuti mupurwa haudye munhu here? Is it possible kuti Mupurwa had opened her up. Just wondering. But vanhu vedu vakaoma veduwee.
@lovenessmasango7535
@lovenessmasango7535 11 ай бұрын
Shantel don't rest until the devil's are brought to justice. Mwari itai kuti mhondi idzi dzisawane hope kusvikira vataura zvose zvavakamuiraira nekwavakaisa maParats emuviri wake
@gracengundu
@gracengundu 11 ай бұрын
May your soul not rest Shantel,Ndarwadziwa hangu 💔💔💔💔😭😭😭😭😭Firo yacho inorwadza kani.Irwa hondo yako Shantel wese akaisa ruoko rwake abatwe
@PattyPatricia-b3f
@PattyPatricia-b3f 11 ай бұрын
ndarwadziwa hangu ini aaah vanhu vakaita izvi ummmm hope havanawo kubara😭😭
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 11 ай бұрын
Wakomanaka mwana makaitasei kubvisa mwama mstumbu sure mwana kutsuka kupuswa hr mhondi ngadzibatwe nhawafe woo sana makore uye kana kubviswa maoko chaiwo wamborwadziwe wooo
@NosterMakoto
@NosterMakoto 11 ай бұрын
💔💔💔 haaa izvi zvazonyanya izvi . Kubaiwa pamwoyo chaipo. Pavanouraya vana moyo yavo inenge iri pai.
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 11 ай бұрын
We are now living in a heartless community: Mwana haangatogwi masikati machena mukati meCommunity pasina vakavona zvakaitika; inhema chaidzo. Saka mukati meCommunity imomu munotova nevanhu vaviri vatatu vakanatsa kuvona vanhu vakatora mwana; asi vanu ivavo izvozvi vari kuchema misodzi yengwena (corrocodile tears) ivo vakasiya mwana achitogwa nemabhinya pameso pavo. What a rotten, heartless society? I am sure some of the parents of the children who were playing with the deceased vakanatsa kuudzwa nevana vavo kuti Shanti akatogwa sei; nevanhu vakaita sei; asi vakabva vatsindira vana vavo kuti vasataura. Dammit!
@TichaevaGombe-dk1ce
@TichaevaGombe-dk1ce 11 ай бұрын
Chokwadi nyaya iyi yakafanana neyaTapiwa Makore
@cc35506
@cc35506 11 ай бұрын
Youd think after the Tapiwa Makore case vanhu vane kakutya but it seems these muti killings ari kuenderera. And I also blame social media for broadcasting n'anga and maporofita hobho hobho. We have become a society which thinks that hapana chinofamba usina kuita mhiko. And people are willing to kill for that. Zimbabwe is going backwards each day.
@VivianKafushira-rs9ch
@VivianKafushira-rs9ch 11 ай бұрын
mwari pindiraiwo nyika yangu Zim Vana havasisina rugare shuwa vacheche Ava vatadzeiko kuda Mari hurombwa chiiko hma 💔💔
@LaizaZiwaya-i6h
@LaizaZiwaya-i6h 11 ай бұрын
Even prince uyo ngaasungwe nevakadzi vana dzikamai ngavasungwe namai vekuramba vakamira pamusiwo vachiti hee muzukuru wangu akarara ndivo vaive nemwana ivovaye ngavapinde mukati kusvika wakazviita vabatwa even maiguru vekuSA ndivo vatori nemaparts emwana
@lorettachogugudza-kn1vb
@lorettachogugudza-kn1vb 11 ай бұрын
Mwari takatadzeiko vana veZimbabwe kana paine patakatadza revai tikumbire rurengerero moyo wangu wakabvaruka ini our little angel go lyk that 💔💔💔😭😭😭😭😭
@dianambuwayesango9017
@dianambuwayesango9017 11 ай бұрын
Ndakambonxwa kuti ziso remunhu icamera Pane machine yaishandiswa kutora info muziso remunhu aurawa
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 11 ай бұрын
Ehunde but hanzi zvine time Kuti vaburutse zvaapedzisira kuona
@russelwrldwide
@russelwrldwide 11 ай бұрын
Nyika inorema hama dzangu.NEVER TRUST RELATIVES THESE DAYS.HAMA NDOOVAVENGI VAKURU.REST IN POWER SHANTIE.
