RUSHINGA -CHIMHANDA........VOFUKUNURISWA GUVA REMWANA "WAVO" ZVICHINZI HAASI WAVO

  Рет қаралды 20,519

Drewmas Media

Drewmas Media

10 ай бұрын

TINOTODA MAPFUPA EMWANA WEDU

Пікірлер: 155
@freemankashiri
@freemankashiri 10 ай бұрын
Hakuna mai nababa vanotadza kuziva mwana wavo varikuda kufukunura ava varume kutòita business nemwana wevanhu avo
@lenainock3982
@lenainock3982 9 ай бұрын
100% true ...ndivo vaimupengesa
@user-qd8be7di6k
@user-qd8be7di6k 6 ай бұрын
Vanofanira kunge varivo vaikushandisa pane zvavari kuda kuita pamutumbi vasavapinze mumusha mavo vazhinji vanhu ava pamwe pane zvaakunetsa
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 10 ай бұрын
Zvinogona kuti vari kuti makaviga mwana asiri wenyu vane chekuita nekurwara kwaiita mwana nekuti vabereki vari kuti akatanga kurwarira kuharare ikoko ari kubasa
@agneszulu3059
@agneszulu3059 10 ай бұрын
True ndokuona kwangu varikumushandisa ndovaka kuroya njere vanhu ivavo saka zvinhu zvavo hazvichavaitiri zvakanaka vakuripei varoi vevanhu
@queen7008
@queen7008 10 ай бұрын
Ndaonawo kudaro
@swithangkay5240
@swithangkay5240 10 ай бұрын
Why kuuya afa paakawanikwa are they telling me nguva yaagara yese iyi havana kuzvinzwa
@futureticharwa965
@futureticharwa965 10 ай бұрын
Ndaonawo sekudaro ini
@violetmatenga7721
@violetmatenga7721 10 ай бұрын
Chokwadi vaimbovepi kumirira afa I think vakaenda kun'anga yavo ikavaudza kut zvadhakwa
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 10 ай бұрын
Maybe ndivo vakamupegesa pamwe panezvavanoda kuzadzisa
@judithnyewura3184
@judithnyewura3184 10 ай бұрын
Ndaonawo sekudaro I think vaimushandisa maybe business ravo harichafambe
@jacksjoe6715
@jacksjoe6715 10 ай бұрын
Anenge akunetsa munhu uyu they know zvakaiya
@poncianamkanuki4779
@poncianamkanuki4779 10 ай бұрын
Vanhu avo vanoda kufukunura kana vakazowana Asiri wavo vanofanira kuripa pakakura
@nancyk4303
@nancyk4303 10 ай бұрын
Team riri kuda Martin varoyi ndivo vakamuroya pfungwa ✌️
@urayayi
@urayayi 10 ай бұрын
Was thinking exact same thing
@liniagumbo9339
@liniagumbo9339 10 ай бұрын
Vekwa Ngandu ngavaburitsewo ma pic emwana wavo,hanty vekwa Mahachi vanawo
@violetmatenga7721
@violetmatenga7721 10 ай бұрын
Shuwa
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 10 ай бұрын
Good girl gogo....hapafukunurwi munhu pano kusvika zvaitwa negwara.vanga varipi nguva yose iyi.
@isabelmurambiwa6304
@isabelmurambiwa6304 10 ай бұрын
Inini hangu ndakateerera tsananguro yemhuri yangaichitaura mwana ndewavo. Like zvatauravamwe hakuna vabereki vasingazive mwana wavo. It’s a very sad case. Iyi yimwe mhuri maybe wavo mwana ariko somewhere.
@iressemerson7468
@iressemerson7468 10 ай бұрын
Those claiming kuti mufi ndewavo,ndivo vakapengesa mwana uyo
@sibundlovu990
@sibundlovu990 10 ай бұрын
Pamwe ndovakamurwarisa vakuda kuti afukunurwe pane zvavarikuda kutsipika.Kushungurudza vanhu vakuru vachiri kuchema.
@queen7008
@queen7008 10 ай бұрын
Chokwadi
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 10 ай бұрын
​@@queen70082222²222h222eew3a3aÀAAASs
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 10 ай бұрын
Those claiming should foot bills these elderly parents have gone through a lot traumatic seasons neMwana & be careful to be sued for baseless accusations at this early stage very provoking upsetting , very upsetting.
