Chegutu : Mhondi yakacheka munhu gurokuro ikawanikwa yakazara ropa pahembe

  Рет қаралды 68,756

Destiny TV

Destiny TV

Күн бұрын

Пікірлер: 270
@michelleboko2875
@michelleboko2875 2 ай бұрын
I subscribe to this channel because of Stella she's the best👌👌
@Rollingmass1458
@Rollingmass1458 2 ай бұрын
Ko madii kutidziidzisa kuti ndokupi uku ‘tiri paDestiny tv kupi kune bhawa rinonzi Jupiter nhai?’ Rinhi? kuBudiriro1? Norton? Tizivewo kuti dunhu ratiri kugara rekwa xxxxx rine mhondi yerudzi rwe xxxx.
@T.GRhymzMusic
@T.GRhymzMusic 2 ай бұрын
@@Rollingmass1458 Halfway/chegutu
@Moreblessing-p4w
@Moreblessing-p4w 2 ай бұрын
Naivo vaida ropa ngavasungwewo nekuti vacharamba vachi uraisa vanhu
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 2 ай бұрын
Stella makeke just like tetr tilder love them . ❤❤❤❤❤
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 2 ай бұрын
Haana facebk page
@MutsawasheChinyerere
@MutsawasheChinyerere 27 күн бұрын
Chegutu mmm irikutoda mwari vapindire zvirikuitika munzvimbo iyi zvanyanya
@AshleyManyeka-o5v
@AshleyManyeka-o5v 2 ай бұрын
Zvakaoma veduweee munyika medu mashata hurumende ngairwise nyaya yezvinodhaka tiwanewo zororo semhuri😭😭😭
@munyaradzimangwendeza4274
@munyaradzimangwendeza4274 2 ай бұрын
Mufunge muteedzani waamai vangu 😭😭😭😭
@PedzieGwata
@PedzieGwata 2 ай бұрын
Shuwa sekuru waya wakati death sentence ndayidzoke, ichokwadi
@PedzieGwata
@PedzieGwata 2 ай бұрын
​@@munyaradzimangwendeza4274upi mhondi hre or sekuru waurayiwa
@WadzanaiRuthMashonganyika
@WadzanaiRuthMashonganyika 2 ай бұрын
​@@munyaradzimangwendeza4274sorry henyu ne zvamawirwa nazvo mwari akusimbisei
@PaulineNoah-dw7er
@PaulineNoah-dw7er 2 ай бұрын
Shame sorry 😢​@@munyaradzimangwendeza4274
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 Ай бұрын
Goodwitness....Thank....you bro
@CarolineMagaba
@CarolineMagaba 2 ай бұрын
😢😢😢tamboti kusouth African chte asi mmmm kwasadza kwanyanya
@williammusazura2129
@williammusazura2129 2 ай бұрын
chegutu is serious...muzukuru wangu akambochekwa musana pachristmas ...handikaknganwe he was lucky kurarama
@teclarmusanzika
@teclarmusanzika 2 ай бұрын
Zim yatopamberi kudarika SA yacho hmmmmm
@mrsp-oe4qf
@mrsp-oe4qf 2 ай бұрын
kudarika south Africa ipi yacho ? South sfrica miziva hr imi ? evey day munouraiwa munhu ​@@teclarmusanzika
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 2 ай бұрын
​@@mrsp-oe4qfTell them...SA ayisi nyika iya...😢
@SarahrunyangawatambwaWatambwa
@SarahrunyangawatambwaWatambwa 2 ай бұрын
South Africa every minute not day guys statistics dzavo dzinototaurwa nemapurisa emo
@BrightMapiye-z3o
@BrightMapiye-z3o 7 күн бұрын
Nyaya inorwadzaiyi cheaf na sabhuku ngavadzinge vabereki vasauro mudunhu
@AnitaGudu-q3m
@AnitaGudu-q3m 2 ай бұрын
Mmmmmmm nhai veduwee saka apatoperi day pasina munhu aurawa tirikuendepi shuwa senyika
@Malcolm5300
@Malcolm5300 Ай бұрын
Mhondi dzinotangirepi
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 2 ай бұрын
Nyika yedu yaipa veduweee. Ko vana avo nhai veduweee. May God comfort his wife and kids😢
@AnitaGudu-q3m
@AnitaGudu-q3m 2 ай бұрын
Mutemo dei wangonzi auraya ngaauraiwe. mhondi dzinopera
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh 2 ай бұрын
Yaa shuwa votarisa maurairo aita munhu
@annanyamugudza1327
@annanyamugudza1327 2 ай бұрын
Ehe dai vakadaro sure vanhu vaitya kuuraya chero akanzi life in jail haishande bcz inenge achitodya sadza ngavafewo
@SpiwemazhanduChitimbe-w6p
@SpiwemazhanduChitimbe-w6p 2 ай бұрын
Nhai zvenyu,vaurayi vanoda kungouraiwavo
@talithadube6468
@talithadube6468 2 ай бұрын
Stella keep up the good work
@Lolobae-w4f
@Lolobae-w4f 2 ай бұрын
Apa urirovha imba nemota unoti wazviwanepi?Njere shoma dzinoparira vene chokwadi.
