No video

.DHAMHU RAPUTIKA NDOKUYEREDZA VANHU KU EPWORTH (full story)

  Рет қаралды 31,538

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

MAPOSTORI OYEREDZWA

Пікірлер: 287
@Veronica-xk3so
@Veronica-xk3so Жыл бұрын
Ma Chinese ngavadzokere kunyika dzavo vakuchera pese pese iye zvino vakuraisa hama dzedu
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Chivanhu ichi masango anevaridzi hamusati matanga
@user-bh4xh3px7d
@user-bh4xh3px7d Жыл бұрын
Uncle in purple itai serious ko chirungu ndecheiko vatori venhau vakutaura nerurimi rwamai
@babyhuey1656
@babyhuey1656 Жыл бұрын
so that the outside world will understand vatori chirungu hachitobude
@tektekchihera8466
@tektekchihera8466 Жыл бұрын
Ma China aya atora Zimbabwe sure.
@pauleric8671
@pauleric8671 Жыл бұрын
izvezvi muporofita achati ndambozvitaura izvi
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Madziva haade kucharikwa zvinoita mapostori plz kunemhondoro dzemvura dzisingade kusvibiswa vanoita shiripiti
@williamjogo2573
@williamjogo2573 Жыл бұрын
Hawazviziwe wanenharo wana wevhu 😢
@anna-mercytuhwe174
@anna-mercytuhwe174 Жыл бұрын
Vaudze havanzwisisi
@florakachito5549
@florakachito5549 Жыл бұрын
Amai makanika how may times did i call you,hanzi 8 vakadzi ne more population of children she is very smart😅
@ashleyvenasio7398
@ashleyvenasio7398 Жыл бұрын
Ataura zvine musoro blaz uyo....zveku blaster😢😢
@tingztakstym9269
@tingztakstym9269 Жыл бұрын
Strongly agree with you
@ashleyvenasio7398
@ashleyvenasio7398 Жыл бұрын
Yaa
@hlonipanikatayi5995
@hlonipanikatayi5995 Жыл бұрын
MaChina auraya nyika yedu
@debbiechikomo-jx1nn
@debbiechikomo-jx1nn Жыл бұрын
Everything is going suitable kkk vanhu dzidzai kutaura rurimi rwaamai chirungu siyanai nacho
@thelmachimedza9892
@thelmachimedza9892 Жыл бұрын
kkkk
@julietmarange8410
@julietmarange8410 Жыл бұрын
Saka ndichifarira ma Xhosa zvangu ini language yavo vanoida fani havakambire chirungu sevana vekwasadza kkkkk tsveee rurimi rwedu takarasima nechirungu apa chichiporongwa futi zviro zvacho
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Жыл бұрын
Ma zhing zhong ngaasiyane nenyaya dzekuchera chera pasi ndovanokonzeresa
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
More population of children heey aah tiri kudzidza shua, Hope vanowana rubatsiro vanhu avo
@user-zs2xd4bh4k
@user-zs2xd4bh4k Жыл бұрын
Uuu mai Trish taurai chishona chirungu chacho hachisi kunyatsobuda
@SHERRY529
@SHERRY529 Жыл бұрын
Epworth yatozara varungu zvee
@mariahmtuswa3217
@mariahmtuswa3217 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣 ndookwavari kubikwa
@tsungigudza8803
@tsungigudza8803 Жыл бұрын
Aiwa ini hangu ndakazvimiririra baba vane purple vachisvisvina chirungu 😅, vaifanira kuita professor chete 😂
@heathernyabeze7514
@heathernyabeze7514 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@cathrinetetiwa9173
@cathrinetetiwa9173 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂
@lloydmachinga7374
@lloydmachinga7374 Жыл бұрын
Drewmas midia is the best channel ever
@tamarangxambuza6441
@tamarangxambuza6441 Жыл бұрын
True
@Qwinpin
@Qwinpin Жыл бұрын
Slymedia is the best.
@michealfisher4440
@michealfisher4440 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level 🎤 truly speaking sokostina MaNcube special ❤❤❤
@mapster2104
@mapster2104 Жыл бұрын
Matitle deeds vakazopihwa here kuepworth kana kuti vachaudzwa same story pamacampaign zvekare. Vakafita kunzi matitle deeds akatomirira kuti kana mavhota tobva tatokupai. Avo vari kuti hurumende ngaitibatsire havasi kuziva kuti pazim hapana hurumende pane Mafia.
