MUTOKO ......... MHEPO YODA KUURAYA MUNHU PADARE RAMAMBO MUTOKO

  Рет қаралды 71,171

Drewmas Media

Drewmas Media

4 ай бұрын

MHEPO YOBURANA NEMUNHU WAIRI KUNENERA
WE HAVE A NEW CHANNEL. ITS GOING TO BE AN ENGLISH ONLY CHANNEL. NDOKUKUMBIRAI MUENDE MUNO SUBSCRIBER KU " MAGICAL TV AFRICA" KUNYANGWE ZVAZVO PASATI PAVE NEVIDEO MUSATIONE KUNONOKA TANGA TICHIUYA. THANKS FOR YOUR CONTINUED USUAL SUPPORT / @magicaltvafrica

Пікірлер: 658
@user-gr5fe6kx1w
@user-gr5fe6kx1w 4 ай бұрын
Vanhu kana musina chekutaura nyararai sure mungati mwana uyu arikunyepa sure imika ngozi ngairipwe , Chetek imi munoshora hamusati maiona ngozi
@osmond_katsy
@osmond_katsy 3 ай бұрын
Kkkkkkkk anoiziya ngozi anonyarara kah
@elliotmukozhojaravaza7508
@elliotmukozhojaravaza7508 2 ай бұрын
Vanhu vanonyebera kuti ifake vazhinji vacho vari munyaya dzekuuraya
@tariromuseki1825
@tariromuseki1825 4 ай бұрын
Kudos to Mukoma Andrew and crew Ngavaende kwa Mukotsanjera ndochibaba chengozi
@PriscillaHamutyi-qt2lu
@PriscillaHamutyi-qt2lu 2 ай бұрын
Arikutaura chokwadi mushonga wengozi kuiripa
@salomechipfuwa5550
@salomechipfuwa5550 4 ай бұрын
Mhepo iyi irikutaura chokwadi.Thank Drewmas media
@farisaimupasu6545
@farisaimupasu6545 4 ай бұрын
Idziiiii dzakauraya chete kutsiga kwaakaita uuuuum
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 4 ай бұрын
Mukotsanjera Shumba yengozi uripiko
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 4 ай бұрын
Ngavauye shuwa vatuteketseketutsire yatambudza mwere mumisha idzi🙏
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 3 ай бұрын
B akauraya zvedi ko kuzoti ndiwe Mandy ani,,unana Mandy vangani vaunoziva,,hanzi pandakakuuraya ndakatoreyi ende akadzungaira Ngozi iyo itori netsitsi haidi kumuuraya AAA akutozvifumurisa Kuti ndini ndirikukuitisa Mari
@LoraineTavagwisa
@LoraineTavagwisa 3 ай бұрын
Zvakaom veduweee
@user-qd1sc6ln5l
@user-qd1sc6ln5l 4 ай бұрын
Ngozi inoda mukotsanjera dreams a take them kunamukotsanjera
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 4 ай бұрын
B ane mhosva ,ndabva ndaona Admire wekwa Rumbie akauya pa TV achiramba Admire kuchema nekuchema ,asi akazoita sei akabatwa akazopusa ,same naB muchamunyarira 🤞
@chingombedaries
@chingombedaries 4 ай бұрын
This guy is innocent it's scam iyo
@VanessaManyanga
@VanessaManyanga 3 ай бұрын
😮😮
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 3 ай бұрын
@@chingombedaries ukutera here nyaya yaB ,ichiri scam here 🤣🤣🤣🤣🤣🤣watch and learn
@chingombedaries
@chingombedaries 3 ай бұрын
@@catherinekangoya8964 manyepo awo zvekuenda chipinge fake dzega idzo
@catherinekangoya8964
@catherinekangoya8964 3 ай бұрын
@@chingombedaries ndimi type dzinosveta ropa hama kunyepera kusanzwisisa apo muchikanganisa vamwe ,chii chausiri kunzwisisa apa honestly,takukuzivai vanhu vakadai🙄
@uhmtapza5635
@uhmtapza5635 4 ай бұрын
Eish munhu uyo dai arovera pamatombo ari kumashure kwake Uko aipona here uyo maiweee
@ashtonchikozho22
@ashtonchikozho22 4 ай бұрын
Eish eish taura hako
@debramazai8948
@debramazai8948 3 ай бұрын
Pakaipa
@BraineMuchenaMuchena-nl2lq
@BraineMuchenaMuchena-nl2lq 4 ай бұрын
Ngavaende nyanga izvo zvinoziwikwamwa namukotsanjera
@ExcitedRagdollCat-sd9yw
@ExcitedRagdollCat-sd9yw 4 ай бұрын
Nyanga nechepapi
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 4 ай бұрын
