No video

MUTOKO...... ARIKUNZI AKAURAYA MUNHU ORAMBIRA MHEPO MHOSVA

  Рет қаралды 27,172

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

MAMBO MUTOKO VOUNZIRWA NHAU YENGOZI MUDARE
......WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 197
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 6 ай бұрын
Sei mhepo yakunanga iwewe Bee wega ,ndiwe wega hr uri mudzinza
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 6 ай бұрын
Hanzi na chief wangu Makoni ndiwe wega here une inomira 😂😂😂😂
@chingombedaries
@chingombedaries 6 ай бұрын
Bee can be framed hapana aneshuwa kuti ndiyo mhepo yemufi pasina kufamba vanhu vatambura in Zimbabwe dzimwe plan dzekuda kuripiwa
@innocentkaruma5869
@innocentkaruma5869 6 ай бұрын
handisi kuchenesa Bee but kana chiri chikwambo chinozviita kunyeba chaiko but kana iri ngozi yesure hainyebi
@chingombedaries
@chingombedaries 6 ай бұрын
@@innocentkaruma5869 if u follow the story musikana akatoenda personally akapisa chigayo nembaya B akatoti ndini ngozi ndapisa ngozi hairwe panyama but spiritually
@noahchahwenga2213
@noahchahwenga2213 5 ай бұрын
Ngozi haingobudi pasina zviripo
@mollineshato8442
@mollineshato8442 6 ай бұрын
Ana Baba vakadai vashoma muZimbabwe kuenda kwamambo kuti tigadzirisei semusha nevana vangu big up baba vaBee muri baba zveshuwa
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 6 ай бұрын
First time kuonawo mambo wekumusha kwangu achibudavo pachivhitivhiti magona mhanduwe thank you vaNeshamba nekusvika kweduyo kunorira pfene 👏👏👏👏
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 6 ай бұрын
Munogoda kutungamirirwa kuenda kunoona marangwanda chete sei. MHEPO iyo musiyei inomupedzera chete
@user-er3bx6rr2d
@user-er3bx6rr2d 6 ай бұрын
Iweee B kwaRoabrt tafumanei uri kutsvakei iwee pasi chaunoziva manje vanhu vechipinge havaurawi muchapera
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 6 ай бұрын
Ari kuda kuvhara vanhu, manzwa here paye paafonera muporofita wake akaramba kutaura pafoni achiti nyaya haidi pafoni. Achasangana nemushandiri asinga vharwe anoona zvose. Kutoramba kuripa zvinhu zvichiri right kudai, benzi remunhu
@amaitinashe6731
@amaitinashe6731 6 ай бұрын
Baba avo vehembe yeblue ko ruzha nderwei dzikamai bambo...i wonder mudzimai wake anopona here neruzha urwu kutadza kudzikama kutaura semurume pfichu pfichu ruzha kunge chibhishu chanyimwa pondo😐
@collinsgivens293
@collinsgivens293 6 ай бұрын
If we all have same personality zvaifamba here inga kune vamwe varume vanogara vakangonyarara wani
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 6 ай бұрын
Tasvu wenyu uyu wamongopa mbiri uyu haaaa ini I don't believe zvakanengo or tasvu uyu n'anga dzemusoshari dzosweramo kufumiramo aaaaa drewmas inoziya inevasvinu vanobatsira wani
@estellesimon430
@estellesimon430 6 ай бұрын
Haunyepi
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 6 ай бұрын
Munenge musati maona dambudziko varume.
@curls7921
@curls7921 6 ай бұрын
Drewmas apa pakuda Sekuru Mukotsanjera apa shasha yengozi
@user-vo2fs4ed6o
@user-vo2fs4ed6o 6 ай бұрын
Bee wakamgwara.. pamwe pawaitiza tiza paya wakatotsipika mhepo .. Saka inonopashaya , asi zvichabuda chete bee..
@user-cv8ys8mw9u
@user-cv8ys8mw9u 6 ай бұрын
Whatch the space ndamuona kwaRobert obvious achaenda kwaTasvu or kwakanengo cz iye arikuti ndoda kuchenurwa
@netsietumu7767
@netsietumu7767 6 ай бұрын
​@@user-cv8ys8mw9undamuonawo
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 6 ай бұрын
Ndamuonawo
@crucial083
@crucial083 6 ай бұрын
I love that song.Mdhara anoimba zvake uyu.