@perpetuamatope7527
@perpetuamatope7527 Жыл бұрын
Mai Trish mukadzi wamakanika
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
Ndarwadziwa nenyaya iyi chokwadi
@angelinendhlovu4738
@angelinendhlovu4738 Жыл бұрын
😊😊
@angelinendhlovu4738
@angelinendhlovu4738 Жыл бұрын
😊😊
@nickywulffen552
@nickywulffen552 Жыл бұрын
Exactly 9 O'clock in the Morning kuma 11 o'clock makusen 😅😅😅
@nicolemercy
@nicolemercy Жыл бұрын
😂😂😂😂
@nickywulffen552
@nickywulffen552 Жыл бұрын
@@tafadzwamadzima4010 saka shut up
@fredahama4902
@fredahama4902 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@Unruly_Dwayne
@Unruly_Dwayne Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Mai Trish Makanika makapenga zvenyu. Journalist par excellence.
@tarynhira9646
@tarynhira9646 Жыл бұрын
Kamdhara kanoda chirungu maihwee 🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🤣
@user-to1dv9jt7o
@user-to1dv9jt7o Жыл бұрын
Tuzvirungu ndetweiiko ahhh more poplation of chldren
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 Жыл бұрын
Ko zvamurikungobvunzwa neShona madii kungotaurawo neshona kugona chirungu chacho here vanamukoma veEnglish
@thomasndinozwa2875
@thomasndinozwa2875 Жыл бұрын
Mwari honai vana venyu nyikaa yoenda kumagumo
@faraimazhindu850
@faraimazhindu850 Жыл бұрын
Mai Trish, Mukadzi wamakanika maLabhuza😀😀😀
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 Жыл бұрын
Kkk damhu rabhesta ,,,,,zvakawoma veduwee kuno kumaTebeleland I thought kuEpworth mutown izvo kumamisha very sorry kunevarasikirwa
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. Жыл бұрын
Drewmas media team great work.... More population of children apo
@silindokuhleprecious-js8lv
@silindokuhleprecious-js8lv Жыл бұрын
very sad but Zimbabweans never disappoints at English ❤ my getto epworth chemai netariro vese varasikirwa tinemi
@Chipo-wy3ut
@Chipo-wy3ut Жыл бұрын
Zvakaoma
@mumubee0086
@mumubee0086 Жыл бұрын
Problem yeku epworth muri vanhu ve zanu pf...Vadzimu vakatsamwa nezvamunoita
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Ichokwadi vadzimu vatsamwa
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Hevo machina enyu ayo
@tarynhira9646
@tarynhira9646 Жыл бұрын
Aaa Epworth I surrender, mai Trish nedivi chirungu, mukadzi wamakanika Malabhuza.... 🙆‍♀️🙆‍♀️🙆‍♀️🤣🙏
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
😂😂😂🙌
@mariahmtuswa3217
@mariahmtuswa3217 Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 ndatenda zvangu
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 Жыл бұрын
😢😢😢song yenyu DrewMas mediainondchemedza "GOODBYE MY FRIEND"😢
@leslymatura3526
@leslymatura3526 Жыл бұрын
Mmm marwadzo chaiwo
@cynthiamukwenya4688
@cynthiamukwenya4688 Жыл бұрын
Oh Nhai Mwari wangu kunzima
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 Жыл бұрын
Mapostori nemvura zvirikupesana zvakaoma veduwe mmmm,
@cobradube3827
@cobradube3827 Жыл бұрын
Thanks drewmas media, kupa zvichemo kuhurumende yezimbabwe zvakafanana nekupa zvichemo kumushakabvu hapana hapana.
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Taura zvako English refused us
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa Жыл бұрын
Very sad vedu veee. Mwari mumyaradze mhuri dzarasikirwa
@cleofay9346
@cleofay9346 Жыл бұрын
So sad ummmm, nematambudziko kumhuri dzakarasikirwa Thank you Drewmas media team ❤❤❤❤
@Jahlady
@Jahlady Жыл бұрын
Purple t/shirt ko kuzoita kunge musingagone shona, mukubvunzwa neshona wani. Aaah tozviziva kuti chirungu munogona chaizvo
@patiencemukwazvure1874
@patiencemukwazvure1874 Жыл бұрын
Zvamuri mudhara wani Moda chirungu chenhema apa munepurple hembe yechikadzi nxaaa
@4Tees-p1n
@4Tees-p1n Жыл бұрын
Taurai shona murondedzere zvakanaka Mukoma ko chirungu ndechei futi😂😂
@netsaiduri5439
@netsaiduri5439 Жыл бұрын
Ange achida kuzvionawo pa TV achitaura chirungu😂😂😂😂😂
@catherinekwashira271
@catherinekwashira271 Жыл бұрын
Kikikiki
@johannesjohannesj.m9061
@johannesjohannesj.m9061 Жыл бұрын
But chirungu chacho chirikubuda bhoooo. Ndotoshora journalist because akutoita sekunzi haagone kubvunzawo nechirungu.