@masciemudumo
@masciemudumo 2 ай бұрын
Youth yakagona basa pane aona here kahuchenjeri kekusvikoti tipei maphone enyu ose kuitira kuti vaizongwadza mhondi kt ukutsvagiwa ne youth wakaitei
@margaretdzafunwa9804
@margaretdzafunwa9804 2 ай бұрын
Vakagona Mapurisa akawana basa rese ratoshandwa nemayouth
@ShepherdSamoyo
@ShepherdSamoyo 2 ай бұрын
Nyikadzino Matanhire , rest in peace my dear friend and brother . Mhondi musaibuditse panze handione tingamuregerera nezvaaita kumhuri yekwaMatanhire iyi , uye nekunesu mabhururu aNyakadzino . Vemutemo muisei mutorongo kusvika atorwa naShe nekuti hunhu uhu hauperi .
@tafarapaul
@tafarapaul 2 ай бұрын
Sauro uyo ibhinya shuwa munhu anobaya dhongi maziso😢 kuda kuuraya mai, plus kuzouraya Nyikadzino😢😢😢😢😢 ngaasadzoke uyooo
@melodycharamba-xo8hj
@melodycharamba-xo8hj 2 ай бұрын
Vemutemo varikupiwa marii ..vobudisaa mhondii mujere.
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 2 ай бұрын
Gvt is failing us😢
@masciemudumo
@masciemudumo 2 ай бұрын
Kana majeri arimashoma better tiite go fund tivake majere hobho so that mhondi kunyanya mhondi rapists armed robbers shld all remain in prison nxaaa with no food till they die nyika yatambura mhani tashungurudzika neropa raneta kudeurwa this is so so sad 😭
@lydiat7636
@lydiat7636 2 ай бұрын
Shuwa mufunge
@ChishongoMadhuve
@ChishongoMadhuve 2 ай бұрын
Eish 😭💔kuurayana kwanyanya muZimbabwe
@ShaniMasedi
@ShaniMasedi 2 ай бұрын
Tete makaroorwa here coz panezvandafunga
@WadzanaiRuthMashonganyika
@WadzanaiRuthMashonganyika 2 ай бұрын
Wafunga kuvakanda pa kitchen here😂
@RugareMberi
@RugareMberi 2 ай бұрын
Keeeeee wafungei
@dikembeafrika8918
@dikembeafrika8918 Ай бұрын
Tete vapi vaurikubvunza. Be careful mucharipiswa
@eginetruzengwe1450
@eginetruzengwe1450 Ай бұрын
​@@dikembeafrika8918kubvunza hakuna mhosva
@mercychikodzi3349
@mercychikodzi3349 Ай бұрын
She is happily married with 4boys and 1girl
@eppahsinzamala6541
@eppahsinzamala6541 2 ай бұрын
Zim yazoshata,death sentence ngaidzoke shuwa munhu haachatyi kuuraya
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
Vabereki vaimuvharidzira zvno.vapuwa ngozi
@TinotendaSamantha
@TinotendaSamantha 2 ай бұрын
Ummm zvakutyisa veduwe....week haripere pasina zvaitika 😢😢😢tichazovei senyika
@ruthcatsante3200
@ruthcatsante3200 2 ай бұрын
🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️nyika yedu ichazovei chokwadi 😢😢😢
@RugareMberi
@RugareMberi 2 ай бұрын
Bvunza hako
@eriesiyo2445
@eriesiyo2445 2 ай бұрын
Mmmm nyaya yandirwadza iyi, aitve nengozi iye pachake
@FranceMacheka
@FranceMacheka 2 ай бұрын
Hurumende yedu yakafa ndiyo irikukonzeresa izvozvi dai vanhu vaiva nebasa havaiwana nguva yekuurayana zvinorwadza izvi veduwe
@MelorineChihome
@MelorineChihome 2 ай бұрын
