Dare raChief Mutasa Karanganda TV

  Рет қаралды 22,937

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Күн бұрын

Пікірлер
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
What a fair judgement, teaching,informative, vana ava ngavaende kumadzinza kwavo simple munhu kumusha kwake kana murivabvandiripo munotyeyi kunopinda mumamisha nemadzinza enyu
@emmanuelchaza2952
@emmanuelchaza2952 3 ай бұрын
mambo uyo anenge akupiwa mari
@Chiravirwa
@Chiravirwa 2 ай бұрын
Vabvandiripo ngavachengeteke ikezvino vofuvisa vana vepamba ipapo. Hazvina kunaka. Ndivo vanhu vanoitisa chero vazukuru vasatambirika mumusha nenyaya yekunzi vanozorebesa muswe.Chief Mutasa for President❤❤❤❤
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 3 ай бұрын
Chief Mutasa kugona kwenyu kwakabva kuna Musiki chete ❤❤❤❤❤
@abim8747
@abim8747 3 ай бұрын
BabaTaps should be the only one covering these programs ne Dare iri because vamwe ma sound avo haaa nonsense.. Hapana zvatinonzwa inoise dzega dzega... Pamberi ne Karanganda. Pamberi na BaTaps
@judx34
@judx34 3 ай бұрын
Kkkk munenge muchivatererei vamwe vacho 😂
@abim8747
@abim8747 3 ай бұрын
@@judx34 tinenge taona heading kuti kune dare ka😂😂😂 wanike hapana zviripo
@lorraineposi
@lorraineposi 3 ай бұрын
Ndivo vakazvitanga as well and vachigona basa ravo
@estheresther1963
@estheresther1963 3 ай бұрын
Guys siyaiwo vamwe vaite mari vachazogonawo na ba taps havana kutanga vakadai ndiri kurangarira kare paye vachiteera amai vekutiza nevana kumoza
@abim8747
@abim8747 3 ай бұрын
​@@estheresther1963 then havafanirwe kungoungana pa same spot. Varikumhanyira zvavasati vakwanisa. They shd go kunotsvaga ana mambo vakawanda sterek votanga ikoko. There's too many vakaunganira chief mutasa as popular as it is yet sound and picture dololo...
@MathewMusarurwa-pp6dt
@MathewMusarurwa-pp6dt 3 ай бұрын
Dai Zimbabwe ine mutungamiri we nyika akaitasa mambo mutasa dai Zimbabwe irinyika inoyemurika kwazvo. Iam amazed by your wisdom mambo it can only come from God. Keep up the good work. May the almighty God elevate you to be the president of the chiefs!! Makatumwa mambo murikugona kutonga. Hamutongi munhu asi munotarisa nyaya sezvairi. Mwari varamba vachikupai uchenjeri🙏🙏🙏
@VictorBangira
@VictorBangira 3 ай бұрын
Ko yaPasita kuroji?
@lovemorechinyadza6603
@lovemorechinyadza6603 3 ай бұрын
Uyo mudhara arikutaura SA witness anenge apuhwa Mari and vakomana awo vaishandisa Mari kubva kumashure manje yazouya kunemunhu anokwanisa kutonga nyaya sezvairi
@dorcaszulu4870
@dorcaszulu4870 3 ай бұрын
Thank u mambo newisdom,shuwa vana vachitambura pekurima mabvandiripo vagere zvavo
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 3 ай бұрын
Imagine
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 3 ай бұрын
Kana ndimiwo Varume soo
@evlynmapfumo7475
@evlynmapfumo7475 3 ай бұрын
Right ana amai vengai zvenyu Tinashe Mugabe but mukuona zvazvinokonzeresa...Sperm rimwe nerimwe ngariende kumba kwaro😊
@TanakaZiracha
@TanakaZiracha 3 ай бұрын
Haiwawo zvedu, test all of them against Sekuru hanzvadzi yamai vavo otherwise vana vechikwambo
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 3 ай бұрын
The fairness that Chief Mutasa has is beyond his age long love our wise Chief🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@emmanuelchaza2952
@emmanuelchaza2952 3 ай бұрын
akadhakwa anoda vamwe vanhu vawane pfuma isiri yavo
@benmoyo
@benmoyo 3 ай бұрын
Chief Mutasa, wisdom overload. I Respect you Chief. I need to relocate from Mberengwa.....😂😂
@A_JM585
@A_JM585 3 ай бұрын
Makapiwa naniko mdhara iwe vhurika ,ungatodzinge vana vemunhu kuti iwe mubvandiripo ugare nxaaa maivako vaitove nehunhu hwaDaisy Mutukudzi mnx
@wisdomtar
@wisdomtar 2 ай бұрын
UriKwarakwara shamwari nesu tirikunzingwawo kuno kwatiri.Enda kumusha kwako nevanin'ina vako.