@SecretMatematema
@SecretMatematema 6 ай бұрын
Ndaona Sekuru Wangu Nyakabau
@madamboss7216
@madamboss7216 6 ай бұрын
Chief ava vakura zvavo but varinani sterk kukumambo marange kkkk
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 6 ай бұрын
It seems the people has concluded kuti B ndiye akazviita especially tumadhara itwo. Its only that man in off white or khakhi ataura zvechikwambo anenge ari neutral. Jelous in family can make people form stories. Ini baba vangu vakanzi nemwana wemun'ina wavo vane chikwambo akankarara pakati pehusiku achiti aiswa nyoka mudumbu. After two months best friend yakae ndiyo yakazotaura kuti akang aine nhumbu yemuporofita wekuchurch kwake asi yakabviswa nevakadzi vechikuru vemuchurch. With this storry nowander B aenda kuna Tapfumaneyi Robert. He lnows kuti kuna Tasvu and everything will come out ofwhich handifungi kuti anemhosva. Dare riri kuda kuvharira zvakawanda.
@itayikaseke3480
@itayikaseke3480 6 ай бұрын
Ur father might be having it dear usually the close family of these people refuse but with time if it's true u will see it
@samanthamkono5076
@samanthamkono5076 6 ай бұрын
Manje iyi ingozi ka iyi iri kutaura haungatauri manyepo and vana.veimomo.nehadzvadzi yemumba mavo hanty yakakararawo
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 6 ай бұрын
@@itayikaseke3480 vanoita kuti munhu aitiswe nunmbu nemuporofita and oitiswa abortion. unorwara iwe. if you are a failer in life ndo mastatements enyu iwayo.
@geesibanda1036
@geesibanda1036 6 ай бұрын
Bee hauna kunangwa nemunhu wakanangwa nengozi munhu haaurayiwe nyepera kungwara uchidaro
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 6 ай бұрын
Ngozi yechipinge haigone Bee bvuma mhosva yako
@molinamurinye7993
@molinamurinye7993 6 ай бұрын
Haunyepi chipinge haidheererwi zvekudaro
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 6 ай бұрын
Chipinge manyama, haudherere. Mhepo yauya netsitsi, kana aramba nenharo dzake achaita kuti aite hasha
@SusanMhlanga-jv5ct
@SusanMhlanga-jv5ct 5 ай бұрын
Bee wakauraya Mandi enda unoripa kuChipinge other wise munga pera mose Chipinge hakuurawi vanhu tinopfuka Usazvipinda futi iwe Bee, urigandanga, watarisana nejere iwe Beee
@user-lw3ok9uz9i
@user-lw3ok9uz9i 6 ай бұрын
When l grew up Chief Mutoko was Mr Gezi at Bondamakara till he passed on during the war in the mid 70s. Who is is the current Chief and based where among the Shumba clan?
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 6 ай бұрын
Pamberi Drewmas Media taking us to another level, rambai makatsika, tinenge tiripo kusvika nyaya yapera. ❤❤❤
@user-uk4kv1js2o
@user-uk4kv1js2o 6 ай бұрын
Mhiripiri nyoro kuvava🎉
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 6 ай бұрын
Nyoro inovawa hre kudarika yakaoma ?
@collinsgivens293
@collinsgivens293 6 ай бұрын
Pfee kudare kunorira pfene novaTenzi. Ana mhanduwe dondipaiwo manja 👏🏿
@johnmbanje4318
@johnmbanje4318 5 ай бұрын
Ndokuno mhanduwe,tati tifambe kuchiri kweru zvokufamba ndichigwidiwa nozvidaba.
@Carleenliny
@Carleenliny 6 ай бұрын
Zvikafamba mushe tichakuona kwaTasvu
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 6 ай бұрын
Taura hako Bee anoda kunyepera kungwara nhema
@DavidNenzou
@DavidNenzou 5 ай бұрын
Kana Bee achiti akupomerwa ngaaende anoyanana newanhu ivavo, sey iye akupomerwa iye kwadiiii kutaurwa mumwe munhu. Chengetedzai mazita enyu vanhu vamwari muchiona nzira dzamunofamba nadzo ndatenda.
