No video

Domestic Issues: Mukadzi wangu arikundirova, achipwanya zvinhu pamba.

  Рет қаралды 33,848

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

Күн бұрын

Tilder LIVE ZIM, Biggest Reality Talk Show In Zimbabwe-
Tilder Moyo-Karizamimba is a Zimbabwean radio personality who is well known for tackling sensitive social issues. She made a name for herself at Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC)'s Radio Zimbabwe where she hosted a no-holds barred Sunday morning talk show which touched on various social issues. Some of the controversial issues that the programme has dealt with include those of satanists, child prostitutes, victims of rape and business people who use juju to enrich themselves. It was a phone-in programme and many a times perpetrators and victims called in airing their views and experiences making it worthwhile for the audiences to tune in. She also presenter of the Popular Tv Music Programme Ezomgido/Mvenge-mvenge on ZBCTV Before she left zbc for greener Pasture
Tilder left Radio Zimbabwe in September 2013

Пікірлер: 255
@smanalisomarwa763
@smanalisomarwa763 Жыл бұрын
But why vanhu vese vachingonzi batai Dr Choga, ko Dr Nyamakau
@HeAloneIsGod9901
@HeAloneIsGod9901 Жыл бұрын
They have different professionals
@amvura1
@amvura1 Жыл бұрын
Dr Choga and tete Tilder, you need to reflect on your advise to the man who brought a work colleague to live in their home. I thought your strongly favoured the man. She has admitted to having anger issues but that is not the reason to disregard her. She is married woman, and that is her home. She has a right to say who say stays in her home. Why does she have to look after a second man in the house. That lodger needs to leave if the wife has given her notice. So you override your wife's decision for another man. You beat up your wife to apease your lodger. Get a life man. You married her with her children that should no longer be an issue. That lady is married to one man and should not have to deal with 2 man under the Same roof. He is your worker not your brother. Let him find somewhere to live and keep your home happy. And that pretend soft voice was to dupe and fool.
@franklynmukwiri9964
@franklynmukwiri9964 Жыл бұрын
Nhai nhai🤷🏾‍♂️
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Жыл бұрын
I agree and it sounds like the husband didn’t consult his wife before moving that man in. Then on top of that orova mukadzi nebhande because of another man?
@Gigi-bz3do
@Gigi-bz3do Жыл бұрын
You nailed it. Tete naSekuru were not fair on their judgement
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 Жыл бұрын
​@@samanthakane9986that why mukadzi azoti asi uringochani here
@preciousnhau2866
@preciousnhau2866 Жыл бұрын
Well said masimba
@shamisoutete3024
@shamisoutete3024 Жыл бұрын
Chirongwa chenyu chakanaka tete tiri kutodzidzawo ..God bless you all
@mnet2912
@mnet2912 Жыл бұрын
Nhasi kwaita macomplex ega ega.hey Mwari pindirai mudzimba umu. Thank you. Hard working team.
@teresateresa6875
@teresateresa6875 Жыл бұрын
Tete ipai doctor nyamakawo mukana please
@Jlo350
@Jlo350 Жыл бұрын
Taura hako its always Dr Choga.
@user-vs3cb2zq9r
@user-vs3cb2zq9r Жыл бұрын
Mainini hubby ane 40 years imi mune 28 firstly respect your husband motaurawo zviri suwiti Kuti daddy vagadzirise nyaya dze duty idzi plus semudzimai unobveiko ukaita duty racho vaskana musatishoresa isu semadzimai
@praisekuwaza5673
@praisekuwaza5673 Жыл бұрын
Iiiii uyo muroora vakanyanya kau evil 😈 kake.Sometimes anoda kutaura nemwana vake ndiye anonge akamusunungukira.Then muroora ozoudzwawo nemurume vake. Muroora don't be too controlling. It take 1minute murume asvipe moyo newe.Muroora change your heart before its too late. Uchazoitirwawo that treatment yaurikuitira vamwene nevana vako.Ndopauchazoona kurwadza kwazvo.
