DAMAFALLS: Mukomana akayeredzwa nemvura pakirawa, Residents accuse Church leader of sacrifising him

  Рет қаралды 36,299

Destiny TV

Destiny TV

Жыл бұрын

DAMAFALLS: Mukomana akayeredzwa nemvura pakirawa riri pakati perwizi
Ava nemazuva anodarika vhiki asisiri kuwanikwa , vagari vemu Damafalls vari kuti Mufundisi akachekeresa mukomana.
Dont forget to like , subscribe and comment

Пікірлер: 141
@nyashamwatse4710
@nyashamwatse4710 Жыл бұрын
Vanhu vane unity ava kubatana kwakadaro hakuwanikwe pese pese
@mhlopemelody
@mhlopemelody Жыл бұрын
Masatanist aya vanhu dzidzai kunzvera mweya wataura musangotevera vanhu nekuti ati ndiri pastor.zvinorwadza it's not easy kurasikirwa nemwana nenzira iyi.ndine hurombo nemhuri yemwana uyu
@daarealbaby_Kay
@daarealbaby_Kay Жыл бұрын
Iwo machechi akungoendwa mazuvano😭😭 this is the end of the world mufunge
@jubileebenben2898
@jubileebenben2898 Жыл бұрын
ko mabhawa hamutaure nezvawo neyi?
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya Жыл бұрын
Endai Kuna Sekuru Tasvu
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 Жыл бұрын
Ndosaka makare taitsiugwa kunzi musatambire kumadziva uko ,pipo should not just go munzizi umo,mufundisi also knows nyaya yese ngavamborohwa
@crynoschirumarara9546
@crynoschirumarara9546 Жыл бұрын
Uye paroad ye vana nanamai pakuyambuka nepa piper apo mazvokuda ibasa re ED iroro musati mhuri yezimbabwe. Itai zanu pf. Mhuri yezimbabwe anobatsira kutsvaga mwana chete
@priscachikore6504
@priscachikore6504 Жыл бұрын
Ari kushandiswa napastor kuwedzera masimba
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 Жыл бұрын
True
@susanamairosi8898
@susanamairosi8898 Жыл бұрын
Mufundisi ngaarohwe anyatsotaura kwaakaisa mwana mugadzirirei size
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Sure akaputitswa anobuditsa mwana
@vividbluesea1
@vividbluesea1 Жыл бұрын
Zimbabwe must regulate these churches The other thing vanhu ngavadzidziswe kuti paita njodzi mapurisa must be the first to be called
@memorysantana7094
@memorysantana7094 Жыл бұрын
Mapurisa akauya first day akaenda.ma sea diver akauya akashaya vese vakadzokera first day
@jescaff4
@jescaff4 Жыл бұрын
Batai mufundisi vacho murove vanomuburitsa mwana
@blessingmutopo
@blessingmutopo Жыл бұрын
Ehe
@chipomashozhera8719
@chipomashozhera8719 Жыл бұрын
Haah huchechi Chechi hwanyanya inhamo here vharisayi zvichechi chechi
@jubileebenben2898
@jubileebenben2898 Жыл бұрын
shame
@conniejam5575
@conniejam5575 Жыл бұрын
Mufundisi urgent wa satan rovayi munhu kani zvinorwadza seyi kuti mwana aenda nemvura iye otiza arikutizeyi
@dadirainyatsanza6659
@dadirainyatsanza6659 Жыл бұрын
Nehuwandu hwenyu endai munoratidzira kmba kwaPastor
@cleopatramuzondo1805
@cleopatramuzondo1805 Жыл бұрын
Sure ndaka kura tichi cross panhu apa everyday Dai pakadziriswa n most of kids ey cross this place everyday
@blessingmutopo
@blessingmutopo Жыл бұрын
Mufundisi vanopfeka hembe yemwana ,ngavaburitse mwana mapurisa ngavatore mufundisi aburitse mwana
@machuma9192
@machuma9192 Жыл бұрын
Muchazvirega zvema ministers izvi vanhu vakuyita hurombwa vachida kuporofita
@lorrainchanda6803
@lorrainchanda6803 Жыл бұрын
Muna President here munyika iyi
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 Жыл бұрын
Akafa 2018 so far hatina
@lorrainchanda6803
@lorrainchanda6803 Жыл бұрын
@@takudzwamlambi679 😂
@normanbasso6745
@normanbasso6745 Жыл бұрын
Akabata kambudzi ku church kaitei kambudzi usiku
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 Жыл бұрын
Ka small 4n kani
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. Жыл бұрын
Vabereki vari normal vaifana vari ivo vari mberi unless vane chekuita nekushaikwa kwe mwana.
