DOMBOSHAVA........AKANYURA MUKADHAMU KADIKIDIKI

  Рет қаралды 11,638

Drewmas Media

Drewmas Media

11 ай бұрын

KUNYURA KANA KUTI KUTORWA NENJUZU

Пікірлер: 82
@user-jr1qr5uc6j
@user-jr1qr5uc6j 11 ай бұрын
Mave papi vaNeshamba nenyaya dzevana vekushaikwa vaya.. we are still hanging.
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup 11 ай бұрын
Ok
@mattipanyamuzinga8469
@mattipanyamuzinga8469 11 ай бұрын
Chinhu chinonzi mvura anditode kana kuchiona ini 2013 ndakapona neburi retsono pandainyura ndaitodedzera help asi vandaiva navo vaitoseke vachiti mafanizi zvinoita mwara kana nguva isati yakwana angaende kunonyudza sei.asi ahufe naiwawa ndinoti zorora murugare mwanakomana
@givelashlychaluka4665
@givelashlychaluka4665 11 ай бұрын
Chinonyudza vanhu inhope.
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup 11 ай бұрын
Ok
@RoyaleHousingProjectsTrust
@RoyaleHousingProjectsTrust 11 ай бұрын
Itombouyai munzvimbo iyi mukoma Neshamba ,varoyi vanyanya . Chibvuti yose irikutomboda kucheneswa iyo pachayo tisati tapomera mvura
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 11 ай бұрын
My brother nearly drowned a couple of years ago after he went for swimming with the kids. Someone else was the one who noticed that he was drowning. When he was explaining, he said he felt like someone was holding his feet pulling him down. Please kune mhepo kunze uko. Even the guards (rescures) could not hear him calling for help. And in the family they have generations of people taken by mermaids and have family members who are traditional healers using nzuzu spirits. If could be nzuzu
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup 11 ай бұрын
Ok
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 11 ай бұрын
Munopedza nguva nekumbo mhoresana mhani
@goldensomenow737
@goldensomenow737 11 ай бұрын
Introduction yavo inotora nguva mhani
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok 10 ай бұрын
Exactly
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 10 ай бұрын
@@kundaimiedzok havanange panyaya vanongokwazisana ka 4 kana ka 6 eish zvakubhowa apa Time inenge ichipera
@fortunatemadzimbamuto5614
@fortunatemadzimbamuto5614 11 ай бұрын
Mahapa ariapo anochengeta mvura njuzu inofamba nemhepo yonoita zvaikuda yoenda newe kudziva hombe
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup 11 ай бұрын
Oh ok
@rosariamakomichi6941
@rosariamakomichi6941 11 ай бұрын
Ko King akazowanikwa here nhai ve drewmas mwana uya wekushaikwa pa church
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 11 ай бұрын
Mmm zvinorwadza shuwa
@Rebhara
@Rebhara 11 ай бұрын
Nyaya dzekunyura dzakuwandisa
@constancemarifiye6658
@constancemarifiye6658 11 ай бұрын
Uuum sabhuku ngaamboungana nmadzishe vaite chivanhu
@user-il6gb4qg9p
@user-il6gb4qg9p 11 ай бұрын
Rest in peace bro mumvura makutyisa vanhu vakugarisawo zvinhu zvavo zvanyanya veduwee its so painful veduwee
@chailinimussaco9528
@chailinimussaco9528 11 ай бұрын
Tingati kadam kadiki here or tinotaura kudzama
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 11 ай бұрын
Ayihwa hazvina kumira zvakanaka
@Francy340.
@Francy340. 11 ай бұрын
Sahwira hoye gara muberere mamukasei Drewmas media
