Family Secrets and Confessions: Ndakaroora hanzvadzi yangu

  Рет қаралды 7,536

Tilder LIVE ZIM

Tilder LIVE ZIM

Күн бұрын

Пікірлер: 24
@MafirakurevaMafirakureva
@MafirakurevaMafirakureva 6 күн бұрын
Uyo weroorana nesister yake uyo, the biggest risk in genetic/congenital diseases in your offspring. But hapachina yekutamba apa. Keep loving
@MafirakurevaMafirakureva
@MafirakurevaMafirakureva 6 күн бұрын
Haa tete ingotaurai chokwadi panaFirst caller kuti Mnangagwa auraya nyika
@lydianhakwi7934
@lydianhakwi7934 10 күн бұрын
Ngaavaregerere asi vasaenda kumba kwake muroi haana tsitsi
@giregrace317
@giregrace317 4 күн бұрын
Ndiri busy kuita catchup
@ChiedzaMatumba-r2u
@ChiedzaMatumba-r2u 11 күн бұрын
Ambuya vekunyima mwana chikafu havaregereki vamwe vabereki varoyi may be vakatsamwira kusadanwa kumuchato vari kuda kuzomusota. You never know talking through experience ndakabva kuvanhu vakadaro i forgive and bless them with countless things talking about thousands $$$ i pumped out from my pocket and spent just for kind of people but in return i can’t explain what really happened but in short i can say after all the goodies they received from me thought we can start afresh but it’s like i was welcomed to be sacrificed . You will be shown a house to sleep and in middle of the night they will poured ⛽️ petrol ties the door and boom 🔥 lit my room and waited for me to die. So sometimes it’s better to stay away from kind of people because their evil spirits will haunt you forever.
@ELLENMukwada
@ELLENMukwada 12 күн бұрын
Mkoma awo vauya nenyaya chaiyo inorwadza yatenderera Zimbabwe yese. Varikubira vanhu vari kutambudzika kumamisha uko. Zvinhu zvinopiwa vanhu
@ROGUE406
@ROGUE406 12 күн бұрын
Free bites being given to rural folks for votes? Regai zvipedzerane
@lydiachibaya
@lydiachibaya 12 күн бұрын
Ana baba namai itai serious,vana kusvika pakuroorana here
@mymotherschild8918
@mymotherschild8918 12 күн бұрын
Yaah yasisi nabhudhi avo ndosecret manje. Ndidzo mviro mviro dzehupombwe vabereki ngatiite serious.
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 12 күн бұрын
Yhooo de makangosiyana pamakaziva kut muri bro and sis😳
@IreneChiwanza-hz7qx
@IreneChiwanza-hz7qx 12 күн бұрын
Hi tete nhasi ndinindatanga😅
@veeee7248
@veeee7248 12 күн бұрын
Avo mkoma vekuda kuzviuraya don't do that take tete Tilda's advise
@EuniceChadoka
@EuniceChadoka 12 күн бұрын
Yevanhu varikuba ma 1 Dec ndaive kumusha vanhu kudeedzerwa ma cup e rice 😂 shuwa dzinozosvika kumusha kwasara masaga anoverengeka
@alim3611
@alim3611 12 күн бұрын
diaspora marriages / domestic issues first please and then confessions ...in the order ..tikurumidzirei please chop chop
@marshallnyamadzawo8553
@marshallnyamadzawo8553 12 күн бұрын
Ayikaka 😂😂
@ConstanceNjobo
@ConstanceNjobo 12 күн бұрын
Zvakaoma
@abideinjesuschristapostoli6158
@abideinjesuschristapostoli6158 12 күн бұрын
Varikuba ma inputs vavekwesekwese kubva kumadzimambo chaiwo varikubira vanhu kubhadharsa mari dzakawandisa
@GetrudeMarufu-m5t
@GetrudeMarufu-m5t 12 күн бұрын
Vanhu ava cycy nabhudhi ngava paradzane
@BruceGandari
@BruceGandari 10 күн бұрын
haybo sis Get it's too late for them to devorce on the account of their relationship which they didn't know about, I know it's a taboo marrying yr own sibling hence on this phenomenon let them just continue with their thing
@Maisibongile
@Maisibongile 7 күн бұрын
Masabhuku nemasecretary ndombavha dzemainputs
@PhillipChakanyuka-d7s
@PhillipChakanyuka-d7s 12 күн бұрын
Yaaaa iyi ndiyo secret yasis na bhudhi
Family Secrets and Confessions: Ndakaonekwa naatezvara ndichiita weti.
25:10
Buju tells his side of the story
38:38
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 13 М.
Жездуха 42-серия
29:26
Million Show
Рет қаралды 2,6 МЛН
Wednesday VS Enid: Who is The Best Mommy? #shorts
0:14
Troom Oki Toki
Рет қаралды 50 МЛН
БОЙКАЛАР| bayGUYS | 27 шығарылым
28:49
bayGUYS
Рет қаралды 1,1 МЛН
БАБУШКА ШАРИТ #shorts
0:16
Паша Осадчий
Рет қаралды 4,1 МЛН
Diaspora Marriages Complexities: Amwene vangu vakanditumira matsotsi.
2:07:05
Jah Prayzah speaks about Winky D and his fans
57:58
ZIMZANS TV
Рет қаралды 646
ZIm Music G.O.A.T Jah Prayzah 2025 Interview
59:26
STAR FM LIVE
Рет қаралды 42 М.
Akudzinga mkadzi wemufi pamba nekuti aramba kugarwa nhaka Karanganda TV dare ra chief mutasa
1:00:18
Domestic Issues with Dr Choga and Dr Nyamakawo
1:58:23
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 11 М.
Family Secrets and Confessions: Ndakarara nenjuzu kuShurugwi.
22:11
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 10 М.
Жездуха 42-серия
29:26
Million Show
Рет қаралды 2,6 МЛН