Tisablema zvinhu ngatichemei kunamwari coz anzi mukaona zvese zvoitika moziva kuti nguva yakwana. Mwari vativhure maziso tizive wekuchemera
@Lulue05
@Lulue05 2 ай бұрын
Zvinorwadza kuurawa sehuku😢😢
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma 2 ай бұрын
Torambawo nyika yedu here zveyatowa worse kudarika south Africa hurumende yedu ngaimboita serious idzose order munyika vakungofunga kurova ma opposition kwakutokanganwa zvimwe zvese
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 2 ай бұрын
Angaagara and mhepo yeumhondi
@mitcheallchikowore2447
@mitcheallchikowore2447 2 ай бұрын
Sauro mazita aya anenge ane mhepo Zvakaoma ngavadzose death penalty mweya yetsvina iriko but zvanyanya mu Zimbabwe
@DeanMukuchura
@DeanMukuchura 2 ай бұрын
iya akachinja kubva paul
@AnnahRukovo
@AnnahRukovo 2 ай бұрын
Iriko but kukushaikwa anozouraya wacho
@PedzieGwata
@PedzieGwata 2 ай бұрын
​@@AnnahRukovokkkkk hakuna anoda kkkk ndawatore from foreign countries kunewanozviita
@WadzanaiRuthMashonganyika
@WadzanaiRuthMashonganyika 2 ай бұрын
​@@AnnahRukovolife in jail is also punishment enough kuuraya munhu ingozi pachivanhu saka kusina angade basa iriro. All said and done rinombobhadhara marii
@SamanthaKabayanjiri
@SamanthaKabayanjiri 2 ай бұрын
​@@AnnahRukovoinga takati ngavatipe basa
@BeataKadewela
@BeataKadewela 2 ай бұрын
Yooooh zvakaoma kuuraya munhu kunge urikuuraya huku nyika yedu iyi dai Mwari vatibatsira
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 2 ай бұрын
Nhamo chaiyo
@tariromapitse4789
@tariromapitse4789 2 ай бұрын
Uuuum ndarwadziwa chokwadi munhu akauraiwa ndomuziva good munhu ake ,Sauro zimhondi remunhu nxaaaa ndakamuona anku kt anemhepo ngaafireko kujeri ikoko ,Jinkstown inzvimbo yakazvinakira vanhu votya ere kugara nekuda kwake nxaaaaa ,thanx Stepie nekutaura kt akapfuuirira naSauro otherwise zvaitorova aipedza vanhu imbwa uyooo ndarwadziwa mhani dai boys dzakambomubika pamakazvibata kt ndiye maisauraya maingomupa size yake chte naivo vabereki vake chiii navo ku protector mhondi pamusha ,attempted rape yakuitiswa community service 😢😢😢😢
@NomatterGod
@NomatterGod 2 ай бұрын
Kuside kwechegutu
@tariromapitse4789
@tariromapitse4789 2 ай бұрын
​between Chegutu and Norton@@NomatterGod
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh 2 ай бұрын
Sabhuku mogon kutaura gd good
@MR_BEAN976
@MR_BEAN976 2 ай бұрын
baba vebenzi havana mufaro
@paulinechimufombo5720
@paulinechimufombo5720 2 ай бұрын
Izvi zvazonyanya vana veZimbabwe why people believe kuti ropa remunhu roita kuti upfume lets wake up guys,munhu haaurayiwi haisi huku.
@LondiaMaisiri
@LondiaMaisiri 2 ай бұрын
Akabudiswa ma youth Itai Basa zviirairei moga
@julietchivhanga3054
@julietchivhanga3054 2 ай бұрын
Mhosva hairipwe nemhosva, Mr Nyikadzino's spirit will fight for his justice .