@cleopaschariga3306
@cleopaschariga3306 11 ай бұрын
Mvura yese ingasvike pa knee height inouraya. Ukangopindwa nemvura mumhuno unofa
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm 11 ай бұрын
Chiiko nenzvimbo iyi mvura zvakaoma rip drewmas taking you to another level
@tatetilers4746
@tatetilers4746 11 ай бұрын
I like the song Usandionakunonoka ndangandichiuya i
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup 11 ай бұрын
Ok
@rukudzowillingchezhara
@rukudzowillingchezhara 11 ай бұрын
kana nguva yakwana hakuna anorambaa
@aaronmakopa2053
@aaronmakopa2053 10 ай бұрын
PEOPLE MUST DESIST FROM THOSE DIRTY PONDS
@bridgetoparmoyomabulawa5519
@bridgetoparmoyomabulawa5519 11 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level shem rest in peace sry ku mhuri dzarasikirwa
@ClodiaHwanyira-bm8nf
@ClodiaHwanyira-bm8nf 10 ай бұрын
Angarega kunyura sei cause maruva ayo akakupiringa unofa chete cause zvezvakusunga
@petronelamusiyiwa2960
@petronelamusiyiwa2960 11 ай бұрын
Kufarm kwedu
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 11 ай бұрын
Sad rip mvura yakutyisa mazuvaano vanhu vakuisa zvinhu zvavo mumvura
@shebs2207
@shebs2207 11 ай бұрын
Ko ndimi munovapa here vaneShamba
@MemoryMudhari-db7eb
@MemoryMudhari-db7eb 11 ай бұрын
Mvura yaakutyisa kupinda zvinhu zvese 🙄
@user-vz9pg7vb5r
@user-vz9pg7vb5r 11 ай бұрын
Domboshava musadero kunyudza munhu
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 11 ай бұрын
So sad story 😭😭😭😭
@Seamusmtepa
@Seamusmtepa 11 ай бұрын
Zvakaoma nematambudziko
@emilybuluma8649
@emilybuluma8649 11 ай бұрын
Vashumba kumhoresa kwenyu kwakubhowa
@patrickmaponga4139
@patrickmaponga4139 11 ай бұрын
Watii nhaiwe
@ruramaimunogara383
@ruramaimunogara383 11 ай бұрын
Kobhowa iwwe nxaaa
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 11 ай бұрын
Ko nhau yaking madii
@AnnatoliaMapasure-do6th
@AnnatoliaMapasure-do6th 11 ай бұрын
Rlp mukomana 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 11 ай бұрын
So sad😢😢😢
@virginiachirumbi6032
@virginiachirumbi6032 11 ай бұрын
Akatorwa nedhaka
@prachie937
@prachie937 11 ай бұрын
May his soul rest in peace 🕊️🕊️🕊️
@user-wu4iq4tc4v
@user-wu4iq4tc4v 10 ай бұрын
Akorowa ne clamp
@primrosemanyere2768
@primrosemanyere2768 10 ай бұрын
Rip mwana wangu
@emilybuluma8649
@emilybuluma8649 11 ай бұрын
Mukaramba muchiwanza nhoroondo dzenyu idzodzo handiuse like manje
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup 11 ай бұрын
Ok
@rosemaryjieman9302
@rosemaryjieman9302 11 ай бұрын
Zorora murugare
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 11 ай бұрын
Pakaipa
@dianaishemunyoro2582
@dianaishemunyoro2582 10 ай бұрын
Yoooo shame😢
@emilybuluma8649
@emilybuluma8649 11 ай бұрын
Imi baba mune yellow face yenyu haina kuchena hamusi kurwadziva
@michealfisher4440
@michealfisher4440 11 ай бұрын
So sad news drewmas media
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 11 ай бұрын
Kunyura kunyura as long zuwa rasvika plus wakundwa pasimba rekusambira....zvekuti ka dam kadiki diki Sekuru Banda wakanyura mu swimming pool chaimo ....wamwe mumatsime chaimo .....RIP
@nesterchishanu7642
@nesterchishanu7642 10 ай бұрын
Zvakaoma 😢
@user-nh4hh8kp5w