@petrosmutsakani
@petrosmutsakani 10 ай бұрын
Vanhu avo vaitoshandisa mufi uyu mabasa erima Apa vàakudakumutora kuti vagadzirise mabasa avo
@user-qt2rz9ys1i
@user-qt2rz9ys1i 10 ай бұрын
Veduwe sekuru hanzi amuzondipandukiri here 😢 ndarwadziwa veduwe
@HanaPhiri
@HanaPhiri 10 ай бұрын
Nenindarwadziwa mufunge ndatosiririswa me tsitsi
@talentmabika9047
@talentmabika9047 10 ай бұрын
Vanhu ava vaishandisa mishonga vachiwana Mari naye vavekuda mishonga yavo 😂😂 imwe nguva vanhu ngatityeyi ropa revanhu risina rudzi baba namai vangu havanga kanganwi mwana wavo ngavataure zvakanaka mbavha idzi pamwe votoshupiwa Naye
@nancyk4303
@nancyk4303 10 ай бұрын
Very true @Talentmabika
@christinemusariri8056
@christinemusariri8056 10 ай бұрын
I think vanhu avo ndoo vaishandirwa nemwana uyo vaka tora brain dzake vakakuchekeresa. Maybe vari kuda kushandisa ma bonzo ake kuiita zverima. Dai family yawana rubatsiro rwekuiita DNA.
@queen7008
@queen7008 10 ай бұрын
True
@violetmatenga7721
@violetmatenga7721 10 ай бұрын
Wataura chokwadi apa
@BlacksonChiketero-tz7oo
@BlacksonChiketero-tz7oo 10 ай бұрын
Ndrikutsvagawo babe wekumbodya naye Mari wknd
@tildasitholemusekiwa4453
@tildasitholemusekiwa4453 10 ай бұрын
Pamwe ndovaaishandira vakamupengesa ende Ngozi yavatambudza saka vanoda kumutsipika, nyika yaipa shem
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 10 ай бұрын
Vanhu ivavo ndivo vakamupengesa
@nicolemercy
@nicolemercy 10 ай бұрын
Haunyepe ipapo ndiwo vanhu vaaishandira harare vakamupengesa
@Olcool
@Olcool 9 ай бұрын
Mother's love is always the most true love ever. Mwana wa 1975 achitongochengetwa na mai arwara. 😢
@nyashachihnomba7433
@nyashachihnomba7433 10 ай бұрын
Wow Thankyou so much this is my home town
@patiencemuseri7610
@patiencemuseri7610 10 ай бұрын
Haa drewmas media mukudzifambira kumusha kwangu uko
@lenainock3982
@lenainock3982 9 ай бұрын
Chokwadi...ndivo vaimushandisa ....vachimupengesa ndosaka wakutsvaga myb akupfuka
@ennybphiri2896
@ennybphiri2896 10 ай бұрын
Another level ❤
@shyletmakundamhuka6677
@shyletmakundamhuka6677 10 ай бұрын
Ndovaiwe nemunhu vakamuvharira nguwayese iyi ndomawonero angu
@queen7008
@queen7008 10 ай бұрын
Mafungiro anguwo😢
@user-dx6eo7oj7c
@user-dx6eo7oj7c 10 ай бұрын
Haaa,zvakanaka Solomon ano concluder but maonero angu avo vanhu avo vekwaNgandu vakaromba ndivo vakakonzeresa now vane zvavarikuda kuita mayb mweya urikumuka
@paulinematambo
@paulinematambo 10 ай бұрын
Eish ndanonoka nhasi
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 10 ай бұрын
Hapana Mai vangatadza kuziva mwana vawo evn dzikaita 20 yrs ndevekwaMahachi mufi
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb 10 ай бұрын
That's True apa vanhu bakushugurudza sekuru nagogo Vanhu basadaro
@user-qt2rz9ys1i
@user-qt2rz9ys1i 10 ай бұрын
Musaona kunonoka ndanga ndichiuya aaa veduwee kushungurudzao vanhu vakuru vakadai here sure
@MarveMazonde-zq5kc
@MarveMazonde-zq5kc 10 ай бұрын
Tikuenda kupi senyika yooo zvakaoma uye zvinotyisa
@marciamutune650
@marciamutune650 10 ай бұрын
Gwangwava my former xul machache my bus stop
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 10 ай бұрын
Pakuda ve forensic shuwa asi munhu haungatadze kuziva mwana wako cz akange akura.