@maiboys3934
@maiboys3934 Жыл бұрын
Purple t-shirt ndi comedian 😂😂😂 Ndivo vanhu vanodiwa kuchando ava vanorungu vanozwisisa kuti hausi mutauro wake asi arikuzama
@juniorluckia4051
@juniorluckia4051 Жыл бұрын
Mai Trish veduwee
@matchmorekalizi7635
@matchmorekalizi7635 Жыл бұрын
Haaa Thando class wakugona basa wena good interview thanx VaNeshamba makadzidzisa mwana basa
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
More population of children, mai Trish
@christinemudzudzu6053
@christinemudzudzu6053 Жыл бұрын
Oooh inga zvakatooma
@eunicenyandoro8009
@eunicenyandoro8009 Жыл бұрын
Mai Trish, Mai Trish.. hnzi panemurume ane vakadzi 8 ..mukore Uno..
@shyletvhinyu8345
@shyletvhinyu8345 Жыл бұрын
mai Trish wamakanika you never disappoint you know
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 Жыл бұрын
Ummmmmm zvakaoma. Maonero angu maitikiro azvaita zvine chivanhu mukati?👀🙆‍♀️😭🙏🤔
@sheillahchakanyuka1260
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Wapedza
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 Жыл бұрын
Yah chivanhu chiripo
@waltermatare8822
@waltermatare8822 Жыл бұрын
Hapana chivanhu apa,mining activities they shldnt b done near dams as they weaken dam structures thru blasting,drilling
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 Жыл бұрын
Walter ofcourse I do agree with you. But looking at the month of May we are in. Rainfall is nolonger that much to the extend of overflowing causing dams to burst because of too much water in them. Is it?
@brendonmrehwa6945
@brendonmrehwa6945 Жыл бұрын
zimbabweans are educated chirungu chinorohwa
@tanyahmutimbo2042
@tanyahmutimbo2042 Жыл бұрын
kkkkkkk haaa zvakaoma
@juniorluckia4051
@juniorluckia4051 Жыл бұрын
Kkkk ndabvuma hangu
@aishaadetta878
@aishaadetta878 Жыл бұрын
Good byee my freind my favorite song
@elvissalakata9074
@elvissalakata9074 Жыл бұрын
Place inevanhu vanotaura chirungu iyi🤨
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 Жыл бұрын
Ko blaz awooo chirungu
@babrakhules4563
@babrakhules4563 Жыл бұрын
More population of children kkkkkk mai Trish nyanyest
@rolandmoyo-yy3ok
@rolandmoyo-yy3ok Жыл бұрын
Asi Mapostori vane nyaka-nyaka, vane nharo chayidzo, last time 8 vakanyura mumvura zvekare kuRushinga, kuzoyitazve 3 vakanyurazve kuMasvingo(Mapanzure).
@monicamatambiko3710
@monicamatambiko3710 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level Maswera sei team
@lillycee5054
@lillycee5054 Жыл бұрын
Yes maChinese companies ngapatariswe. Most likely kublasta kwavo for matombo ndizvo zvakozeresa
@tinomutenda7658
@tinomutenda7658 Жыл бұрын
😂😂😂hezvo mai Trishy mupostori vamudarireiko vakadaro
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Жыл бұрын
Baba vane purple avo manziiko kuda chirungu here kutadza kudaira neshona,munoda kuonekwa stereki handiti
@noxblablabla1511
@noxblablabla1511 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@tarirokatemauswa1081
@tarirokatemauswa1081 Жыл бұрын
😂😂😂😂
@patiencempinga4810
@patiencempinga4810 Жыл бұрын
Iyooooh zvinosiririsa izvi , hama dzarasikirwa tinoti nyaradzwai Nashe
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
Mai Trish hapana chivanhu. Dam kept being weakened neBlasting.
@susanchazika5114
@susanchazika5114 Жыл бұрын
Vakadzi 8 ne more population of children
@NKlivelovelife29
@NKlivelovelife29 Жыл бұрын
That line, haaaa ndapererwa 😂😂😂😂 Chirungu chinodiwa!
