Domboshava : Mwanasikana ane 13 years akashaikwa akazowanikwa akafa mumugodhi

  Рет қаралды 33,623

Destiny TV

Destiny TV

4 ай бұрын

Domboshava : Mwanasikana ane 13 years akashaikwa akazowanikwa akafa mumugodhi

Пікірлер: 222
@lindamudarikwa730
@lindamudarikwa730 4 ай бұрын
Yaaa zvakaoma so varidzi ve stand kuzofunga kuvaka all of a sudden after so many years meaning spirit yemwana yaida kuti awanike asatsakatikire imomo. I think i agree with those varikuti akarepwa and killed. 😢😢😢😢
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 4 ай бұрын
Mwana anenge akaita Rep then ndokuzourahwa kuzama kuuraya humbowo nokuti Pamwe munhu wacho angaariwokuziva wakakanganisa mwana
@maviskaseni
@maviskaseni 4 ай бұрын
Obvious ndozvakaitika
@jimmymaruza4454
@jimmymaruza4454 4 ай бұрын
😭😭😭😭
@melodykaruma9106
@melodykaruma9106 4 ай бұрын
Ehe vakarepwa bva vadzipiwa ndokukandwa mumugodhi postmoten result ndozvatakaudzwa ndimainini vangu mufunge mwana we hanzvadzi yamhamha vangu
@jimmymaruza4454
@jimmymaruza4454 4 ай бұрын
@@melodykaruma9106 oooh shame 😭😭😭😭
@melodykaruma9106
@melodykaruma9106 4 ай бұрын
Zvakaoma
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 4 ай бұрын
Mwana uyu aibika ,akasiya mapoto,kuratidza pane munhu wakabuda achinoona ,that person ndiye akamuuraya akamukanda mumugodhi
@shamisomatsvaire5925
@shamisomatsvaire5925 4 ай бұрын
Exactly Ndochokwadi ichocho
@tripodxxx1
@tripodxxx1 4 ай бұрын
​@shamisomatsvaire5925 hachisi chokwadi it's just a theory....ko kana nyaya yekuti akabuda achibika iri yekunyepa? What if kana akauraiwa pamba vakanomukanda mumughodhi....anogona
@NomoreMangara
@NomoreMangara 4 ай бұрын
Yes ndinotenderana newe zvauri kutaura ichokwadi
@Confession26
@Confession26 4 ай бұрын
Yoooh I had goosebumps listening to the whole story Ne video yandakamuona nezuro iiiiiiiiiiii And voice rababa vake vachichema yooo it's heart wrecking
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 ай бұрын
Where did you see the video tionewo
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 4 ай бұрын
​@@samuelngirazi9636ndozvanga ndichida kutobvunzawo
@vivianmasamha9111
@vivianmasamha9111 4 ай бұрын
Mapurisa Soo dai kwainzi kwabuda gold mota vaisambotora kana maseconds
@enifachiduku-dx9tr
@enifachiduku-dx9tr 4 ай бұрын
Zvakaitwa nemunhu anoziva nezvemugodhi wepamba apa either vakachera mugodhi or kuvaka
@makaitahove5142
@makaitahove5142 4 ай бұрын
A very close person to Rufaro did this, aitoziva kuti pane mgodhi
@jepsongombedza7257
@jepsongombedza7257 4 ай бұрын
Vanhu havachatyi kuuraya 😢😢
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Obvious akarepwa akaurayiwa zvakaoma mhondi dzinohwanda muchibage umo💔😭😭😭
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 4 ай бұрын
Samanyika hanzi ndofeeler pain yakanyanya...Samaz to the world 🌎