@gracephiri1886
@gracephiri1886 Жыл бұрын
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Munodeererwa na Pastor
@rachelmpawa508
@rachelmpawa508 Жыл бұрын
Very scary
@everchironde
@everchironde Жыл бұрын
Ko.madii mambozama kwasekuru Tasvu or kanhengo kuda mungabatsirike
@cephaskanyuchi4674
@cephaskanyuchi4674 Жыл бұрын
Where are the police? This should be a police's job, it's a missing person who was washed away with water and am very surprised why the police didn't get involved in this situation, do we still have policing in Zimbabwe or not???
@hunter-it3sh
@hunter-it3sh Жыл бұрын
Police irikuroad nekumavhenda izvi zvisina mari izvi havawanike
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
M sure police yakaziviswa kare asi police inoshanda nenguva pakutsvaga munhu mumvura uye police inopa veruzhinji mukana wekubatsira pakutsvagwa kwemunhu asi kungoti mutore wenyaya haana kuzongoenda hake kunovhunzawo mapurisa kuti mava.papi
@phinielmoyo8808
@phinielmoyo8808 Жыл бұрын
Taurai nambuya shumbayawonda. Ndivo vanoziva zvenjuzu. Batai Andrew neshamba
@barbranyoni2925
@barbranyoni2925 Жыл бұрын
22years is not a joke
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. Жыл бұрын
Engage with police please!
@tildargambiza4141
@tildargambiza4141 Жыл бұрын
Zvakaoma, dai taigona tanamata izvo zvrma mapako ratova drama veduwe,
@victoriazimbao6756
@victoriazimbao6756 Жыл бұрын
Ko baba vane blue t-shirt vari mumvura avo Hava tye kuyeredzwa here
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Varikuzama kutsvaka mwana
@tariromusiyangamunakamwe3852
@tariromusiyangamunakamwe3852 Жыл бұрын
Vakatombobuditsa vamwe pamvura ipapo vanga vatopotsa kufa.
@blessingmutopo
@blessingmutopo Жыл бұрын
Vanhu ngavapwanye zvese zvimatombo izvo
@freedommugabe4900
@freedommugabe4900 Жыл бұрын
Dangerous crossing point
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Vakavharwa chokwadi vabereki ava
@josephined8931
@josephined8931 Жыл бұрын
Iyo nyaya dzenjuzu idzi, mvura inoyeredza kuenda Kure tevedzai negwizi muchienda
@markmceggeantsuro4924
@markmceggeantsuro4924 Жыл бұрын
Akatorwa nenjuzu
@edgarmachaka4397
@edgarmachaka4397 Жыл бұрын
Vanogotsvaga panzvimbo one munh akayeredzwa sei ngavaende kumadirirano. Ngavatsvage hembe dzake mvura inobhisa hembe
@Elpatron242
@Elpatron242 Жыл бұрын
Monyanyodawo kuyereswa muchitadza kushanda
@confidencenhau
@confidencenhau Жыл бұрын
Panonzi pakirawa kt vaive mapostori hre uumm zvinhu zvacho
@babyhuey1656
@babyhuey1656 Жыл бұрын
vechivanhu vakaridza mbira usiku hwesa anowanika bt nguva yareba im afraid kt akatoenda ku dam bt havachatomuwana akatoenda indian ocean
@talentmachingura4116
@talentmachingura4116 Жыл бұрын
Vanhu varikutaura apa apna chavanoziva vese dzingu chete
@Salvation123..
