Mzukuru roora you is one in a million kind of woman May God bless her just by blessing her with twins
@flamelilie57232 жыл бұрын
Makadii mhuri ye Drewmass. Ko totarisira rini top ten ya 2021 ye Vanobatsira
@eltonmalunga66792 жыл бұрын
Amen
@flossykandy81132 жыл бұрын
Anonzi muroorazukuru
@njabulogaba3 жыл бұрын
Drewmas media munogona. Muroora uyu is 1 in a million. Ngavaite all night vachinamata pamba apo
@leelian47923 жыл бұрын
Can't you see kut sekuru godobori vakaita setup yenyoka always vanobata nyoka vanhu ivava why they did the same kwedu and vaingobata nyoka village rose and munhu anongobvuma zvese I'm sure vanozungaidzisa nemushonga so that haurambe ok so mhuri iyi hurombwa huripo yes but they're confused they need help yamwari chaiyo not nhema pray most not kunyanya kupa hope kuna godobori or maporofita becareful now it's like an end maporofita enhema nenanga dzenhema dzaveko
@regisregis27183 жыл бұрын
Mukoma Andrew kubva party 1 up to this Episode hapana yandirikuhamba nekuti ndokwaku kumusha ikko kwamusami asi inzwaika kutaura kwasekuru mukoma neshamba sekuru vari kuruma rurimi varikupotera ngavati nemo nemo kwete kutenderera ivo vachiziva shokwadi ndichiri kutondera pa party 2 mwana wavo komana sekuru na mbuya pane kubvunza kwaakaita asi sekuru gona muroyi nemuporofita vakamutora sekunge iye akuona sekuti Sekuru gona muroyi vatadza basa asi mwana uye aitotaura Exactly zvakataurwa kumoporofita kuti pane zviripo until mauya nazvo pano ndokumira kwemoro mukoma neshamba I hope you still remember that mwana wa sekuru paye achitaura? Am proud of you Drewmas Media Watching you form South Africa
@a.j.c18623 жыл бұрын
This case can be handled very well. The whole family needs to be born again and rely on Jesus Christ alone. Izvi zvekusanganisa n'anga naJesu hazvishandi, kugocha chibage netorch. If they're are willing, they can try my God, with Him, all things are possible
@tanakasiwawa61502 жыл бұрын
Itozamai kubatsira AJC team yapinda busy iyi
@thefire34653 жыл бұрын
Beautiful Muroora
@traceynyungwa77883 жыл бұрын
Darkness cannot drive out darkness, only light can drive out darkness
@chiefadmire94853 жыл бұрын
Cldnt agree more
@thefire34653 жыл бұрын
I was going to say the same
@memorygoche25743 жыл бұрын
Amen
@nyashagrace113 жыл бұрын
Amen
@godalmightyismyeverything70312 жыл бұрын
Exactly nhaiii
@proactiveafrica3233 жыл бұрын
Nema miriro akaita zvinhu pamusha uyu kumunhu anofunga chaizvo and ane tsitsi would not demand mbudzi kuti tiri kuda kuto kuivhuya tidye nesadza nxaaaaaaaaa that sekuru Nga''nga is heartless.
@chengetai52723 жыл бұрын
I agree that sangoma ane hutsinye and he is Soo heart less why demand food instead of doing what you are supposed to do nxaaaa
@shepherdchitova84003 жыл бұрын
That muroora she is beautiful though
@Paradzaimurwisi.3 жыл бұрын
Kkk wakutoda beans yemuroora futi kkk
@videlhasan69903 жыл бұрын
@@Paradzaimurwisi. kkkk haayas
@natashamatimba2923 жыл бұрын
Asi wakutomuda kani mukadzi wemunhu uyu
@aidynkwakwa67683 жыл бұрын
Very beautiful and seems well behaved and .....
@shiyeliainkorea3 жыл бұрын
@@aidynkwakwa6768 right!