@WillowMhofela-fv5xs
@WillowMhofela-fv5xs 10 ай бұрын
Dankie Drewmas team munonoka muchiuya
@BlacksonChiketero-tz7oo
@BlacksonChiketero-tz7oo 10 ай бұрын
Mukwasha Andrew thanks nebasa raunobata
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 10 ай бұрын
Oooh finish kana martin akashaya last year saka vanhu ava zvinhu zvawo hazvichavafambiri zvakanaka n'anga yawo ndiyo yakavaudza izvozvo, vaiita mari namartin
@Kudzi84
@Kudzi84 10 ай бұрын
Amai havangatadze kuziva mwana wavo
@queen7008
@queen7008 10 ай бұрын
taura hako..neraini rese futi, zvekutoziikanwa na school mate mupurisa futi
@mavischikonyora1194
@mavischikonyora1194 10 ай бұрын
Ndanga ndichiuyaaaa
@Ktm-lc8sl
@Ktm-lc8sl 10 ай бұрын
Drewmas let me help. VanaMhofu vaera Mwoyo futi. Mhofu yakabuda muMwoyo.I did my research and it’s correct 👍🏾.Saka vanhu ava vamwechete. Tsvakai vanoziva madzinza vanoku tautirayi.
@tamaremakwavarara2743
@tamaremakwavarara2743 10 ай бұрын
Takabuda tese pamuera soko
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 10 ай бұрын
Nyaya yakuda tinzwe imwe mhuri
@Olcool
@Olcool 9 ай бұрын
Mai vari intelligent ava.
@sandraedward7454
@sandraedward7454 10 ай бұрын
Thank u dhurumasi
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 10 ай бұрын
VanaNgandu awa vanenge matsotsi ngavatsvake hama yawo zvakanaka
@constantinokandege8368
@constantinokandege8368 10 ай бұрын
Nhai kambo aka kakabva kuti chokwadi kanonakidza chaizvo
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 10 ай бұрын
Mrume arikutaura uyoo yaaa mrume chaiye anotaura zvine njere chaizvo ndamubhigaa zvangu
@sandraedward7454
@sandraedward7454 10 ай бұрын
Ndizvo zvinoshamisa zvinoda kufunurwa
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 10 ай бұрын
They need DNA tests on both sides
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb 10 ай бұрын
Sei cz mwana wacho abigwa bo tester mabhoz here hama
@juniornetty1031
@juniornetty1031 10 ай бұрын
Yes anotestwa
@user-qh6fl1kj3z
@user-qh6fl1kj3z 10 ай бұрын
Kawonde ndopamashops peduu Rushinga takaenda
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 10 ай бұрын
Vanhu avo vanoda kuongororwa aaah kufukunura munhu
@tinotendamaposa9896
@tinotendamaposa9896 10 ай бұрын
This is so heartbreaking
@letwinmukoromeko6186
@letwinmukoromeko6186 10 ай бұрын
Kumusha kwangu
@moremenmuzerengi
@moremenmuzerengi 10 ай бұрын
Song iyo ndiyo yandoda yakarohwa sahwira usandione kunonoka ndange ndichiuya
@jerina3801
@jerina3801 10 ай бұрын
Vanhu Ava vanenge ndivo vaiimushandisa kupenga kwanga achiita Saka zvinhu zvavo hazvichafambi zvakanana
@EvermoreMuchingami
@EvermoreMuchingami 10 ай бұрын
Gogo avo varikutaura zvinozwisisika Ini ndofunga kt vanhu ava vanenge vaimushandisa munhu uyu kurasika njere kwaiita saka zvinhu zvavo azvichafambe zvakanaka why vasingade kuteedzere matanho chaiwo vachida kunanga direct kwagogo nasekuru
@moremenmuzerengi
@moremenmuzerengi 10 ай бұрын
Pamwe ndivo vaimushandisa ndivo vakamuroya
@user-st2cm8ew4b
@user-st2cm8ew4b 10 ай бұрын
Nyaya Tinoiziva yakaitika mu village medu
@marshyist1
@marshyist1 10 ай бұрын
Pakuda Drewmas media ne Global DNA cooperation chimhanyei ichi tione Tinashe Mugabe -shumba na mandlovu special
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 10 ай бұрын
Hama dzangu even mai ukachembera zvakadii shuwa ugotadza kuziva mwana wako nhaimi apa vakaparadzana naye akura apedza chikoro akushanda aaa
@abigailsmaphosa8463
@abigailsmaphosa8463 10 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level
@shemiemakaza9945
@shemiemakaza9945 10 ай бұрын