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 6 ай бұрын
Ko Bee nharo ndedzeyi Kana usina kubata Kana wakachena urikutyei
@tmatz6467
@tmatz6467 6 ай бұрын
Bee akabvuma it’s one way ticket to Chikurubi Maximum Prison.
@getrudemutize4824
@getrudemutize4824 6 ай бұрын
Inga mhuri yese iripo
@christinamudoro7688
@christinamudoro7688 6 ай бұрын
Irikutsipikwa ngozi iyi saka anokurakidzai kunemaragwanda cei.Ane mushonga mukomana uyo
@margimuller2994
@margimuller2994 6 ай бұрын
Ngavaende kwa prophet T freddy or miracle paul
@tariromuseki1825
@tariromuseki1825 6 ай бұрын
Kudos to Mukoma Neshamba
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 6 ай бұрын
Imi fambai munoda kuziva paari ndimi Hama dzake Muri Kuda kuramba kufamba sei
@elizabethchikona5166
@elizabethchikona5166 6 ай бұрын
Ngavaende kwa Tasvuu
@user-it7vv1wk8j
@user-it7vv1wk8j 6 ай бұрын
Bee unoziva nyaya iwe asi zuva kuti ngozi inopera nekuiripa
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 6 ай бұрын
Mambo magonesa kuti ari kubudirwa wacho ngauye mudare.
@luxonchidiki39
@luxonchidiki39 6 ай бұрын
Anoenda sei asati aripwa mutiro iwee
@user-ln9qj9mt7t
@user-ln9qj9mt7t 6 ай бұрын
Ngozi inonekwa na Sa Mukotsanjera mhanduwee ....endai kuna Sekuru Mukotsanjera muzorodze mutumbi uyo
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 6 ай бұрын
Bee wakauraya munhu iwe
@SusanMhlanga-jv5ct
@SusanMhlanga-jv5ct 5 ай бұрын
Chimbopedza hako mari uchidhiza mapurisa hakuna kwaunosvika iwe, munhu haauraiwi sehuku bee iwe muthakati wekwamuyoko
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 6 ай бұрын
Ok ok maita vana shumba mese. Nice nice
@faithcharewa1228
@faithcharewa1228 6 ай бұрын
Marangwanda anooneka seiko iye akatsipika
@nomatterngwenya365
@nomatterngwenya365 5 ай бұрын
Bee akauraya munhu
@Mpholosisndlam8675
@Mpholosisndlam8675 6 ай бұрын
Sei kumanikidza munhu kubvuma zvaasinga zivi haugone kutonga
@mariakatsande2403
@mariakatsande2403 6 ай бұрын
Nai Bee zvauchiri mwana mudiki nhai mhanduwe kana wakazviita ingobvuma mhosva iripiwe
@morganmakanyaire9305
@morganmakanyaire9305 6 ай бұрын
Ndavaende kwaProphet Miracle Paul
@gibsonmunhundiripo6057
@gibsonmunhundiripo6057 6 ай бұрын
Izvoo hazvidi chiporofita ngavangoita chivanhuu zvipere
@YvonneYvette-uu4et
@YvonneYvette-uu4et 6 ай бұрын
Awa havatoverngwe apa
@innocentkaruma5869
@innocentkaruma5869 6 ай бұрын
ngozi inoda chivanhu kwete tumaporofita twenyu itwo
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 5 ай бұрын
Even uchitonamata pane ngozi vanotombo kumisai,kukumuriswa bhachi mombotanga maripa mozodzoka
@abrahamrimakamwe8780
@abrahamrimakamwe8780 5 ай бұрын
Haaaa miracle aita mwana apo
@gracemaps9663
@gracemaps9663 5 ай бұрын
Havasati vatanga mwana wekwedu haaurayiwe sembudzi Mandi Mira sesoja till mombe dzazadza danga kumusha kwedu
@reubenchiwera5623
@reubenchiwera5623 4 ай бұрын
Haataridzi Vatogwa paavete makuda kunotsipikaka, achakuratidzai mauya nehama dzake maripa ngozi
@user-qc8nw3vd8c
@user-qc8nw3vd8c 6 ай бұрын
@drewmas media song iyo yakaimbwa nani plz pakashaurwa nekubatwa ngoma apo
@SusanMhlanga-jv5ct
@SusanMhlanga-jv5ct 5 ай бұрын
Bee wakaita misiteki kuuraya Mandi munin'ina wangu uchafa uchitambura haasati watanga hako iwe
