Munogona Drewmas Media asi panhau dzerufu apa dai muchimbomira pliz mupe hama nguva yekchema Mozopindira zvenyu kana nhamo yapera Tinenge tiripo takakumirirai
@JamesMandizvidza-yw8cm3 ай бұрын
Nhasi wakashatirwa mkoma wangu ❤❤❤
@smartchidyamuti24372 ай бұрын
Hanzi hameno vanhu vipupa kweseri uko
@mesiMutepfa2 ай бұрын
Ma zep for me😂😂😂😂.fly high kidznet😢😢
@SakwebelindaBelza3 ай бұрын
Kkkkkkkkk kokudya mazepe😅
@ennifernyarugwe182 ай бұрын
Nhai
@LivisonChimoni3 ай бұрын
Macheso song manzwiranzwira
@JessicaMukora3 ай бұрын
Drewmas TV munoburitsa nyaya sezvairi
@ruvachazika12232 ай бұрын
Mutori we nhau anyadziswa haungangosviki uchiti taurai zvakaoma
@margarettsiga96142 ай бұрын
Ko sei muchi breacher privacy dzevanhu.pakutii dzimai madii kumbodzima motedzera zvavataura mai avo..maitangaka manzwa kt varikutii musati mavarecorder zvino vakazozviona vakubuda pa tv zvozodii paya
@ShirleyShirley-s2b2 ай бұрын
Mai vakazama kuuraya vana naivo. Ivo vave kurarama . Vana vafa. Zvino zvobatsirei
@RebeccaWashaya3 ай бұрын
Mazepe is minding his business
@TatendaSaruchera2 ай бұрын
Kkkkk hasi kumira kudya
@smartchidyamuti24372 ай бұрын
Kkkkk hanzi kupupa kusere uko
@tinamakasa74933 ай бұрын
Zvakaoma zviri kuitika munyika hazvichanzwisisika
@Thandiwe-km7ip3 ай бұрын
Zvakaoma
@monicaasefa38102 ай бұрын
Taona microphone ye ZBC mave ikoko zvakare here?
@fortunatemuchekadzese19393 ай бұрын
Saka ipoison
@manyaramarweyi99893 ай бұрын
Drewmas Media muriseiko
@GladysChafanza2 ай бұрын
Umm vano vepamba apa varikuziva munhu akaisa mushonga muchikafu
@Ruthmbewe-sp9xz3 ай бұрын
Huh mashiripiti rudzii arikuitika munyika yedu suwa
@nubianqueen43753 ай бұрын
Hutsi hunouraya kudarika moto
@neliarubacha2 ай бұрын
vanogona vakaisirwa poison
@NatashaSimango-p4i3 ай бұрын
Ndakaisa chingwa mu oven bva ndarara ndakazomuka zvenharo wanga uri husiku pandakamuka ndakavhura door husiku Nema window musoro wangu wanga wakutotenderera
@LindaChitiyo-j5v3 ай бұрын
Ini ndakaisa beef kwakurara ndakapotsa ndafa ndakazomuswa nevamwe payard
@NatashaSimango-p4i3 ай бұрын
@@LindaChitiyo-j5v chokwadi unofa
@ChipoSigauke-g3b3 ай бұрын
Mhoroi vaneshamba
@alcatelthree3 ай бұрын
Sad 😢
@TindoMadzama2 ай бұрын
Chokwadi chichabuda zvacho asi zvakaoma nyika yoendepiko tenzi
@reginamapangah47082 ай бұрын
Ko vamazepe 😂😂😂😂😂😂
@NomsaMaseko-kq8ht3 ай бұрын
😢😢1
@robyphiri2 ай бұрын
Its a fact hutsi hunouraya guyz
@dianambuwayesango90172 ай бұрын
Handifungi kuti mai vakapisa poison ava Pane murume akataura kuti vazviisira poison Akanga aionepi Vanhu vepamba apa vane chekuita ndivo vakakiira vanhu mumba kuti vafiremo Ko Zvino vanoda kuvanzeyi Mapurisa itayi basa renyu
@LydiaSichore-z3k3 ай бұрын
Ko mazepi nhai
@trustmuvax88102 ай бұрын
Vanhu havafe ne moto vanofa nehutsi
@pamelamurambiza3 ай бұрын
Hi
@TamaryManyika3 ай бұрын
Hi everyone
@rudothenga52443 ай бұрын
Hie
@TakawiraChikaponya3 ай бұрын
Hutsi hwe rice hungauraya vanhu here its poison yauraya vanhu ava
@NatashaSimango-p4i3 ай бұрын
Zvinoitika hama yangu ini chaiye ndakada kufa nechingwa chiri mu oven