@TafadzwaGarikai-tt5it
@TafadzwaGarikai-tt5it 10 ай бұрын
Haunyepi hako ndinavamwe sekuru vedu vakafa kumusha kwedu vakapondwa vakaita week vachishaika vakazotsvagiwa nembwa dzemuvillage vakaisa muridzi asi nzvimbo iyoyo kubva ndichikura hakusvike munhu kunotyisa asi ndiko kwavakawanikwa asi panehama yavo ineruoko ipapo asi nanhasi pane 2 years mhondi ikufamba hapana akasungwa nanhasi
@russelwrldwide
@russelwrldwide 10 ай бұрын
@@TafadzwaGarikai-tt5it zvinorwadza asi nguva yekutongwa inokwana hayo.
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 11 ай бұрын
Thank you Drewmas rambai muchitipa zvirikuitika 🙏
@dollymangani2992
@dollymangani2992 11 ай бұрын
RIP shantie mwari nyaradzai vabereki vake asi kune avo vanechekuita nerufu remwana dai ndirimutongi maifa firo ya maita mwana uye maichekana pachenyu group r enyu rese muchita semufananidzo wa much apa wekupedzesera nganodimburwa musoro Asi chinonetsa vatongi vedu muno tambira huori pamhondi dzakadai wotozonzwa kuti vakabuswa
@RonikaMajawi
@RonikaMajawi 11 ай бұрын
Ko mapurisa asi ndivo vakutoita madeals ekuurava vanhu here?
@EsterMunzara-n9o
@EsterMunzara-n9o 11 ай бұрын
Vaitoziwa kuti mwana akuchina 2days vasinga respond case vaiwe same deal nemabhinya
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 11 ай бұрын
Mapurisa akatotanga apiwa mari
@lydiakhumbula7359
@lydiakhumbula7359 11 ай бұрын
😢😢😢umm zvinorwadza veduwoye vakadiii kuuraya vana vavo
@lillycee5054
@lillycee5054 11 ай бұрын
Zvinodzimba moyo veduwe! Hurombwa hwatiparira, hama dzovimana😢
@ClaraChipendo-fg6wk
@ClaraChipendo-fg6wk 11 ай бұрын
Zvinorwadzisaaa chokwadi ummm shuwa chivindi rudzii chaane vanhu shuwa maSatanist here chokwadii😭😭
@salomsalo1346
@salomsalo1346 11 ай бұрын
Andidi kutadzira Mwari kuti RIP parade rwakadai kumwana asina mhosva aaaahh veduwe mwana uyu akatambudzwa same same naTapiwa Makore,,, Shantel rwisa kusvika chokwadi chabuda
@faithmarvis
@faithmarvis 11 ай бұрын
Same nyaya neyatapiwa makore huku dzinodya mazai adzo hama chii chakadaro
@graciouskasanga9345
@graciouskasanga9345 11 ай бұрын
Akafa rufu rwunorwadza mwana veduweee😢😢😢😢
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 11 ай бұрын
😢mwana akafa rufu runorwadza
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 11 ай бұрын
😢rwunosiririsa wena
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 11 ай бұрын
Mwana akatadzeiko veduwee.vanhu kushinga kuuraya mucheche akadai.
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 11 ай бұрын
Mweya werudziikoo chokwadi wapinda munyika yedu yeZimbabwe vanhu ngatidzidzei kushanda kwete zvekuda kupfuma nekudeura ropa rema innocent souls....usazorore Shantel wese aneruoko pakufa kwako rwisana naye zvibude pachena
@adelaidebenyu9000
@adelaidebenyu9000 11 ай бұрын
Uuuu ndarwadziwa nyika yazara huipi kucheka munhu vakuita sevocheka mhuka mwari huyai sure 😭😭😭 Rip girl vakaita izvi vanoda kutongerwa nedemo chairo
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 ай бұрын
Mapurisa anorwadza vavakuuya kuzotora chitunha asi kuti vauye vatsvage mwana ari mupenyu kana chiiko mapurisa😢😢😢😢 .Mapurisa tochema nemi
@mishiechirasha7294
@mishiechirasha7294 11 ай бұрын
Imbwa dzevanhu zimbo yafa hatina hutungamiriri rimwe rakabuda richiti munangagwa huchi
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 10 ай бұрын
@@mishiechirasha7294 🤣🤣🤣🤣
@BarbrahTawabarira-ic4op
@BarbrahTawabarira-ic4op 10 ай бұрын
Ndairwadziwa veduwe .shanty my princess zorora murugare 😭
@DouglasMubaiwa-c4p