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 6 ай бұрын
Mambo next time be active ,munhu ane mhosva munofanirwa kuwa ne n'anga dzenyu,plus iweeeee B wakadhakwa ko unokwanisa kutsipika mufi iweeeeeee
@luxonchidiki39
@luxonchidiki39 6 ай бұрын
Munhu uyo arikutsipikwa haakwanisi kusvika paari bcz pari kushanda mishonga
@SusanMhlanga-jv5ct
@SusanMhlanga-jv5ct 5 ай бұрын
Zvatova pachena kubuda ngozi kwaaita vanomuripa chete asi bee achadya zvekumabhini akaramba nyaya iyi, paari anaye Mandi iye bee
@samanthamkono5076
@samanthamkono5076 6 ай бұрын
Bee utori ne Simba renharo hko but watobatwa hko
@fariikarikoga1381
@fariikarikoga1381 6 ай бұрын
Bee handisi kumuchenesa
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 6 ай бұрын
Mhiripiri inovava ndoida veduwe. Ndobva ndaita kuconnector paradio kt inyatsobuda
@simbakapondoro2600
@simbakapondoro2600 5 ай бұрын
Mukoma Henduru Neshamba ndaisa zvanza kwamuri ndokumbirawo kambo kamunoridza aka ndazama kukatsvaka ndiri kukashaya
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 6 ай бұрын
Regai ndinopiwa chishanhu chaDona naHansa ndizonyanyisa Bee uyo. Ungauraya mbutu shuwa. Chibhinzi here
@SilentChanaiwa
@SilentChanaiwa 6 ай бұрын
Ndavaende kwamukotsanzere
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 6 ай бұрын
Kaiwai kwaiwai wokwedu,Tati kamu tiise manja manja .Wokwaamai tirikuti mukati mukati tikupei mvura.Aiwa ino tiriwasvinu .Tirikupara muchenje Ewokamu .Tanongwehwa kamu tandomirira kamu waparure
@faithcharewa1228
@faithcharewa1228 6 ай бұрын
Ewo mukweguru mirai tikupeivmvura
@godfreymuchenje8892
@godfreymuchenje8892 6 ай бұрын
Ava mambo dai vachisiira vadiki.
@mariakatsande2403
@mariakatsande2403 6 ай бұрын
Bee Bee Bee kahusoft kako akaa bhoo hre😅😅😅
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 6 ай бұрын
Ana Neshamba chiiko chamnotaura mudare revanhu apa maka pfeka magraz pemberi pevanhi
@gaingtztawodzera979
@gaingtztawodzera979 6 ай бұрын
ha varume vane mazuva zvavo ivava
@user-si5xy6hd6y
@user-si5xy6hd6y 6 ай бұрын
Chokwadi chichabuda chte let's follow this story till the end,,thank you drewmas
@netsietumu7767
@netsietumu7767 6 ай бұрын
Tayiona kwa Robert tapfuma ne iye bie wacho arikutotsvaga help
@user-si5xy6hd6y
@user-si5xy6hd6y 6 ай бұрын
@@netsietumu7767 okay thnx let me go there ...
@user-qm6lw8nc2x
@user-qm6lw8nc2x 6 ай бұрын
Atenzi vangu manja Shumba vanyakabau
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 6 ай бұрын
Barika rakashata vakoma vaB vemba yamaiguru ndovari kugadzirira B nyaya nekuti ari kugona kutsvaga mari makufunga kuti B anesvakaita saka ari kuita mari
@wellymurambidzi
@wellymurambidzi 5 ай бұрын
kutungamirirwa vanotungamirirwa but pakuda kut Bee vacho abvume nyaya dzake first not kutora mutumbi kwamuri uchienda kuchipinge akazviita asingabvume ngavaende kun'anga dzinopisa
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 6 ай бұрын
Ko; iwe Bee ukaratidzwa nemhepo kuti apa ukavona mapfupa emunhu aripo unobva wabvuma here nhaii Bee? Usataura zvisina basa; first step kufamba - wonobatwa or kuchenurwa; kwete zvawava kutaura izvo zvekuti mhepo ngaite this and that - zvaunoda iwe.