@Salvation123.. Жыл бұрын
But they are expressing concern of observed behaviour from this church & it's leaders .
@priscachikore6504
@priscachikore6504 Жыл бұрын
Mai kundisiso chikore uriko here uko muroora wangu
@eduardomarira2354
@eduardomarira2354 Жыл бұрын
Saka sei pastor uyu achibikira n'anga tea
@isabelzvareva
@isabelzvareva Жыл бұрын
Kuhwanda nezita rehufundisi munhu achiroya,Mwana akatorwa aripo pasi pemvura
@wimbaimangwende8122
@wimbaimangwende8122 Жыл бұрын
Njuzu haitore munhu usiku
@danmasinge7488
@danmasinge7488 Жыл бұрын
Pastor haana chaanoziva accidents happen
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 Жыл бұрын
Haana chaanoziva ndizvo,ngaabatikire parikutsvakwa mwana nhai
@dadirainyatsanza6659
@dadirainyatsanza6659 Жыл бұрын
Endaimunomutora pastor kmba kwake
@mercymukonza9814
@mercymukonza9814 Жыл бұрын
Vanhu wakawanda kudaro kutadza kubata mufundisi iwavo. Vanechekuita nekufa kwamwana hapana kunamata apa mishonga yega yega
@takudzwamlambi679
@takudzwamlambi679 Жыл бұрын
MuHarare here umu nyika yaenda kumawere muchi famba nema bodyguards 50 50 mazzotadza kutonga varume give other people a chance to rule Pamwe zvinhu zvingashanduke, 43yrs sure
@nyaraimlambo2160
@nyaraimlambo2160 Жыл бұрын
Endai namufundisi Kwa Sekuru Tasvu zvinobuda.
@melusimpofu2789
@melusimpofu2789 Жыл бұрын
Ndi mfundisi here
@alicechikomo6014
@alicechikomo6014 Жыл бұрын
Zvakaoma, wena
@patriciadengenyera8507
@patriciadengenyera8507 Жыл бұрын
Zvakaoma kani pastor musadaro
@johannesncube6593
@johannesncube6593 Жыл бұрын
Ko akazowanikwa akapfekerwa somewhere nemvura after all these accusations to that pastor,what's gona happen
@lovenessngwende4011
@lovenessngwende4011 Жыл бұрын
Inndinoti vhurai bako Rancho Hama wadikanwi
@cleopatramuzondo1805
@cleopatramuzondo1805 Жыл бұрын
Ma statements acho awandisa aaaah
@sharonmunyengwa806
@sharonmunyengwa806 Жыл бұрын
Ko where is the police?vanhu vemuDamafalls endai moita pungwe muchiimba pamba pamufundisi nekunopwanya chichurch icho,mwana abude,mukutyeiko??