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 Жыл бұрын
Last caller usadaro ndachema 11 yrs shuwa no sugar kwamwenetete tilda imbopihwai nhamba yamai vacho mutere varikurarama sei
@angelarumbidzai3059
@angelarumbidzai3059 Жыл бұрын
Ndabatikana askana mmmmm kusaziva kut akazvarirwa murume namai ivava zvakaoma hanzi ndozvidira jecha hayi makot do better
@Chiravirwa
@Chiravirwa Жыл бұрын
Nyaya yekupedzisira yandibata bata chokwadi varoora ngatisaita hutsinye hwakadaro ungapa amai condition yekuti vauye through kana vachida chinhu?. I have 2 girls and one only son ane 6yrs. We have this bond akati tambe tambe anombodzoka kuzouya kuti mom I love you achindipa zi hug odzokera hake kundotamba. Gore raacharoora ndozonzi ndisataura naye pane zvandinenge ndichida?? Hanzvadzi mai ndevako kana waudza mukadzi kuti mama vanoda chakati akaramba iwe ita by ginya haikona kutongwa kusvika pakadaro nxaa
@rexgoden3482
@rexgoden3482 Жыл бұрын
Mukadzi uyo anonyima vana mai zvinhu muroyi chaiye. Varume musagare nevakadzi vakadayi shuwa 😭😭😭😭😭 ndarwadziwa
@blessed6024
@blessed6024 Жыл бұрын
Varume vanovengawo vana ambuya toti chii navo
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 Жыл бұрын
Mmmmm vakadzi tine chitema shuwa 11/yrs munhu asingachengete mubereki wake uchirambidza munhu hunhu rudziii hwakadaro muroi muroora uyu , anogoty haana sugar nekuty zvataurwa ngaasadaro mukadzi uyu veduve hauna chaunombofa wakaita mulife chobuda
@nancyncube2656
@nancyncube2656 Жыл бұрын
My favourite program.... ndikauya kumba pa leave muzoitira Live pamsha pedu ku Hwange . Ndoitwa vatete venyika .....Nancy 😂😂😂
@alicemudiwakure2600
@alicemudiwakure2600 Жыл бұрын
Ini ndakavenga munhu anehashs dzekupwanya mudziyo idhomi rehurombe
@phirifrank
@phirifrank Жыл бұрын
Kkkkkk taura zvako
@ngoniegotore1492
@ngoniegotore1492 Жыл бұрын
Dr Choga,Dr Nyamakawoo and Tete Mai Rumbie great combination saBaba makosi avo ummm ndava boe
@ivymasango8791
@ivymasango8791 Жыл бұрын
Haaa mai vechitwo hamusi kunzwusisa varume ava imi vanoita kunge vakanyarara iwe wofira yekuti unozikanwa nekutaurisa
@lynglobal
@lynglobal Жыл бұрын
Tete Tilder, you are so loving. It's like you are a spiritual being. You really talk to people with so much love. Especially on ladies, it's like the confessions program has made you so much sympathetic with women and men so much. Thank you for talking in love to people who are broken left right and center. Indeed, you are an antibiotic. I love you dearly.
@ngwiseinyamayaro2432
@ngwiseinyamayaro2432 Жыл бұрын
Very verity
@lynglobal
@lynglobal Жыл бұрын
Dr Choga, as for Mai Prosper doctor, you are taking it personal on her. That lady she might have some secrets that damaged her very much. That she is keeping to herself. Dr. your skill was not utilized well on Mai Prosper. She needs help that is beyond marital issues.
@ChrispenPindu-yl3fi
@ChrispenPindu-yl3fi Жыл бұрын
Ad me on you channel
@josiemadziwa
@josiemadziwa Жыл бұрын
Plus ba prosper sounds like an abusive husband
@beatricechibanda9655
@beatricechibanda9655 Жыл бұрын
Zvakaoma chakafukidz dzimba matenga😮😮
@tsitsimunzwangewenyu8074
@tsitsimunzwangewenyu8074 Жыл бұрын
Mai prosper iiii pane basa ukuchema chiii ipapa you want to blackmail vanhu kabenzi
@stellahchiguta5794
@stellahchiguta5794 Жыл бұрын
Bba prosper changamukai imi endai mega motora mwqna
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
Veduve vamwene vanochengetwa tiziva zvinhu zvakaoma asi iiiiii school fees inobhadharwa every month here mamncane iiiiii inga zvakaoma
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 Жыл бұрын
Mai Marcus and baba Marcus takes the CUP(Trophy)😂😂😂😂😂😂😂
@tafarapaul
@tafarapaul Жыл бұрын
I hope she's disclosing her status to all those she's dating, muzukuru and the new boyfriend otherwise ma1 iwawo😢
@treotv2793
@treotv2793 Жыл бұрын
Uyo muroora wekuramba kuchengeta amwene uyo urizibetsi remunhu am glad anevana komana dai ukawana varoora majerenyenje chaiwo
@maggiegomo2867
@maggiegomo2867 Жыл бұрын
Thank you Tete na doc
@poncianamkanuki4779
@poncianamkanuki4779 Жыл бұрын
Zvekare Mai avo vanoreva nhema Kuti Havana kuitwa cancelling zvekare mapiritsi Aya kana wamatanga it's for life haurege
@4Tees-p1n
@4Tees-p1n Жыл бұрын
Muroora wekuti Mai vake ngavatange vataura neni unombotemba nei chaizvo? Uriani anoisa mutemo wakadaro pakati pa Mai ne mwana wavo?