@TadisadeonMuzvemba
@TadisadeonMuzvemba 2 ай бұрын
Kuplot kwedu uku ku ginstone zvakaoma sure ummmmm😢
@TalentMatande
@TalentMatande 2 ай бұрын
Ummm Zimbabwe chiiko nhai veduwee wk haridarike kusina kuurawa munhu ndoona kunge nyika yoda kuguma ini
@NomsaMaseko-kq8ht
@NomsaMaseko-kq8ht 2 ай бұрын
Titakure mambo jonnah titakure nyika inorema😢😢 sauro iyeye anemamhepo akawanda hmmmm brain dzake dzanga dzaora nekusviba sies maan southAfrica ndiyo yangaineunhu ugu ne America zim nayo futhi nesatanism😢😢😢 help our country dear lord help us father god
@StobechileGumbanjera
@StobechileGumbanjera 2 ай бұрын
😢KuZim hakuzi kupera week vsnhu vasina kuurayana Mwari pindirai sure
@agneskadewela6872
@agneskadewela6872 Ай бұрын
Ummm zvinorwadza 😢😢
@SusanMudiwa-k8r
@SusanMudiwa-k8r 2 ай бұрын
Vamwe vanhu vanoda kusungwa mapurisa anotambira chioko muhomwe vachiisa hupenyu hwevanhu mujodzi
@georginagarai3900
@georginagarai3900 2 ай бұрын
Sauro hiii 🙌
@ruthcatsante3200
@ruthcatsante3200 2 ай бұрын
Ugoona kuti vanhu vakadai ndivo vanobudiswa ne amnesty 😭
@cdechirume2979
@cdechirume2979 2 ай бұрын
hakuna zvakadaro. you don't know what presidential amnesty or pardon constitutes
@neverkabuku3015
@neverkabuku3015 2 ай бұрын
Vese vari kuti tokumbira hurumende kuti ione zvekuita, Mune hurumende here?? Tinotongwa nemagandanga so chii chamunga tarisire kuti magandanga angagadzirise?
@munyaradzimangwendeza4274
@munyaradzimangwendeza4274 2 ай бұрын
😢😢 kana usina comment unongonyarara this is my uncle 😭😭😭
@neverkabuku3015
@neverkabuku3015 2 ай бұрын
​​@@munyaradzimangwendeza4274Did you understand my comment? I am not saying bad about the deceased but against our so called government. The government is doing nothing to protect its citizens. I am also saddened by your uncle's death.
@pellagiatigere4642
@pellagiatigere4642 2 ай бұрын
Ndekupi uku nhai Stella
@BarbraKwekwana
@BarbraKwekwana 2 ай бұрын
Ko kuita sendaziva uyo akafamba nanyakuuraiwa ,vanhu havachatyi kuuraya veduweee
@beautykanyongo494
@beautykanyongo494 2 ай бұрын
Rest in peace bmunini vangu😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 2 ай бұрын
Zvakaoma ivo vabereki vanomuvharidzira vachaurawawo naye vakaita adzoke mu community
@BlessingMsipa
@BlessingMsipa 2 ай бұрын
Asi nyika yedu chiko hurobwa hr inzara hr inhamo hr mwari pindirai taparara vanhu vakufa senhunzi
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
And mubvunzo wekut "zvinokubatai sei?" unouda chaizvo my presenter.
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 2 ай бұрын
Zvakaoma uuum nyarwadzwai nashe
@FortunateMorudu
@FortunateMorudu 2 ай бұрын
Nyika yekwedu yashata veduwe totizirepi
@margaretdzingirayi-xd9le
@margaretdzingirayi-xd9le 2 ай бұрын
Kushaya rule of law munyika ne corruption ndozvanetsa Zim yedu
@LynetteChakabuda
@LynetteChakabuda 2 ай бұрын
Government ngaita action nyika yedu yashata nemondi its better VA introduce mutemo mutswa awuraya ngaHangiwe tofarira kupi nemondi nemasatanist
@ChrianaMatope
@ChrianaMatope 2 ай бұрын
Nyika yashata dàyi vaedza Kupa mhondi vano raper robber mutongo unorwadza pamwe zvigaite nani
@smavetera
@smavetera 8 күн бұрын
Vabereki vake ngavadzingwe..havakodzeri kugara nevanhu imhuka
@makandioneipasipanodya460
@makandioneipasipanodya460 Ай бұрын
Saul the muderer, mamwe mazita haite.