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Akaita kut varidzi vestand vauye kut azoonekwa
@liendrabenjamin1095
@liendrabenjamin1095 4 ай бұрын
plus munhu angangobuda achibika kwakutomusiya achienda🙌panezvakaitika chete
@beatricendhlovu4119
@beatricendhlovu4119 4 ай бұрын
Nhai mwana kubuda na 11 kuzomutswaga na 5 mmmm
@user-mt7gj9qf3l
@user-mt7gj9qf3l 4 ай бұрын
Uuuu akatorwa kwakumuhwandisa kwakurepa futi munhu uyu vanoziva nezvemugodhi uyu ndewei kuziva uyeanotozivamwana uyu ko zvino dai usina kuzouraya zvako zvino usafunge waka chenjerai atomuka kare akati ha varidzi vestand kuti aonekwe kwasara iwe manje manje uchabatwa rwisa wega ngarotomoke akakuuraya mwana sikana nematambudziko hama😢😢😢😢😢
@mandlovie
@mandlovie 4 ай бұрын
I don't think varidzi vestand vane chekuita nazvo from the narration vanhu Ava handione sevanogarapo this must be a ground nextdoor to the girls house.what is not adding up is mwana akashaika around 11 mwana aibika ? Then ozotsvagwa around 6 hanzi akangobva achibva achiendepi munhu aripakati pekubika? Nyaya irikumba kwavo
@nantimmy4129
@nantimmy4129 4 ай бұрын
Ndinoonawo sekudaro coz Mai varipo havasi vake....pane nyaya apa.
@user-ck7bl8ze3u
@user-ck7bl8ze3u 4 ай бұрын
True coz mainini vanenge ndovakaita dhiri mwsna akatodedzwa uyu bvaatosiya mapoto ivo kwakutosara vachipedzisa
@BlessingMukandi-tb8zw
@BlessingMukandi-tb8zw 4 ай бұрын
Shuwa mwana achibika ongosiya Mapoto oenda makatarisa musingabvunze...vanhu vekumba vanoda kumbobatwa pasipetsoka
@user-vo2fs4ed6o
@user-vo2fs4ed6o 4 ай бұрын
Anogona akaurawa.. coz haaizvikanda , ozovhara mugodhi.. akazovhara, ndiye akakanda, says my 10 yr old boy
@user-ox9xr5lb1y
@user-ox9xr5lb1y 4 ай бұрын
Uummm moyo wangu watsemuka💔💔💔💔zera nemwana wangu. Tovachengetera kupi vana vedu nhài MWARI 😭😭😭😭😭😭😭. 💔💔💔💔💔
@kushinganyasha1200
@kushinganyasha1200 4 ай бұрын
Akabuditswa mumugodhi ndaivepowo pakabudinzwa kuita kuchena muviri wese
@Cutetsambarafuta756
@Cutetsambarafuta756 4 ай бұрын
Haana kuuraiwa pamba pavo here ipapo maybe nemistake vachiranga bva vamukanda mumugodhi kuti vasasungwe
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 4 ай бұрын
Taura hko bcz haagare nanai vake kauyu
@portiakapapiro7930
@portiakapapiro7930 4 ай бұрын
Sure havangati mwana abuda achibika votadza kuva concerned kusvika manheru,pane nyaya
@KudzasheChidhuza-pm5sb
@KudzasheChidhuza-pm5sb 4 ай бұрын
Chokwadi ndiye aibika akabuda vakatoona Kuti arikuenda neuko vakapedzisa kubika vakatodya vasingazive kt aripi haa pane nyaya musi waaburitswa mumugodhi vobva vatoenda kunochemera kumwe kusiri pamba pavaigara nemwana kwakungotorana family haaaa chokwadi vanhu vepo varikuziva havo
@queententoomanjenjenje7299
@queententoomanjenjenje7299 4 ай бұрын
​@@portiakapapiro7930zvinoitika dear Satan anokudzimaidzai
@user-kz4he3ow7u
@user-kz4he3ow7u 4 ай бұрын
Rest in peace Rufaro. Same age with my daughter. Ndarwadziwa.