@Pinnycode79
@Pinnycode79 2 ай бұрын
Am very proud ndakaita vana 15 nababa 1. I need a trophy 🏆
@wendytarusenga8694
@wendytarusenga8694 2 ай бұрын
Yooooo
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 3 ай бұрын
Umwe naumwe kudzinza rake Chief, hatidi mibvandiripo inouya kuzotonga kwaisingazvarwe
@AyandaChikwadada-hm8to
@AyandaChikwadada-hm8to 3 ай бұрын
Thank you Mambo i was thinking to build a house with my huby kumusha kwake hatina mwana tese .Handichade never unosiira vana nhamo
@stanleymudehwe
@stanleymudehwe 3 ай бұрын
Chief Mutasa the best chief ever
@A_JM585
@A_JM585 3 ай бұрын
Nyange ndisati ndanzwa nyaya uye mutongo wacho ndinongoti Mambo Mutasa huchi ,dai zvaigona vangoita Mambo venyika yese ,kwedu kunana Chikomba uko kwakavatiwa kurara chaiko
@RoselynMM-k3w
@RoselynMM-k3w 3 ай бұрын
Muporifita James azviona panenyaya apa vabvandiripo ngavadzokere kwasekuru vavo kana kumadzinza avo
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 3 ай бұрын
Nice my Chief murimutongi mukuru
@TafadzwaMutsaru
@TafadzwaMutsaru 3 ай бұрын
Mambo Mutasa shumba mai wangu ndakotamisa musoro mai wangu chikara, wises chief
@JoeandFatieTours
@JoeandFatieTours 3 ай бұрын
Wise chief ❤❤pana mambo mutasa haubudi unotoda manotes 😅😅
@LosterMapetese
@LosterMapetese 2 ай бұрын
Kkkkk unotasanuka sure kwamambo mutaza,,chokwadi chinobuda pachena ,,apa patongwa nyaya
@TendaiTafirenyika-y3m
@TendaiTafirenyika-y3m 2 ай бұрын
Mambo ava wisdom vakaita kuramwirwa chaiko naMwari haa team iro ngavayende kumusha kwavo chete vane pamuromo
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 3 ай бұрын
Mambo Mutasa vabvandirimo avo musi wafa mai vavo vaitofanirwa kunge vakatuta zvekwavo vakaenda kunana baba vavo kana kwana sekuru wawo kwete kuda kunetsa mhuri iri pamba payo
@maguramagura5335
@maguramagura5335 2 ай бұрын
Welcome karanganda ❤❤
@watsonfurayi4717
@watsonfurayi4717 3 ай бұрын
Nyaya ya Pastor chete makaita ndiyo chete yamakaita madhaka
@taddiasfamba9478
@taddiasfamba9478 3 ай бұрын
Haaaaa mukadxi uye ane kwaakafamba chete kuti mambo vadzimaidzwe
@monnietaah9583
@monnietaah9583 3 ай бұрын
😂😂😂😂 nyaya ya pastor yakagumburisa vanhu
@TanakaZiracha
@TanakaZiracha 3 ай бұрын
I stand to be corrected, but I won't be surprised kuti Amai vakaita vana vatatu wehanzvadzi yavo chete
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 3 ай бұрын
Vabvandiripo ava,ngavaende kwasekuru vavo vanobvunza kumusha kwavo vanhu ava
@nyashamazaninyabezi1139
@nyashamazaninyabezi1139 3 ай бұрын
Ma bhishu anonetsa ah izvozvi wasiira vana dambudziko vava kunzwisa tsitsi varume vakuru vane mhuri ko kungopangidza vana madzinza avo pachine nguva kani. Ndanzwa tsitsi hangu nemubvandiripo iyi, its not easy kunotangidza futi ende havana kana kwavanoti kwavo vonochemerawo, ivo ana sekuru vanotopedzisira voti hameno mai venyu vasina kutaura ukuwo kwa stepfather nhaka haitobudi haisi yavo pachivanhu nyangwe vakaigoverwa😢
@wendscharlene8713
@wendscharlene8713 3 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣 word rekuti mabishu rinondinakidza. but you are right, vanonzwisa tsitsi madhara awa. 30 years later mozodzingwa apa mungoriwo vana. asi naivowo vaifanira kuziva kuti this day would come. havana claim to inheritance yavanhu vemumusha, deno vakawanawo pavo vega vakavaka..