@CynthiaDube-z8p
@CynthiaDube-z8p 2 ай бұрын
Wandirwadzisa hanzvadzi yangu kufa uchisiya vana vako hre 😭😭😭😭
@WadzanaiRuthMashonganyika
@WadzanaiRuthMashonganyika 2 ай бұрын
MHSRIP😢
@sandranyakuseka1286
@sandranyakuseka1286 2 ай бұрын
So sorry for your loss,,my his soul rest in peace, nyaradzwai naIshe
@BarbraKwekwana
@BarbraKwekwana 2 ай бұрын
Ndakuziva sa Stepmore Gava ,ndakaigara nzvimbo iyi zvkt ,zvakaoma veduweee ,
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 2 ай бұрын
Kushaiwa mabasa ndokokonzeresa zvinodhaka
@vhuranjero
@vhuranjero 2 ай бұрын
Chiko chapinda muzimbabwe mhondiidzi ngadzi tongerwe rufu wese auraya ngatongerwe rufu
@mariandundu4071
@mariandundu4071 2 ай бұрын
Mutemo ve Death sentence ngaudzoswe tarirai kuti pa vabviswa zvabva zvanyanya, auraya ngaaurawe
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 2 ай бұрын
Mweya rudzi wabata vanhu😢kusatya kuuraya
@ShepherdMashavira
@ShepherdMashavira Ай бұрын
RIP my brother I'm sorry but i😂m so sad
@MhariEbalone
@MhariEbalone 2 ай бұрын
Zvakaoma hazvo.May the departed soul rest in perfect peace.
@daisychirambwi8758
@daisychirambwi8758 2 ай бұрын
Zimbabwe yashata chaiii daily vanhu vakungourayiwa
@DeanMukuchura
@DeanMukuchura 2 ай бұрын
nice improvement yema mic sis stella
@RosamarumureDema
@RosamarumureDema 2 ай бұрын
Zvinosiririsa vedu woye
@CharityMareya-rn5if
@CharityMareya-rn5if 2 ай бұрын
What do you expect when murders are released all the time ?
@EveleneEvelene-k2s
@EveleneEvelene-k2s 2 ай бұрын
Yeah zvakaoma munyika yedu ..makore ano kuuraya munhu vanhu varikukuita eez
@israelbunu1746
@israelbunu1746 2 ай бұрын
Hubhinya munyika yedu hwanyanya. We are not even safe.
@esthermapombwa976
@esthermapombwa976 2 ай бұрын
😢😢😢 veduwe zvakaoma nyika yes u yaipa veduwe
@RobertPinto-yh2bc
@RobertPinto-yh2bc 2 ай бұрын
Jupiter i lyke it
@MoyoMuyambi
@MoyoMuyambi 2 ай бұрын
Zvekuti dai akasungwa paakarhepa pamwe ingadai Ari mujeri asi mabhava avharwa
@munyaradzimangwendeza4274
@munyaradzimangwendeza4274 2 ай бұрын
Sekuru vangu here 😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@AttwellZindoga
@AttwellZindoga 2 ай бұрын
Zvinorwadza sei Munya. Dzino kuuraiwa sehuku
@munyaradzimangwendeza4274
@munyaradzimangwendeza4274 2 ай бұрын
@@AttwellZindoga ini ndirikushaya pekutangira chaipo takatamba Christmas vachidhakwa zvavo tikagocha tichifara nhasi zvozongonzi munhu aurayiwa sehuku here chokwadi 😭😭😭😭😭
@Vincentkamhips4875
@Vincentkamhips4875 2 ай бұрын
Mufi akarwisa kuti mhondi ibatwe isati ya destroy evidence. Reporting at it's best.