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 6 ай бұрын
Mukotsanjera buritsa ngozi iyi ndokutemba urichibaba munhau idzi
@georgemabvita3559
@georgemabvita3559 6 ай бұрын
VaNeshamba ndakambovhunzawo kuti nziyo idzi dzamunoridza pano ndingadziwanewo sei
@user-bo8fg2nd6l
@user-bo8fg2nd6l 6 ай бұрын
face yako Bee ikutaura zvakawanda kana usiriwe wakauraya ndiwe wakatuma vanhu
@user-rz4xd9cu1v
@user-rz4xd9cu1v 6 ай бұрын
😮
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 6 ай бұрын
Bee usapa ma conditions. Unoda kutangira Kotwa sei.
@constancematsika4758
@constancematsika4758 6 ай бұрын
Bee iwe unofunga kuti ungaurYe muNdau iwe haaa musanyeberane mwana wemuNdau haaurawe sehuku
@daviechancellormusunda3044
@daviechancellormusunda3044 6 ай бұрын
hendeyi kuMasawa wakomana toopedza nhauhwa iyi
@daviechancellormusunda3044
@daviechancellormusunda3044 6 ай бұрын
Oooh! ndaona Headman wangu kuMutuhwa,Oscar Nyakabau
@user-pw6yu7qt1h
@user-pw6yu7qt1h 5 ай бұрын
Yayaaa mukoma
@simonhakurotwi477
@simonhakurotwi477 6 ай бұрын
Bambo Bee wakachena here iwewe?
@VaidahChipere-go1qb
@VaidahChipere-go1qb 5 ай бұрын
Bee unopenga iwe .mapfupa wakatobvisa kare .
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 6 ай бұрын
B kutaura kwake kuri weak. Munhu anopomerwa zvisipo angadai apa a strong objection.
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 6 ай бұрын
Iweee Drewmas plsss wasanganisa nyaya 🙏🙏🙏🙏ma comrades akafa muhondo hana kushandisirwa mishonga and akataipikwa nemishonga Coz akaurawa nechinangwa chemishonga
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 6 ай бұрын
Bee wakaita nyengisto uchichekeresa babe, pane umwe Bee futi, Brian Mupaike akapedza vanhu nenyengisto
@getrudemutize4824
@getrudemutize4824 6 ай бұрын
Mkoma Elias awa
@miriamchiwarakata368
@miriamchiwarakata368 6 ай бұрын
Baba awo shirt ye pink Nyaya iyo kwa mambo Mutasa gore rpera yakaitika samanyika
@pemncube9049
@pemncube9049 6 ай бұрын
Ukangoita mari chete pamusha unemarombe wakuvara. Unoitirwa madrama.
@annamercytigere3038
@annamercytigere3038 6 ай бұрын
Part 2 plssss waiting 🙏🙏🙏
@richardjack5437
@richardjack5437 18 күн бұрын
Masong anowanika hre veduwe
@richardmanyati6774
@richardmanyati6774 6 ай бұрын
Vatenzi
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 6 ай бұрын
Dare racho so
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 6 ай бұрын
Type dzanamambo marange idzi, but ava vanenge sanani zvavo becoz marange haaa hpna zvozikamwa chaiko
@user-up6uv7hg2n
@user-up6uv7hg2n 6 ай бұрын
Imi baba imi munofunga anongoendeswa kumusha kwake mahara here
@obertmtandwa1649
@obertmtandwa1649 6 ай бұрын
B haana mhosva mweya wakasaidzirwa paari😊
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 6 ай бұрын
Mukoma Andrew mange matova part of the assessors. You are now learning the ropes.
