Mukadzi wazvinzwa here, ndoda Mari yangu or banga andivhure vakadzi tinongozviparira shuwa. Ndanyara apa rough mukadzi anerough
@monicanjaikira96023 жыл бұрын
Yaaa bro good kana asina kudzosa pfuma musadzore tsvimbo Banga musavhure ibenzi remukadzi achina hunhu chimukadzi ichi
@blackcherry93443 жыл бұрын
Tete Tilder I hve never seen you soooo ooo shocked haaaaa Ma1 chaiwo
@mandy80803 жыл бұрын
DNA testing is starting to look like a lucrative business coz chihure chacho chawandisisa in Zim, many men varikuchengeteswa vana vasiri vavo
@ruemar13 жыл бұрын
Forgive and forget. Izvi zvinobatsira iwewe more than anyone else. Vhurira munhu banga umuendesa kumba kwavo and uenderere mberi nehupenyu hwako.
@eddiezhou22563 жыл бұрын
I think it’s not good to send tests vanhu vari 2 only becoz next time vanhu vachaurayana, I think find better way Aunty Tilder
@washingtonm6543 жыл бұрын
That doesn't change the result of the DNA test. The husband will still react the same way. If they do that, then there is no Show.
@eddiezhou22563 жыл бұрын
Its not about show but there is high risk
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
Vakadzi vemu 🇿🇼 please back to sender matora chimuti kikkkk 😂 😂 😂 😂 nekuti huye vanhukadzi vakamitiswa vakasiyiwa rough vazhjinji and they went thru hell. Zvino vakadzi vakuyenda crazy 🤪.
@tiemygvo56663 жыл бұрын
Reggae Kings are Females. 💯. Aiwa madzimai epa Zim reggae varikutamba havo
@tambudzairukurani29753 жыл бұрын
Nobody can stop reggae 💃💃💃
@tiemygvo56663 жыл бұрын
@@tambudzairukurani2975 Hakuna Hakuna 💯😂
@Lettymasibae67713 жыл бұрын
Bt on a serious note vakadzi ngatirege kudaro pliz, ndorwadziwa nevana hangu weduwe pese apa achiziva kti ndidad akura ndopoonzi havasi baba vako weduweka tiregei kudaro
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
Zvinorwadza let's not forget there is children out there vakarambwa naBaba
@Lettymasibae67713 жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 so ndivo here vanozononyeperwa vamwe varume kti ndewavo, DNA inopedzwa masports ngaitoitwa mwana achivharwa
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
@@Lettymasibae6771 ehe ngavachengeterane vana kikkkkk DNA bhoo zvekuti ivo vanenge varamba vana vavo vanobatwa neDNA maintenance pfeee
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
@@Lettymasibae6771 💯 DNA mwana achizvarwa plus compulsory birth certificate registration with both mother and father. Zve humboko huya hwekuramba kutorera vana ma birth certificate zvobva zvaperawo futi. That will sanitise our nation once and for all to responsible citizens. 😂😂😂😊
It's the mukadzi iwe wazvinzwa here eish vamwe vakadzi vachatitadzisa kurorwa eishhhhhhh bbhati why
@Lucas-se6in3 жыл бұрын
My advise to you is that let it go man. In life we make a lot of losses this is not worthy it. By doing this you will never move on and you keep on attached to your past. Just let it go and find another wife.
@dianamainana49103 жыл бұрын
Aaaaa let go what mari irikunetsa muzimba. I could have supported if the woman was sorry but she is even boastful arikutowonererwa nechihureee!!! Pamberi nebangaa. Ndirimukadziwo but l don’t support chihure
@eunicenyandoro80093 жыл бұрын
I m sorry my brother.l can feel the pain
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
Tete Tilda pedzisai nyaya iyi kokokai Registrar General tinzwe kuti pa birth certificate zvinofambei kuti zita ravo ridzimwe sezvo baba had registered the child's birth certificate. Huye kana baba anga aramba akazobatwa neDNA zvinofambasei as well for birth certificate remwana kuti baba vanyorwe.
