GD6 iyoyo ndoichauraya mukadzi wako, after that ndaona waita mari neGoridhe huyai Gweru this weekend

  Рет қаралды 8,233

Zigo

Zigo

5 күн бұрын

Пікірлер: 26
@M-atomb0.
@M-atomb0. 3 күн бұрын
Very creative hatina mabasa. Keep it up murandawamwari. To those ones making noise itaiwo dzenyu mbiya muporofite these prophets and n'angas never forced anyone kuti muende kwavari.. Tichakuporofitayi kusvika madhimoni atiza. 😊
@NuLaif1
@NuLaif1 3 күн бұрын
Ko umwe anenge achitevedzera neShona kuti zvidii🤷🏾‍♂️😅
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 Күн бұрын
Zvimwe zvinhu zvinonzwisisika neanopinda church iyoyo
@Ryanmatanda
@Ryanmatanda 3 күн бұрын
Hameno vanoendako kumapositori
@SurprisedGoldenDoodle-uo3wk
@SurprisedGoldenDoodle-uo3wk 4 күн бұрын
Ko vose vanomutewera achiparidza ndeweyi paridza vakamira wega
@shumzaali714
@shumzaali714 3 күн бұрын
The twelve disciples 😅😅😅
@PB-dw7dc
@PB-dw7dc 3 күн бұрын
Mmmm ASI musadaro imi God is watching
@veeee7248
@veeee7248 3 күн бұрын
Masango imbavha akasiya abira vanhu mari ku South African . Zigo ucharoverwa dzamasango
@VictoriaMuzenda
@VictoriaMuzenda 3 күн бұрын
Yabiwa iri pai
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 Күн бұрын
Bvunzawo hako sure ​@@VictoriaMuzenda
@user-pg4yu8ej4g
@user-pg4yu8ej4g 3 күн бұрын
Musatambe nezwi
@user-tv1ed5zn1i
@user-tv1ed5zn1i 3 күн бұрын
Imbavha iyo
@percychuma8424
@percychuma8424 3 күн бұрын
Mamwe ma gemenz kuita sezvi franera zve vacheche 😂😂😂
@user-oy9pf4ql4h
@user-oy9pf4ql4h 3 күн бұрын
Church inongozara vanobatsirwa chete makamboionepi vanhu avana church dzavo here
@user-oy9pf4ql4h
@user-oy9pf4ql4h 4 күн бұрын
Mbavha idZi mahure mapedza vakadzi vevanhu mazihure awo Apana chotaurwa kana chimwe
@FlorenceBingura
@FlorenceBingura 3 күн бұрын
Ndaneta nawo masowe kutozvigarira kumba kwangu bho zvekuti
@NesleyMoyo
@NesleyMoyo Күн бұрын
Kkkkk
@geraldmaranda-rs7js
@geraldmaranda-rs7js 3 күн бұрын
kunonamatiwa chirungu kuchapel.uku
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 3 күн бұрын
Ndinovafarira vanhu avo ,asi vanokuporofita zvakaitwa nemadzibambo edu ekuti hatikwanise kuzvigadzirisa panze pekuti vaporofite zvri kundinetsa ndozvandinoda bodyguards ayo zvee
@priscillahchiromudzimu1632
@priscillahchiromudzimu1632 3 күн бұрын
Zigo ipa vanhu mabasa please
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 3 күн бұрын
Ko zvaanongotaura shona adii kuparidza oga
@KupakwasheKumbula-jb4dv
@KupakwasheKumbula-jb4dv 3 күн бұрын
Kkkk amungazvizwisisi zvimwe zvinoda varidzi veko
@wellingtondreyer2616
@wellingtondreyer2616 3 күн бұрын
Ko kana vanyura...
@PB-dw7dc
@PB-dw7dc 3 күн бұрын
Pane musha unoshaya mumango? Zvakaoma
@ChicksVVHBababhabhu
@ChicksVVHBababhabhu 3 күн бұрын
Patty 2 mkoma zigo
@evangelistjavangwe6839
@evangelistjavangwe6839 4 күн бұрын
Wtf
БОЛЬШОЙ ПЕТУШОК #shorts
00:21
Паша Осадчий
Рет қаралды 8 МЛН
LOVE LETTER - POPPY PLAYTIME CHAPTER 3 | GH'S ANIMATION
00:15
1❤️
00:17
Nonomen ノノメン
Рет қаралды 13 МЛН
Final muy increíble 😱
00:46
Juan De Dios Pantoja 2
Рет қаралды 50 МЛН
Gogo finds love at 60: Dickson Speaks out to us finally
33:17
JCTV Africa
Рет қаралды 3,7 М.
Huyai munzwe vachizvitaurira vasikana
19:48
Lonac Media
Рет қаралды 1,5 М.
Chikomba kunakirwa neyeke yeke kusvika pakutizisa Mukadzi wemunhu
23:08
WATCH LIVE: Zambia warns SADC over Mnangagwa Chairmanship
28:06
GAMBAKWE MEDIA
Рет қаралды 16 М.
Ndakapfura Workmate Yangu Ndakadhakwa
21:01
SlyMediaTv
Рет қаралды 17 М.
NYAMBO SE BASA NA COMIC ELDER PA MAI CHISAMBA SHOW
24:29
MAI CHISAMBA SHOW
Рет қаралды 24 М.
Bota re $5 but now haachadi kubva pamba pangu
41:31
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 215 М.
Akatyorwa ruoko awanikidzwa nemukadzi wemunhu irimo yeke yeke
35:07
Manass-Chibanda
Рет қаралды 19 М.
#Kritikachannel#Shorts video 🙏🙏🙏
1:00
Kritika Channel
Рет қаралды 68 МЛН
I Can't Believe We Did This...
0:38
Stokes Twins
Рет қаралды 81 МЛН
Cunning GUYS 🤣
0:15
dednahype
Рет қаралды 8 МЛН
Just a joke 😂
0:11
ARGEN
Рет қаралды 3,9 МЛН