Tasvu muridzi wadzo and mukotsanjere thank you Drewmas tichitendazve ngozi yaramba kuenda kuma porofita GOOD 👍
@georgencube6793
@georgencube6793 4 ай бұрын
Kana iriyo mhepo chaiyo VaNeshamba tsvagai Mukonzanjere anopedza masports
@mosesmathebula-gm1wi
@mosesmathebula-gm1wi 4 ай бұрын
Viva chipinge ❤❤❤ come Mandi
@Mbwido
@Mbwido 4 ай бұрын
Mbira crew havana kumira mushe👏🏽👏🏽👏🏽 aiwa tabatanidza zvanza
@mutsaipmuguta5954
@mutsaipmuguta5954 4 ай бұрын
Vanogona
@georgemahata5058
@georgemahata5058 4 ай бұрын
Pane kamwe kanorohwa pane imwe platform ,hameno kana vasari ivo futi ,munandi
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
B taura chokwadi iwe,uyo munhu akatogarwa uyo hadzisi nhema idzo
@TommyBamhara
@TommyBamhara Ай бұрын
Hapana chekutaura bee ngaripe zvipere ngozi hainamatata wangu
@NhereraYenyika
@NhereraYenyika 4 ай бұрын
Haangatauri mutupo wake bcoz B anowana chekudeketa nacho ,iyo imhepo chaiyo inoziva ndosaka ichisefa zvekutaura B usanyepere kupusa
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Thats true ichokwadi
@user-bz2ib7eq5e
@user-bz2ib7eq5e 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂 muri serious here ne reasoning iyi??? Kana achimuziva aidanana naye anotadza nei kuziva mutupo wake. Hanty vainzi vaidanana. Obviously anenge achizivaka mutupo. With all that narration vanhuka vaizivana veduweee let's be serious in analyzing, m not saying he is innocent but zvimwe let's believe with a pinch of salt
@user-zy4ew7qf8m
@user-zy4ew7qf8m 4 ай бұрын
@@user-bz2ib7eq5e Hama, mutupo nezita hazvingotaurwi kumunhu. Ndinodavira B ari kuda zvirozvo kuti anyatsotsipika. Akapara mhaka iyi asingazivi mutupo vemunhu ndiyo window yatoita kuti Ngozi ikwanise kunzvenga zvimwe zvitsipikiso zvakaitwa naB. Ngozi ngainyime mutupo kusvika zvasvika pakanaka. MUKOTSANJERA
@user-bz2ib7eq5e
@user-bz2ib7eq5e 4 ай бұрын
@user-zy4ew7qf8m yaaa everyone is entitled to his or her opinion. You might be right and I may be wrong. But ini I chose not to believe, ingozi dzepa social media chete dzinoti ndakatsipikwa, dzimwe dzinemaitiro adzinoita zvekuti vabatsiri ndivo vanozoti yatsipikwa ndosaka is isiri kutipa gwara. Not idzi dzinobva dzazvishambadza kuti ini ndatsipikwa zvimwe zvese yadurura wani aiwa. With all that narration haana ku kechewa vaitodanana with how viral nyaya yave atleast one could have known girlfriend ya B yaigara mu centre yakashaika
@lilliangandiwa6658
@lilliangandiwa6658 4 ай бұрын
ngozi iyi kwesheni maki chaiyo
@tambudzainechiwowe4968
@tambudzainechiwowe4968 4 ай бұрын
Taura hako ini am doubting, why achiramba kutaura zvaari kubvunzwa
@tafadzwambiriri3006
@tafadzwambiriri3006 4 ай бұрын
Kkkkkkk taura hako plus ngozi yaifanira kutaura chindau hanty ati anobva chipinge here
@ennybphiri2896
@ennybphiri2896 4 ай бұрын
Yaaa ngozi yacho iramba kutaura surname
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 4 ай бұрын
Saka mukuti akuzviitisa here
@nyaraitaderera9369
@nyaraitaderera9369 4 ай бұрын
Akataura mutupo Kana sumame vanenge vatova nesimba rekutsipika guys musatamba nengozi ko iye Bee arikurambirei kufamba batai mativi ose
@bla-den612
@bla-den612 4 ай бұрын
Vanhu vanobatabata vachitsipika ngozi wane nharo. Bee uyo itsotsi
@agnesdzapasi3023
@agnesdzapasi3023 4 ай бұрын
Drewmas media ticha dzidza zvakawana.i love this media.
