Mambo ava nemakurukota avo,vanodzeya nyaya zvakanaka. Zvisina noise.welldone Mambo chiweshe
@bertinagoko3246 Жыл бұрын
Thank you chief and makurukota enyu munotonga nyaya sezvairi zvine peace without biased raramai nekusingaperi i wish maamwe machief should learn from this chief ndomashoko angu
@cleofay9346 Жыл бұрын
thank you Drewmas media team, aiwa yatongwa zvakanakisa👏👏👏well done mambo
@wonderfullchabikwa2909 Жыл бұрын
Mabaya dede nemukanwa.mambo munotigonera chose
@rambochauke710 Жыл бұрын
Mmmmmmm shumba nyaya yatongwa zvadadisa Best IGweeeeeeee and Izinduna
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Vamwe vanotonga nyaya Vose vachiita samambo ava ne machinda avo nyika yainaka Thank you Mr Neshamba shumba
@zimmeidai6754 Жыл бұрын
Mai , Tete and bamunini makauraya mwana nekuti mune godo
@carolinechingosho5457 Жыл бұрын
In ❤ with the song ...thanx drewmas media we love u
@rambochauke710 Жыл бұрын
One and only I ever hear on all media I enjoy it Inzwa IGWEEEEEEEE MHONDORO
@natlizcommoditybrokers5988 Жыл бұрын
Yah I can relate vakwasha vakadai kana kwandakaroorwa variko.Vakwasha vasina respect
Nyaya yehuroi hainga togwe nedhare asi kuti kutsvaga Sangoma anobata kuti muroi ndeupi. Judgement was not fair.
@rexzvinoguma6439 Жыл бұрын
A well desplined court
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Amai Ava vanoroya vanoti baba ndatya hangu veduwe zvakaoma hazvo veduwe Mai ava nemurume wavo ndo vakamakwa zvesure ndatya kudyirwa vana kupera
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Mai vakabereka mhuri iyi Mozambique vanoroya
@madamboss7216 Жыл бұрын
Nhy kasong kekuti good bye my friend kakaimbwa nani
@tendaimichaelsakarombe6100 Жыл бұрын
Kuside uko kune wanhu 4 kubench kwakarema kuri kurema kwete zvefani wari kufurirana zvisizvo ko mai wacho waripi ukaona mumusha une hama dzakadai wakuwara tete wacho sooka ko iye mukwasha iri dareka ndinoripa menduru koz rinonyatsofamba nenyaya dai mamwemadzimambo atombouyawo kumalessons Mambo netimhu yenyu Mukomborerwe
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Shuwa ngavaripe mombe kumuroora.
@lawrencemotsi4882 Жыл бұрын
Mambo Chiweshe My chief. Mutenhesanwa!!! Mhofu👏👏
@user-sf9ci2jv5y Жыл бұрын
Avo vanhu vatatu ava imbwa dzevanhu mai vavo ndivo vanoroya vakuvavharidzira kunyanya tete haa vane moto
@nabothkusemamuriwo699 Жыл бұрын
I have got to ask ko muzuk
@samkelisonkube21109 ай бұрын
Shaya maiguru
@user-lf3ik6vz6y Жыл бұрын
Amai ava vanonzwisa tsitsi Drewmas teverai nyaya iyi mai avo after dare vaneumwe mwana wawomukomana futi akafa bamunini vavoavo vanewavowo munomana akafawo uuuuuu zvakaoma
@edithsamanthamasimba3006 Жыл бұрын
😢😢😢😢
@hokoyochikwenya7678 Жыл бұрын
Another level ❤❤❤❤❤
@rudavirokaseke-st7br10 ай бұрын
Vanonyepa amai ava
@odrichmavanda3580 Жыл бұрын
Mambo uyo ndafadzwa nematongero ake. Asi mkoma Andrew ndokumbirawo munzwe chichemo changu. Mwana wangu ndoona naye Drewmas. Asi kumacheto anotya Shumba kana yodzvova
Kana ukanzwa ndoti IGWEEEEEEEE UZIVE KUTI MMMMMMMMM YATONGWA
@spiwebadza6253 Жыл бұрын
Rambo hesi
@innocentmusaengana-nv6jg Жыл бұрын
Ndikano gara kumusha ndinodao kuitiwa mupurisa wa chief 😂😂😂
@priscamusvovi2841 Жыл бұрын
dai patonzi mombe shanu chaidzo😅😅😅
@irvinemurombedzi9628 Жыл бұрын
Bible rinoti if you know/tell the truth, the truth shall set you free. Muroora anyataura chokwadi chisina kana kukatutsira. Vamwene ngavauye mudare ramambo vadaire divi ravo. Dare iri ragonesesa kutonga nhau iyi.
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
😢😢😢zvakoma hazvo .. Vanhu vakuroya mazuvano
@ZisengweChimutsa Жыл бұрын
Vanhu vakagara vachiroya asi kuti kumashure kwatakabva kwaive kusina social media.
@agnesjokonya1405 Жыл бұрын
@@ZisengweChimutsa Haaa handifungi kudaro..kalevel kamazuvano kachinja kare vairoya dzaiva chembere kweye pwere dxakuromba idzi dzichida kupfuma kkkkk kana mumamisha zvanyanya wena
@user-sq5xj5cr9h Жыл бұрын
Bamunini namai vavo vanoziva na ndovakauraya mwana
@muvirimig Жыл бұрын
vagona mambo
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Vanhu vatatu ava vanotooneka vanomuka varume vaviri avo ne mukadzi uyu
@gracegrace4164 Жыл бұрын
dare rine order...no noise...no funnies and vano grilla munhu kusvika akubvuma mhosva ega kkkkkk
They say the devil does not fight his own. Ng'anga yakatadziswa basa nevanhu vamwechete vakabatwa huroyi ne muprofita vakuramba kuchenurwa. Zviri pachena kuti amwene varoyi.
@user-kc7mt4sy2h Жыл бұрын
😭😭😭😭😭😭 Vana vamwene musadro
@user-sh1yc1ko9o Жыл бұрын
Hanty ATI tainzwa tiripanze saka zvese izvo akazviona sei aaaa muroora naamwene vairoya vese
@lizzykarume9053 Жыл бұрын
Ndoda song yekutanga yedrewmas tataijaira idzi dzejiti