@TanakaZiracha
@TanakaZiracha 3 ай бұрын
Kuzviitisa uko, they came over in 1977 up until 2020, more than 40years ugoshaya kana a single day rekuvhunza kuti Baba vangu ndevapi? Hapana kunzwa tsitsi apa
@chikukwachinowawa
@chikukwachinowawa 2 ай бұрын
​@@wendscharlene8713they could have been kept well mudzinza iri dai vaisave nehutsinye,hudyire nekuzviita mahard too much,shuwa shuwa unorimira gorosi revanhu pasi paminda isiri yako,kutadza kureasoner wo kutevedzera zvavaudzwa namai vavo vachisimbiswa kuti pano ndepenyu,zvino vairasa haaa vari kunodzingwa avo,ende mambo avatenderera aramba kuvadzinga zviri direct padare pake but apa family yastep father masimba ekuno decider zvekuita hanzi endai munogara pasi monzwa zvanotaura zvavanoda motevedzera izvozvo cz hamusi vepo avavhara vhara kuti considering time yamakagarapo but ziva kuti hapasi penyu
@Ethelsanyanga
@Ethelsanyanga 3 ай бұрын
picture quality excellent mambo Mutasa for the people justice justice hats off Mambo
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 ай бұрын
Varume ava haaa zvakaoma kugara uchichengeta vana vemukadzi vako vachitambura zvakaoma vabvandiripo ngavaende kumisha yavo
@goldenceemwanawamaijoze2592
@goldenceemwanawamaijoze2592 3 ай бұрын
Idzo dzine deep voice haaa dzinojamuka hamzi owewe dai kuri kumba kwenyu chaiko waiitasei 😂😂😂
@kikiri383
@kikiri383 2 ай бұрын
Ko padzati kurima koroni yevamwe kudzvaga kudzingwa uko kikkkkk. Deep voice anogwadza hake
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 3 ай бұрын
Good judgement chief Mutasa munogona
@Sorry-s3y
@Sorry-s3y 3 ай бұрын
First..yeahhh
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 3 ай бұрын
Mambo havana kwavo Kkkk yapunduka. Mambo is intelligent. I like this samaita Mambo. You deserve to be a president.
@nomusasiwela9621
@nomusasiwela9621 3 ай бұрын
Ndi Shumba
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 3 ай бұрын
@@nomusasiwela9621 shumba chidawo. I samaita.