But why vakadzi tichidaro.instead of being humble pamwe zvaida kugadzirisika.akutoita rough attitude.shuwa denga richanetsa kupinda.
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
Hapana apo ivo varume vanoita minana wani kikkkk 😂
@nonhlanhlamoyo81363 жыл бұрын
Aunty I think by the time you are disclosing the results the parties concerned must be at a different place where it's safe, I felt so scared for the baby and the lady, especially when the emotions are high like this, thank you Auntie, please consider this
Tete Tilda you seriously need to reconsider the format of this show panogona kufiwa kwete zvekutamba. Participants need to be at a neutral location when they get the results. They can come to the studio but you don't have to show their faces if they don't consent. Zvamuri kuita right now is a recipe for disaster.
@pumpkins53903 жыл бұрын
They communicate with these people before they call on air, obviously the one who suggested DNA tests to be done would know about being on air but their partner may not be willing and currently they can’t host mu studio due to the situation
@musasasharon54703 жыл бұрын
Yah neh
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
@@pumpkins5390 your point??? Mugabe's format is much safer.
@pumpkins53903 жыл бұрын
@@chiyenyumba7135 tete used to host before but lately they don’t… not everyone can make it to the studio
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
@@pumpkins5390that doesn't take away from the fact that the current format is risky. Some results are too devastating and unexpected. That's all I said. And I think it's a valid point regardless of what used to happen and why it's no longer happening it's not a comment directed to the host Tilda. It's a comment on how the show is being done in consideration to the participants.
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
Vana baba mudzimba umo 😂 😂 😂 hamuna vana mumasango here kaana variko chibvai mayenda kunotsvaga vana venyu vema shuwa-shuwa.
@hildarupondo35063 жыл бұрын
Hopefully banga rinoshanda
@sammymeza69763 жыл бұрын
Ndagara ndaona ne rough yamai ava kuti mwana haasi wababa ava ,ihure iri mukoma ,manga makatoshinga mwoyo kugara nezvakadai ,sorry mukoma
@frankmoyo53403 жыл бұрын
Kkkkkkkkk banga banga banga ranetsa iro, but im very sory for baba avo vari kutonzwika kana voice ravo kuti munhu asingaite zve noise.
@esthermukonyo65303 жыл бұрын
Ko vanhukadzi tapindwa nemweya werudzii
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
Vakadzi vapindwa neback to sender
@maviskaisa31733 жыл бұрын
so sad my brother 💔
@chiedzamatumba13263 жыл бұрын
Kutadza kuriko asi vakadzi vangani vakahurirwa vachirohwa kurara panze mudanga kana seri kwema bin ? Ini handikurudzire huroyi ngavaende kumatare court yotevera mari yavakarera mwana . Ipapa ukafa usina kuvhura banga uchakuvadza vanhu vasina mhosva kuroora hakusi kupinza munhu jere kutadza munhu anotadza asi ngatiregei kushandisa simba rasatan rehuroyi .Ndozvekuzoti munhu akafa odzoka kurudzi sengozi achitadzisa vana vemhuri yekwaakasungwa kuroorwawo zivai kuti satan hana divi raakarerekera . Dzimwe nyaya dzopedzisira vanhu mapondana koiyewo mkadzi akaenda kuneyakewo n'anga motanga kubhombana zvozodii pane vana vasina mhosva havana kuapplayer kuuya muhupenyu hwekutadza kwevabereki plz ripisanai nedzimwe nzira tichiziva kuti panyika tose tiri vatadzi titye mwari.
