Baba tapz chimbodzokerazve kwamukumbi kkkkkk kut vakazodii after fake n'anga Iya ykatengwa nana Tete maglass
@BrennahAshely5 ай бұрын
❤11
@chipo6031 Жыл бұрын
Musharukwa vakarongeka veduwe, ndazvifarira zvine evidence zvese zvekudyirwa munda kwavo and vauya ne quotation. Well done Musharukwa. Huyai tivaisire maoko👏👏👏👏🙏🙏🙏🙏.
@nadianicolas-pd7ri Жыл бұрын
Sekuru vakangwara awo ..madetails akaita kunyorwa pasi kt pasaite any mistake 😂😂😂😂 ..thumbs up kuna sekuru quotion yakatoitwa havadi zvekupedza nguva Magada anoda kungonyepa kukura musoro pasina. He is disrespectful. Anofanira kutoripa zvese from the beginning cz mombe kwachigodora dzinofudzwa and anozviziwa bt haatodi kufudza Hapana mombe yakamborasika kna kufa yamagada chingoripo chte arikuda kutiza nyaya yekubhadhara
@ruvimbomachokoto7529 Жыл бұрын
Ndokugona vangu vanonyepa
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Yakangwarira 😂😂😂sekuru dzekare dzaida zvekunyora pasi bcz waiziya kuti kune nhubu kkkk
@Chakabyebye Жыл бұрын
Chirema chine mazano. He knows at at his age memory inonetsa
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Vakangwara sekuru. Big up sekuru🔥🔥🔥
@evemudungwe168 Жыл бұрын
Musharukwa akangwara anotamba ne book ne pen usadheerer musharukwa👏🏼👏🏼
@unitymaqedaputsai4315 Жыл бұрын
Zvandinakidza zimbabweans are more educated than other african countries kumoza hakuna zvakadai kkkk
@MarthaTholanah Жыл бұрын
Wise Sekuru. A great lesson in importance of documentation.
@NotJuliaHerbert Жыл бұрын
Let me give people ideas for saving food for your animals. In the himalayas mountains they cut green grass for their yaks enough to last the winter. So if you are not allowed kusundira mombe nembudzi, chekerai uswa during the rain season and feed your animals. Than going through this. Chero varungu muma farms umu they cut hay for their cattle and horses for the dry season. Preserve the grass while still young and green because they will have good nutrients good for the animals.
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
Thanx for good idea hama.hope they will learn
@Beloved5 Жыл бұрын
Hunochengetedzwa sei huswa uhwu kana hwachekwa uye hunoramba huri Green here...panofambiswa sei, izano rakanaka
@tmaktmak1464 Жыл бұрын
@@Beloved5unongoisa mufridge, Isu ndozvatinoita
@tsitsimuchechetere1742 Жыл бұрын
Skuru point or correction hazvinzi mushandi wangu zvinonzi anondibatsira bsa 😂😂😂
The old guy did a good job by collecting evidence of all events against the bully. Book remutero blaz
@Jumaowen Жыл бұрын
One court inoparurwa nyaya kusvika wanakirwa. Good job headman neteam renyu. Thumbs up baba Taps tikudzidza zvakawanda
@shylinnyamara4950 Жыл бұрын
Atezvara achigodora to the world watching from southafrica
@wadzanayikasai1402 Жыл бұрын
Karanganda taiyepo musakanganwe kumboenda Kwa Mambo mutasa kuchingezi please ❤
@sheillahchakanyuka1260 Жыл бұрын
Cbigodora chotaura hacho chimudhara ichi😅😅😅
@TensonNota-sd1id Жыл бұрын
Allen is even better than some PPs at magistrate courts
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
True .he has points and he is more active ❤
@TaMa-xd6ut Жыл бұрын
Mukazvimbirwa munoshaisha kutaura
@wilmarmarara2448 Жыл бұрын
@@TaMa-xd6utkushaisha kutaura kutiizve kkk
@Jumaowen Жыл бұрын
Chokwadi ipapo. He is very good including the one beside him
@rolandmoyo-yy3ok Жыл бұрын
I think he must study political science, he might be good munezvematongerwo enyika.
@KingEddie2nd Жыл бұрын
It's the bird sounds in the background for me ....I miss Zim ...big up headman Chigodora and co
@TendaiChiripai-o1j Жыл бұрын
Chengetai hubaba Ana baba mu dzimba umoo and respect madhara ayo akuzvishandira kutii vararame
@visionmashowaire-zl7sf Жыл бұрын
Kkkkkk 😂😂😂😂😂 magirazi nemumwe akarova summer shirt avo vanogona kutotonga havo, they way they ask questions shows a good understanding of facts
@tinamakasa7493 Жыл бұрын
Sekuru vakangwara vanonyora pasi
@monnietaah9583 Жыл бұрын
Good point Magirazi. Inogona yakapondwa nevamwe since mombe dzake dzichingodzengerera. Ngarege kuda kunyepera musharukwa
@NdouMushavi Жыл бұрын
Headman please tell your sidekicks to tone it down a notch. Papazi yanyanya. Secretary mu new one ari nani anoziva when to keep quiet.
