Dzidzisai vana vasiye chihure nekuputsa misha yevana vevamwe vanhu vanodhuva kurerutsa chihure kana chichiitirwa mutorwa ukaitirwa uriwe especially munhu wekuziva haaa unoita hasha shuwa.....asiwo kupisa imba iri kuvata vanhu huummmm ko dai vakafiramo veduwe murume wacho ingoda here
Baba munoyera hosanna tungamira nhai baba munoyera hosanna komborera ❤❤❤
@ellenmangwiro57956 сағат бұрын
Kuhurirwa kunorwadza and I feel the pain but revege wakainyanya kuzopisa imba inevanhu 6 ko dai vakatsviramo vese nhai dzidzai kuita man to man nyaya dzemujolo idzi😊
@MafirakurevaMafirakureva4 сағат бұрын
That muroora has got interesting eyes. Anoda kuitirwa plan aite recover $400 iyoyo
@TheresaCHIGUMA8 сағат бұрын
Vanhu ngatidze kurengerera
@TeclaGwidaz22 сағат бұрын
Can't wait to take us to another level still waiting for tensen
@Jeffjebho21 сағат бұрын
Very sorry zvenyu ,varume wevanhu vanouraisa udzai tete wasazvipamhe fut