@jacobtizirai5690
@jacobtizirai5690 Жыл бұрын
🎉ummm zvakaoma nhaimi
@receivechibango1224
@receivechibango1224 Жыл бұрын
Mai trish suitable ,stable mukadzi wamakanika makanyanya😂😂😂
@mariahmtuswa3217
@mariahmtuswa3217 Жыл бұрын
Makanika malabhuza 🤣🤣🤣🤣🙌
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf Жыл бұрын
How can a 3mnths baby left behind and mum swept away hey Chinese are distroying Zimbabwe
@rebeccatsungai6120
@rebeccatsungai6120 Жыл бұрын
Ko chirungu kwanzi tadini anywhere kune vashayika tinongoti zororai murugare ..mhuri dzichinyaradzwa naMwari
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
Hanzi tigare takagadzirira atizivi misi nenguva, tine hurombo nekurasikirwa hama dzangu
@bothwellcement-mj8lw
@bothwellcement-mj8lw Жыл бұрын
Atorwa nenjuzu uyu
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
@@bothwellcement-mj8lw zvinogona kudaro sezvo manga muriko achitorwa nenjuzu dzenyu
@mariahmtuswa3217
@mariahmtuswa3217 Жыл бұрын
@@joycepanganai4866 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 mareply manyama
@joycepanganai4866
@joycepanganai4866 Жыл бұрын
@@mariahmtuswa3217 🤣🤣🤣usadarozve
@tracymurau8711
@tracymurau8711 Жыл бұрын
Iii Mwari pindirai!!! Chihera na maNcube ❤ muriva hombe.. va Neshamba muchatovapinza basa ndimi 😂❤
@oppahmpofu4430
@oppahmpofu4430 Жыл бұрын
Thank you ❤
@aayishasanudi9019
@aayishasanudi9019 Жыл бұрын
Ko baba ve leather cap hanzi kudiiko nekutambura nechirungu 😂😂😂😂
@vhuranjero
@vhuranjero Жыл бұрын
Kwazuvai ve drewmas ndokumbirawo muzoti ratidzawo dam racho radhirika
@JosephineMutengwa-uh9fu
@JosephineMutengwa-uh9fu Жыл бұрын
MaChina must leave Zimbabwe mhondoro dzatssamwa
@viratkuntawong7256
@viratkuntawong7256 Жыл бұрын
ummm ndarwadziwa nami ava
@julietmarange8410
@julietmarange8410 Жыл бұрын
Haaaaaa vagari ve epworth vanoda chirungu veduweeee suitable what what more population of children bla bla bla aaaaaa pakaipa hey uko although taurai shona uko
@veronicamoyo5226
@veronicamoyo5226 Жыл бұрын
MaChina ngaadzokere kunyika kwvo hmmm
@trishynemai2106
@trishynemai2106 Жыл бұрын
Pangoita a such as,u know 🙆🏽‍♀️🤣🤣akatadza kuhelpker ,amai Trish mukadzi waBla .....chirungu chakauya nengarava,ungati munorova guka
@namataikashava7751
@namataikashava7751 Жыл бұрын
🤣🤣🤣
@Jahlady
@Jahlady Жыл бұрын
Mai Trish vane basa, mkadzi wamakanika kkkkkkkk
@netsaiduri5439
@netsaiduri5439 Жыл бұрын
Vakangwarisa
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Жыл бұрын
Maporofita emazuvano haachaone vangadai vakapuhwa dare iri kare
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 Жыл бұрын
Chokwadi chizere chemahara vangadai vakaona iri dare, ngavasiye matombo ndeedu takpihwa namusiki
@mariahmtuswa3217
@mariahmtuswa3217 Жыл бұрын
Mai trish makutisetsawo pasingadi 🤣🤣🤣🤣🤣 mkadzi wamakanika malabhuza 8 wives and more population of children 🙌
@selomiacochrane8342
@selomiacochrane8342 Жыл бұрын
Ma china àpedza nyika
@juliaherbet2063
@juliaherbet2063 Жыл бұрын
Baba vane purple avo, next time baba shandisai mutauro venyu
@jayroyal3257
@jayroyal3257 Жыл бұрын
Epworth inoda chirungu veduwe
@morllenzondani66
@morllenzondani66 Жыл бұрын
Kkkkkk haaah kunana muzvinafundo chokwadi
@praisegweru5869
@praisegweru5869 Жыл бұрын
Aaaaaa Mai makanika sarendi....