@LettyShawty
@LettyShawty 3 ай бұрын
Iweka 😂😂😂😂😂 ko nharo manje. Samaita chidawo chana Mbizi wangu​@@godwinchiutsi9183
@matosi-n5t
@matosi-n5t 3 ай бұрын
​@@godwinchiutsi9183MBA ishumba iwe samaita ndisu ana Mbizi also naChief Bushu imbizi kwete mambo Mutasa ishumba iyo chikara Hakuna Shumba inonzi samaita
@MollenMundonde
@MollenMundonde 2 ай бұрын
Chief pakuzotaura kt mbya avo vakatizwa ngekt vainetsa uh maresva chief. Varume vanongoenda ngechihure, ko vakatadzirweiko. Ko mainini avo vekubariswa vana hobhoo ngevarume vakasiyana ndivo vaitotadza kugara ngevarume bcz she was a great problem. Vana bba vazhinji vakaita vana muchihure so mbya avo vadoko ndiro hure rakauya nematambudziko ayo
@BeautyMugawa-wz5qd
@BeautyMugawa-wz5qd 3 ай бұрын
Mumwe neumwe ngainde kumusha kwake. Thanks Shumba ne kutonga nyaya zviri fair
@MelodyMwanyepa
@MelodyMwanyepa 3 ай бұрын
Ivo ngavangodzoka kudzinza rawo vatsvake ropa rawo
@watiekapembeza9563
@watiekapembeza9563 3 ай бұрын
Thanks chief,they should go back to their fathers
@monnietaah9583
@monnietaah9583 3 ай бұрын
45:59 hazvishamise kuti panana sekuru ndipo panana baba vevana ava. Pakaitwa chimina apo Mambo. You should look further into this story please
@Eunice-pz1vt
@Eunice-pz1vt 3 ай бұрын
Tirikudzidza through nyaya dzakasiyanasiyana shuwa
@benmoyo
@benmoyo 3 ай бұрын
Waiting for Part 2.
@Wasxnyamu
@Wasxnyamu 3 ай бұрын
Hakunawo promotion yema chief here
@miriam-z1y
@miriam-z1y 3 ай бұрын
Mutsai mdhara haambomire nenzinza risirake ngaabhure vanhu kumhepo uko vanotsvaka kwavo kushandisirwa mishonga uko now ivhu roshandukira veupombwe avo ngavaende
@fambailangtonshasha1661
@fambailangtonshasha1661 3 ай бұрын
Chief Mutasa nyaya iyi mapedzerwa nguva zvisina basa musanyanyopedzerwa nguva nevanhu vanoshandisa dollar power avo. Ndine yangu nyaya changamire tbh andirikutya kufa yakangodai.
@fambailangtonshasha1661
@fambailangtonshasha1661 3 ай бұрын
Haaa secretary wakaoma uyu, anonyora wakomana. Cost yedare yese kubhuku rasecretary
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 3 ай бұрын
Vana va Chizaza minda ndeyenyu yose endayi munoisavo gejo
@masibandanyamuzihwa2461
@masibandanyamuzihwa2461 3 ай бұрын
Mambo Mutasa are you saying varume vese vanoita vamwe vakadzi vanoenda nekuti vashushwa nemukadzi mukuru…. Ndinokufarirai asi dzimwe nguva can be a misogynist Sure kurimira wheat yemumwe pasi moti pane angafare nazvo kune nzara so… Muri mambo henyu asi remekedzaiwo madzimai vechikuru, muna amaiwo nehanzvadzi
@thabisomatimba4249
@thabisomatimba4249 2 ай бұрын
vana havasi vepo ngavaende kumadzibaba avo
@WidzoMakota
@WidzoMakota 3 ай бұрын
Team iro ngarinotsvaga vana baba varo chii chakadaro ichocho vanhu kunzinza ravo please
@Anolisi
@Anolisi 3 ай бұрын
Nyaya iripa mundaaa
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 3 ай бұрын
Ana sabhuku nana ishe Samanga wakatengwa
@momof3941
@momof3941 3 ай бұрын
Senge ishe samanga anenge ari corrupt nyaya dzake hadzitongwe zvakanaka
@berthamadeu6633
@berthamadeu6633 2 ай бұрын
Ehe vakatengwa
@nadianicolas-pd7ri
@nadianicolas-pd7ri 3 ай бұрын
Mibvandiripo yakutoda kunetsa kudzinga vanhu pamusha wawo. Mibva ndiripo kumisha kwawo ngavaende kumadzisekuru awo vanopihwa minda kna kuenda kumusha kwawo.
