Pombi Yemukadzi Yochemachema Nekunyimwa Bonde NeMurume Hanzi, "Haasi Kundipa Bonde Changamire. "

  Рет қаралды 65,682

263times

263times

Күн бұрын

Пікірлер: 98
@PatrickHwemba-v9h
@PatrickHwemba-v9h 25 күн бұрын
Varikuti mukadz ane respect mumba mavo memurimese hr
@charlesonline_
@charlesonline_ 7 ай бұрын
Mai vane respect zvavo ava.baba i benzi chete
@PriscillaMugwazi
@PriscillaMugwazi 7 ай бұрын
mkadzi uyu imbama chaiyo mapudzi anowira kusina hari
@djflubby1172
@djflubby1172 6 ай бұрын
Mukadzi and respect murine ibenzi
@wilsonlambika9149
@wilsonlambika9149 7 ай бұрын
Hanzi ndoda mumwe mukomana. Akuudza kuti wechi 6 achaita mukomana ndiani?
@tamukadube
@tamukadube 7 ай бұрын
Dai vakadzi vaiva nerespect ina amai ava nyika ingadai yakanaka
@tracylyson1371
@tracylyson1371 7 ай бұрын
Bvapo 😂😂😂😂
@JaneTavaruva
@JaneTavaruva 7 ай бұрын
Uitirei
@SaselamaniMax-rm6nw
@SaselamaniMax-rm6nw 7 ай бұрын
True
@leonardnharu6897
@leonardnharu6897 7 ай бұрын
Its true vakadzi vanozviita shanje unounzwa kuti usandibata enda ikoko makagadzirwa muri kundirwarisa ndipo pane nyaya amai ava havadi chipare and she will do her best to make him more miserable
@NobertNdlovu-bm7te
@NobertNdlovu-bm7te 7 ай бұрын
Mukadzi anyepi murume anonyepa imii baba ipayi mukadzi zwakakwana zwamai
@TruthKabvukuto
@TruthKabvukuto 7 ай бұрын
Murume ari kutambiswa ibama mukadzi uyu,❤
@taongamuza3328
@taongamuza3328 7 ай бұрын
nxaaa murume uyo unoitireiyiko barika usingarigone mai ava vashota bonde chete simple apa mukahurirwa moita hasha mozvisungirira why not let go mukadzi uyo anodawo bonde haasi muprison .unorwadziwa ne400us hunty ukumari vape bonde iwe 400 chiiko icho cho
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 6 ай бұрын
At least urimurume urikunzwirawo vakadzi tsitsi
@lm686
@lm686 7 ай бұрын
Mukadzi bho zvekuti,murume uyo ngaarongeke babe tisati tatora
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 7 ай бұрын
Mudzimai uyo munhu kwaye chaizvo, murume itsotsi arikunyepera kuzvininipisa mudare. Arikuda kuti mukadzi akwirwe naniko?
@PortiaChingaira
@PortiaChingaira 7 ай бұрын
Mukadzi wechipiri ngaatange azvikawo pa5 maiguru vozotangirawo ipapo,kuda kusakadza munhu chete
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo 7 ай бұрын
Kamukono ketsambarafuta 😂😂😂
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 7 ай бұрын
Ndochii ichocho nhai tete?
@tblo9107
@tblo9107 7 ай бұрын
Wandifungisa kuMarondera
@vulasingene638
@vulasingene638 6 ай бұрын
Usati setse hedu iwe 😂😂😂😂pakutoda Mr Bota vatonge nyaya iyi
@KenetMshlalela
@KenetMshlalela 6 ай бұрын
Mai wakazvinakira hawo awa heei apo muridzi ahasikutombozviona
@LauraineTangai
@LauraineTangai 4 күн бұрын
Mai makanaka hongu asimunekamhepo kechihure ukaona mukadzi akukurambira bonded at the Sametime omhanya kudare vachiti ndonyimwa bonde ongororai zvakanaka.