@MrBAfrica3 жыл бұрын
Vanhu vemapipi vanogadzira zvinhu zviya. Hsisi nyoka mushonga Andrew gavi rinochinjwa kuita nyoka wena
@nicklordmarimo65333 жыл бұрын
Chokwadi ndakanzwa sekuru Bhanda vachiti vanopa munhu gavi rinochinja kuita nyoka vataura ivo vega mabasa avo very sad to fool people who is already in problems
Chokwadi muroora zukuru uyo anoda murume wake ende ane wisdom. Apa pari kuda kutsanya nekunamata hapana chinokunda kunamata,bible raisatsva ngarishande,takaitirwa nyasha pamuchinjikwa dzinokunda any hurombwa. Ngavanamate panoperera pfungwa dzedu ndipo panotangira dzaMwari
@honestytapfumaneyi88833 жыл бұрын
Ummmmmm this is serious let's pray for this family our God is a great God ndanzwa hangu tsitsi hongu vakuru vedu vakabata Bata asika vabereki vedu hatingavarasi I'm watching from Capetown and Im willing to help
@yolandasympathy5843 жыл бұрын
Sekuru vakarasirirwa Ngozi..chandingataure Andrew hapana musha usina bete..inzwai muzwe..ukarasa tsono muvhu ukatanga kutsvaga tsono, unogona kusangana nechimwe chakaraswa kare asi chaonekwa chinenge chsina basa, chine basa itsono inenge ichidiwa..ndikuedza kuti zvine basa kudzima moto..zvimwe zvikutaurwa nemaporofita hazvina basa..ngozi or chikwambo ndozvikukonzera..tubhotoro neinei hazvina basa
@lindahmatunga23433 жыл бұрын
Kunamata ivo pachavo Mwari vanozviratidza,bible rakaita mashiripiti ekusatsva its a calling from God.
@masungamasunga47112 жыл бұрын
Mwari muri mwari wemasimba mwari anonzwa zvichemo zvevanochema mwari wemazvirokwaro inzwayiwo kuchema mambo munamato wangu mwari ndinokumbirisa zvikuru sey kunemi baba vemasimba munamato ngausvike kunemi nyadenga ndinonamata nemoyo wekukumbira kuregererwa zvitadzo zvedu imisamatenga inzwayiwo kuchema mambo sunungurayiwo mhuri iyo mwari ndakumbira nyadenga nemuzita rake mambo Jesu Amen 🙏
@momimoo1763 жыл бұрын
There's a tsikamtanda who was confessing going to Binga to take powers to give hurombwa and to remove hurombwa.So this is a game for benefits.It is possible all these problems are created in the name of help from madzibabas and then nganga.Surrender yourselves to God, for He cares.
They struggle to establish that homestead they deserve to live in peace really. It's a shame what's happening
@lucyholokani22113 жыл бұрын
Thank you Drewmas. Media ndofunga kuti mhuri lyi ngaite chivahnu vo kumbirira kumadzitateguru nevanoplhwa gwara reku famba naro sekuru vakasha vakabatwa nyoka but matare anga atovhara so pachivanhu mwedzi we wanga wagara kare nekuti mwedzi we hi vanhu wakasiya na nepa calendar so chero pakaipa vechivanhu vanobatsira hapana cninofamba uye kana chirichiva chacho vaka kumbirira here kuvaridzi venzvimbo kutanga nekumbirira dupo revakanobatsira vanogona vachiona basa sekuru asi kana vasina kutanga vaita zvandareva izvi hazvishande
Vana tsika mutanda vanoshuta ma drama pane mumwe arikujeri izvezvi akabuda kwatete behind bars iyooo achiti tayiyita mashiripiti togona kugadzirira chikwambo tonyeba kuti tachibata pano chero nyoka tenenge tichingoda kubhadharwa chete asi munhu anenge asina chaanacho ayitawura kuti zvikwambo tayigadzira i don't trust n'anga pamwe sekuru avo vakatochena zvavo vachingonyeperwa havo
@videlhasan69903 жыл бұрын
Taura hako
@victoriazimbao67563 жыл бұрын
Zvandichemedza izvi chokwadi Chii chaicho chanyanyo tadzwa na sekuru ava thank you mkoma Andrew
@mercurybryn80683 жыл бұрын
Drewmas media pleasee tsvagai sekuru Kafera vekubatsira musikana uye wenyoka kuchinhoyi i think ndozvawo izvozvo
@sausage98063 жыл бұрын
Why is Zimbabwe on fire. Chii chirikumboitika
@evelynmwale57233 жыл бұрын
Sei kuchibatwa nyika chete aaaaaa imwi vhurikai meso
@proactiveafrica3233 жыл бұрын
Zvirwadza izvi i feel for Muzukuru kadzi and murume wake dai zvaibvira abva zvake pamusha ipapo nemukadzi wake vonotanga hupenyu somewhere but sad they dont have pekutangira asi their love for each other will grow stronger thru this struggle. i feel for gogo eish, as for sekuru vemusha vakaparira muri kutambura. Thank Drewmas for keeping us updated.