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 4 ай бұрын
😢zvakaoma hazvo , Satan chiri pabasa , l hope justice will prevail for her.
@chingombedaries
@chingombedaries 4 ай бұрын
Too much drugs in Zimbabwe vanhu havachina matyira
@theflowerruva5856
@theflowerruva5856 4 ай бұрын
A completely failing state 😢
@talithadube6468
@talithadube6468 4 ай бұрын
Ed pfee useless leader
@viratkuntawong5953
@viratkuntawong5953 4 ай бұрын
Ngavaende kwTasvu having we ndisati ndaona munhu wacho panofiwa
@GetrudMayi
@GetrudMayi 19 күн бұрын
Pa form 2 vana vanotanga kuita zvikomana akarepwa nemukomana wake vakauraya evidence kuti zvirove mweya wake ndoo wakasunda muridzi wemugodhi kuti awuye kuzovaka saka mweya uyu ngausarare ngaunorwisa muurayi
@user-xd1lh6ju2m
@user-xd1lh6ju2m 4 ай бұрын
Muridzi we stand anezvekuita nekushaika kwemwana uyu.
@RosemaryPhiri-nv7zw
@RosemaryPhiri-nv7zw 4 ай бұрын
Anoziva kufa kwemwana why vakazofunga kuita zvemugodhiiii,snake under grass
@tripodxxx1
@tripodxxx1 4 ай бұрын
Ko kana akuurayiwa nana baba vacho? Or any of the family members and they dumped her in there? Anogona kunge akarohwa akafa and in panic vomukanda imomo...musatarisa nyaya ne one side...iwe until mwana abuda achibika kuma 11 wogara wozotanga kumutarisa kuma 9pm..dosent make sense
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 4 ай бұрын
​@@tripodxxx1ndosaka vanhu vachizotya kutaura kana vaona chakaipa kuti vanozonzi ndivo
@NomoreMangara
@NomoreMangara 4 ай бұрын
Muridzi westand haana mhosva usamunyepere
@missb-wf6sk
@missb-wf6sk 4 ай бұрын
​@@RosemaryPhiri-nv7zwso maida kuti aite zvekutenga mvura ivo vanga vane mugodhi here??muridzi westand haana mhosva
@ruel1703
@ruel1703 4 ай бұрын
Nhai vanhu vedomboshava😢,apa ndiko kumusha 😢
@josiemadziwa
@josiemadziwa 4 ай бұрын
As a parents mwana asiya poto ndotobika ndodya without knowing kt mwana aripi ndopedza ndotoswera ndozotanga kutsvaga usiku. Something is not adding up
@lolo683
@lolo683 4 ай бұрын
Panenyaya ipapo,mwana haasiye poto motadza kuziva kt abuda zvangazvaitasei coz unototi ko wakuendepi uchibika then ndiani akazodya chikafu...vanhu vaivepo achibika vanoziva zvakaitka
@josiemadziwa
@josiemadziwa 4 ай бұрын
@@lolo683 exactly ini ndinotokushaudha kt ukuendepi poto urikusiira ani ..kutozopakura ndotadza kudeedza mwana wangu adye ummm its fishy
@p.ndlovu
@p.ndlovu 4 ай бұрын
Uuum hey munhu akaita izvi ndewe padhuze ipo pamba ipapa
@paidamoyomadzitire
@paidamoyomadzitire 4 ай бұрын
Imagine awatoziwe akaendep meaning haana kuonekw kut ndichambobuda saka akapedzisa kubika ndian achit aibika aendepi
@YvonneFungai-go6nl
@YvonneFungai-go6nl 4 ай бұрын
Eish nhai veduwe,ndarwadziwa hangu
@user-th9jp1ud4l
@user-th9jp1ud4l 4 ай бұрын
Zvakaoma hazvo kuuraya mwana mudikiwo hre
@BlessingMasango-lj4po
@BlessingMasango-lj4po 11 күн бұрын
Why mwana akasiya mapoto panemunhu akamudana
@user-sl8uo9wy2h
@user-sl8uo9wy2h 4 ай бұрын
R.I.P mwanasikana. Utsinye chete hwakaitwa uhu, vabereki ngavachengetedzè vana nokuti Vanhu vapindwa ne mweya wakaipa munyika
@NomoreMangara
@NomoreMangara 4 ай бұрын
Aaaaa zvinorwadza vabereki
@dikembeafrika8918
@dikembeafrika8918 4 ай бұрын
Everyone is a suspect. Vachataura zvavo. Her spirit will find justice.