@Maigerald04
@Maigerald04 4 ай бұрын
Mhepo iri kutaura chokwadi Bee itsotsi iro
@bravochanaka8623
@bravochanaka8623 4 ай бұрын
Vanhu vakaromba vose vakafanana vakaoma moyo havabvume zvinhu zvavanoziva
@gerald1mada31
@gerald1mada31 4 ай бұрын
Very true akuziva zvakaita Bee akauraya musikana webasa ngataure uko kwete kuda kutenderedza mhani ngozi iripo pafare vanhu vakaromba havabvume mmmmmm vaMukotsanjere varipo vanoziva kugadzirisa ngozi chete
@AgnesGiri-wc3fq
@AgnesGiri-wc3fq 4 ай бұрын
Haurevi nhema kwedu zviriko izvi😢
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 4 ай бұрын
Zvaiwana ngwarati yofura irere. Even Bee asina kuuraya pane something chete chine connection na Bee pakufa kwa Mandi.
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
"B" uri kumbetembei chaizvo iwe, Mandy atsanangura, ati panoda n'anga, nekuti iwe uri kumutsipika. Mandy anetsitsi asi uri ketembei chaizvo "B" unoda kuziva mutupo nezita raBaba vake kuti utsipike hausati watambura. Unoda kuti dzinza ripere une shuwa. Mapurisa wapedza kutenga namari, vachakutevera vose mabasa apera mguri dzavo dzotambura.
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 4 ай бұрын
Panoda Gogo MaGumbo, kana Sekuru vanogadzira ngozi vari kwaMutare uko vhunzai Karanganda TV Baba Taps. Mandy ari kutaura chokwadi. Drewmas Media makamvo buritsa imwe iya yababa vakapondwa vaya vaive nemwanasikana wavakaita nemukadzi akaitwa kuti vauraiwe. Kudos to you Drewmas Media rambai makadzvanya.