@FebbyDhliwayo
@FebbyDhliwayo 6 ай бұрын
Haah kuremekedza zikumbwaa iroo 🤣🤣
@KudakwasheGwenje
@KudakwasheGwenje 4 ай бұрын
nyaya dzekwa sabhuku uyu ndedze bonde chete🤧
@ReaganNzamela-jo2cn
@ReaganNzamela-jo2cn 7 ай бұрын
Murume uyo isaga remunhu barika ramuremera
@LoraineManyika
@LoraineManyika 6 ай бұрын
Haaaa mapudzi anowira kusina hari chocolate yemukadzi iyo kudadirwa 😢 dai usina murume ndaitouyako ndokutora zvangu togara joni kuno.
@263times
@263times 6 ай бұрын
Unomudii mukadzi iwe urimukadziwo nhai Lorraine
@josephzhomwa9477
@josephzhomwa9477 6 ай бұрын
Mwari wenyasha nditendereiwo kuremekedza wamuchandipa, zvabarika handidi, kana ndawanawo munhu anoremekedza kudai zvinodawo dzikamo chaiyo!
@SheenaGaracho
@SheenaGaracho 5 ай бұрын
Murume raita benzi iri mukadzi munhu kwaye uyu chaizvo
@LinetMusiyakuvi
@LinetMusiyakuvi 7 ай бұрын
Tembo vana 6 here😂😂😂
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 6 ай бұрын
Zirume zibenzi kuda kuchepesa mukadzi uyu nekuzvarisa vana varisingachengete
@gogoguveya8642
@gogoguveya8642 7 ай бұрын
haaah tinovaziva kana vana zvinyowani murume uyu achadzoka zvake
@DouglasMqedi
@DouglasMqedi 7 ай бұрын
Tirikuvashay vakadzi vamunotambisa ava
@trevorkashayanyama3766
@trevorkashayanyama3766 7 ай бұрын
haaaaaa vakadzi havapere ungatoshaya ane hunhu
@collinsmago233
@collinsmago233 7 ай бұрын
@@trevorkashayanyama3766 taura hako 😂😂😂
@miguelnehm5791
@miguelnehm5791 7 ай бұрын
Ndokune nyaya ikoko bonde manje kutora mukadzi wechi two zvoita here
@JongaPower
@JongaPower 6 ай бұрын
Akadhakwa murume uyo ngaasiye titore kkkk
@SwaggerKid-w7l
@SwaggerKid-w7l Ай бұрын
Asi varume so....
@thomaschiwomba3752
@thomaschiwomba3752 7 ай бұрын
Type yekarume ako ndiyo ino isa mkadzi runyoka ichibatira nekuitira mukadzi hutsinye ichimunyima bonde
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 7 ай бұрын
Ivo vanhu vekwa Bushu vari kumbozvifambisa seiko chaizvo panyaya yavo yemabarika iyi; zvainge yatodzoka muFashion mudunhu rekwaBbushu; kupengesewa nemari dzeGold here nhaii?
@JohnSamanga-rr3vk
@JohnSamanga-rr3vk 7 ай бұрын
Vanhu vedunhu ra Chief Bushu iri rine hupfumi mune zvese,mari,varume ne vakadzi vacho. Hakuna kumira zvakanaka asi itamba vakachenjera. Zvirwere zviri tii futi saka zvese zviriko.
@SimbarasheHanyani-em6sc
@SimbarasheHanyani-em6sc 7 ай бұрын
Taura halo wangu mmm apakusviira kwacho vasingagone tumukono twetsambarafuta
@mollineshato8442
@mollineshato8442 6 ай бұрын
Ndozvakuri hanti kwanaMarange
@tmatz6467
@tmatz6467 7 ай бұрын
Dai kusina Runyoka mkadzi akaenda kare
@TauraiMandemwa
@TauraiMandemwa Ай бұрын
Baba ava ibenzi
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 4 ай бұрын
Bhangu arikunyepera kuzungaira uyu arikuziva zviri kuchemerwa nemkadzi
@PatriciaPatricia-t1c
@PatriciaPatricia-t1c 7 ай бұрын
hezvo vana vasvike pa 6?