@sekaichipika3865
@sekaichipika3865 Жыл бұрын
Mai Prosper imharapatsetsetse chaio apa wakarega matablets aaaa uri dofo
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 Жыл бұрын
Zidofo chairoo mboko chaiyee
@vongairosemarymutebuka9423
@vongairosemarymutebuka9423 Жыл бұрын
Doctor Choga murikurasika. Munhu anoroorera hunhu as well especially kana manga matombogara munhu asina kubvisa. Ngaabvise tsvagirai kuno aende mberi coz inomubatsira kuenda mberi. How can he pay tones of money for someone who doesn’t value him. Aah imi kwanai
@omegagovero9199
@omegagovero9199 Жыл бұрын
Zvinoita sezvinosekesa kt enda unodzidzira self defence....asi ummm I feel so the man😮 😮
@daisymashora7000
@daisymashora7000 Жыл бұрын
Mai vekumasowe varikunotora mademom Evan we🙌🏼🙌🏼🙌🏼
@ruthrura9971
@ruthrura9971 Жыл бұрын
Zvakaoma hazvo varora ngatiitei moyo wakanaka vadeyi vanamai vevarume vachiripo I wish my mother in law was alive ndaivadawo ndainge ndiine shamwari yepedyo pedyo vakakosha anamai ivava vanomisa misha yenyu kana yakurereka vadeyi vanavo 😢
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Zita rekuti Feli rinenge rine mhepo 😂😂😂. Handina kuti chii kana kuti chii 😂😂😂😂
@iitsavery
@iitsavery Жыл бұрын
😂😂
@chinesemachines695
@chinesemachines695 Жыл бұрын
Haaaaa kwete munhu anofanha kuroorwa nehunhu hwake
@kindoh2260
@kindoh2260 Жыл бұрын
11yrs no kuchengeta amai, tendeukai vanhu imi God will not bless you. If your wife don't want to take care of your mother, do it alone mukomana, unoda kubatwa bhachi
@nyashamuswera6251
@nyashamuswera6251 Жыл бұрын
Dr Choga 🤣 kamhiripiri, tete Tilder self defense training
@shyletmakwiranzou3841
@shyletmakwiranzou3841 Жыл бұрын
Mai Marcus ko pavachazoitira amwene,varoora vanopinda buzzzz🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@omegamutsvedu1050
@omegamutsvedu1050 Жыл бұрын
Baba Pro vanowanza hasha uye vakuvenga mukadzi wavo kuti ane chirwere apa havana kunobvisira mukadzi pfuma shame
@ziminiesta4225
@ziminiesta4225 Жыл бұрын
Mari yekubvisira inobvepi nyika yakaoma kudai
@pumpkins5390
@pumpkins5390 Жыл бұрын
1:04:34 doctor choga you are wrong for that , of course she would know basa remurume wake in detail ko is he a stranger or you mean she is not supposed to know??