@user-ve6ef5cw3i
@user-ve6ef5cw3i 4 ай бұрын
Thank you for every effort you are doing over there . Tinoisa manja kwamuri Shumba and everyone involved
@NyarariraiKakomwe
@NyarariraiKakomwe 3 ай бұрын
Ngaamupise Bee vacho
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 4 ай бұрын
Haade kutaura zita anotya ka kuramba achitsipikwa zvimwe akurondedzera wani
@VeronicaMunyawiri
@VeronicaMunyawiri 4 ай бұрын
Yeah that's true vakaziva madetails ake vanoomberera kty asatozotaura zvachose
@user-cv8ys8mw9u
@user-cv8ys8mw9u 4 ай бұрын
Ko pamutauro apo mati kudiiko cz ngozi haisikutaura chindau iyi
@user-ff8ko1el1j
@user-ff8ko1el1j 4 ай бұрын
Ngozi yacho yati ndinobva kumandai here musataure kwamusina kuswera
@AllenMhere
@AllenMhere 3 ай бұрын
Yataura nezita wani asi hamuteereri koiro ranzi Mandi chiiii pkutanga
@AllenMhere
@AllenMhere 3 ай бұрын
Yataura nezita wani asi hamuteereri koiro ranzi Mandi chiiii pkutanga
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 4 ай бұрын
Ngavayende kwaMukotdanjera zvinobuda pachena zvese
@ExcitedRagdollCat-sd9yw
@ExcitedRagdollCat-sd9yw 4 ай бұрын
Ndekupiko hama
@user-ry5zn1sy3h
@user-ry5zn1sy3h 4 ай бұрын
Nyanga ​@@ExcitedRagdollCat-sd9yw
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 4 ай бұрын
@@ExcitedRagdollCat-sd9yw Inyanga
@McDonaldKhamba-nb9vq
@McDonaldKhamba-nb9vq 4 ай бұрын
❤❤❤❤🎉Bro Andrew munemusikanzwa nhayi kkk😂😂😂😂 pamasongs enyuayo ndopamunondibaya kkkkk everyday another song, taking us to another level, Pamusorosoro🥋
@user-ob9qm1xm3w
@user-ob9qm1xm3w 4 ай бұрын
Nyaya Iyoinoda mukotsanjera ndooangona nyaya idzo
@user-fq1yb8pk3l
@user-fq1yb8pk3l 4 ай бұрын
Why muchiita sana Thomas yekugwesha maiiti mutoriro nhasi moshora zveee ko kungotevera nhau tonzwa pazvinoperera
@user-xz7mz3vt7s
@user-xz7mz3vt7s 3 ай бұрын
Nhai zvako vanhu vasati vasangana nematambudziko havabviri kurotomoka
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 3 ай бұрын
Taura hako
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Simba
@user-xj5ut5rx2p
@user-xj5ut5rx2p 3 ай бұрын
Kkk ngozi yacho irikudakuzvipedzera basa yemene
@user-wk8sg5ih5w
@user-wk8sg5ih5w 4 ай бұрын
Mhiripiri Inova huyaa uoneee..... ❤❤❤❤ Drewmas media ...Munotigonera ❤❤ ..
@saulmhoka8907
@saulmhoka8907 4 ай бұрын
Mukotsanjera simbi yengozi zvose zvinonzi bvuuuuuuu pachena,,, takazviona kwa Chief Mutasa uko dzimwe shasha dzichiramba zvadzinoziv pachena
@sandraedward7454
@sandraedward7454 4 ай бұрын
Only at Drewmas’s we learn much thank you mukoma enduru nasisi masibanda keep iti up
@user-rc9bf5qx7r
@user-rc9bf5qx7r 4 ай бұрын
VaNeshamba and crew thank you very much Drewmas media taking you to another level
@Maigerald04
@Maigerald04 4 ай бұрын
Thanks neupdate VaNeshamba sando dzenyu
@user-xq6yx6kc9j
@user-xq6yx6kc9j 4 ай бұрын
Big up Drewmas
@PeterMutero
@PeterMutero 4 ай бұрын
Thank you Andy i follow all your stories keep it up brother
@tinomzeni420
@tinomzeni420 4 ай бұрын
Neshamba ndaise zvanza song iyo manyama ❤❤ thanks 🙏
@user-xu2ng6kp1s
@user-xu2ng6kp1s 3 ай бұрын
Masamvu vane ma shop mapositori ekunyepera
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 4 ай бұрын
Bee Beee Beee akaoma munhu akaromba akaoma
@juniorgazablingz3048
@juniorgazablingz3048 4 ай бұрын
Zvichapera ngaende kujeri kana apedza kuripa
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 3 ай бұрын
Akakasira kumuuraya asina kubvunza mutupo nesurname 😢😮
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 4 ай бұрын
Dai pafa one munhu vaite srs zvakaoma kuda muurai wako shoko rekuti I love you rorevei kna tichizourayana sehuku
@user-vl9mq2sh4n
@user-vl9mq2sh4n 4 ай бұрын
Dai pafa mwana waBee pamwe atenda
@ConstanceChingoma-xn2dy
@ConstanceChingoma-xn2dy 4 ай бұрын
Mhepo iyo yakaoma mukotanjere hero basa
@maxwellmanyinyire-by3gx
@maxwellmanyinyire-by3gx 3 ай бұрын
Hapana ngozi inonyepa. Ngozi one tsitsi iyi
@jah13765.