@sandrataderera3546 Жыл бұрын
iye akazoti vagare kushade ndianiko
@musashoko1389 Жыл бұрын
@@sandrataderera3546😂😂 paparazi
@LettyShawty Жыл бұрын
True haaa kungobviswa kujekerere kuzuva kune vamwe vakutozviona vave ana Mambo 😂😂😂😂😂😂
@tiashempof7014 Жыл бұрын
Kuziva ndokwamuako maningi
@cmtorcidatorcida4334 Жыл бұрын
Headman Chigodora Sando dzenyu👊👊👊👊👊👊 vakomana vaviri avo ka, makapenga.
@LettyShawty Жыл бұрын
Ini zvangu dare iri harichanakidza pakangopinda Magirazi naGucci uyu haaa they are very disrespectful kumusoro ikoko dai vakangoramba vari kujekerere uko. Vanowanza hashanngavatiremekedzerewo vatana vedu ukoo nxuuu😢
@stanleymuusha2835 Жыл бұрын
Kutonga kunoda ka maximum force mbichana vakaita soft hadzi tongeki. That's why dzichito tongeka
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
well done old timer but what is really growing in that garden kana ririkudyiwa everyday
@Olcool Жыл бұрын
Pakaipa.
@dorothychihuri1928 Жыл бұрын
😂manheru ngendengende kumunda mamusharuka,baba chengetedzai mushawenu.weldone va Chigodora and your team ❤
@esthermakoto4527 Жыл бұрын
Kuti Chuuuu Iwe woshora waiyepo ere. Keep up the good work Baba waTaps👏👏👏
@linnetgambura9943 Жыл бұрын
Eish ndabva ndafunga chief Mutasa pachirungu rungu apo
@daffodil72656 күн бұрын
Headman makuti hatidi kudzikisa gejo imi matonyudza kare 🙆🏽♀️🤣🤣🤣 Aiwa apa matonga 👏🏾👏🏾👏🏾
@babrachakawata5992 Жыл бұрын
Akange akapa mombe dzake ani husiku whese saka ayida kuti sekuru vachengete mombe dzake kuti ndovai fudza mombe idzi here kuti azoti imwe yakaendepi baba ava vanyangira yaona thanks Headman chigodora nekutonga kwakanaka
@mu-P Жыл бұрын
Sekuru vakarongeka.. pazonzi That is not ndafara 🤣🤣
@maxwellguvava1709 Жыл бұрын
Ko mupurisa uya akaendepiko aigona kupikisa vanhu mhiko
@FaithRutendoMukundwa Жыл бұрын
baba vanopfeka magirazi avo dai vaitwa mambo cz vanotonga zvakanaka
@esthermakoto4527 Жыл бұрын
Haaa Headman Chigodora….. thumbs up 👍 vanotonga zviba dakadza. My favourite headman
@babrachakawata5992 Жыл бұрын
NEMACHINDA ENYU munogona kutonga guys 🙏🏻🙏🏻🙏🏻sando dzenyu varume munotonga zvakanaka mhani l salute you guys ndakupa nyembe 👍👍🖕
Hanzi secretary I need 3 photocopies..secretary akatanga you nyora 3 copies..seriously zim maone
@GaylordNjanji Жыл бұрын
😂😂😂 varume chengetedzai hubaba 😅
@nicholasfungurani96773 ай бұрын
Ndidzo nyaya dzakaisa headman pamusoro but paakaona kuti avapamusoro akabva atanga kukura musoro. Mazuva ano aakungoti nyaya yese kuna Tasvu apa anotonga nema bullies mudare make.
@ashygrace2956 Жыл бұрын
Tayingepo tayingepo pfachaaaaaaaa team headman chigodora
@Karanganda Жыл бұрын
Thank you
@Christine-w4e Жыл бұрын
Headman chigodora to the world ❤
@tatiratsawa7981 Жыл бұрын
Allan and Gucci kumberi without them Chigodora haamire ,,,,,,ko vakadzi vainyora varipivaiva ne mapoints wani ngavadzoke ,,,,,I like sabhuku vechikadzi itai muchivapa mukana ,,,,,,,, waivapo ere kuti chuuuuuuu,,,,,
After watching the story with the lady wemagetsi, Gucci handichadi kunzwa kana ne voice rake. Ngaadzokere kupovo. He comes off as a bully. Nyaya hadzitongwe nekutyisidzira vanhu nekuramba kunzwa mazwi avemwe mudare, bhudhi. Allan can stay.
@joinahmukanangana2993 Жыл бұрын
Mwana wwnyu une ndandi here Amagada?
@sophiemafinyori5105 Жыл бұрын
Allen neumwe wake munowanza hasha,,, kudaro ngei ,,musada kuita dare rekumba kwenyu
@princematica5952 Жыл бұрын
Allen will cause serious problems in near future...he has unfinished case with his brother Prince
@shyletshyie8687 Жыл бұрын
Sekuru ndivo here vekuti mweya wangu wakambopera??
@sadoprojects7823 Жыл бұрын
Havasi
@MerjuryMapurazi Жыл бұрын
I salute you headman chigodora
@fofoemaibvise2768 Жыл бұрын
Hanzi imbofambai naye kkkkk headman dzichisimuka
@fofoemaibvise2768 Жыл бұрын
Was missing you Headman chigodora and nharaunda yenyu
@flamboyantqueen4763 Жыл бұрын
Tamirira DNA yaPrince vemombe ngavambomira
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
😂😂😂 the grilling boys haa munoisa munhu pacorner😂😂😂😅
@HerbertMandevere Жыл бұрын
Thumbs up to the bench raHeadman. Varume avo wanobvunza ndatenda zvangu