@ThandiweChinaa-ex6un
@ThandiweChinaa-ex6un Жыл бұрын
Imagine vanomboti munhu anofanirwa even kuziva kubasa kwemurume wake tauriranai but nhasi jiki jiki hanzi usada kuziva nxa vanhu ava vanongoti inzwai inini
@teresateresa6875
@teresateresa6875 Жыл бұрын
Tete u are not fair doc nyamakawo vachida kutaura pana mai marcus mopiringisha hamhusi tete movadanirei nusingavade aiwa hamusi fair
@kimberlymushawatu8561
@kimberlymushawatu8561 Жыл бұрын
True I love u tete and doc but Kuna doc nyamakawo u are not being far
@juliamudzviti5741
@juliamudzviti5741 Жыл бұрын
Tete hope you see this, in as much as i love you but imi na doc hamupe dr nyamakawo mukana wekutaura.. He is a quiet person but we could benefit from the wisdom he carries. He has sound knowledge
@sandraedward7454
@sandraedward7454 Жыл бұрын
Prosper mwana akatoendeswa kune real father
@amandaannamperuka6205
@amandaannamperuka6205 Жыл бұрын
😂😂😂😂 usadaro
@VaChivivekwaChivi
@VaChivivekwaChivi Жыл бұрын
ndambozvifunga asi, vatya kuendeswa kwa @Tinashe Mugabe 🤣🤣🤣
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Sandra unenge wataura chokwadi
@lindadenhere
@lindadenhere Жыл бұрын
Mai vekupwanya ma solar makanyanya umm ndatya ini
@mamo4121
@mamo4121 Жыл бұрын
nyika yakatakura zvimereji zvenhema😢
@esterymusasa3992
@esterymusasa3992 Жыл бұрын
Taura hako
@sarahelvas-dq3qm
@sarahelvas-dq3qm Жыл бұрын
fake eishyy
@thelady2379
@thelady2379 Жыл бұрын
Marriage yakaoma uchaona Kana waanayo
@aidook5791
@aidook5791 Жыл бұрын
Zvechibhishu bhishu 😂😂😂😂
@amizha55
@amizha55 Жыл бұрын
Ko Dr Nyamakawo vanongodii kuregedza kuuya pa programme zvavari chimumu
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 Жыл бұрын
Kkkk msadarooo tete ndo problem hvavape chance
@amizha55
@amizha55 Жыл бұрын
Tete Tilder vanosarudza
@teresateresa6875
@teresateresa6875 Жыл бұрын
Tete havapi mukana unoshaya vanovadaidzirei
@dudaimadzivadondo5048
@dudaimadzivadondo5048 Жыл бұрын
Tinotenda vabatsira last caller vabereki vake vake thank you lord
@alicemudiwakure2600
@alicemudiwakure2600 Жыл бұрын
Murume wamainini kamhiripiri uyo ndamunzwira tsitsi. Mapudzi anowira kusina hari chokwadi
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 Жыл бұрын
Mai Prosper vakatoendesa mwana kuna daddy vake
@judx34
@judx34 Жыл бұрын
That man is an abuser. He's gaslighting people. Mainin vanotaurisa havo zvoita kunge ndiye abuser but that husband is an abuser, imbwa nyoro... I don't know why they didn't pick that up esp when he was trying to explain... Na na na.. That's a volatile relationship
@farayichishongo9561
@farayichishongo9561 Жыл бұрын
Thank you that is so true
@farayichishongo9561
@farayichishongo9561 Жыл бұрын
He plays victim
@franklynmukwiri9964
@franklynmukwiri9964 Жыл бұрын
The response I was looking for….!!! You are in point
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
That’s so true. Nekuoma kwezvinhu ndiani mkadzi anosekerera murume achichengeta umwe murume.
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
Kamhiripiri dzikama 🌶️
@asherthemaster
@asherthemaster Жыл бұрын
Murora anonyima uyu ,ne key lock chaiyo shame. Plus baba ava vakapusa kuitwa control, kutadza kuchengata mai vako
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Жыл бұрын
Ko kutozonoitora lock iyoyo
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Жыл бұрын
Mroora anehutsinye
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 Жыл бұрын
Makoti wakanyanya pa11 yrs sure
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Mai Prosper pane basa yoh nharo dzacho
@charlenemariga6753
@charlenemariga6753 Жыл бұрын
This show doesnt give pple enough time to express whts really going on. There is so much rush to give advice also neglecting other points the callers are bringing up because of time. The danger of this which l have seen constantly happening on the show is then taking sides. Personally l feel its better to help one or 2 couples fully than help 10 and give half baked conclusions and advise.