@kingstonemuserekani7039
@kingstonemuserekani7039 7 ай бұрын
Haaaaa chokwadi ndechekuti Mukomana mushini Waita mutete two vakadzi wavaremera
@vulasingene638
@vulasingene638 6 ай бұрын
Taura hako,engine yapera haichina compression vana five😂😂😂😂😂
@PriscillaMugwazi
@PriscillaMugwazi 7 ай бұрын
Ndipei zvangu mkadzi uyo akanakisa ndimuroore zvangu
@263times
@263times 7 ай бұрын
but iwewe urimukadziwo saka unomudii
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 7 ай бұрын
Woda kupiwa nani futi; nemurume wake here? Enda unonyenga woga; ugobatwa nemurume uyo ugomuripira kkkkkkkk
@SimbarasheHanyani-em6sc
@SimbarasheHanyani-em6sc 7 ай бұрын
Pavana 6apa chero akanaka mkadzi wacho atochembedzwa
@KingHofa-k8f
@KingHofa-k8f 3 ай бұрын
Xviuya haxviwanani
@abrahamhungwe8522
@abrahamhungwe8522 7 ай бұрын
Apa mambo magona kutonga ngauye nemari yemombe first asaramba zvake nhema dzega, kana achiramba mukadzi oramba abhadhara anoda kungwara nhema murume uyo
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 6 ай бұрын
Ko mambo munomanikidzirei vanhu kana vasingachadanani imba inogarwa nerudo
@ronaldalfredkungulusa6396
@ronaldalfredkungulusa6396 7 ай бұрын
Kana chiuno chako chakaneta hunza mukadzi kuno ndimusote awane mufaro kwete kuda kuonererwa nekanhu kako
@EmeldaThelma-vx4fb
@EmeldaThelma-vx4fb 5 ай бұрын
😂😂😂🤣
@shanazchipanga4101
@shanazchipanga4101 6 ай бұрын
Vana madii mambo chengeta varipo avo....
@JongaPower
@JongaPower 6 ай бұрын
Ana tembo vakadhakwa
@cmtorcidatorcida4334
@cmtorcidatorcida4334 4 ай бұрын
Hanzi Pombi kkkkkkkk
@ashleymargolis1867
@ashleymargolis1867 7 ай бұрын
Do this woman have a driving licence
@numberscheure8877
@numberscheure8877 7 ай бұрын
Weaepapepepepeepp
@AndrewTsododo-op1cb
@AndrewTsododo-op1cb 7 ай бұрын
Tembo ava mukadzi nganake uye hunhu but murume uyu mboko zvayo
@BlessingSidindi-x2o
@BlessingSidindi-x2o 5 ай бұрын
Murume anoshusha uyo nhongwa dzisina basa munhu anotsvaka mari yemukadzi apa muma dress haabve
@HazvineyiZingoma
@HazvineyiZingoma 7 ай бұрын
Unoda vana veusingachengete here benzi iwe
@babava2263
@babava2263 7 ай бұрын
Tembo anoda kudyirwa bota nanaJaindi.
@vulasingene638
@vulasingene638 6 ай бұрын
Usakuru dzire izvozvo siya😊😊 Tembo vasote nyaya yavo yavakazvitangira
@ZisengweChimutsa
@ZisengweChimutsa 7 ай бұрын
Ko musikana vebasa vaarikutya arikuti anomuita seiko.