Rushinga 🙌😂
@elizabethrunganga8579
@elizabethrunganga8579 10 ай бұрын
Chihera varikupi mazuvano
@sammychani5594
@sammychani5594 10 ай бұрын
Something is fishy nemhuri irikuti makaviga mwana wedu. Hurombwa
@queen7008
@queen7008 10 ай бұрын
Taura hako
@linnetchipindirwe1178
@linnetchipindirwe1178 10 ай бұрын
Ko ndevemunharaunda here vanhu ava uye pane ar kubudirwa hr
@bridgetoparmoyomabulawa5519
@bridgetoparmoyomabulawa5519 10 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level ❤🎉
@placidiaganagana4471
@placidiaganagana4471 10 ай бұрын
Tadiwa uchasisa kuhle kakhulu ngesiNdebele
@user-bo8fg2nd6l
@user-bo8fg2nd6l 10 ай бұрын
tamirira
@nathanmukono3350
@nathanmukono3350 10 ай бұрын
Vari kuda kuti avhukunurwe ndivo vanhu vakaita kuti mwana iyeye apenge saka now vava kuda kugadzirisa zvavakaita
@0606trust
@0606trust 10 ай бұрын
Ngavarege kudaro vanhu vakura avo
@user-yc7ty6gz8z
@user-yc7ty6gz8z 10 ай бұрын
Zvimwe zvinhu so zvaaitorwa ranga riri sascum here
@muchenashumirai6984
@muchenashumirai6984 10 ай бұрын
Airwara nenjere
@marciamutune650
@marciamutune650 10 ай бұрын
Ndokwedu ikoko kawonde ndopataitambira kisimusi
@tabethmukombe
@tabethmukombe 10 ай бұрын
Ndeve mushonga avo varikuda chitunha
@chipomuyengwa2510
@chipomuyengwa2510 10 ай бұрын
Matenga ngavapire gogo
@munyaradzimtero6979
@munyaradzimtero6979 10 ай бұрын
Vanhu ivavo ndovange vakaromba naye
@pamelachengetaimugabe2505
@pamelachengetaimugabe2505 10 ай бұрын
Umm Martin ayishandiswa nevanhu ava saka vavekuda kutsipika munhu manje shame
@user-df8gj5do2i
@user-df8gj5do2i 10 ай бұрын
Yakuguma
@Tanatswa12
@Tanatswa12 10 ай бұрын
Vakaromba nehama yenyu nw mushonga wakunetsa
@comfortsadieq
@comfortsadieq 10 ай бұрын
Zvambodiiko munyika😮
@hokoyochikwenya7678
@hokoyochikwenya7678 10 ай бұрын
Tinashe Mugabe with DNA test ndicho chiwororo ..........profita or nganga hapabudi chokwadi
@samanthadzitiro5335
@samanthadzitiro5335 10 ай бұрын
Murisei vanes hamba ko murume we kurumwa nenyuchi akazodii
@patricianyamhanza
@patricianyamhanza 10 ай бұрын
Gara muberere
@marciamutune650
@marciamutune650 10 ай бұрын
Ah ndomuziya mahachi
@swithangkay5240
@swithangkay5240 10 ай бұрын
The other family is made why kuzouya afa zvekufukunura izvi iprocess yakatokura and inotobhadharwa kuchatodiwa ne mombe futi if I’m not mistaken inoenda kuna mambo and a whole lot of paperwork are they willing to pay maybe ngavashandise toothbrush yake kana ichiripo or kupiwa kamu I’m sure ine vhudzi rake vasiye mutumbi uzorore and I feel for gogo she is hurting
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb 10 ай бұрын
Chejerai Gogo na sekuru mogona kushatisira musoka
@lucynapwaro5725
@lucynapwaro5725 10 ай бұрын
Zvakaoma, ko why now munhu afa? Ko pese paakanga achirwara ne kuchengetwa vange vasinga mutsvage?
@user-br8mv8xi1s
@user-br8mv8xi1s 9 ай бұрын
Zvakazodii
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 10 ай бұрын
Munhu haafukunurwe zvisina mambo mukati where are they from those bullies
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 10 ай бұрын
Ko mafotos vanawo here iyo mhuri imwe yacho
@lindytv3075
@lindytv3075 10 ай бұрын
Ngavangoita ma DNA asi vakawana kuti Haasi wavo vanofanira kuripa kucheresa guva
@user-kt2un9vx8t
@user-kt2un9vx8t 10 ай бұрын
Myb ndovakamupengesa mishonga yavo hainyatsoshanda kna vasina kuita zvavarikuda pkati dzikei apa
@tmatz6467
@tmatz6467 10 ай бұрын
Body should be exhumed, after 18 years vasina kuona mwana wavo. Vanhu vanochinja as they age. This elderly couple might have taken and buried mwana wevaridzi.