@mhlopemelody
@mhlopemelody Жыл бұрын
Pastor vakarohwa chaizvo nepolice vanotaura
@emilybuluma8649
@emilybuluma8649 Жыл бұрын
Nhayi mii postar wacho varipi ko????? Vanhu endayi munoratidzira kumba kwavo
@janetmasawi568
@janetmasawi568 Жыл бұрын
Zvitendero zvemazuvano, bodo paste muroi ava hanzi shushani kkk
@beatricemarapara3434
@beatricemarapara3434 Жыл бұрын
Involve the police as well in case they can send divers to remove the stones you need the Pastor to remove
@tinamwashanja9282
@tinamwashanja9282 Жыл бұрын
Ma 1
@nyaraimagasomagaso2612
@nyaraimagasomagaso2612 Жыл бұрын
Pakaoma weduwee
@amandafish3022
@amandafish3022 Жыл бұрын
Church parwizi here
@conniejam5575
@conniejam5575 Жыл бұрын
Nhayi zvako mufundisi uyo ka uum
@anthonytapfuma9688
@anthonytapfuma9688 Жыл бұрын
ZIMBABWEANS and their theories kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk
@eveweminana9818
@eveweminana9818 Жыл бұрын
Akazo wanikwa here veduwe
@comfortsadieq
@comfortsadieq Жыл бұрын
Ko haasati awanikwa mwana uyu nanhasi yhooo
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. Жыл бұрын
Mufundisi anoda kurohwa kana kuurawa chte
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 Жыл бұрын
Kutoyeredzwa kani vana ngava dzidzire ku sambira
@kimberlymusaliva2637
@kimberlymusaliva2637 Жыл бұрын
Ummmmm pane nyaya apa
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Panenyaya apa
@eduardomarira2354
@eduardomarira2354 Жыл бұрын
N'anga dzinotengwa ndozvinonetsa
@witnesschoto2389
@witnesschoto2389 Жыл бұрын
But dzimwe nyaya dzinoda kurepotwa kupolice pachine nguva
@yeukaimhandu3904
@yeukaimhandu3904 Жыл бұрын
Pakaipa
@lillysham3395
@lillysham3395 Жыл бұрын
Look further not in one place his body could be floating else where.
@judithsiisii5124
@judithsiisii5124 Жыл бұрын
Police please
@abilitymatopi6654
@abilitymatopi6654 Жыл бұрын
Dai achionekwa wedu woye ,
@nyarayimhuka7810
@nyarayimhuka7810 Жыл бұрын
Mwari dai abatsira chokwadi
@mutsawashe1369
@mutsawashe1369 Жыл бұрын
Where is the police in all this.
@priscillarmaenzanise6480
@priscillarmaenzanise6480 Жыл бұрын
Namatirai mumba nhamo yezimbabwe inoda vote not zvima church
@rutendoguri6664
@rutendoguri6664 Жыл бұрын
Why people think about n'anga than kuti daidzai Muporofita vamwari shame
@gracie2world
@gracie2world Жыл бұрын
Hakuchina maporofita shamwari dzangova n'anga dzose vanongokuvharai nekuenda ku church chete
@laylahlisahmakanyire5836
@laylahlisahmakanyire5836 Жыл бұрын
Madii kuenda kupolice
@miss_connie
@miss_connie Жыл бұрын
Hapana njuzu apo🙄
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Zvakaomesesa dai awanikwa hake body yacho ummmm
@crynoschirumarara9546
@crynoschirumarara9546 Жыл бұрын
Zvinosiririsa hama dzangu izvi. Ko zRp iripi ndopainofanira kupindira apa
@jubileebenben2898
@jubileebenben2898 Жыл бұрын
iri mtown kubata mavendor
@memorydzama283
@memorydzama283 Жыл бұрын
Njuzu dzakukandirwa mabhisvo 😢
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Ehe ndizvo zvinoita chivanhu ndakatombona vaiisa maswts newine nerice nemabhisvo
@laylahlisahmakanyire5836
@laylahlisahmakanyire5836 Жыл бұрын
Yes mabisvo masweets rice wine mazai nezvimwewo
@miriammafiyamafiya
@miriammafiyamafiya Жыл бұрын
Muridzi Ve kereke uyo anoziva sei arikuramba chivanhu nokuti kana munhu wapererwa unenge waakutsvaga uta nemugate
@tafadzwaezra1275
@tafadzwaezra1275 Жыл бұрын
🤣🤣🤣
@memorydzama283
@memorydzama283 Жыл бұрын
@@tafadzwaezra1275 zvakaoma wee
@eppahsinzamala6541
@eppahsinzamala6541 Жыл бұрын
Hakuna zvakadaro zvekuty njuzu inokandirwa mabisvo nemasweets,ende munhu kana akatorwa nenjuzu haachemwi or kuunganirwa ngavataure zvavakaita mwana
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Zvriko imi njuzu inokandirwa
@jaimmukuchura2013
@jaimmukuchura2013 Жыл бұрын
It's Damofalls 💀💀💀💀💀💀💀💀💀💀
@johannesncube6593
@johannesncube6593 Жыл бұрын
Isn't it akayeredzwa nemvura pastor wasn't there,zvakuda common sense
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
Imi siyayi Pastor havana mhosva. It's just an accident.