@tetechihera73493 жыл бұрын
Andrew Neshamba demuchiisa MA details ekut vabatsirikewo number dzavo ava pavanokwanisa kutumirwa mari mukuru or ecoocsh
In most cases nyoka dzavanobata mapipi anoitwa naanatsikamutanda vachida kurova vanhu pfuma
@magadalinemoyo89163 жыл бұрын
Muroora , is very strong
@simbarashepardonkarumazond44593 жыл бұрын
Shinga muroora ndiyo Misha yacho god will guide you through this matter.keep on praying
@MrBAfrica3 жыл бұрын
Andrew sekuru avo ngsvangotora mishonga yavo vanopa muporofita wamaireva kuti akati sekuru ngavanze mishonga yavo asvorwa nagona muroyi. Gonamuroi haisi n'anga Andrew n'anga haiite semuporofita 1. Number 2 n'anga dziyo dzaimbwa paya hadzisi dzemudzimu. Read my other comment i gave you last week. Maporofita nagonamuroya centre of power yavo imwe chete plus their operations are the same
@angelashazi73253 жыл бұрын
Well said
@freedommagwaza30053 жыл бұрын
You noted what I noted hapana nziyo dzen'anga or dzemudzimu dzakadaro again N'anga or svikiro vanespecific songs dzekuti dzikaimbwa svikiro racho rosvika,sorry but from all I observed kumatepa tepa after sekuru vabata Nyanga vakati vamwe vaindiita kanhanha,kamwana kadiki which for me I take it as a way of bragging,two kwamusami vakati hapana achagona moto Kunze kwavo, that's also bragging Hakuna N'anga inodaro then masongs avo ichava nhoroondo all that it's for show off not original chivanhu. Besides I said it before Mwari nezvechivanhu hazvisangane how come they combined the two God can never ever tolerate that even if they were to succeed nechivanhu APO vakapisira, then as per my view it seems it's nothing to do with mushonga but mwanasikana wavo Uyo akashaya is sending a message to them koz zvinhu zvake hazvisi kutsva.she might be angry the way she died.
@angelashazi73253 жыл бұрын
@@freedommagwaza3005 wataura zvinobatika ini sekuru avo handina kuvachenesa zvachose kana mabatirwo akaitwa nyoka zvaiva pachena kuti ndivo vakaisa vakadini kuidana kwavaiva zvakaratidza simba , pakuzopa tsananguro saProphet manje haaaa
@nyachideona85842 жыл бұрын
Hamurevi nhema , mareva idi chairo
@siremmanuel40242 жыл бұрын
Gogo ndivo vainetsa mudhara and life so varoi soo havana tsitsi
Baba Ava Havana mhosva vakatoitirwa utsinye nababa vavo vakapretender kuvabatsira vachiti vakutsigira musha yet vaitovaisira mushonga pamba again I am surprised Kuti sabhuku ndiye akatumwa kuzoisa mushonga wacho pasi.but now zvakunzi vanoda kusummonwa previous incident.all the problems akakonzereswa nababa vababa ava.ndokuzowedzerwa nabeta zvakareva Madzibaba vegarment regreen Kuti vakasangana nevanemoyo yakavangarara it's so painful ndavanzwira tsitsi baba Ava , those who can please help his life was full of challenges but vaiedzawo mufunge
@@shiyeliainkorea she loves the family very much dai ari umwe akaenda she's down to earth indeed🤞🤞🤞
@elizabethsibiya55553 жыл бұрын
Ngavadzose hoko ndiyo yakanzeresa apa
@freedommagwaza30053 жыл бұрын
Hakuna N'anga inoshandira mahara,kana idzo dzacho dziri registered ukasvika pamisha yavo pakazara huku mbudzi.mombe zvese,sekuru gonavaroyi akangokuratidzai bedzi Kuti anozvigona asi anoda muripo wake Kuti zvipere,kunyange kumatepa tepa akaita sample Moto ukatangidza zvekare ASI paakapuwa muripo wake Moto wakapera,taurai naye gonavaroyi anoziva zvikutoitika akataura Wani Kuti kana vakapikisa anodzorera dambudziko Zvekare,ngavamupe mbudzi yake zvipere
@shiyeliainkorea3 жыл бұрын
Exactly, ngavangomupe mbudzi yacho, what is mbudzi after all this fires!