@brendaziyenge207
@brendaziyenge207 5 ай бұрын
Ko ngozi inonetsa here inotambudza ivo vanoda kungosiiwa vatsve
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 5 ай бұрын
Saka mukaona mapfupa acho momaita sei imi musiri hama dzacho😮
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 5 ай бұрын
Ndokuti vaone pekutangira nyaya, kuripa zvese nekudaidza hama dzacho ochivigwa
@user-sr7zq9js9s
@user-sr7zq9js9s 6 ай бұрын
Taurai henyu chief, ngawafambe
@georgencube6793
@georgencube6793 6 ай бұрын
Anoda kumamiswa uyu
@rejoycezinyama7963
@rejoycezinyama7963 6 ай бұрын
Kkkkkkkk chief Manyama. Vakuyokotsira zvako. Vachiridza ngonono havo.😂😂😂😂😂
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 4 ай бұрын
Bee ane hutsinye zvisingaite imagine akauraya mandi achiturner 15 kugumisira hupenyu hwemwana achiri mudiki heartless father who murdered his own child dai ari mwana wakoo uchinzwa sei.
@pennynyamatanga
@pennynyamatanga 6 ай бұрын
Kweduyo kunorira pfene
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 6 ай бұрын
Indai kwamukotsanjera, ndaona Bee abvisa kare zvinhu mubako
@user-fo5bd7ur5v
@user-fo5bd7ur5v 6 ай бұрын
Bee anechezivo. Vanhu vakadai vanonzwisa hasha pakupedza nguva kwanoita
@user-vl9mq2sh4n
@user-vl9mq2sh4n 6 ай бұрын
Cei Bee uchingwa nemhepo iyo
@queenbae5883
@queenbae5883 6 ай бұрын
Kunyadzisa kwazvinoita kuuraya munhu obva ataura muchazvirega henyu zvekuromba
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 6 ай бұрын
B ari kutsipika, uye ane munhu waataura naye paphone waari kufamba naye panyaya yake, munhu iyeye aramba kutaura paphone achiti hazvidi paphone. Ane muporofita/n'anga yake. B haana kungwara akapusungwara, anoda kuitisa mhepo yaanoziva kuti akasunga. Achataura zvake chokwadi asangana nen'anga isingavharike.
@user-tc9pb7gl4e
@user-tc9pb7gl4e 6 ай бұрын
Manja manja,takutodzitekairira isu .Tinodaba kamu kuzoita kunyepiwa .....😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅
@mc_martie
@mc_martie 6 ай бұрын
Kwedu kwaMutoko kunorira mapfene nengoma. Orererere tirimusango Hwenje
MUTOKO ......... MHEPO YODA KUURAYA MUNHU PADARE RAMAMBO MUTOKO
41:26
Three suspects killed in shootout with Mthatha police
6:11
SABC News
Рет қаралды 83 М.
At the end of the video, deadpool did this #harleyquinn #deadpool3 #wolverin #shorts
00:15
Anastasyia Prichinina. Actress. Cosplayer.
Рет қаралды 15 МЛН
MUTOKO......CHIEF VAKABVISWA MA PRIVATE PARTS
22:52
Drewmas Media
Рет қаралды 23 М.
Simelane in hot water amid VBS loan claims
13:11
Newzroom Afrika
Рет қаралды 18 М.
Hlophe defence argument invaluable - Aucamp
14:47
Newzroom Afrika
Рет қаралды 5 М.
Karanganda TV  Moto waitenderera Imba
28:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 30 М.
MADZINZA USENDO EZIMBABWE || CHIEF MUTOKO PART 1
31:27
ZBC Entertainment
Рет қаралды 1,3 М.
MUTOKO......CHIDHOMA CHAKAFANANA NA GOGO CHOBATWA
34:49
Drewmas Media
Рет қаралды 32 М.
MUTOKO.............SEKURU VEKUCHIPINGE VOBATWA NEMHEPO YENGOZI YAMANDI
1:04:57
DOTITO: Handibvise Pfuma Chataiita Chihure Chete Chete
38:56
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 13 М.
GURUVE........MWANA OURAYIRA BABA VAKE HUROYI
40:31
Drewmas Media
Рет қаралды 14 М.
Ndakasungirwa Extortion
37:10
SlyMediaTv
Рет қаралды 9 М.