@user-nh4hh8kp5w 11 ай бұрын
Rest in peace Tinashe
@sibundlovu990
@sibundlovu990 11 ай бұрын
Hello
@charitysibanda7306
@charitysibanda7306 11 ай бұрын
Vanhu vanoimba avo
@primrosechiboziwa3284
@primrosechiboziwa3284 11 ай бұрын
Rest in peace
@ShabirBarasani-blaze
@ShabirBarasani-blaze 11 ай бұрын
😢
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 11 ай бұрын
So sorry ku mhuri yake , family and friends.
@ogamajakaire93
@ogamajakaire93 11 ай бұрын
Rip
@mukadzimutsva7195
@mukadzimutsva7195 11 ай бұрын
Dam repapi
@user-nh4hh8kp5w
@user-nh4hh8kp5w 11 ай бұрын
Chibvuti farm
@user-bo8fg2nd6l
@user-bo8fg2nd6l 11 ай бұрын
shem rest easy boy
@MikeMichaels..
@MikeMichaels.. 10 ай бұрын
RIP
@charitysibanda7306
@charitysibanda7306 11 ай бұрын
Vanhu vacho kuroora varivadhiki hmmm sure
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 11 ай бұрын
Shame may his soul rest in peace
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 11 ай бұрын
Varoyi vakatumira zvinhu zvavo zvikamubatira mumvura
@AthenaForexGroup
@AthenaForexGroup 11 ай бұрын
Ok
@blessbless904
@blessbless904 11 ай бұрын
Kadhamu kadiki diki shame.Sorry
@elinanziradzemhuka4706
@elinanziradzemhuka4706 11 ай бұрын
RlP
@Teeone07
@Teeone07 11 ай бұрын
Hope cap ichasvika 2028
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 11 ай бұрын
😂😂😂ngavatibvisire rucap urwo 😂😂😂
@abigailsaunyama5060
@abigailsaunyama5060 11 ай бұрын
Sorry kwazvo kumhuri iyi
@masibandamhazishumba2241
@masibandamhazishumba2241 11 ай бұрын
Ko imimi shumba hamugone kufamba mega here
@Spo7017
@Spo7017 11 ай бұрын
Kkkkkk kwakanaka here
@user-vs3cb2zq9r
@user-vs3cb2zq9r 11 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkk ende futi
@sandrataderera3546
@sandrataderera3546 11 ай бұрын
Kkk
@user-il6gb4qg9p
@user-il6gb4qg9p 11 ай бұрын
Eh mibvunzo boe here uyo makuvadzidzisa basa ravo
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 11 ай бұрын
Hezvo
DOMBOSHAVA    ............... AMBUYA NEMUKUWASHA VOBATWA VACHIDANANA
24:18
MURIDZI WEBHAZI REKWAMREWA AKAROMBA HERE
11:55
Drewmas Media
Рет қаралды 52 М.
How Many Balloons Does It Take To Fly?
00:18
MrBeast
Рет қаралды 208 МЛН
A teacher captured the cutest moment at the nursery #shorts
00:33
Fabiosa Stories
Рет қаралды 55 МЛН
Ouch.. 🤕
00:30
Celine & Michiel
Рет қаралды 26 МЛН
NJUZU DZATORA MWANA WANGU UYEZVE DZIRI KUDA KUNDITORA
27:27
Drewmas Media
Рет қаралды 35 М.
TINASHE MUGABE FOUNDATION: SIMBARASHE'S DONATION #tinashemugabe
18:22
The Closure DNA Show
Рет қаралды 55 М.
@HeadmanChigodora Tsvina yomukadzi
27:34
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 12 М.
MALAWI COURT.... TAMVANI IZI ABALE 🤔
20:45
Jimmy
Рет қаралды 32 М.
DOMBOSHAVA....CHITUNHA CHAKAMHANYA PAMUSORO PEMVURA
51:23
Drewmas Media
Рет қаралды 75 М.
Ndofira Garden
38:30
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 66 М.
ЖЕСТКИЙ ШАПАЛАК👋
0:33
RFC Fighting Championship
Рет қаралды 179 М.
ТЫ С ДРУГОМ В ДЕТСТВЕ😂#shorts
1:00
BATEK_OFFICIAL
Рет қаралды 3,1 МЛН
这是王子儿子吗
0:27
落魄的王子
Рет қаралды 20 МЛН
Когда ты младший в семье
1:00
Ерболат Жанабылов
Рет қаралды 2,6 МЛН
这是王子儿子吗
0:27
落魄的王子
Рет қаралды 20 МЛН
❗️XOTINI HAMMASINI URMOQCHI 😱😱😱
0:14
HUSAN_SHORTS1
Рет қаралды 3 МЛН