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 4 ай бұрын
Destiny TV so sad news life is not easy 😭
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 4 ай бұрын
Akaurawa ....its really sad 😔....mazera acho kani plz
@user-bp9pg9xs1s
@user-bp9pg9xs1s 4 ай бұрын
Chirikunetsa amai vake vakafa baba natete vanomborasika njere ,zvirikunzi baba ikozvino varikurasika njere
@JosephSithole-nw8lb
@JosephSithole-nw8lb 4 ай бұрын
Uuuummm zvakaoma shuwa nyika yaipa
@dianachonzi2103
@dianachonzi2103 4 ай бұрын
Ndepapi apa mu Domboshava
@user-it7vv1wk8j
@user-it7vv1wk8j 4 ай бұрын
Muridzi we stand ndiye ane yese anoziva chakaona mwana
@user-kt2un9vx8t
@user-kt2un9vx8t 4 ай бұрын
Vana sikana please ngatiregedzei kuita zvevakomana vana zvirikusvika pakuparadza upenyu hwevana end up obatwa chibharo ouraiwa
@NomoreMangara
@NomoreMangara 4 ай бұрын
Vanhu vekuziva vakaita izvozvo anofanirwa akarwepa mwana uyo plus vabereki ngavaite serious kna vashaya vana report nenguva because nyika yashata hakuna mwana anorara asipo vanhu vachirara mumba
@giftndawana
@giftndawana 4 ай бұрын
Eishii 💔 so sad
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 ай бұрын
Wasu mareketa sure, i also suspect foul play.
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
It means munhu wakaita izvi ndewemunharaunda chete akazoziva sey pane mugodhi
@gee9961
@gee9961 4 ай бұрын
I suspect pavanhu vakachera mugodhi iwowo
@user-jy4fr9uz7t
@user-jy4fr9uz7t 4 ай бұрын
Zvinenge zviri political zvinhu izvo so kuuraya mwanaa kupfidzisa mubereki
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
Baba vaRufaro sorry i felt your pain muchichema pakaburotswa mwana musi uya 😭😭😭😭husiku hwese ndichivhunduka nepicture yemwana yaibuda paside pemugodhi kugonya kwemakumbo nemaoko kuita sokuti aitozama kufloater mumvura i just pray haana kuiswamo arimupenyu haaa im in pain ini
@gracemushayi7658
@gracemushayi7658 4 ай бұрын
Zvaibuda kupi tionewo veduwe
@morllenzondani66
@morllenzondani66 4 ай бұрын
Like me ndakazenge ndakudemba kuti ndaivhurei video yacho apa ndevekuma raini
@morllenzondani66
@morllenzondani66 4 ай бұрын
​@@gracemushayi7658Zvakaoma kani zvinotyisa
@tarirojahure2926
@tarirojahure2926 4 ай бұрын
​@@morllenzondani66ndipooka shaar
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 4 ай бұрын
​@@morllenzondani66 video racho riripapi
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 4 ай бұрын
She was killed and thrown imomo ndokuvhara because dai akadonheramo by mistake haizokwanisa kuvhara slab iye ari mukati