@violetmatenga7721
@violetmatenga7721 10 ай бұрын
Zvekuzoti mwana wacho aremember nemuti waive pamba here. Pakaipa
@walterngwarai3722
@walterngwarai3722 10 ай бұрын
Taapo
@marciamutune650
@marciamutune650 10 ай бұрын
George ndakadzidza naye
@martinmahachi8543
@martinmahachi8543 10 ай бұрын
Representing Mahachi family, i would also like to see these journalists interviewing the Ngandu family and its representatives, No bias!!!!. I am sure those who understand law will agree with me that pointing fingers before enough evidence is provided before the court is an offence. But anyways, Chokwadi nenhema zvichabuda pachena At least these journalists did not distort the truth.
@blessbless904
@blessbless904 10 ай бұрын
DNA NGAIITWE
@obviousmutakiwa-435
@obviousmutakiwa-435 10 ай бұрын
Solomon Mahachi is very intelligent
@innocentmushango1989
@innocentmushango1989 10 ай бұрын
Guys ini ndoda kasong ako please Andrew
@Smart-er6hf
@Smart-er6hf 10 ай бұрын
Ko anga aine birth certificate rakanzi Martin here
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb 10 ай бұрын
Sometimes umuntu omunyama so Mhhhhh Hmmmm why abantu liseza inzinto ezibuhlungu ezingekho kahle lizwa kanjan uma lihlukumeza ugogo lo khulu alilahlonip end akukho okungapheliyo impilo liviri Belirompile ngegani engaso yenu Now selibuhlungu ngokuthi umuntu lo sekunde lani alisakhoni uku musebezisa manje linyile nyiiii ujehovah wethu sonke lana emhlabeni ukuzeza abahlakanip Dololo Ngegama lika Jehovah alila mahloni okulandela umntwana ongaso wenu Yaah lingaba thakathi manje linyile nyii Angithi belisindla ngaye limusebezisa limesa utikoloshi manje lanya lanya alisamutholi end ngabe uyavuka elwe labantu abamu hlanyisa ebahlukumeze ebabulale bayanya nyiiii laba yizinja
@violetmatenga7721
@violetmatenga7721 10 ай бұрын
Vele inyanga yabo yabatshela ukuth umuntu kasekho sebefuna lamathambo shuwa kunzima
@mainatie5164
@mainatie5164 10 ай бұрын
Ngavaite dna hakuna kana chinhu chaishandiswa naMartin here vangoite madna. Sorry gogo and sekuru
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 10 ай бұрын
Did they ever report stolen child where are the police reports & trails, like these parents did, they even lost him reported signed when he was after years found.
@violetmatenga7721
@violetmatenga7721 10 ай бұрын
True
@lovenessnkomeni
@lovenessnkomeni 10 ай бұрын
Abathakathi laba why wahlanya eseharare phinde aphenduke ekhaya abuyele fut eharare wahamba lobani khonale yibo ababemsebenzisa akungenele i police Le DNA failing that abatshaye incwaba abantu banye
@ChipoSigauke-nd3sm
@ChipoSigauke-nd3sm 10 ай бұрын
Zvakaoma mabhinya munavaona or matsotsi
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 10 ай бұрын
Shem ndanzwa hangu tsitsi nenhorondo yehupenyu hwa Martin apa vanhu havachadi kuti marangwanda ake azorore futi nxaaa
CHIMHANDA...........MOMBE DZORIMA DZEGA MUMUNDA
25:24
Drewmas Media
Рет қаралды 56 М.
- А что в креме? - Это кАкАооо! #КондитерДети
00:24
Телеканал ПЯТНИЦА
Рет қаралды 7 МЛН
Stay on your way 🛤️✨
00:34
A4
Рет қаралды 4,3 МЛН
Clown takes blame for missing candy 🍬🤣 #shorts
00:49
Yoeslan
Рет қаралды 39 МЛН
RUSHINGA .....KUFUKUNURWA KWEGUVA KOVHUNDUTSA VANHU...
32:09
Drewmas Media
Рет қаралды 18 М.
CHEGUTU... HALFWAY...MWANASIKANA AURAYIRWA HUNDRED DOLLARS
19:32
Drewmas Media
Рет қаралды 59 М.
BINDURA...........MURORA OFIRA PARUFU RWAAMWENE
28:17
Drewmas Media
Рет қаралды 25 М.
MUDZI..........AKANORAMWIRA MUKOMA WAKE CHITUNHA
30:17
Drewmas Media
Рет қаралды 21 М.
Headman Chigodora Mombe dzakadya mumunda ndoda kuripwa ne……
50:44
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 33 М.
Headman Chigodora  Varamba huori Kuma Sabhuku
48:52
TICHKACH MTV
Рет қаралды 60 М.
Никогда не убивай это существо! 😱
0:28
My daughter always appears at the most critical moments
0:35
昕昕一家人
Рет қаралды 30 МЛН