@DouglasMubaiwa-c4p 10 ай бұрын
R.I.P Shantel nemhuri yekwaNdoro nemayambudziko.Mutemo ngauite bada rawo.Ngava hang chaiko.kupisa mwana nekubvisa maparts hura panze.aah.ngatisadaro veduwee
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 11 ай бұрын
Umm mwana akafa zvinorwadza veduwe apa ndopandinodzosera chivi😢
@lorenzgudu8495
@lorenzgudu8495 11 ай бұрын
RIP little princess... Mwari nyaradzai mhuri iyi... it's so sad😭😭😭
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 11 ай бұрын
Zimbabwe kaaa ... Kutoshaya kana zvinhu zvekushandisa iiiii zvakaoma shuwa
@MarthaMuthandwa
@MarthaMuthandwa 11 ай бұрын
So sad rest in peace chantel..the truth shall prevail
@marymudzingwa1652
@marymudzingwa1652 11 ай бұрын
do not REST Shantie fight fight 😭😭 back wese akaisa ruoko rwake pauri shanda naye day n night 💔💔
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 11 ай бұрын
Ndanga ndichiuya
@BrilliantZibwowa-k2k
@BrilliantZibwowa-k2k 11 ай бұрын
Vanhu avadi kushsndisa maoko ...shuwa kuurayisa mwana wevaridzi kut muite mari.....mwari ndizvo ere
@TariroChikata
@TariroChikata 11 ай бұрын
Shantie rwisa vanhu ava they don't deserve any peace at all. Fight fight kusvika vabuda pachena. Chiiko nemhondi idzi toisepiko vana vedu 💔💔💔
@shanegunduza1121
@shanegunduza1121 11 ай бұрын
Ummm ndarwadziwa ufunge😢😢😢
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 11 ай бұрын
HAMA DZEMWANA DZINOZIVA ZVAKAITIKA PAMWANA ASI SEI HAMA TICHADARANOSO NHAI 😢😢😢I
@TakondwaChilombo
@TakondwaChilombo 11 ай бұрын
Mwari ngavanyaradze vabereki vashantel rufu runorwadza urwu
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b 11 ай бұрын
Ko ava vakabva vaenda South Africa vachisiya mwana asati awanikwa vaimhanyeiko Innocent Prince uye nevekuenda South Africa vanoziva zvakaitika kumwana
@JesmanTunha
@JesmanTunha 11 ай бұрын
Kuzvarira mwana mhondi vanhu ava vakaoma zvinorwadza izvi .shanty muka urwe
@cassandraker
@cassandraker 11 ай бұрын
Mwana akafa achirwadziwa vanhu vamwari mmmmm kuchekwa dumbu vanhu tozviwanepi zvivindi nhai Jehovha kuvhura dumbu rekamwana kane 2 years humanity has gone to the dogs i tell you.😔
@MikeGumbi-w8r
@MikeGumbi-w8r 11 ай бұрын
Vanhu musadaro vanhu vemumusha RIP baby urare munyasha shanda wega chokwadi chibude
@mablematiza5041
@mablematiza5041 11 ай бұрын
Nyaya dzekuurawa kwe vana hadzicha fadzi vanhuweee
@emilymushonga1017
@emilymushonga1017 11 ай бұрын
Mmmm Mwari vakunyardzei panguva yakaoma kudai ko kuzoshandisa moto nemafuta 😭😭😭😭😭😭
@permanenttshuma7676
@permanenttshuma7676 7 ай бұрын
I can imagine mwana asingazivi akaperekwa kumusana achiti myb trikuenda amenho kupi kana vachitanga kumucheka mwana Anga achichema achiti kudiii eish mai weku SA ndiye anenyaya myb anga akavinga izvozvo akatarisa vqpereki kuti a vachaitei akatora machance 😢😢😢
@JoyceMuderede-uj6we
@JoyceMuderede-uj6we 8 ай бұрын
Sheedzai TASVU NAKSNENGI abatwe mazimhondi iwayo
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 11 ай бұрын
Ummmm zvakaoma munhu kadzi rwadziwawo ngekubara wakadii kuuraya mwana wako uchafa uchitambura maiguru iwe wakaenda nemaparts emwana hapana chinofamba chero maparts iwayo kwaurikuendesa ikoko, vana Satan imi bamukuru munofambira mwana asiriwenyu vabereki vacho vasipo mhondi dzevanhu muchapumhuka vanhu imi 😭😭😭😭😭 so painful
@tinymukwati7376
@tinymukwati7376 11 ай бұрын
Sekuru vari kutaura chokwadi rest in peace angel😭😭
@berthachiroroma8889
@berthachiroroma8889 11 ай бұрын
Rest in peace baby girl so sad
@primrosetomu597