@netsietumu7767
@netsietumu7767 Жыл бұрын
Kkkkkk chirungu mai trish
@nomvulondlovu5546
@nomvulondlovu5546 Жыл бұрын
Mapostori veduwe tokukumbirai kuti imbomirai kutamba nemvura
@charitykundidzora6736
@charitykundidzora6736 Жыл бұрын
Mai Trish nababa ve t-shirt yepurple avo perfect match chaiyo😂😂😂😂😂
@violazvorombe5317
@violazvorombe5317 Жыл бұрын
Asi mai trish zvakaoma
@elsiehovahova725
@elsiehovahova725 Жыл бұрын
Chisingisi mai Trisha
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf Жыл бұрын
Stand up and go to protest against Chinese not to blast blast mining please hurumende pindirai
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 Жыл бұрын
Mai trish vapedza masports
@richardbhunu7075
@richardbhunu7075 Жыл бұрын
Ndoona chivanhu makuchirasa muchangopiwa ma title deeds shuwa here
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Vadzifambira mai Trish
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 Жыл бұрын
Ummmm kana kumaraini kwavo vanotova ziva 😂😂😂
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
@@fortunatezovovo7480 kkkkk
@ashantikatandika8287
@ashantikatandika8287 Жыл бұрын
Unfortunately 😂😂😂😂mkoma vane purple kaaa🙌😭😭😭😭.....sending love to mafamilies arasikirwa😢❤❤
@nomatamanyanga1967
@nomatamanyanga1967 Жыл бұрын
Varikuitirawo kuti dzimwe nyika dzinzwewo pliz kkkk
@ashantikatandika8287
@ashantikatandika8287 Жыл бұрын
@@nomatamanyanga1967 dzinogonzwei Ivo varikubvunza vacho vachitaura Shona nhy
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 Жыл бұрын
It's the Mupostori ane vakadzi 8 n more population of children for me😂😂😂. Seriously it's very sad 😢, dai vari trapped vakabudawo vari missing vawanikwe 🙏
@fungaimaposa2664
@fungaimaposa2664 Жыл бұрын
😂😂ndatomboseka ufunge tho zvisingasetsi
@nellyvictorian8369
@nellyvictorian8369 Жыл бұрын
Kkkkkk😂😂😂😂
@joycekangai6965
@joycekangai6965 Жыл бұрын
Dam raputikira kuRuwa kunonzi kutimire dam wall yangocollapser
@Atlantas7
@Atlantas7 Жыл бұрын
Bhora mberi Drewmas media,tiri kukuteverai zvine mutsindo
@sharonkwadiwa4459
@sharonkwadiwa4459 Жыл бұрын
chirungu mudondo baba imi kkkkk kuzoti mai aiwa zvirungu zvazara zvokwadi
@babyhuey1656
@babyhuey1656 Жыл бұрын
dam wall rekwa banks rakaputika vanhu veku epworth edndai munogara kumusha kugara mu town dzangove nharo
@ashantikatandika8287
@ashantikatandika8287 Жыл бұрын
Nhymi chirungu chekupiko icho chinenge ngozi nhy😂😂😂😂😂
@violetgomo
@violetgomo Жыл бұрын
😂😂😂😂 😂
@user-ji1tk3no6z
@user-ji1tk3no6z 6 ай бұрын
Kkkkkkk
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 Жыл бұрын
😢😢😢shame mwana hake ndarwadziwa
CHIMHANDA........... NYOKA YOTENGERWA FUKO NEKUCHERERWA GUVA SEMUNHU
36:27
Секрет фокусника! #shorts
00:15
Роман Magic
Рет қаралды 63 МЛН
Running With Bigger And Bigger Feastables
00:17
MrBeast
Рет қаралды 196 МЛН
MT DARWIN.........AMBUYA VANOTI MURUME HAVACHADA NEKUDA KWENYOKA YAKE
51:50
CONCESSION .............. MUKUWASHA AKATIZA NECHITUNHA
49:58
Drewmas Media
Рет қаралды 45 М.
CHIWESHE......    MAIGURU VAKARAMWIRWA CHITUNHA
1:07:19
Drewmas Media
Рет қаралды 42 М.
MAPFUPA EMAZANA NEMAZANA EVANHU VAKAFA AWANIKWA
40:20
Drewmas Media
Рет қаралды 111 М.
GURUVE........MWANA OURAYIRA BABA VAKE HUROYI
40:31
Drewmas Media
Рет қаралды 14 М.
GURUVE.......VANA BABA VOITA MAKWIKWI KUMITISA VANA VAVO
32:45
Drewmas Media
Рет қаралды 40 М.
Dare raChief Mutasa : Nhau yemabhinya
1:04:18
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 97 М.