@charlenemariga6753
@charlenemariga6753 Жыл бұрын
I feel in some instances in actually does more harm than good
@abigailvulalo2598
@abigailvulalo2598 Жыл бұрын
Ndosaka vanhu vachinzi huyai kuseri apa people get basic advice nyaya dzagara dzinoda time
@fungisaimakate7856
@fungisaimakate7856 Жыл бұрын
kamhiripiri kamhiripiri
@felistasmunyoro9276
@felistasmunyoro9276 Жыл бұрын
Mai Makazi😂😂😂.... Karespect kwavari kupihwa so vaMakazi kanofadza mheno kuti varikuzonetsana sei.. But varume varikurohwa here sure ava kkkk zvekuita mainternal injuries..
@felistasmunyoro9276
@felistasmunyoro9276 Жыл бұрын
Dead by self defence tete Tilder mandiuraya
@clotildachamhuna1448
@clotildachamhuna1448 Жыл бұрын
Haaa ini zvekunzi maudzireyi mwana wenyu kuti muri kuda chii ne chii handina basa nazvo ini imostly care kuti vabatsirikans here chete i dnt care cz mubereki wese akarerukirwa nemwana wake so kwandiri its fine
@rumbidzaimamhungo4332
@rumbidzaimamhungo4332 Жыл бұрын
Uùh mablessing aenda nevatorwa nekuda kwekuoma moyo
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 Жыл бұрын
Hanzi muchirohwerweyi ?😂😂😂😂😂😂ngavarohwe ana bhangu ava handivanzwire tsitsi 😂
@NyashaManyumbu
@NyashaManyumbu Жыл бұрын
😂😂😂musadaro veduwe
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 Жыл бұрын
Vakadzi vaneta kuwachiswa kkkkk azikhale 😂😂😂😂
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 Жыл бұрын
Muroora uyu akaoma ndatya
@iypika2434
@iypika2434 Жыл бұрын
Tete,Dr.Choga varoora vakadaro variko and havagadzirike,same nevarume vakadaro variko 50/50.
@ginmaposa4068
@ginmaposa4068 Жыл бұрын
Last caller ndarwadsiwa shame mkadsi akaoma moyo uyo
@kundaichitiga7052
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
😢😢😢 akaoma moyo veduve
@lydianhakwi7934
@lydianhakwi7934 Жыл бұрын
zvimwe itaio saTinashe mugabe mukadzi uyo paati asi iringochani mavhundukei variko varume vakadaro haungarovi mukadzi nekuda kweumwe murume anekodzero yekubvunza mubvunzo iwoyo inga ndimi munomboti comunicate ainzi agare nevamwe vapi open your eyes guys most men are jealousy of their wives why uyu achida kuti Madrid wake amhorose imwe murume mukadzi pane zvaari kuona dzamunenge matadza tipirei tibatsirane
@evemudungwe168
@evemudungwe168 Жыл бұрын
Muroora uyuka ndotenda hangu kuti nayewo achawa amwene ane vanakomana zvàari kudyara ndoo zvaachakohwa
@silindiwetshumasilindiwe7811
@silindiwetshumasilindiwe7811 Жыл бұрын
Zvimapenzi izvi not supporting their mother for 11 years.Evil creatures 😢
@nomathembandlela1127
@nomathembandlela1127 Жыл бұрын
Imagine who does that ndabatikana shame 😢
@joycemupakairi
@joycemupakairi Жыл бұрын
Kamuroora ke11 years kanhubu chaiko aaa😢
@lindadenhere
@lindadenhere Жыл бұрын
Kamhiripiri chokwadi😂😂😂😂
@ThandiweChinaa-ex6un
@ThandiweChinaa-ex6un Жыл бұрын
Doctor Choga sometimes muri so rough try kuve easy nemadzimai aya ipai munhu mukana wekt atsanangure abudise nyaya yake not kumuganurira muchiti anzwe imi mega
@sigmatau8231
@sigmatau8231 Жыл бұрын
11 yrs...zvino bhohwa mhanhi
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 Жыл бұрын
Baba Prosper teererai kani
@winnetmakazho
@winnetmakazho Жыл бұрын
Mai marcus ummmm kkkkkkkkkk. Last nyaya mainini is very selfish lock here veduwe zvakaomachokwadi
@ednashumba8326
@ednashumba8326 Жыл бұрын
Muroora wandirwadza kuviga lock haa dai vari Mari vako unodzwa sei..varooora vako vakaisa mutemo iwoyo kanaAmai vako unodzwa sei.chikirisitu chacho chiri papi.
