Jackson, Jackson😮 you are too much , kuba, hupfambi, makuwha lunge mukhadzi sooo
@LeeroyChipare3 ай бұрын
Zvakamira sei guys tipei tipedzise amana we love you 🎉🎉🎉❤❤
@PreciousChinobva3 ай бұрын
Marisa ngwaravo iwe unongofungirwa naJakson always
@edinahchatunga567127 күн бұрын
😂😂😂😂Marisa ndiwe mukadzi ane mazamhu
@Agitator-q3g3 ай бұрын
Murikurova vakomana ,big up
@JuniorMoyo-l7c3 ай бұрын
Kkkkkkkkkkk nice movie chitipaiwo 2 yacho Masline pfungwa dzako sooka hanzi ngatidestroye evidence ngatimuisire poison kujeri ikoko ndarifarira movie iro
@merblempala13453 ай бұрын
Mai tanya vane kakudika❤❤❤❤
@HazvineiMacherenga3 ай бұрын
But mai Tanya muri kumberi marisa anoita kunge akadyiswa najackson chii chakadaro
@Riane133 ай бұрын
Ska murikuti Jackson got away 😂with robbery 😂😂😂
@ShamisoMainahMasimbakoreАй бұрын
😂😂😂😂arh Marisa ndamutadza ini murume mukuru kupisa kudaro
@JulietKanongovere3 ай бұрын
Marisa iwe chiii chawakadyiswa nababapee iwee haaa saka unotongwa nababapee here. Asi baba pee hamuna moyo tsano ndovakauraya munhu here kana kuti vanhu vamakatsvaka imi
@AshleyMashava3 ай бұрын
thank you takaimirira we love you guys ❤❤❤
@Takuwayn3 ай бұрын
Usavimba nemunhu chokwadi, ku truster shamwari zvekudero
@Precious_Tee0218 күн бұрын
officer avo mskana vadi havo kushandisa shona kkkk great movie guys
@nokuthandamabamu37343 ай бұрын
Haa imi pedzisai drama iri maane numgo here
@TinotendaMazorodze3 ай бұрын
Thanks 👍 guys kwasara tsano mboko
@jaykandai99203 ай бұрын
🎉🎉🎉🎉🎉takaimirira thank you
@PhineasMatema28 күн бұрын
Tokumbirawo barika remurombo omnibus plz
@JulietKanongovere3 ай бұрын
Babapeee wondinyudzisa benziiwee
@TracyFurakeni3 ай бұрын
Takayiwona wanitikuda nyowani ichichimunya
@BEAUTYNyathi-ij2fp3 ай бұрын
Tipei rimwe nhasi chaiko
@MoyoSinyoro3 ай бұрын
Masterpiece
@MarthaMapako3 ай бұрын
Mapurisa here Aya kana kuti ndivan amahobho hakuna uniform ye zim yakadai
@ChipoMpofu-hl2ll3 ай бұрын
Ndosaka richinzi drama or movie
@ShortCircuit054453 ай бұрын
@@ChipoMpofu-hl2llnhayi hako iwe 💯 unotoshaya kuti sometimes munhu anombo fungal nepayi😂😂😂😂😂😂😂😂.
@lazarousmutandwa-h9o3 ай бұрын
thanks
@wenyasha28563 ай бұрын
Ko Iye Marisa Anenge achingofurwa njere every time neumwe murume
@ChipoMaroyichihera3 ай бұрын
Ndosaka richinji drama 😂😂😂😂
@ChipoMpofu-hl2ll3 ай бұрын
Murume wenyu sisi mumuti mwari amuitire zvakanaka
@Michaelmushamba2743 ай бұрын
Apa magona longtime data rako chete
@Nomsacharuma3 ай бұрын
❤❤❤❤❤
@DanielSamaita26 күн бұрын
Jikiseni urigwereveshe chairo
@wenyasha28563 ай бұрын
Ukaona une murume anenge Marisa zvinenge zvakangooma hazvo