@tendaithomasmadiro3894
@tendaithomasmadiro3894 2 ай бұрын
vana ava ndevekwana sekuru chizaza anaga akadyiswa
@obeyobie264
@obeyobie264 3 ай бұрын
Yaiyepo ere thanks karanganda❤
@Fatso-z6w
@Fatso-z6w 3 ай бұрын
Karanganda I'm very disappointed, sei murikutangirwa kuisa ma vid Aya nana tich what what, vane poor video and sound quality
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 ай бұрын
Unongorega kuona zve kusvika karanganda aposter
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 3 ай бұрын
Nhai nhai
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 3 ай бұрын
Ma video acho a Tichkach uri kumbunyikidzwa kumaona hre
@roniamukonda5520
@roniamukonda5520 3 ай бұрын
Isu tinongogara takamirira baTaps tinozviziwa kti wanounza chete nyaya dzedu
@Fatso-z6w
@Fatso-z6w 3 ай бұрын
@@nomsanyika151 mashoko eshasha dze hot spot
@EnockNyamandi
@EnockNyamandi 3 ай бұрын
Batai vanasekuru vavo vakomana avo vaende kumusha kwamaii
@MelodyMwanyepa
@MelodyMwanyepa 3 ай бұрын
Ndovakatouraya mukwasha something fshy
@marygotora7842
@marygotora7842 3 ай бұрын
Hatingatange kutsvaga dzimwe kodzero kodzero yekutanga pemwana kuziwa dzinza raake.ikodzero yemwana kuziwa dzinza rake
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 3 ай бұрын
Vana ava vatatu ngavaende kunana baba vake mumwe nemwe kuna baba vake avo ngavasare panezita ravo
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 3 ай бұрын
Kureba kwetime hakuna basa, vanhu ngavaende kudzinza kwavo, hama dzavo dziriko
@mayordenis833
@mayordenis833 3 ай бұрын
I love you mambo mutasa hama yangu
@Vovo_om4
@Vovo_om4 3 ай бұрын
Vana mai ngatiudzei vana kumba kwavo tiri vapenyu izvezvi kwamakasiya vana avo havana nhaka votorambira pasiri pavo vakukanganwa kuti mubvandiripo
@MelodyMwanyepa
@MelodyMwanyepa 3 ай бұрын
Shuwa vaifana kurongedza musi wakafa mai
@shumbalicious
@shumbalicious 3 ай бұрын
Kushayawo pandinoita number one ere
@BrianFrp-wh8sx
@BrianFrp-wh8sx 3 ай бұрын
Asi ana 3 Aya azi madzidza awo here
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 3 ай бұрын
Idzidziso kunesu MA 21st century generations tikutodzidza chimwe chivanhu chatange tisingatozive
@momof3941
@momof3941 3 ай бұрын
You can say that again, these courts are eye opening and somehow fair ku darika ekwamudzviti mune mamwe ma issues.
@mahlanganisemahlanganise5596
@mahlanganisemahlanganise5596 3 ай бұрын
Mubvandiripo enda kwako
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 3 ай бұрын
Chief musawanzira mbuya avo haisi mhosva yavo yekuti murume akaita chihure chekuenda kupfambi. Imi varume vanotonga naChief musaita mhesvi dzemukono zvisina basa munoita kuti vakadzi vasanzwe zvakanaka padare
@rudomadzivire2512
@rudomadzivire2512 3 ай бұрын
Àiwa ngawaende kumadzinza avo pedu pedu kudii
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 ай бұрын
Machinda aya anga achitarisa zvestand chete asingazivi kuti land yedzinza its spiritual. Vanopenga ngavaende kuna baba vavo. Ngavatoripa maredzwa vaende kwavo
@blessingchimboza936
@blessingchimboza936 2 ай бұрын
Headmaster Gadzani, my former workmate at Chisuko Primary, kkkkkkkk
@KennedyFusirayi-u9f
@KennedyFusirayi-u9f 9 күн бұрын
Headmaster asina insight.