@jah13765. 4 ай бұрын
Mandy uraya mupurwa bee uyo....haana kana mari futi....uraya mhuri yese Mandy
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 4 ай бұрын
Azochema zvandirwadza mhani
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 4 ай бұрын
Ngaiuye mhepo its a pity kuti mhepo dzengozi dzozogara asina kupara ngozi Dai yaingobhaiza nyakupara
@user-yy4ul3gf6p
@user-yy4ul3gf6p 4 ай бұрын
Hazviite kuti igare pamunhubakauraya nekuti haazonzwaka zviri kutaurwa izvo uyo munhu akatogara zvesure ingozi chaiyo iyo
@emmanuelsithole8767
@emmanuelsithole8767 4 ай бұрын
@@user-yy4ul3gf6pagain akazviita anozvigadzira kuti zvisasvika kwaari easily
@kingdeedouglasnyoni2745
@kingdeedouglasnyoni2745 4 ай бұрын
@@user-yy4ul3gf6p ko kumuitira mastaera achiona kuti akabata mari yomutorera nekuhumana achiona munhu waakauraya uye kungopisa hembe dzaakapfeka chero pavanhu iye achizviona asina kugarwa
@DicksonGwenda
@DicksonGwenda Ай бұрын
Ndochinonzi chokwadi chakakwana icho mukomana ngaripe zvaakadenha izvo
@peterkasaira-zw3zg
@peterkasaira-zw3zg 4 ай бұрын
ichokwadi icho akauraya
@kumbiraimoyo5911
@kumbiraimoyo5911 4 ай бұрын
Very true ndokuziva kwakaurairwa kwaari kutauraa
@user-ef6xw6wg8u
@user-ef6xw6wg8u 4 ай бұрын
Vanhu vekwamasabvu vanouraya awa hadzisi nhema idzoo mabhinya. Vanhu Ava
@petermasarirevhu1064
@petermasarirevhu1064 2 ай бұрын
kkkkk not masabvu but masawa ...
@willsonmakuwatsine8418
@willsonmakuwatsine8418 2 ай бұрын
Bie sunungura mhuri yekwako vakuparira vamwe kuramba zvako
@tapiwamuchetu6083
@tapiwamuchetu6083 4 ай бұрын
Im here 🙋
@petronelladube7859
@petronelladube7859 4 ай бұрын
Iyi ngozi ayina kujeka 👐
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Yakajeka chaizvo
@JamesM-bz3cl
@JamesM-bz3cl 4 ай бұрын
Mukotsanjera hero basa ndiwe shumba yengozi nhau inoda iwe iyo,nhau iyo inoda kuendeswa kuna Mukotsanjera
@lancelotsaungweme9369
@lancelotsaungweme9369 3 ай бұрын
Chief ❤❤ well done! Maratidza kunzwisisa nyaya yechivanhu
@chenainyamukondiwa963
@chenainyamukondiwa963 4 ай бұрын
Ngozi ngaingomufuridzira moto abvireka Bee wacho ipapo sezvaiita dzimba
@user-cv8ys8mw9u
@user-cv8ys8mw9u 4 ай бұрын
Taura hako iweee kuda kutipedzera nguva ngozi yepi inoramba kutaura surmane yake
@vivianmugowa3918
@vivianmugowa3918 4 ай бұрын
Akaponda haauraiwe anenge auraya humbowo Ngozi inotanga kuuraya vasina mhosva kuti vanhu vazvitsvage vedzinza
@user-rt2hw2dw1f
@user-rt2hw2dw1f 4 ай бұрын
True wena
@ChipoMutsvanga
@ChipoMutsvanga 4 ай бұрын
Akataura mutupo anozotsipikwa guys cz vanenge kuziva kuti vomudeketera vachiti chii​@@user-cv8ys8mw9u
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
​@@user-cv8ys8mw9uparizvino hazviite ngaasambotaura
@user-oo3xx4xz7x
@user-oo3xx4xz7x 4 ай бұрын
Ndasvika chiuyai team ifoni yakuda kupera moto ❤❤❤
@user-dw2zm4wv8o
@user-dw2zm4wv8o 4 ай бұрын
Bee wauraya mhunu dzosera msoro wevanu
@sergiomauyekufa7640
@sergiomauyekufa7640 4 ай бұрын
Sekuru mukotsanjere ndakumbira zvangu
@marymuzenda8364
@marymuzenda8364 4 ай бұрын
Ingadzi ingozi here iyi kana kuti chikwambo
@s.c1982
@s.c1982 4 ай бұрын
Chikwambo straight hakuna ngozi yakadai.