@alicematare45232 жыл бұрын
Ko mbudzi makarambirei nayo ummmm Saka ma1 chaiwo ummmm statement dzevanhu ava dzinochinja chinja
@ndizvo063 жыл бұрын
Today's episode (31.10.21) of Domestic issues with Tilder Live a man explains how his wife is a fake prophet who buys snakes from snake catchers vanotoita basa rekuteya nyoka musango vobvisa mazino. The helper who goes ahead of muporofita achikusha mvura ndiye anosviko siya nyoka mumba. Then anobata ndeumwe anenge atobvisa hembe pavanhu to prove kuti haana chaainacho. But its all a set up zvekubatwa kwenyoka idzi. They have a whole supply of them.
@masungamasunga47112 жыл бұрын
Nyadenga nemuzita Rajeso regeray mweya yenyu tinotadza asi mwari wamazviro kwazvo tiregererey tiri vana venyu sunungurayiwo mhuri iyi nyadenga nemuzita Rake mambo Jesu Amen 🙏
@muchairimoses85273 жыл бұрын
Another level true,,, dig the hole deeper Mr Neshamba big up for job wel done
@klj47773 жыл бұрын
i feel you gogo nakhulu dai mwari akunzwirai nyasha akupaiwo rugare...pasi raipa chosezvaakuda ivo musiki
@cleopatrandlovu53763 жыл бұрын
Nyaya ya sekuru inonzwisa tsitsi vanhu vakatambura for a very long tym ava.... Mwari pindirai
@tabethmandeve70283 жыл бұрын
Muroora akashinga uyo kupinda murikutsva macho immo shem feel sorry for her
Ha sekuru havana mhosva ava sure baba vavo vange vakaromba zvisina kunaka.asi Dai Mwari avabatsira havo but nyaya zhinji dzirikutokonzerwa neizvozvo coz zvirikutaridza kuti havasati vambogara zvine peace kana sure ha Mwari ngaavabatsire sure
@memoryzenda73383 жыл бұрын
If sekuru and mbuya were the owners of the snake there is no way they would agree kuti hoko iyiswe because nyoka yavo yaizo batwaka. So I think kuti iye muporofita wehoko uyu knows excatly what he did to this family. Zvese zvenyoka ne nyanga dzakabatwa idzi minana mapipi evanhu ava. Patoriwo nezvaka hwanzika zviripo, potse ngozi chaiyo inoda kuripwa or the way they used kuita chivanhu chavo. Havaroyi vanhu ava pane chivanhu chaka hwanzika apa. kutopenga kwasekuru chitoriwo chivanhu. Look dipper Drewmas
@perseverencemoyo24642 жыл бұрын
Maybe sekuru,s grand mother left these things to him with his knowledge
Looking at this scenario you can have plain proof that they are many Gods in this world and life on its own is a war, even the prophets failed if that certain God's subject is submitted to that fire will definitely STOP back in the days the ancestors would have known that to solve this problem a human sacrifice is needed but now things are done differently because others came with instructions from their God and made people believe them, if you pay much attention to your prayers you will understand that you are talking to yourself, that's why prayers are associated with faith not miracles, watching from Capetown
@shupikaiziwange30793 жыл бұрын
Zvinonzwisa tsitsi Kutadza mukusaziva dai Mwari avanunurawo
@alcatelthree3 жыл бұрын
Veduwee zvakunzwisa tsitsi God help this family 👪 🙏 😢
@berthakanyemba95523 жыл бұрын
😰👁👁👁👁👁👁👁👁👁👁
@NyaraiDhenge-qc9hr Жыл бұрын
Kovana sekuru tasvu vaitadza here nyayaiyi? Anasekuru kanengo makambowapirawo here nyayaiyi
Nyaya iri Apa kunyange sekuru Gona muroyi vachiti vabata Basa Asi nyaya inoitika ndeye Kuti kune chinonzi mapipi Nyaya Inonzwi mapipi ndinokwanisa kubudisa Chinhu chisipo Kuti chiripo Asi chisipo mushonga unenge uchishanda ska Asi vanhu vakavharwa maziso chete
@agneschareka26363 жыл бұрын
Yah zvakaom hazvo ko prophet java varikup vabatsirewo mhuri iyi kan vose zvavo vanozvit maprophets ngavabatsire mhuri iyi zvakurwadza