Face-to-face with family terrorising snake

  Рет қаралды 8,616

Manica Post Zimpapers

Manica Post Zimpapers

Күн бұрын

Пікірлер: 38
@ellenmusanjeya8222
@ellenmusanjeya8222 2 ай бұрын
Manica post kana musina kurongeka ibvai henyu kwa Headman Chigodora munoti kanganisira zvinhu. Noise yese iyi hamuinzwe paku editor. Musadaro please
@FaraiDenhere
@FaraiDenhere 2 ай бұрын
Uhhh sound quality yenyu ne picture yacho muchaita kuti tisatevera zvirongwa zvenyu gadzirisai izvi
@Accordingtoscriptures
@Accordingtoscriptures 2 ай бұрын
😅 saka munhu uka sangana ne nyoka musango yatumwa here ?? Imo musango murimo madzino Gara kkkkk
@FadzieJomo
@FadzieJomo 2 ай бұрын
😂😂😂😂😂, ndochii ichi channel iyo 🚮🚮🚮🚮, hatinakidzwi isu poor sound. Dzosai Karanganda please, Karanganda inotipa long version.
@ONELOVERECORDSZA
@ONELOVERECORDSZA 2 ай бұрын
Kobkuzvisiya kana musiri kugona, sound yakamama mavidz acho futi half half nyaya
@TawandaSakasu
@TawandaSakasu 2 ай бұрын
Manica post iyi yakukanganisa basa nebunyanzvi hwaHeadnman Chigora, Magada wemagrazi naChikara
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 2 ай бұрын
Endai kwaMUKOTSANJERA anopedza masports ❤
@sdshippers9332
@sdshippers9332 2 ай бұрын
Ndaita First nhasi ❤❤
@SusanMuhlaba
@SusanMuhlaba 2 ай бұрын
Sound plz
@fofoemaibvise2768
@fofoemaibvise2768 Ай бұрын
Musaise caption yechirungu Mani nyorai neshona
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 2 ай бұрын
Manica post ndeyeZANU musashamisike. Vanoshandisa maITel kuita basa. Nonsense
@providekhoza-ux1ug
@providekhoza-ux1ug 2 ай бұрын
Manica post sound
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 2 ай бұрын
Channel iyi yakadhakwa noise yacho chiiko
@ONELOVERECORDSZA
@ONELOVERECORDSZA 2 ай бұрын
Imi kwanai gadzirai sound
@NokuChuma-ve2si
@NokuChuma-ve2si 2 ай бұрын
Ko muti wakaoma neizvee😳😳 wepamatombo uyo
@esterndoro9291
@esterndoro9291 2 ай бұрын
bring back karanganda
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 2 ай бұрын
You don't need to prive sound quality but just bring back Karanganda.. can't tou see kuti maviews akuita mashoma Headman Chigodora??? Mirai mirai
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 2 ай бұрын
Iyi iManicapost, haisi channel yaHeadman
@sheltonselassie4767
@sheltonselassie4767 2 ай бұрын
Taura hako
@artwellmatimbe7899
@artwellmatimbe7899 2 ай бұрын
Improve sound quality
@georgesmagaso174
@georgesmagaso174 2 ай бұрын
Poor sound quality
@alicezandonda3129
@alicezandonda3129 2 ай бұрын
Nyaya yenyu mukuisa diki wedzerai Kani mukutisiya nenyota plus noise yakanyanya
@sdshippers9332
@sdshippers9332 2 ай бұрын
Batai sekuru Mukotsanjera Shumba yevaroi mhondi ngemaBhinya
@QueenNyamare-i9i
@QueenNyamare-i9i 14 күн бұрын
Suwa vanhu muchiri kubelieve mascams ana tsikamutanda vanoisira vanhu zvinhu zvawo awo so nyoka iyoyo yanga iri mukanwa yakapinda mubag paakasvipira mubag
@phionamusademba2856
@phionamusademba2856 2 ай бұрын
Bring back Karanganda makundika manje
@pokellokingz
@pokellokingz 2 ай бұрын
Muti waoma neiko headman kamuti kepamatombo ako vanhu vatanga huroi kuomesa nebvute ere 😂😂😂
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 2 ай бұрын
Asikana ndochiiii ichi nhaimi
@washingtonsandi4404
@washingtonsandi4404 2 ай бұрын
Asi kuri kunaya here noise haaaa
@EdmoreMawine-jn3ev
@EdmoreMawine-jn3ev 2 ай бұрын
This channel 🚮🚮🚮🚮🚮 sound quality 🚮🚮zvima videos 10 mins nyaya dzino sarira panzira nxaa 🚮🚮🚮🚮
@Charity-e5p
@Charity-e5p 2 ай бұрын
Third 😂 murisei pano
@prosperchinhengo4479
@prosperchinhengo4479 2 ай бұрын
😢chi channel ichi ndechekumurmur nxaa🚮🚮
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
Loong videos plizz
@BravoChanaka
@BravoChanaka 2 ай бұрын
Noise hazvisi kunyatsonzwika
@MrKuda2008
@MrKuda2008 Ай бұрын
But why are you giving incomplete stories. What happened to the Headman producing his own content??mwakadzibgirei Karanganda
@Lettymasibae6771
@Lettymasibae6771 Ай бұрын
Katinhi kakaita dzungu apa kakutishaisa masoko dii
@wilsonmabhizamabhiza2867
@wilsonmabhizamabhiza2867 2 ай бұрын
CHANNEL IYI YAKADHAKWA MUNOFANIRWA KUISA NYAYA YESE
@NyashaChibebe-gd3jc
@NyashaChibebe-gd3jc 2 ай бұрын
Noise yesound
@reginadzapasi9668
@reginadzapasi9668 2 ай бұрын
Channel iyi yakadhakwa noise yacho chiiko
URI HUR* .MAI WOCHEMA MUDARE MUSHURE MEKUTUKWA NEWANA WAWO Karanganda TV
28:54
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 40 М.
Motorbike Smashes Into Porsche! 😱
00:15
Caters Clips
Рет қаралды 21 МЛН
Sip of death claims 4 lives
31:49
Manica Post Zimpapers
Рет қаралды 16 М.
MT DARWIN......MHURI YOPERA KUFA NEMANGO
36:52
Drewmas Media
Рет қаралды 41 М.
Women beware! Sabhuku uses ‘bluetooth’ on daughters-in-law
20:42
Manica Post Zimpapers
Рет қаралды 1,5 М.
MUZUKURU ANODYA BOTA NEKUMITISA MBUYA WAKE KARANGANDA TV DARE RACHIEF MUTASA
34:20
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 69 М.
Satanism at Kuwadzana 3 Primary
14:27
NewsDay Zimbabwe - AMH
Рет қаралды 202 М.
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 928 М.
Takanobatwa kwa Tasvu .DARE RA HEADMAN CHIGODORA
39:07
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 219 М.
Motorbike Smashes Into Porsche! 😱
00:15
Caters Clips
Рет қаралды 21 МЛН