@user-kn9jr9bg5n
@user-kn9jr9bg5n 4 ай бұрын
Chikwambo ichi zvakangwara zvikwambo sheem ngozi hayidai
@margaret7446
@margaret7446 4 ай бұрын
Chikwambo straight
@user-nz9ik3cc4z
@user-nz9ik3cc4z 4 ай бұрын
Kkk chinogona kuita chikwambo but akubudirwa wacho anenge sascame futi
@taumlambo91
@taumlambo91 3 ай бұрын
Hamusati maiziva ngozi! Family yake B yatobveko kuchipinge kumba kwa Mandy
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 4 ай бұрын
Very emotional 😭😭😭😭😭😭 ripa wakatadza B urikuziva,
@gladmorejaphet
@gladmorejaphet 3 ай бұрын
Kuramba hake zviri pachena kana ndimiwo😢
@natashanyoni2498
@natashanyoni2498 4 ай бұрын
Nhasi rarimwe zuva, drewmas media taking me to another level.
@happymanmagunje3453
@happymanmagunje3453 4 ай бұрын
Thank u drewmas for taking us to another level
@user-ch9kw6er5s
@user-ch9kw6er5s 4 ай бұрын
Mmm mhepo iyi yakasana nechurombws
@user-lj2wn5ej7g
@user-lj2wn5ej7g Ай бұрын
Torai Mukosajera shumba ye ngozi
@ruvachazika1223
@ruvachazika1223 4 ай бұрын
Bee ungaramba hako but wakauraya Mandi
@user-op4kp1ij4v
@user-op4kp1ij4v 4 ай бұрын
Nyaya iri pachena ukamboramba hako Bee padare .nhasi mbepo yabuda .ngozi iripachena
@user-cv8ys8mw9u
@user-cv8ys8mw9u 4 ай бұрын
Chirikuratidza kuti ingozi chii apa
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 4 ай бұрын
Rine moyo wakaoma
@user-op4kp1ij4v
@user-op4kp1ij4v 4 ай бұрын
Im addicted ne DREAMuS MEDIA ❤❤❤
@ednatopez7612
@ednatopez7612 4 ай бұрын
Kuita booooo hakuna ngozi yakadai 🙌🙌
@user-nz9ik3cc4z
@user-nz9ik3cc4z 4 ай бұрын
Kkkk musikana akubudirwa nengozi anenge sascame wani kadramma kacho futi😊
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 4 ай бұрын
Mukudaro nekuti hazvisi mudzinza menyu ane sascum adii achitoshandiswawo nemhepo iyoyo
@langmakweldingservices5027
@langmakweldingservices5027 4 ай бұрын
Siyai malikes👍
@user-lf8zl5pk9t
@user-lf8zl5pk9t 2 ай бұрын
B haachazivi kuti munhu wavauraya ndiye agara Pana musikana uyu Oda kuripwa azorore
@SamuelChapata-xd6nh
@SamuelChapata-xd6nh 4 ай бұрын
Aah hapana apa vanhu vekwaMutoko zvidzoyi hope hobhoo, hapanazvavanoziva mapenzi naxxx
@user-hx3xo8ju1b
@user-hx3xo8ju1b 4 ай бұрын
Ibvai imi makazoitei
@abstractcontractprojectgladman
@abstractcontractprojectgladman 3 ай бұрын
Ko taita zvidzoyi tadii
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 4 ай бұрын
Jiti manyatsorinzwa here irooo..ndabva ndafunga handzvadzi yangu Baba Meju vachiupadagura mutumba😅😅😅
@user-di1oi3kd3x
@user-di1oi3kd3x 3 ай бұрын
Ndaona seari kudya matches ichibvira
@upenyuchasara1592
@upenyuchasara1592 3 ай бұрын
Kuti vakundikane kumutsipika