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Kana pange pakavharwa it's obvious akaurayiwa
@JullieMatsenhura
@JullieMatsenhura 4 ай бұрын
Akaurayiwa mwana uyu muridzi wemugodhi suspect akanyepera kutsvaga mugodhi waaiziva ko sei akazofunga kuvaka vanwe vachitsvaga mwana akadii kumirira mwana awanikwe first zvakaoma hazvo vanhu hatichina rudo asi achabatwa chete Mwari vachazvirstidza pachena Rufaro haayendi zvikarova kuna Mwari kudenga
@GladysMbweya
@GladysMbweya 4 ай бұрын
Zvakaoma baba vemwana vakachemesa
@Maisibongile
@Maisibongile 4 ай бұрын
Chembere yoshaikwa bere rorutsa imvi
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 4 ай бұрын
I think mutemo ngaurambidze migodhi inochera vanhu vasati vakugareko
@galiecharidza9592
@galiecharidza9592 4 ай бұрын
Stepmother varikuziva ngavabatwe panonaka vanotaura
@kushinganyasha1200
@kushinganyasha1200 4 ай бұрын
Ayisa gara nastepmother mwana uyu ayigara natete vake nasisi apana stepmother
@praisesilasmafuka7471
@praisesilasmafuka7471 4 ай бұрын
Muridzi wemugodhi must be taken for questioning. Mwana haaizviwisiramo ozvovharira 2) muridzi ndiye chete aiziva pane mugodhi 3)why akazofunga kuvaka now ? Kuti aiitira kuti pave nezvapupu here kuti tese tangoonerana munhu mumugodhi yet akamupotsamo kudhara?
@galiecharidza9592
@galiecharidza9592 4 ай бұрын
Mmmmmmh nyika yachinja kudai chiiko vana zvovopera nhai Ishe
@user-po4ee3kn9w
@user-po4ee3kn9w 4 ай бұрын
Nyika yave nemeno ndinoti kumhuri iyi chemai mune tariro munhu haarove zvichabuda hazvo😢
@user-oj1xt8gr4h
@user-oj1xt8gr4h 4 ай бұрын
Ini muridzi westand nevakabika chikafu vakadya mwana abuda achibika mozotanga kumutsvaka manheru umm ini andisi kuvachenesa
@user-ls3re3nl2h
@user-ls3re3nl2h 4 ай бұрын
Zvakaoma sure
@user-un2pv1pk9k
@user-un2pv1pk9k 4 ай бұрын
hie everyone,umm so sad😢
@mattymazuru11
@mattymazuru11 4 ай бұрын
So heartbreaking akaurayiwa akakandwa vakasiya vavhara
@user-bh7hf5lw5l
@user-bh7hf5lw5l 4 ай бұрын
This is true to my understanding akaurayiwa akakandwa imomo nevamwe vanhu vakasiya vavhara nekupisa huswa pamusoro
@takudzwanyamweda2391
@takudzwanyamweda2391 4 ай бұрын
Munhu akauraya mwana anotoziva nezvemugodhi and haaz munhu wekure . Imo mudomboshava imomo.
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t 4 ай бұрын
I think people know what happened. The way they are avoiding the question of whether she was put there or she fell. Apa its obvious kuti pane akamukanda coz the person closed the well. Im sure the perpetrators thought the well was abandoned saka zvavarana.