@chiyenyumba71353 жыл бұрын
Shamwari uri kupotsa... Baba ava should just move on and sort out nyaya yebirth certificate kwaRG. Pamari yakachengeta mwana hapana kobiri ravanodzoserwa. Kana mukadzi akachengeta mwana ega before claiming maintenance haapihwe compensation yematernity and mari yachengeta mwana kuma shure. Anongopihwa chete from the time yatanga maintenance claim. Roora haadzoserwi because for the past 5 years ange achidya mwanasikana wevanhu. He is a bad loser... 😂. As you rightly said women get far worse but they just get on with it.
@@chiedzamatumba1326 it's fictious claim kutyisidzira zvinhu zvisina evidence yekushanda. He is playing psychological games. I don't believe in such kikkkk 😂. Dai masaramusi ayishanda 🇿🇼 would be a great country. It's good riddance
@rumbidzaimudhefi43092 жыл бұрын
Mujolo wanyisa mai ava vaiti zvicha gumirepi🤣🤣🤣
@elizabethtamerakativu89823 жыл бұрын
Inga mahure awanda kudarika vakadzi nhayi veduwee,let it go bro move on with your life,u deserve better
@portiachideya29503 жыл бұрын
Yowee haaa Zvakaoma, zvinorwadza vanhu kadzi tapindwa neiko nhai veduwee, pane kuti ukumbire ruregerero ari kutoita stubborn mukadzi uyu ka.
Bad inqamu iyasebenza bazofa bonke amadoda azohlangana laye
@trmangena24633 жыл бұрын
Heyi banga taneta,dai asina kuramba achizviita murume uyu dai asina kutsamwa
@lovemorenyakurwa61503 жыл бұрын
Akadyirwa mari nematsotsi, hapana mushonga wakavharwa
@venahmachokoto31303 жыл бұрын
Ibanga iroro singing zvangu
@lizzyalidi48633 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣Urikumba soprano or alto
@vhuranjero3 жыл бұрын
Pano parikupisa vakomana hei
@eunicenyandoro80093 жыл бұрын
Banga Banga yanetsa iyii
@eunicenyandoro80093 жыл бұрын
Hiiii ende zvinorwadza izvozvi.corona ahingapere zvachose
@charlessimango25132 жыл бұрын
Banga tinaro atisi kuzovhura kkkkkk
@fadzosadiki43643 жыл бұрын
Btr stay single kana zvekuvimbika zvichiramba hezvo Banga controlling your life nxaaa...And imwi baba mungavawo futi musingavimbiki just let her go..let's say wofa bf you got your money 🤔
@trivedymukuze99703 жыл бұрын
Haunawo zvekutaura iwe.I'm sure you're just like this woman
@fadzosadiki43643 жыл бұрын
@@trivedymukuze9970 like that woman in wch way ??? That was my opinion and I will defend it down to earth..An eye for an eye will turn the world into blinds
@mariagadaga15903 жыл бұрын
Pfungwa dzako dzakatodhakwawo iwe asi ukuchengetesawo mwana asiri wemuridzi here
@fadzosadiki43643 жыл бұрын
@@mariagadaga1590 No I won't do that but I move on with my clean conscience ..we separate that's all I think pandinoramba wapanzwa if not read again
@blackcherry93443 жыл бұрын
Mjolo pandemic caused knife to be involved no refund no mariaji
@tbssitbby3 жыл бұрын
Shiri yabvuta rekeni, banga banga rakonzeresa
@maggiemuzongondi66543 жыл бұрын
The lady is very rough,ende haanyare,ndashaya pekupinda veduweee.Ngwarirai mukadzi wenyu baba
@TM-iz2ku3 жыл бұрын
Rough yange iri yekuziva the outcome yemaresults Achiziva chokwadi mukadzi kuti akuchengetesa mwana munhu asiye
@maggiemuzongondi66543 жыл бұрын
@@TM-iz2ku Taura hoko
@westondzikiti40673 жыл бұрын
Banga kumberi rinopedza masports
@adiolamatenhese89223 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣banga harisi kuvhurwa kusvika vadzosa mari yangu