Equnisweni lo Ntombazana wabanjwa ngamandla kulo mshado yikho abaku khuluma ku bhozho lokhu and nanku lo mamancane uyaku gcizelela ukuba wabanjwa ngamandla lapha u mama lo mntwana sebesesaba nje uku meli qiniso besaba uku phinda babethwe ngoku njalo .
@josephinechapfimvira19304 сағат бұрын
True ... They are now scared . So sad
@AdamChimbalanga2 сағат бұрын
Zhara nesvina Dai zvaregerera mhuri iyi
@providencezhanda960420 сағат бұрын
Yeah zviriko nhai
@paulinemckenzie959419 сағат бұрын
Vanetsika dzisinabasa vahosi awo kkkk
@cleofay9346Сағат бұрын
KwaWimbo kwavakuitwa mahumbwe chaiwo nxaaa.zvaisavako kare izvi
@melsniks18 сағат бұрын
Saka matoshandisa fuel yenyu kutofambira izvozvi haiwa makushaya manje
@Rene-u5r11 сағат бұрын
Shuummbbaaaahhh👏👏👏
@NimrodSavanhu-ru6yh12 сағат бұрын
Mwana uyo atoudzirwa zvekutaura nyaya yese takainzwa Kuna Bozhongora mwana akaroodzwa nemunhu ane 40yrs ende akaita kumanikidzwa.Police get busy🙄🙄🙄🙄🙄🙄
@kudakwasherembo30673 сағат бұрын
Barika vanorida. Ayehwa vanhu tosiyana hedu ini ndorisema zvisingaite 😂😂😂😂😂.Musati zviri normal ayehwa hazvizi
@JoyousGonga4 сағат бұрын
Mukuru wacho Mambo vekucgurch yacho vaane 8 vakadzi mudiki ane16yrs ivo vane48yrs
@Rene-u5r11 сағат бұрын
Ehe Shumba ngazviongororwe nekuti this is violating children's right. Thats damn right out of order. Ngavasungiswe mhani vanhu vanoisa mutemo wenyika mumaoko mavo
@josephinechapfimvira19304 сағат бұрын
Imi vanhu musaudza vanhu venhau zvekunyepa ... Now nyaya iyi maakuichinja sei kuti mwana aitomuda murume uyo 😮.taurai chokwadi kuvatori venhau so that hapazoiti anozonzi ano creator nyaya .
@cleofay9346Сағат бұрын
Nhy henyu imi vakutya cozy vari kupihwa mathreats mwana uyo akamanikidzwa ndochokwadi vari kuchinja nyaya
Thank you Mkoma Andrew, WTF the guy deflowered the girl and wakarara naye all along. Thank you my sister, abuse isn't good.
@katarinamutakura66032 сағат бұрын
Hanzi ane nhumbu mwana uyu
@markgamanya3084Сағат бұрын
@katarinamutakura6603 l don't think she's even 19, something must be done to stop these organised marriages.
@markgamanya308441 минут бұрын
@katarinamutakura6603 l think Mkoma Andrew should also help these voiceless kids not to be oppressed by reporting some of these atrocities to police rather than just to interview them.
@phill02097 сағат бұрын
They never thought mainini will be interviewed so havana kupihwa manotes😂chokwadi chese bvuu
@cleofay9346Сағат бұрын
Ndaseka 😂😂😂haa zvese bvuuu namainini vemunhu
@tryphinenyamupinga11866 сағат бұрын
Zvakaoma zvemasowe izvi
@BlantinaMuwandi-l8l25 минут бұрын
Kkkkkkk huye nix
@EmmilyMagozore6 сағат бұрын
Nguvo tsvuku igrup revaroyi nxaaaa iko kugora ikoko varoyimhombwe dzega
Taura zvako ini wangu murume aigara achindirova makore akawanda ndakazotanga kumudzosera yooo nyaya pakatanga kuita matare kt mukadzi ari kundirova ap ndaiva muchitendero ichi
@IdahRugara16 сағат бұрын
Ma church aya veduwe ummmm
@ElishaMurikitiko199017 сағат бұрын
Mwana wanguvhaaroodzwe nechurch kana mtemo wechurch never ever. That's bullshit
@fildachibi526512 сағат бұрын
Makushaya nyaya mnje
@ZwelaboBrand19 сағат бұрын
VaneShamba kikikiki ndimindimi zvakaoma chokwadii ha disagree God have mercy chokwadii kuzima madoda
@katarinamutakura66032 сағат бұрын
Mainini vataura chokwadi
@arnoldsigauke668710 сағат бұрын
Mai nemwana varikunyepa ava chechi iyi inoroodza pasina kuwirirana ngavataure chokwadi
@Franktee80.7 сағат бұрын
Drewmas inenge yapera iyi...the news ndezvekungotiwo zvisinei will remain a loyal subsriber Channel iyi yaipisa ma days e njuzi, madays ana Rovai, madays emoto wa gogo etc