@milanjameson4409
@milanjameson4409 4 ай бұрын
that's true akaurayiwa, ende havasi kuda kutaura
@VallenChikunda-fh1rr
@VallenChikunda-fh1rr 4 ай бұрын
Zvakaoma a😢
@WayneMakisi
@WayneMakisi 4 ай бұрын
Vanhu vapindwa nemweya werudzii chaizvo😢
@user-ts4uw3tz5s
@user-ts4uw3tz5s 4 ай бұрын
Zvakaoma veduwe zvinorwadza
@sarahchitiki6084
@sarahchitiki6084 4 ай бұрын
Nyaya iyi haisi kunyatsoratidza direction there's something fishy about the whole thing. Vabereki vemwana they know the truth. Mwana anga achibika osiya kubika oenda zvinoreva kuti akabuda for a reason.there is a lot on this issue police ngaiite basa
@talithadube6468
@talithadube6468 4 ай бұрын
Step mother knows what she did
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 4 ай бұрын
Vabereki ngatiedze kuvhunzawo vana kuty unoendepi pavanobuda 😢😢😢😢😢
@tonderaipkunaka4788
@tonderaipkunaka4788 4 ай бұрын
Domboshava kupi kwacho
@OwnerGunyanja-we7wz
@OwnerGunyanja-we7wz 4 ай бұрын
So sad Rufaro rest in peace 😢
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 4 ай бұрын
Rest easy Rufaro😢
@talentchiwashirah2413
@talentchiwashirah2413 4 ай бұрын
Rest in peace muzukuru wangu
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 4 ай бұрын
It's so sad
@getrudemoyo7469
@getrudemoyo7469 4 ай бұрын
Makore ese aya mugodhi wanga usina kuvharwa here
@PaerlSvikiro-jl1kg
@PaerlSvikiro-jl1kg 4 ай бұрын
Zvinorwadza chose
@paulinechimufombo5720
@paulinechimufombo5720 4 ай бұрын
Why asi,kare mabhinya aiwako hongu asi zvaizvezvi zvanyanya.
@user-yp3mk9jw5t
@user-yp3mk9jw5t 4 ай бұрын
So sad😭rest in peace
@user-zo5ct2zq7r
@user-zo5ct2zq7r 4 ай бұрын
mwana akaurayiwa akakandwa mumugodhi cz haana kuwira ega cz haaizokwanisa kuvhara futi lid yemugodhi mean munhu akaita izvi akasiya avhara akaenda,rape and murder same time pa 13 years 😢
@rosemaryjieman9302
@rosemaryjieman9302 4 ай бұрын
Zvakaoma hazvo
@dephinmagadu495
@dephinmagadu495 4 ай бұрын
Rest in peace my girl
@user-lj5mo3oz9y
@user-lj5mo3oz9y 4 ай бұрын
Ummh zvakaomnyika yedu chiiko veduwe
@haisonmuzungu753
@haisonmuzungu753 4 ай бұрын
Rasta vemugodhi kwaicherwa mvura nemwana uyu bhoo ere, thats my first suspect
@MiriroManatsa
@MiriroManatsa 4 ай бұрын
Zvakangooma hazvo kana panga pakavharwa akawira sei mumugodhi uyundarwadzwa mwari ngavatibetsere mwana azikamwe kuti akauraiwa nei
@shylinnyamara4950
@shylinnyamara4950 4 ай бұрын
Rest in peace nana irwa kune wakakuuraya
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Haaisabuda kusiya mapito pamoto pasina munhu amushedza huye munhu wekuziw akamudana akamuraper pedzezvo ndoku.ukanda mumugodi
@user-jg2tp2kc8s
@user-jg2tp2kc8s 4 ай бұрын
Zvakaoma hazvo zorora murugare
@user-yx5nu2wp5r
@user-yx5nu2wp5r 4 ай бұрын
Nhai Mwari Saka todiiko chaiko isusu
@MavisMhlanga-rh3cu
@MavisMhlanga-rh3cu 4 ай бұрын
Mugodhi uyu une matanda here ànovhara mugodhi kana pasina mwana anowira sure
@user-gh6uz4xi4p
@user-gh6uz4xi4p 4 ай бұрын
Zveshuwa akauraiwa 😂