@primrosetomu597 11 ай бұрын
Mhsrip lets pray for the family to find healing💔.Hope hati wane bamwe mai Lessie pano
@agnessmurongazvombo
@agnessmurongazvombo 11 ай бұрын
Varitoripo vamwe mai lessie ipapa tichanzwa zvedu vana vaitamba na shanty vakatsindidzwa kuti vasataure asi munhu akatora mwana vanomuziva
@agathachirisa7901
@agathachirisa7901 11 ай бұрын
Shandai mega hama dzangu nekt mapurisa hapana nezviripo fambai fambai mega ngamuke mwana uyu ita SaTapihwa
@brendamwale236
@brendamwale236 11 ай бұрын
Zvorwadza izvi rest in peace Shantel rwisa mwana sikana kune vakakuuraya
@nellymuzunze-ir2mx
@nellymuzunze-ir2mx 11 ай бұрын
Ndashaya mashoko ekukunyaradzai mai Shantie
@TariroKusvayi
@TariroKusvayi 11 ай бұрын
First kusvika pano.....haaaa Shantel wakanyanya take nevanhu vakakuuraya usavasiye kusvika wabata vese mhondi idzodzo
@MiaVare-r4z
@MiaVare-r4z 11 ай бұрын
Zvinochemedza,,,,zvinorwadza nekushungurudza💔💔💔💔 😭😭😭😭😭😭😭😭
@franciscademberere-6653
@franciscademberere-6653 11 ай бұрын
Vana vari kuuraiwa zvino rwadza munyika sure vochengeterwe piko
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 11 ай бұрын
Rip Shanty😢 Fly high little angel😢
@BlantinaMuwandi
@BlantinaMuwandi 11 ай бұрын
Ndikurwadziwa mwanangu shantiel nyika yaoma
@politenkomo6626
@politenkomo6626 11 ай бұрын
varume vakadzi maisepiko moyo veduwe chokwadi makuda Mari kudarika hupenyu hwevana hre. Musadaro vanhu ivai nemoyo yekubereka chokwadi chiiko. Zvinorwadza izvii veduwe. Wese anechekuita nerufu rwemwana uyu. Ngabatwe. Robvepi ko Simba. Rekuisa mwana weumwe munhu Banga chokwadi kuuraya mwari muripiko.
@simbisaimatiza
@simbisaimatiza 11 ай бұрын
Nhai Tenzi muriko here sure seiko takasharara moyo kudai chiiiiiko inhamo here nhai Mwari kana muriko seiko matifuratirawo kudai 😢😢😢😢😢😢😢
@chidomathebula7098
@chidomathebula7098 11 ай бұрын
Vanhu vasadaro so 😢zorora murugare mwanasikana
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 11 ай бұрын
But why ??? The government of zimbabwe must take these matters seriously vamunangagwa ngavaise mutongo unorwadza pavanhu vanouraya vana nekuda kwe rituals
@MariaNyika-n1b
@MariaNyika-n1b 11 ай бұрын
Saka zvakaitwa kuna Tapihwa Makore zviri kuramba zvichidzokoredzwa chokwadi Chiiko nhai vanhu veZimbabwe mave kuda mari nezvinhu kukunda vanhu and vana vadiki for that matter Hupfumi hwacho inga hunongosara pano pasi and vanosara nahwo vacho anongova matambudziko mhuri dzichingofa saka munozvidii Shuwa kuuraya mwana ane 2 years mwoyo yenyu munenge makaiisa Pai hamuna tsitsi
@juiletmakufa1165
@juiletmakufa1165 11 ай бұрын
Ummm pakaipa chaiko
@luciadudu6871
@luciadudu6871 11 ай бұрын
Nyaya yafanana neyaTapiwa zvine hama mukati
@tracymutumbe9932
@tracymutumbe9932 11 ай бұрын
Zvinorwadza RIP shanty😊
@rosemarynyamadzawo9406
@rosemarynyamadzawo9406 11 ай бұрын
Shanty usazorore mwanangu fight your own battle 💔💔💔 until amen
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 11 ай бұрын
A justice for SHANTY inini zvangu mafungiro anguwo anotoda sekuru MUKOTSANJERA KANA TATEGURU TASVU ndarwadzirwa hama dzangu...maurayire avakaita SHANTY ndokuurayiwa kunoitwa MBUDZI kuWest and East Africa vanozora mafuta mbudzi muwiri wayo wese voyiita inobvire inobva yabva zvese zvemukati...isusu tinoita zvekucheka kasi ivo vanoipisa...saka kuona kwangu ndozvakaitwa mwana wedu SHANTY kana varikuiti maoko nemakumbo ange akavhurwa zvakanyanya vange vachitomupisa zvinokurumidza pane kumucheka mwana....dzimwe nguva vaida moyo wemwana....