@tendaigumbo2608
@tendaigumbo2608 Жыл бұрын
Thanks Tete nana Dr nechironga.
@nontandochibi6909
@nontandochibi6909 Жыл бұрын
Ko Dr nyamakawo 😢
@queentee5591
@queentee5591 Жыл бұрын
Ati nana Dr wani ataura vese vari 2
@merrymary6065
@merrymary6065 Жыл бұрын
Mai prosper
@esterymusasa3992
@esterymusasa3992 Жыл бұрын
Haaaaa Doctor Choga mune basa aaaaa zvamai Marcus ava hiiiiiiiiiiii yaaaa 😢
@diccentnkomo2885
@diccentnkomo2885 Жыл бұрын
Saka maporofita anotoparadza dzimba dzavanhu ngavazive dzekunamata
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 Жыл бұрын
Thank you Tete nadoc nechirongwa
@jenniferkimpiobi8905
@jenniferkimpiobi8905 Жыл бұрын
What about Dr Nyamakawo
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 Жыл бұрын
@@jenniferkimpiobi8905 yes vese madoc ndaida kuisa kuti nemadoc
@wendychidemo7612
@wendychidemo7612 Жыл бұрын
Kutadza kuziva number yemubereki nemusoro shows kuti hawatombofone.vanobhohwa ava
@nyashaluciagutu1156
@nyashaluciagutu1156 Жыл бұрын
Mataurire Ari kuita murume uyu mwana haaasitori vemurume mwana akatoenda kudzinza rake mwana haasi vake
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
😂😂😂😂 haaa dzimba idzi marabhishi oga oga 😆😆😆😆
@winnetmakazho
@winnetmakazho Жыл бұрын
😂😂😂😂
@IreneBhasera-qp2ri
@IreneBhasera-qp2ri Жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@nai6474
@nai6474 Жыл бұрын
That lady wekurwira cobra musati murume wake akanyarara sei? Some man are sociopaths kana kurwadziwa kwaaita nekuti afonera amai vake, kutaura achinzwisa tsitsi & why not ask murume akasiyirei mukadzi? Murume ndiye ane makuhwa akaudzwa neumwe kuti akaudzwa nemukadzi wake kuti…
@Jiriemily
@Jiriemily Жыл бұрын
Aaah for 11yrs shuwa aaah baba asi makadyiswa kani changamukaiwo imi murikuenda kumusha kwaamai ivavo murikufzei masvika aaah amai votambura vachikudza murume wenyu votamburazve naye aroora aah mukadzi itawo serious iwe
@jennifernyabunze7394
@jennifernyabunze7394 Жыл бұрын
Mukadzi uyu wekupwanya zvinhu vane mental health anopenga murume uyu ngasiye run 🏃‍♂️ urikugara ne benzi
@winnetmakazho
@winnetmakazho Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 ane Dementia
@josephlupiya6626
@josephlupiya6626 Жыл бұрын
Mai prosper imboko uyoooo
@josephmangwende5739
@josephmangwende5739 Жыл бұрын
Baba Marcus itsotsi 😒
@user-fi4ve2du7n
@user-fi4ve2du7n Жыл бұрын
Uyu murume arikupika jere akapfeka hembe dzake dzekumba.
@taongamafara6295
@taongamafara6295 Жыл бұрын
Kkkkkkk baba Marcus itsotsi, mudximai ari wrong but baba Marcus vanorumira pasi kkklkkkkk.itsotsi
@sampremi2014
@sampremi2014 Жыл бұрын
Uri kugara nebenzi remukadzi anopwanya mudziyo nxaaaaa
@michellmoyo4498
@michellmoyo4498 Жыл бұрын
😂😂😂😂 umama okubulala izinto uyisthutha yaz ayii
@dominiquemdawini9796
@dominiquemdawini9796 Жыл бұрын
Yisiwula singazi,ngelinye ilanga uzobhidliza indoda ikhanda😊
@kudakwashemakaza3306
@kudakwashemakaza3306 Жыл бұрын
Baba prosper nyararai
@shyletmakundamhuka6677
@shyletmakundamhuka6677 Жыл бұрын
Uyu mukadziuyu nemurumu uyu vanofanira kugosiyana zvawo zvachakangonaka becoz mai dzouya hakunamunhu anopwanya zvinhu
@EdithMugwagwa-mt8wn
@EdithMugwagwa-mt8wn Жыл бұрын
Avo ve11 years vanoda deliverence.