@user-rk6iy2ht8i
@user-rk6iy2ht8i 4 ай бұрын
Very sorry zvorwadza chokwadi
@user-qq4eo8cg6q
@user-qq4eo8cg6q 4 ай бұрын
😪😪😪😪😪mwana kani
@luciadudu6871
@luciadudu6871 4 ай бұрын
Zorora murugare
@annachidoko6325
@annachidoko6325 4 ай бұрын
Ku Domboshava magara muri varoyi vevanhu kumusha kwana ginimbi
@Manondo34
@Manondo34 4 ай бұрын
Ummmmm zvinorwadza😢
@user-sr1cf9kc6y
@user-sr1cf9kc6y 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu Itai Kuti munhu akauraya mwana apenge
@dephinmagadu495
@dephinmagadu495 4 ай бұрын
Ku Domboshava kupi kwacho
@gogoguveya8642
@gogoguveya8642 4 ай бұрын
Rasta avo handina kuvaona zvakaoma
@permanenttshuma7676
@permanenttshuma7676 4 ай бұрын
Me too
@BlessingMukandi-tb8zw
@BlessingMukandi-tb8zw 4 ай бұрын
Chero ini bt pavazobvunzwa kuti munofunga akakandwa or akapinda ega reply yavo ndavachenesa imbanje chete bt vari clean avoo...Dai variivo vaisimbisa kuti akapinda ega
@iewellnortiffa6535
@iewellnortiffa6535 4 ай бұрын
Family members knows what happened, they beat her until death and through her to that well, the well was found closed which simply explains that after throwing her, someone then closed again that well.
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 4 ай бұрын
Baba wane red ko kuzoti kanga kari kamunaku
@pearlceecee2326
@pearlceecee2326 4 ай бұрын
Nhai 🤔suspect
@lucyhundungu6322
@lucyhundungu6322 4 ай бұрын
😢😢😢
@user-yk4nu9bw3x
@user-yk4nu9bw3x 4 ай бұрын
Zvajaoma hazvo
@jimmymaruza4454
@jimmymaruza4454 4 ай бұрын
😭😭😭😭😭
@emmzy3296
@emmzy3296 4 ай бұрын
Vana vacho tochivachengetera paiko nhai Mwari
@ednakucherera3596
@ednakucherera3596 4 ай бұрын
Ipapo panonetsa
@user-qo3kx9wo3s
@user-qo3kx9wo3s 4 ай бұрын
Muridzi Westand isuspect
@nikkimasuku8042
@nikkimasuku8042 4 ай бұрын
Vaisazoti handei tinochera mvura mumugodi ivo vachiziva kuti vakakanda munhu
@sharonnm4556
@sharonnm4556 4 ай бұрын
Akatofemerwa otherwise mwana haaizooneka zvachose
@talithadube6468
@talithadube6468 4 ай бұрын
Inhema dzako step mother is the suspect
Heartwarming Unity at School Event #shorts
00:19
Fabiosa Stories
Рет қаралды 17 МЛН
🤔Какой Орган самый длинный ? #shorts
00:42
I Can't Believe We Did This...
00:38
Stokes Twins
Рет қаралды 123 МЛН
Does size matter? BEACH EDITION
00:32
Mini Katana
Рет қаралды 20 МЛН
Usizi Umfazi Womuntu Edliwa Umfana Omncane.
22:44
TRANSFORMATION LIVE
Рет қаралды 28 М.
DOMBOSHAVA    ............... AMBUYA NEMUKUWASHA VOBATWA VACHIDANANA
24:18
Goromonzi : Mukwasha akaroora ne $30 akauraya Tezvara
1:01:26
Destiny TV
Рет қаралды 51 М.
Эффект Карбонаро и нестандартная коробка
1:00
История одного вокалиста
Рет қаралды 9 МЛН
Зачем он туда залез?
0:25
Vlad Samokatchik
Рет қаралды 3,1 МЛН
Clown takes blame for missing candy 🍬🤣 #shorts
0:49
Yoeslan
Рет қаралды 35 МЛН
ЖВАЧКИ!!!
0:47
Li ALINA
Рет қаралды 2,3 МЛН
When an RV meets a zombie outside #rv
0:21
campingWorld
Рет қаралды 9 МЛН
покупки за продуктами сейчас вс раньше
0:23