@BrianFrp-wh8sx
@BrianFrp-wh8sx 3 ай бұрын
Haa mambo mutasa zviya huu makanhanha maifanirwa koita vais presdeti
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 ай бұрын
I think vamwe varume vanenge vanodyiswa sinhi rine wet yegudo chete unozvishaya kuti kupusa rudziiko kwakadaro. Mambo imi musaite judgement yamusingazive panaamai avo muchiti murume akavasiya nekuda kwekutaurisa hapasi pese panotata varume vachinzi zvakonzerwa nevakadzi vamwe varume havana order
@mildredmharira8764
@mildredmharira8764 2 ай бұрын
Chizaza akanga akadya stay soft
@DrKays
@DrKays 3 ай бұрын
Gore rakafa Faro aiziva Josefa, vaIsraeri vakaona chitsvuku. Madzimai udzai vana madzibaba avo, musavakudzire mumisha yevanhu. Baba vaiziva vana avo havasisipo ndosaka vakunetswa vanhu avo. But truly speaking, from 1993 pakatanga vabvandiripo kuvaka, vanhu ava vakadii kumhangara kwamambo? Why today?
@Anolisi
@Anolisi 3 ай бұрын
Mutasa anotonga nyaya zvandinoda asi nyaya one yababa mufundisi mmmmm ipapo makatadza
@PrudenceMundieta
@PrudenceMundieta 3 ай бұрын
Chief Mutasa munotonga muidi nomuzvokwadi makabva kuna Mwari
@CookingwithPauline
@CookingwithPauline 3 ай бұрын
First😊
@preciousrukore9673
@preciousrukore9673 3 ай бұрын
Dai ndirini ndaisamboenda kuma court or kudare ndaitonyengerera vakomana avo namai vavo togara murudo pane kushusha vana vemuridzi imi musingatozivi kwenyu chaiko 😂😂
@LettyShawty
@LettyShawty 3 ай бұрын
Imagine the audacity😂😂😂 kudzinga munhu pamba pababa ake. Dai pavakakura vakangotengawo mastands avo kwaSabhuku yo 😂😂😂
@alicybakeki9803
@alicybakeki9803 2 ай бұрын
Imi baba venyu varipi endai mopamba minda yababa enyu vabva ndiripo
@medina3002
@medina3002 3 ай бұрын
Kana maive vadiki simba rekurimira mbeu dzevamwe pasi makariwanepi
@TawandaMukaro-i6s
@TawandaMukaro-i6s 3 ай бұрын
Ma 1 team iyi inonzwisisa tsitsi mai kufa vasina kukuudza dzinza rako
@Smoyo
@Smoyo 3 ай бұрын
Aewa ngavatsvage 😂😂😂😂😂 baba avo so
@MelodyMwanyepa
@MelodyMwanyepa 3 ай бұрын
Mabasa ekuroora mvana
@RuthHotera
@RuthHotera 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs 3 ай бұрын
Chief Mutasa muri Solomon we mubhaibheri chaiye paakatonga vakadzi vaviri mumwe auraya mwana wake haaaa muri judge chaiye sando dzenyu Mambo vangu
@VictorBangira
@VictorBangira 3 ай бұрын
Blaz veshirt yeblue vatanga voixe ruri pamusoro kuenda zvichiendwa voice rashoshimara frim no where
@madzimaigetz6623
@madzimaigetz6623 3 ай бұрын
Kana ndanyura hoyooooooo Chief Mutasa
@ShepherdMashavira
@ShepherdMashavira 3 ай бұрын
I'm so sorry my brother your story it's same with my story I'm so sad
@ShepherdMashavira
@ShepherdMashavira 3 ай бұрын
Haunyari Enda kwBaba vako usiire vanhu Muda wababa ehee
@patrickmusekiwa6683
@patrickmusekiwa6683 3 ай бұрын
Vakadzi also dzidzai kuratidza or kuudza vana kwavanobva even chero mune bitterness now honai varume vakuru vave kunyasziswa zvakadai anyway ndavaende kumba kwavo
@CaltonMungazi-ol3vr
@CaltonMungazi-ol3vr 3 ай бұрын
😂😂😂😂 kana wanyura unoramba mai vako😂😂
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 3 ай бұрын