@user-xl8en2qh9p
@user-xl8en2qh9p 4 ай бұрын
Hameni mhepo iyiirikutaura chokwadi
@user-ds9ky7vy6e
@user-ds9ky7vy6e 4 ай бұрын
Ngozi dzotenga matches kkkkkkkkk 😂😂😂😂😂😂
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 4 ай бұрын
Ngozi manyama kkkkkk
@user-dm9tu9ji1x
@user-dm9tu9ji1x 4 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅ko kudya
@user-um3fw3tl2h
@user-um3fw3tl2h 4 ай бұрын
Ko slang language kkkkk
@kumbiraimoyo5911
@kumbiraimoyo5911 4 ай бұрын
Haaaa very true nyaya iyi takainzwa payakaitika mamutoko
@paulinematambo
@paulinematambo 4 ай бұрын
Very interesting
@tiwirainyamwasha1509
@tiwirainyamwasha1509 4 ай бұрын
Vapei gogo magumbo kana sekuru tasvu.
@valeriemashoko808
@valeriemashoko808 4 ай бұрын
Gogo magumbo ndevekupi
@user-dg5bv9xz6o
@user-dg5bv9xz6o 3 ай бұрын
Ngozi iyi kana iriyemundau ngaitaure chindau uye ko kuzoti team rake ko kuzonyepa kuti ndirinherera
@Manondo34
@Manondo34 3 ай бұрын
Nhaimi….ataura kahobho kuti ndirinherera and kana makunoripa muchanoudzwa nambuya vangu..Saka hazvichanzwisisike manje ko mai vaya vazobvepi futi varikunzi mai vake🤔 ummmmm zvinhu zvacho hazviskubatana
@oliverzindi6812
@oliverzindi6812 4 ай бұрын
Ndamirira zvangu ini Shumba
@chikunyapauline8776
@chikunyapauline8776 4 ай бұрын
Nxaaaaaa handina chokwo nemhepo iyi.kkkkkkl
@user-qd1sc6ln5l
@user-qd1sc6ln5l 4 ай бұрын
Sure aribvumi ihure muroi aabvumi ndirimuroi ngatimirireyi stage 3
@EstherSitholeFetso
@EstherSitholeFetso 3 ай бұрын
Vanhu muchazvirega zvekuuraya vamwe kugona ngozi ku iripa vana van zuro uno chiiiii kudaro so muchazvirega
@marjurytsvangira7381
@marjurytsvangira7381 4 ай бұрын
Ngavaende wasekuru Tasvo😊
@juniorfreedom8775
@juniorfreedom8775 4 ай бұрын
Mafoni ndeeyiko mudare vanambwa imi
@user-mt3qg9sk5l
@user-mt3qg9sk5l 4 ай бұрын
😂😂😂😂
@tinomzeni420
@tinomzeni420 4 ай бұрын
Kkkkk 😂
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 4 ай бұрын
😅😅😅😅komabhingo
@senzenipinoka-zm4xf
@senzenipinoka-zm4xf 3 ай бұрын
Kkkkkkkkk eeeeeh
@atinetimhlanga4585
@atinetimhlanga4585 4 ай бұрын
Mmmm iyi ingozi rudzii
@HellopaisaChoppies
@HellopaisaChoppies 2 ай бұрын
B vakauraya musikana wake akatora musoro urikumuitisa mari ngozi iripo ndezvechokwadi vapedza kunyenga munhu ouraisa munhu nevamwe vake
@evasnyamhere4066
@evasnyamhere4066 4 ай бұрын
Bee akatourayawo zvemachokwadi here
@tanyaradzwajeche4764
@tanyaradzwajeche4764 3 ай бұрын
Ko matches vamupirei akudii kungobvira natural
@upenyuchasara1592
@upenyuchasara1592 3 ай бұрын
Bee arikutsipika Mandy,Saka machisi ndeyekuti asatsipike
@YvonneMuchochoma
@YvonneMuchochoma 3 ай бұрын