@sekaichipika3865
@sekaichipika3865 Жыл бұрын
Mkudzi uyo wekupwanya zvinhu nekurova murume uyu ngaasiye mkadzi uyu ndewechikwando hauna kwaunosvika iwee
@sampremi2014
@sampremi2014 Жыл бұрын
Iye akapusawo murume uyo hagonewo kudzosera here nxaaa
@angelarumbidzai3059
@angelarumbidzai3059 Жыл бұрын
@@sampremi2014 😆😆vanorohwa nematombo
@sampremi2014
@sampremi2014 Жыл бұрын
@@angelarumbidzai3059 Aaaaa nhai zvimwe zvinhu zvacho so,zvinodawo kuchangamuka aaaa kkkkkk
@IreneBhasera-qp2ri
@IreneBhasera-qp2ri Жыл бұрын
🙌🙌 zvakaomawo
@gau3257
@gau3257 Жыл бұрын
But padzanzi ishuwa here Kuti murikuhura zvikanzi nda nda nda hallo murikundinzwa here
@vanessamuzenda7328
@vanessamuzenda7328 3 ай бұрын
Mai na baba makasi mmmm pane basa mai na baba puro vatorerwa chimuti
@sidtjones1576
@sidtjones1576 Жыл бұрын
Tete why uchikata these man before they even finish a sentence. Every time is mirai.
@makanakandinotenda3289
@makanakandinotenda3289 Жыл бұрын
Especially doc nyamakawo aah zvakaoma
@monnietaah9583
@monnietaah9583 Жыл бұрын
CHINHU CHICHATIPEDZA TAKAVARAIRWA NDIVO VANHU IVAVA VANOZVITI MAPOSITORI 🙆🏾‍♀️🙆🏾‍♀️
@rexgoden3482
@rexgoden3482 Жыл бұрын
Zvaunoitirawo vamwene izvizvo ndozvauchaitirwawo nevana vako
@IreneBhasera-qp2ri
@IreneBhasera-qp2ri Жыл бұрын
True
@nai6474
@nai6474 Жыл бұрын
Doctor Choga don’t talk about zvemaPeriods zvamusngazive imi haapengeka kuti she is having a heavy flow. The lady anotorwawo kupwanya zvinhu hyoweee
@eleanordziike212
@eleanordziike212 Жыл бұрын
First caller hmm zvakawoma
@elizabethnyabadza9318
@elizabethnyabadza9318 Жыл бұрын
Ye duty rekusuka mutoilet, matadza kuigadzira Tete na Dr Choga
@evemudungwe168
@evemudungwe168 Жыл бұрын
Ùummm mai Makasi ndofunga kana kumba kwavo havasi kutomuda kuti adzoke pamba haagarike naye
나랑 아빠가 아이스크림 먹을 때
00:15
진영민yeongmin
Рет қаралды 14 МЛН
У ГОРДЕЯ ПОЖАР в ОФИСЕ!
01:01
Дима Гордей
Рет қаралды 5 МЛН
Секрет фокусника! #shorts
00:15
Роман Magic
Рет қаралды 63 МЛН
Prank vs Prank #shorts
00:28
Mr DegrEE
Рет қаралды 13 МЛН
Domestic Issues on the Sunday Breakout
1:34:21
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 21 М.
"Amai vekwangu vanongorara vakapfeka zuva nezuva..." - Domestic Issues.
2:15:52
Domestic Issues: Murume wagu akauya negirlfriend mumba, ikandibira hembe
2:21:20
Domestic Issues: Murume wangu anongoti akaita girlfriend anobva amitisa
2:21:46
Domestic Issues with Tete Tilder.
2:17:22
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 30 М.
Domestic Issues: Mukadzi wangu ari kuvhumuka zita remumwe murume.
2:18:08
나랑 아빠가 아이스크림 먹을 때
00:15
진영민yeongmin
Рет қаралды 14 МЛН