Chimera makorongeka 21 but mature in mind hazviremi zvema DNA kana wakarongeka❤❤❤❤Well done Chihera
@TheChekasСағат бұрын
Maface ema 2 weeks haana kuwandisa here pamunhu akarongeka
@Marvellous-b4n2 сағат бұрын
Thanks Mainini madadisa, makapinda henyu machena apo family iyi vanhu kwavo vanogona kukumbira ruregerero
@sammlambo83132 сағат бұрын
Thank u baba vanova sekuru vemzaya u are so constructive
@user-zm8nj8zt9yСағат бұрын
DNA chibaba chevanhu vese,well done chihera ,1 chihera vasina drama.keep it up
@CynthiaMaster-fg2zs2 сағат бұрын
Wat a quick n nyc show no arguments ❤Thanks Chiheraa hauna kunyadzisa dear
@AdonisNemarundwi2 сағат бұрын
Our first DNA test machines from service 99.99%.Chihelele thank you maprover kuti michina yedu ichiri bholato
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn2 сағат бұрын
Well done mwanasikana wadadisa maruva ako ayo🎉🎉🎉, baba vemwana magona makumbira ruregerero.
@NatashaHweru3 сағат бұрын
Mama vanga vari vigini sue musazotinýadzise😂😂😂😂😂musazoita saMai Nomsa please
@judithmbiziСағат бұрын
😂😂
@christieultd2 сағат бұрын
The woman looks unhappy. Am glad the guy asked for forgiveness. I pray they live happily ever after. Tete God bless you. You are a good woman
@Royalioness6 сағат бұрын
Waiting for bota zvangu ndidye richiri kupisa❤
@TadiwaManjere3 сағат бұрын
Well done girl hauna kunyadzisa🎉🎉
@zandilemoyo4072Сағат бұрын
other girls embarass us you know
@Chatibwege228753 минут бұрын
Well connected nebota family pa Southampton UK tofa nechando kuno ......
@cassandrakerСағат бұрын
Watching hangu ndiri kukwekwe namai nomsa takagara hedu na mercy.😂😂😂
@LoreenChapepaСағат бұрын
Greet Mercy for me pliz
@cassandrakerСағат бұрын
@LoreenChapepa musikana akufara dick took her back chihera vakadzingwa pamba I will greet her for you. Mercy ndiye avapo pacompound samai vemusha zvinhu zvirikufaya kuno. Murume wachihera akaenda hlanyeni kumapenzi kuburuweyo..we are very happy.
My Sister thank you for your honesty, you are one in a million. The husband's family is supportive and were apologetic. The guy needed proof but could have caused stress to his wife by his actions, however his apology hopefully satisfies his wife. Madzimai, please zvibatei, you will not disgrace yourself. Musaitiswe nana Geez, after Nandos. Unotakuriswa katundu iwe wambo pinda mumba!
@shyletvangani31762 сағат бұрын
I just love humbleness ye family yababa musha wese wakumbira ruregerero 🎉🎉❤❤
Vanoda kunyima bota but kunyima kwacho kunotinetsei unozongopa😂😂
@alicemukudo35123 сағат бұрын
Thanks mainini 99,9% hamuna kunyadzisa.
@MusiyiwaMutowoСағат бұрын
I didn't like the way this young man talk about the mother of his child. Anotaurisa mukomana uyu am glad family yake ine hunhu especially his father aaah he is a gentleman. Am glad he is the father hopefully they will live in harmony 🙏
@richmutsena97092 сағат бұрын
Congratulations 🎊 vachihera
@gogoatanakaМинут бұрын
One chihera asina drama
@TendaiBangamuseve3 сағат бұрын
Good evening family
@GloriaMpofu-jd1kn3 сағат бұрын
Mazviita chihera hamuna kutinyadzisa
@pellagiatigere46424 сағат бұрын
We are waiting here
@takudzwashumba6976Сағат бұрын
Chihera 1 chiri humble
@CharletteChihelele-d5v3 сағат бұрын
Usandi nyadzise chihelele 😆
@user-zm8nj8zt9yСағат бұрын
Ko zvandakuchemawo nhai,sorry chihera henyu. Tezvara vako bhoo munhu