@simbadexterganyo5722
@simbadexterganyo5722 11 ай бұрын
l'm here for the song chete.......🕺🏾
@teemakiwa6792
@teemakiwa6792 11 ай бұрын
Seriously? Zvimwe zvekuuraiwa kwemwana hamunei zenyu nazvo..Mwari akuitirei nyasha
@ennybphiri2896
@ennybphiri2896 11 ай бұрын
Zvinorwadza 💔💔💔
@nokueganya6258
@nokueganya6258 11 ай бұрын
Ummmm bby shant usarare mwana ngu dzoka upedze wese ane ruoko pakufa kwako ,
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 11 ай бұрын
Shantie mwanangu usazorora irwa umire wakafa zvinorwadza kuurawa sehuku.anyway RIP bby shant
@mildredmhuka5322
@mildredmhuka5322 11 ай бұрын
Mapurisa anonga atorimoo munyaya yacho azvisaimboitika zvangotanga pakazvifadza dambudzo nechisimba watipedzera vana
@tsitsireasongaga4005
@tsitsireasongaga4005 11 ай бұрын
Is it camera zvee sure munoti vakasungwa avo chii
@sukaimasvingise2051
@sukaimasvingise2051 11 ай бұрын
Anoroya usiku akange nane pane kugara munzvimbo nevaroyi vakadai mwana akafa zvinorwadza uyu haaa zvakaoma
@confidencenhau
@confidencenhau 10 ай бұрын
Mwana akarwadziwa nerufu urwu ummmmm
@confidencenhau
@confidencenhau 10 ай бұрын
Vakaenda Joni ndovakataura maparts emwana then murume wavo akambosara kuitira madam vasaitwe suspect vozosara vobuditsa body uyu aenda kare that's my 2 cents
@wisheszvitete9602
@wisheszvitete9602 11 ай бұрын
Zorora.murugare shandy
@PreviledgeMuchemwa-vs1gv
@PreviledgeMuchemwa-vs1gv 10 ай бұрын
Don't rest girl muka uzvimiririre😭😭😭😭😭😭
@QueenNyabeze
@QueenNyabeze 11 ай бұрын
Zvakaoma hazvo usabvume kurara Shantel irwa hondo dzako 😭😭😭
@shumbajaka835
@shumbajaka835 11 ай бұрын
Zimbabwe haichisiri nyika iyi mapurisa anongorembedza machende namazizamu .zvebasa yangova nyaya iyo
@lindahmuronzwa
@lindahmuronzwa 11 ай бұрын
Mwari mhondi idzi ngadzishaye zororo kusvika dzazviendesa kupolice dzega rest in peace Shantel
@AricaGweshe
@AricaGweshe 3 ай бұрын
Iwo mazivanhu akauya pakuvakirwa kwemakuva ndoakazodzoka kuzouraya mwana..mazimbwa evanhu iyemi hama dzekwaNdoro mune chekuita nekufa kwemwana uyu
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 11 ай бұрын
Vana vedu votambira paiko....kuhama kwacho kwavari suppose to be safe havachisiru safe kani
@nellymuzunze-ir2mx
@nellymuzunze-ir2mx 11 ай бұрын
Mapurisa dzimwe nguva munoita sekuti nyaya dzine basa dzishaye basa
啊?就这么水灵灵的穿上了?
00:18
一航1
Рет қаралды 67 МЛН
Good teacher wows kids with practical examples #shorts
00:32
I migliori trucchetti di Fabiosa
Рет қаралды 13 МЛН
Сюрприз для Златы на день рождения
00:10
Victoria Portfolio
Рет қаралды 2,3 МЛН
How it feels when u walk through first class
00:52
Adam W
Рет қаралды 23 МЛН
MHONDORO....... CHITUNHA CHAIROVAROVA BHOKISI
20:38
Drewmas Media
Рет қаралды 27 М.
Ndakanokorwa Tsoka Dare raChief Mutasa
27:23
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 43 М.
ZVIMBA....... MWANA WE 2 YEARS OSHAIKWA ZVAKARE
45:39
Drewmas Media
Рет қаралды 44 М.
Ndakamuwana PaTouchline
24:57
SlyMediaTv
Рет қаралды 18 М.
啊?就这么水灵灵的穿上了?
00:18
一航1
Рет қаралды 67 МЛН