@LindaMakaya
@LindaMakaya 2 ай бұрын
Veduwe Zimbabwe yashata ko kuurayana chiiko nyika yakunoguma
@SenzileTitoTito
@SenzileTitoTito 2 ай бұрын
Mwari nyika yenyu yamira kuyipa vanhu dzave mhuka iiiiiiiiii chokwadii kutora hupenyu wemunhu se huku nxaaa 😭
@fortunatempofu4943
@fortunatempofu4943 Ай бұрын
Community service for rape 😢😢😢😢 so sad
@eppahsinzamala6541
@eppahsinzamala6541 2 ай бұрын
Iwo mapurisa aipa munhu community service parape shuwa mapurisa itay basa kwete kuendesa vanhu vasina mhosva kujeri vanemhosva vari padze
@CathrineJanuary-ze2rk
@CathrineJanuary-ze2rk Ай бұрын
Vadikani zvirikuitika munyika ino zvava kusanzwisisika dai Mwari vatibarsira ngatirabe tichinamata
@tendaikarubwa4600
@tendaikarubwa4600 2 ай бұрын
Makapireiko zita rekuti sauro...honai manje
@tendaipasurai-hl2om
@tendaipasurai-hl2om 2 ай бұрын
Amwe maurairo anongoda death sentence chete cz kucheka gurokuro aitoziva zvaaiita
@models-p1d
@models-p1d 2 ай бұрын
Dai vachiti anenge auraya ngaauraiwewo its sad
@NyaraiKaiyo
@NyaraiKaiyo 2 ай бұрын
Hello ST❤❤❤
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 2 ай бұрын
Sauro izita rakashatq
@ClodiaLenicia
@ClodiaLenicia 2 ай бұрын
Our country is very cursed ,Mugabe's time this wasn't there it was abomination now a human being is killing another human for money .God have mercy for country
@christinechihota2608
@christinechihota2608 2 ай бұрын
Um umm nhy Mwari
@Nyasha-rh3qt
@Nyasha-rh3qt 2 ай бұрын
Auraya ngaa urayiwe ndokuti vanhu varwadziwewo
@honestrufu5354
@honestrufu5354 2 ай бұрын
Varikutotsvaga hangman enda unoita basa rekuuraya mhondi ka iwe
@FelistasVhombo
@FelistasVhombo 2 ай бұрын
Chegutu yanyanya nyaya dzekuuraiwa kwe vanhu zuro ndizuro kwakauraiwa mwana we 16yrs na stepfather uuummm dai Mwari vazotirangarira nyika yedu 😢
@sibongilemunyoro2315
@sibongilemunyoro2315 2 ай бұрын
Inyaya yechikorokoza mukada kunatsa kuzvitarisa
@neliarubacha
@neliarubacha 2 ай бұрын
😢😢😢 takurarama mukutya mazuvaano vanhu havachatye kuuraya veduweeee
@blessingsamaz4038
@blessingsamaz4038 2 ай бұрын
Bhinya kujeri nxaa
@edsonmazira4656
@edsonmazira4656 Ай бұрын
Nyaya dzinotongwa kucourt, kwete kupolice. Tikaziva izvozvo tinenge tapedza zvose.
@Chiheramaimuku3088
@Chiheramaimuku3088 2 ай бұрын
Zvakataurwa kuZengeza nasekuru nezuro ichokwadi death sentence dai isina kubiswa kusina zvese izvi vanhu havachatyi kupara mhaka
@nigelhartzenberg8324
@nigelhartzenberg8324 2 ай бұрын
Mutemo ngauve unoshamda munyika munhu auwuraya ngatongwe hupenyu hwese munjeri kwete kutonga mhondi 5years .vanhu havachatye kuuraya coz mutongo hakuna
@mirrymandaza7517
@mirrymandaza7517 2 ай бұрын
Eish zvakaoma,
@AbigailKundoro
@AbigailKundoro 2 ай бұрын
Ngagare mujeri hupenyu hwese mapurisa itai basa imi
@memorybotomani8057
@memorybotomani8057 2 ай бұрын
Jehovha chiona zvoita nyika yezimbabwe
@lucymasedza4703
@lucymasedza4703 2 ай бұрын
Zvakaoma nhai imi ko nyaya yekuuraiwa kwemwana uya wekuuraiwa nastep father yakazomiraseiko
@marvellouschaguluma
@marvellouschaguluma 2 ай бұрын
Ikupinda nhasi mucourt
Я сделала самое маленькое в мире мороженое!
00:43
兔子姐姐最终逃走了吗?#小丑#兔子警官#家庭
00:58
小蚂蚁和小宇宙
Рет қаралды 13 МЛН
小蚂蚁会选到什么呢!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:47
火影忍者一家
Рет қаралды 125 МЛН
Yay, My Dad Is a Vending Machine! 🛍️😆 #funny #prank #comedy
00:17
Zengeza: Mwana akafa achiroverwa kumadziro nechikomba chamai.
1:00:39
Abel mauchi on another level full interview 2024
42:37
Zim roots tv
Рет қаралды 16 М.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 25 М.
Dialogues avec une vision locale /  Diálogos desde una mirada local
1:27:26
Mukadzi afira muContainer kukambuzuma 5 pamashops arikumjolo
11:45
Я сделала самое маленькое в мире мороженое!
00:43