@wisheszvitete9602
@wisheszvitete9602 Жыл бұрын
Zvakaoma
@mosesmukonowatsauka5827
@mosesmukonowatsauka5827 Жыл бұрын
Siyanai napastor vanhu let's be fair in our judgment.. Was he there paakatorwa nemvura I don't see him involved in anything and worse don't force him to collaborate neN'anga zvisiri inline with his beliefs.. Zimbabwe is a free nation and munhu haatemerwe kuita zvamunoda imi.. Why not blaming the responsible authorities city fathers for not putting a bridge parukowa urworwo then sika sika napastor atadzei... Zimbabwean tingori superstitious for no reason..lets face the fact our economy is bad such rivers shld have mafootbridges chete
@dorothymate3755
@dorothymate3755 Жыл бұрын
Shemu.
@ropchipondamoyolity
@ropchipondamoyolity Жыл бұрын
Ndi 😈 devil
@precioustvakira
@precioustvakira Жыл бұрын
Saka mwana mupenyu
@destinybridalslounge1623
@destinybridalslounge1623 Жыл бұрын
Report kupolice kuuye maSea divers vauye vapinde ...
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
Hanzi wakauya wakadzokera pamwe wakachekeresa vanhu waipa munyika ino
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
Wakapfekerei hembe yemwana pazai p church apo pastor handiwachenese mukawapisa wanotaura chokwadi
@mandimandi3807
@mandimandi3807 Жыл бұрын
Y
@julietmatare4854
@julietmatare4854 Жыл бұрын
Muchazvirenga zvenhado michaita zvamwari zvesatanist izvi .
@truestarofficial
@truestarofficial Жыл бұрын
That pastor is eive
@lindiwejiya8179
@lindiwejiya8179 Жыл бұрын
Inga ku nema raster ku dama uko
@enetsibanda7091
@enetsibanda7091 Жыл бұрын
¹
@sholnegarande6370
@sholnegarande6370 Жыл бұрын
Pastor ndivo vakauraisa mwana
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
NdirimuZimbahwe chaiye asi ngoda haaizive mmmmmmm apana kumira mushe onai Sekuru Tasvu Satanism
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 Жыл бұрын
Ukomboti chii dhia,are you saying Sekuru Tasvu is doing satanism here ukuti chii chaizvo iwe??
@tinatinashe
@tinatinashe Жыл бұрын
Asii pakaitika zvinhu izvii mufundisi angaaripo her itsaona inenge yaitika
@preciousmpofu1410
@preciousmpofu1410 Жыл бұрын
Sei vanhu vari pachurch vasingana nemuedzo kusvika oakufira pachirch
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:26
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 6 МЛН
Red❤️+Green💚=
00:38
ISSEI / いっせい
Рет қаралды 77 МЛН
Who has won ?? 😀 #shortvideo #lizzyisaeva
00:24
Lizzy Isaeva
Рет қаралды 64 МЛН
Preparing for war against China, Russia and North Korea | 60 Minutes Australia
26:06
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 55 М.
7th Administration | The Progressive Caucus briefing
38:57
SABC News
Рет қаралды 56 М.
Latest on Mapanzure drownings
49:03
Drewmas Media
Рет қаралды 72 М.
VBS Corruption | VBS Mutual Bank scandal
7:57
SABC News
Рет қаралды 25 М.
Smart Sigma Kid #funny #sigma #comedy
00:26
CRAZY GREAPA
Рет қаралды 6 МЛН