bhooo here ngozi dzema 2000
@nomsanyika151
@nomsanyika151 2 ай бұрын
Saka matches mukanwa ndiko kuti zvidii. Kuita mari nemusoro wemunhu haaa kuchekeresa kwakaipa apa unenge wafumuka mudzinza kunzi wakauraya haaa zvakaoma
@Maigerald04
@Maigerald04 4 ай бұрын
Munhu haauraiwe sehuku
@WashingtonTaruvinga
@WashingtonTaruvinga 2 ай бұрын
Panenyaya kuzvinzwisisa ndaibatira pamupimbira
@stanelychishabwa9820
@stanelychishabwa9820 4 ай бұрын
Waiting ✋️
@KundaiChitiga
@KundaiChitiga 3 ай бұрын
Mmmmm pakaipa shuwa
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by 4 ай бұрын
Bee kana aine mari pane arikumusimudzira mhepo achimugezera mhepo, neimwe nzira futi munhu akaita mhosva haabvumi anoshinga kuramba nekuda kwemhiko dzaanenge akapihwa
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 4 ай бұрын
Yaaa pane nyaya pa ngozi yavo iyi. Chipinge haibvunzwi unongonzwa nechindau. And inokusakadzai.
@user-gg1uz1li2i
@user-gg1uz1li2i 2 ай бұрын
Ngozi iyo
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 4 ай бұрын
😅 hanzi kna muroi haabvume This is srs issue vanhu havabvume nenyaya yekunyara chokwadi vachichiziva ngozi hairove Bee akaura vanhu vakawanda ndonyaya yakunetsa aiti havamuke
@user-wf7im6ly8z
@user-wf7im6ly8z 4 ай бұрын
Kwasekuru tasvu ngavaende zviripachena izvi akauraya munhu mukomana uyo satani
@estherdzimbiri
@estherdzimbiri 4 ай бұрын
😮😮uraya
MUTOKO.............SEKURU VEKUCHIPINGE VOBATWA NEMHEPO YENGOZI YAMANDI
1:04:57
MUTOKO.....BEE OSUNGISA VANHU VARIPAMATARE APA NGOZIWO NEUKU
51:07
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
Пробую самое сладкое вещество во Вселенной
00:41
Khó thế mà cũng làm được || How did the police do that? #shorts
01:00
MUTOKO .......NGOZI YANETSA VOROVERANA PAMBERI PE-CAMERA  (PART 2)
36:10
Dario Fabbri, Strategia fra passato e futuro - Festival di Limes 2021
1:24:40
MUTOKO............BABA VOROVERWA HUROMBWA NEVANA VAVO    -
38:27
Drewmas Media
Рет қаралды 27 М.
CHIPINGE......MHURI YEKWAMASAWA YOZVIPIRA KUMHURI YAVAKAPONDERA MWANA
41:51
MUTOKO NGOZI...... VODA ZVIBHAKERA PADARE
35:59
Drewmas Media
Рет қаралды 16 М.
Olo Anthu A Ku Kasiya MCP Sakuyifuna - Comrade Ntanyiwa
21:24
Nyasa VoiceBox
Рет қаралды 9 М.
RUSHINGA.......... ZVIDHOMA ZVOURAYA MUNHU PA "BUS STOP"
1:10:31
Drewmas Media
Рет қаралды 124 М.
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 807 М.
😆 @SantiOficialll @SantiFansshort @CAMILOAGUILLONN
0:15
Santi
Рет қаралды 8 МЛН
BABY Comedy : Gift for baby💔
0:41
BABY Comedy
Рет қаралды 8 МЛН
Хитрая МАТЬ делит НАСЛЕДСТВО между ДЕТЬМИ 😱 #shorts
1:00
Лаборатория Разрушителя
Рет қаралды 4,5 МЛН