@@robertapfumaneyi iiii mkoma. Asi mukunwa Kambucha here kana kuti mu nganganga we gore riya muchiita interview sekuru Kanengo munditswinyirewo munzara
@robertapfumaneyi2 күн бұрын
@@washingtonsandi4404 Am not getting this
@tendailaurachikanga34282 күн бұрын
This guy is hilarious😂
@NomsaNyama3 күн бұрын
Haya rinonga dram
@DouglasMqedi-d8l3 күн бұрын
Rinemanyanga hariputirwi😢
@cosmasnyamajenjere75872 күн бұрын
Robert, Nzou naMatemai mutupo mumwe chete.
@blessingkendo1027 сағат бұрын
2025 banger
@getrudebwerinofa87172 күн бұрын
Kanyika kakasenga kurema aka 🤷🏾♀️
@thelifegames44992 күн бұрын
Mwana ndevako baba hazvina basa chibvumirano chenyu mwana ndevako.
@MaxwellMunyayi2 күн бұрын
Haa vanhu vari kuita chisiwonekwe munyika kupanana vakadzi nhayi asi anotsanangura hake
@nomsanyika1512 күн бұрын
Kkkk ndozvakanakira chinyakare family yaigara pasi mukadzi opindirwa mumba nabamudiki kuti amuzvarire
@@nomsanyika151 🤣🤣🤣🤣 ko zvemahara zvichinge zvekuba kutoita hwe gudo chaiho.
@PreciousSidhuna2 күн бұрын
Mukoma Robert murisei zvenyu
@robertapfumaneyi2 күн бұрын
Am good 🎉
@JosephGurudza2 күн бұрын
@@robertapfumaneyi🎉
@abigailcharakupa84902 күн бұрын
Bttr haisi mhofu dai vanzwa nekutukwa, Matemai ibhuru remusha
@IdahRugara2 күн бұрын
Nekufunga kwako unoti baba ava vaiti huya ute mwana kumba kwangu unoti moyo wake muchena hre wanga uri hama yake hre kwai vanhu kare vaitora mukoma vake kana mufana vake kwete mutorwa
@NomsaNyama3 күн бұрын
Haya kanyika kedu kanonaka munhu uyu akashandisirwa mushonga pokutanga
@FlorenceTshuma-e7t2 күн бұрын
Zimbabwe inema actors zokwadi
@lucynapwaro57252 күн бұрын
Ummmm kana kusatya kurara nemukadzi we munhu ko kusatya veduwe or kuzvivhunza kuti why wanzi iwewe rara neni pavarume vese 🤦♀️chiuno chakaregedzera
@AlbertDlamini-x6o2 күн бұрын
Enda unowudza vakadzi vako chokwadi makajayedza zvisina basa wakawura
@ZimJoggerDownUnder2 күн бұрын
saka kana tinevanhu vanobata mushonga zvakadai, nharadada dzezanu dzirikushayawo anodzinama chirudzii nhai mi?
@EdgarGudyanga2 күн бұрын
Regedzai muite munyama mukona is becoz of that blood remuri kusiya ririkusango
@IreneBhasera2 күн бұрын
Maskirt acho hamusi munomawanza hr baba
@LonnahKasuro-uy2gg2 күн бұрын
😂😂Mubvunzo wamkoma Robert nzou munodhakwa munoputa fodya magona vanhu wakutora zvinodhaka kunze uko kkkk
Yaaaa kana zvadai zvadhakwa. But zvinogon kutoti murume nyakuzvarisa uyu akatoshandisirwa mushonga pakutanga kuti abvume
@nomsanyika1512 күн бұрын
😂😂😂hapana kana mushonga apo
@washingtonsandi44042 күн бұрын
@nomsanyika151 haana kupfungaidzirwa here mdhara uyu ko sei akazosungwa? Maybe mkadzi akange aine hidden agenda kubva kare sezvo murume uyu aiwanzoita mabasa ipapo
@sethil92692 күн бұрын
Ayas zvimwe hazvide kana comment.
@AlbertDlamini-x6o2 күн бұрын
Wakakawura chihure ndozvachinoyita
@NomsaChiweshe-s5z2 күн бұрын
Tavepo
@KayceeDate-p6l2 күн бұрын
Inini i would rather die ndisina mwana wacho than kuisa mumwe murume mumba mangu.Ngaaende zvake kumba kwavo mukadzi wacho nxa.