Varume soo Tarisa nyaka nyaka yaakasiyira his biological kids. it seems he neglected them achifundisa vemukadzi vake amounted to nothing pamwe chikoro haana kutovaendesa😢 Zvakaoma
@TanakaZiracha
@TanakaZiracha 3 ай бұрын
Ko Ivo Mai vacho ndovapiwo, those guys are over 50years 40 of which vaigara kwaStep father, Mai vakadiiko kuvaudza kumusha kwavo, ngazviende
@memoriegomana5850
@memoriegomana5850 3 ай бұрын
Vana Ava ngavaende kumusha yavo Havana Simba mumusha uyoo
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 3 ай бұрын
Haaa na mambo mtasa unonyepa chaiko 😂😂😂😂 kwai ndosaka maisiiwa nemurume nekutaurisa mbuya imimi 😂😂😂😂😂
@emelychataika1084
@emelychataika1084 3 ай бұрын
Ugly truth 😂😂😂😂😂
@Wasxnyamu
@Wasxnyamu 3 ай бұрын
Mambo wangu chairmamn wesadc chaiye chaiye
@Vovo_om4
@Vovo_om4 3 ай бұрын
Vnhukadzi ngatidzidzei nyaya iyi patinobva pamurume paye woenda kumusha kwako nevna/mwana . Kwawaenda nawo kwasekuru uye hakuna nhaka yavo kumurume kwaunozoroorwa vana vaye ft havana nhaka kuti mwana uye adzoke ft kwababa kuye kwane vamwe vana vozongopiwawo padiki diki saka kwese vana vako vanoshaya vanongova vekuzungaira chte hakuna kwavanonyatsobatirira nhaka yavo bt iwe mai uchishanda navo kwese kwawaenda zvinorwadza kana zvazosvika apa Todzidza ft kut kana ukaita vana 10 different fathers vaudze vese umwe neumwe baba vake
@preciousrukore9673
@preciousrukore9673 3 ай бұрын
True,bitterness yedu yekuzorambidza baba kuona vana vavo or kuti vana vaende ikoko inokonzeresa.Dai vana avo vaimboendeswa kunana baba vavo dai vakatovakirawo ikoko kumadzinza avo vapiwawo minda yekudzinza kwavo kwete kuzorwira zvastep father so 😂😂😂
@Vovo_om4
@Vovo_om4 3 ай бұрын
@@preciousrukore9673😂😂😂😂 zvoita hre mnje mitumba vevarume yakadaro kurwira zvastep father 😂😂😂😂😂 vnhu Kumba kwavo
@kikiri383
@kikiri383 2 ай бұрын
Tongo blamer ma2k izvo mahure akazvarwa kare. Mwana wekwaGadzani kuita vana 3 with different fathers muhondo imomo kikkkkkk. Haa vana mujibha vaikwirisa ndapota
@ShepherdMashavira
@ShepherdMashavira 3 ай бұрын
Chifmutada mwzri ngaakuwedzerei makore muchirarama murimuringi chaiye
@judx34
@judx34 3 ай бұрын
🎉🎉🎉🎉
@LeonardZiyayiya
@LeonardZiyayiya 3 ай бұрын
Regai tidai vekwachizaza ngavatore minda vasiirewo avo pavakavaka chete perkurima vanondotsvaka
@oswaldchibwe9161
@oswaldchibwe9161 2 ай бұрын
Rudo ibofu vakomana ah. Chizaza paakadya imbwa akadya hono chaiyo ah
2025 CHIEF MUTASA NHAKA Karanganda TV
1:19:44
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 27 М.
Жездуха 42-серия
29:26
Million Show
Рет қаралды 2,6 МЛН
KUNYENGA MUKADZI. Akaiswa bhurukwa mumusoro DARE RA CHIEF MUTASA
53:22
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 492 М.
mhanyai muone nzenza yabatwa neChikomba kuchakonda uko
14:37
HONDE: Baba Vekwa Marange Vane Vakadzi 7 Nevana More Than 100 Vane Hurombwa
1:19:16
Guva risingaperi Kucherwa 🔥🔥🔥🔥🔥DARE RACHIEF MUTAMBARA Karanganda TV
54:33
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 37 М.
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 85 М.