@vulasingene638
@vulasingene638 6 ай бұрын
Changove churu chakapinda nyoka,simba rasarira mumaziso kwangungoyeva chete😂😂😂😂😂
@TalentMuchakanyudzi
@TalentMuchakanyudzi 7 ай бұрын
Vanhu vanonzi ana Tembo mahure ekupedzisira nxaaaa kna mukatarisa mukadzi wacho ndoopaunoona kuti tiri kuzvitambisa
@rudeboysamas6577
@rudeboysamas6577 7 ай бұрын
𝐈𝐧𝐢 𝐚𝐧𝐝𝐢𝐬 𝐡𝐮𝐫𝐞 𝐡𝐚𝐧𝐜
@makomborerotanhara
@makomborerotanhara 7 ай бұрын
Kkkkkkkkk😂😂😂😂
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 6 ай бұрын
Usaita mwana iwe ngaaite namainini
@GeorginaManamike
@GeorginaManamike 4 ай бұрын
Tsambarafuta
@samuelrinomhota2692
@samuelrinomhota2692 7 ай бұрын
Amai wavana mumwe avo Mota munayo Imba munayo Stand ipiko murume apawo vamwe
@chengechitsiku7413
@chengechitsiku7413 7 ай бұрын
Karikunyepa kamface ako
@vulasingene638
@vulasingene638 6 ай бұрын
Kamukono ketsambara futa😂😂😂😂😂😂
@abrahamsokeri5222
@abrahamsokeri5222 7 ай бұрын
Ndohunhu hwemakorokoza
@LoreenManduna
@LoreenManduna 7 ай бұрын
Zidofo remurume
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo 7 ай бұрын
Ha murume uyu kumbonakirwa namainini achapumhuka hake handi zviri kwa Sauti zvichati zvodzoka kwa sugar Mainini Shiri inemuririro wayo hairegi muchaitirwa umwe kumashure munenge mosiyiwawo bamunini ipai vakadzi ava 50/50 Makati mozvigona chipari ichi chine vanochigona Manjenje hazvisi zvenyu izvi
@taponeswatmukorombindo8074
@taponeswatmukorombindo8074 7 ай бұрын
vana 6 unovachengeta nei
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 6 ай бұрын
Tembo vakanynga musikana vakarambwa
@tamimedia9904
@tamimedia9904 6 ай бұрын
pombiii
@beekays436
@beekays436 7 ай бұрын
Our gorgeous beautiful sister what the hell are you doing with this nonsense. Siya karombe aka.
@TatendaZimondi
@TatendaZimondi 7 ай бұрын
Mai imi ndifonerei kani musatambiswe ndokudai ne 5 vana ivava
@263times
@263times 7 ай бұрын
lol
@mollineshato8442
@mollineshato8442 6 ай бұрын
Isa numbee dzako pachena wafone​@@263times
@vulasingene638
@vulasingene638 6 ай бұрын
Ita mushe iwe,unoda kuvatambisa futi.vane five iwe wozovapa vangani😂😂😂😂😂
@samuelrinomhota2692
@samuelrinomhota2692 7 ай бұрын
Haufanire kundiramba
@isaundhlovu1846
@isaundhlovu1846 7 ай бұрын
Nhayiwe kakono ketsambarafuta unovadii vana 6 apa une umwe mukadzi fut
@ProudMpofu-nd4dn
@ProudMpofu-nd4dn 7 ай бұрын
Siya murume ndikuroore ini
@josephmuchina420
@josephmuchina420 6 ай бұрын
Silly man , he thinks having children is love. 5 so far , in this age. Grow up with time. Imi wonderful woman do give him another child, he will still dump you now with an extra burden on your own. Iwe murume usatinyadzisa so . Kura .
@OttilliaDhaimani
@OttilliaDhaimani 6 ай бұрын
Varume munombozviita vanaaniko moda kutichinjanisa nekutipusisa kudaro kuti uyu osara pamba umwe wodii nonsense.
@deekochi3692
@deekochi3692 7 ай бұрын
Tembo zvamboita seiko makunyadzisa mutupo uyu mhani mbizi chiiko nxiiiiii
@esnathmasvivi9448
@esnathmasvivi9448 7 ай бұрын
Tembo panebasa
@innocentmadanhire2391
@innocentmadanhire2391 7 ай бұрын
The wife is good
Shamva zvakare! Handichakuda iwe mukadzi
14:56
Manass-Chibanda
Рет қаралды 30 М.
Jaidarman TOP / Жоғары лига-2023 / Жекпе-жек 1-ТУР / 1-топ
1:30:54
NKHANGA ZAONA PA LIMPOPO FM NDI COMRADE NTANYIWA!
28:37
Malawi Lero🇲🇼
Рет қаралды 9 М.
ndagarisa kubva 2015 handizive bonde murume wangu anochaya bonyora ndiripo
24:45
KUGADZIRA MUDZIMU - CHENURA
31:27
Tsika Dzevatema+
Рет қаралды 11 М.
Akadyirwa munda, oti anoda kushereketa
20:35
Manass-Chibanda
Рет қаралды 3,8 М.
Murume Wedu Kana Achiita Bonde Anoita Zvehutsinye Chaizvo
16:37
SlyMediaTv
Рет қаралды 252 М.