GRADE 7 INTIMATE MOMENTS: TINASHE MUGABE DNA SHOW S14 EP19

  Рет қаралды 127,689

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 1 400
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 ай бұрын
The lady is sooo beautiful ❤❤❤❤❤
@MafirakurevaMafirakureva
@MafirakurevaMafirakureva 3 ай бұрын
what is the meaning of beautiful then??
@ShortCircuit05445
@ShortCircuit05445 3 ай бұрын
@@MafirakurevaMafirakureva beauty is in the eye of the beholder so the term beautiful has many meanings coz it all comes down to your own personal preference as they say one man's meat is another man's poison, saka zvekuti beautiful just depends kuti unonakirwa neyi pane munhu,others may say a thin lady is beautiful then we get some like myself who like the chubby girls and at the end of the day it doesn't mean that l may not date a thin lady, l will definitely date one as long as tikangoita compatible chete and then there's the other group of people that say the phrase yekuti 'Dhadha haridyiwe musoro' meaning anything goes for them and they don't really care about the looks,saka for me beautiful has different meanings and just goes with personal preference.
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 3 ай бұрын
@lorrainemazhawidza6790 kwandakadzidza botany ndakadzidziswa kuti the most beautiful flowers are poisonous
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 3 ай бұрын
@@Bvanyangu352 not all
@MafirakurevaMafirakureva
@MafirakurevaMafirakureva 3 ай бұрын
@@ShortCircuit05445 Haa wazondisparka manje. Ndichauya kwako kumaExtra lessons Buddy!! Musoro wedhadha indeed
@tatendangaru
@tatendangaru 3 ай бұрын
what a proud of sekuru wanoziva kuti muzukuru anofanirwa kuchengetwa
@thomassibanyoni2733
@thomassibanyoni2733 3 ай бұрын
Sekuru vakanga achiziva kuti ndewavo iyeyu giribheti susikamu remunhu
@tatendachinwa5800
@tatendachinwa5800 3 ай бұрын
The lady is very beautiful ,itai muchisiya number pano pamwe ndipo pane mamereji edu ipapo😂😂
@yebo-gogo
@yebo-gogo 3 ай бұрын
Kudos to mother and tete: mature, cool, calm & collected customers. When the mother abruptly stood up after the announcement of results, I feared for the safety of the errant and rather discombobulated father. I wish mother well.
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 3 ай бұрын
Nesmart panogezwa apo tete nemwana sikana🎉
@AngelineChibaya
@AngelineChibaya 3 ай бұрын
This lady is beautiful and so calm
@elishamazhakata2625
@elishamazhakata2625 3 ай бұрын
Muchinda uyu akanyararira hubenzi .....and he feels like zvinoshamisira
@WendyChafesuka
@WendyChafesuka 3 ай бұрын
Hubharanzi rume hombe rakachembera kudarika iye
@rudomawoyo4394
@rudomawoyo4394 3 ай бұрын
@@elishamazhakata2625 ihure samukange hausi kumuziva wese mukadzi apinda mushop anototi amupfimbe hake
@Christinemustafa-nx7zh
@Christinemustafa-nx7zh 3 ай бұрын
True
@thegafaway
@thegafaway 3 ай бұрын
Apa kuzoita hide from the camera,,irombe
@beautyshonhiwa2408
@beautyshonhiwa2408 3 ай бұрын
@@thegafaway eheee haaa akapedzisira taita hide rakanyadxiswa
@privilegembano656
@privilegembano656 3 ай бұрын
mukadzi akanaka hake uyu ❤
@Briannyanguwo
@Briannyanguwo 3 ай бұрын
Baby neck😊
@angelamushunje1395
@angelamushunje1395 3 ай бұрын
😅😅
@kudzai3916
@kudzai3916 3 ай бұрын
Taura hako. Ndazvionawo
@samueldzvokora3542
@samueldzvokora3542 3 ай бұрын
Mabhawa ranger awo
@godenechipani
@godenechipani 3 ай бұрын
Kungoti kunaka hakunakirwani
@queen-sammybee-sika286
@queen-sammybee-sika286 2 ай бұрын
She’s pretty she looks like Mercy Johnson (Nigerian actress) love her😅
@elvistalent57
@elvistalent57 3 ай бұрын
To us we always hear on DNA show Channel list gather here❤❤❤❤❤
@blantinambewe1096
@blantinambewe1096 3 ай бұрын
Mr Mugabe pliz vanhu vasauye vakapfeka mahat pashow coz toda kunyatsoona ma face emabinya nenyoka dzacho dzechikadzi kuitira vamwe mangwana. To be on the safe side
@MavisBvuma-k2g
@MavisBvuma-k2g 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@TariroJaqualineNyandoro
@TariroJaqualineNyandoro 3 ай бұрын
U may say that again
@Madhafela
@Madhafela 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@PatriciaMapuzva
@PatriciaMapuzva 2 ай бұрын
😂😂😂. Truee nyoka Idzodzo dzinozogona kutirumavo futi
@anglechipfakacha
@anglechipfakacha 3 ай бұрын
Pride sometimes inoita munhu ashaye hunhu ,sababa ava ,
@WendyChafesuka
@WendyChafesuka 3 ай бұрын
Njere dzobva dzaiita shoma futi
@merblempala1345
@merblempala1345 3 ай бұрын
Pfungwa dziri kuperera muzidumbu iro😂😂😂😂
@johanesstafadzwachibamu3191
@johanesstafadzwachibamu3191 3 ай бұрын
Wedzera volume😂😂
@GloryMubvumbi
@GloryMubvumbi 3 ай бұрын
Haaaa vanozvida kani
@christinamurwira8026
@christinamurwira8026 3 ай бұрын
​@@merblempala1345 zungairwa remurume
@melisamabota1579
@melisamabota1579 3 ай бұрын
I think vamugabe should make it clear kuma clients avo kuti tafambira business pano zvekuhwanda muhat izvi kuramba kupindura ma questions hazvidiwe kubasa izvi. Kandibhowa kamurume aka.
@faithka8644
@faithka8644 3 ай бұрын
Benzi rerume
@colletamatsambe4418
@colletamatsambe4418 3 ай бұрын
Arikuziva kuti akatadza kubata mwana mucheche
@christinamurwira8026
@christinamurwira8026 3 ай бұрын
Apa ranga richingonyinura zvenhando dai raisada kuvhunzwa rakadii kubhadhara full package yeprivate zidusvura remurume, zidyavanhu mugomo 😂😂😂😂😂😂
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂​@@christinamurwira8026
@leegeet
@leegeet 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂​@@christinamurwira8026
@kudzaingirandi4376
@kudzaingirandi4376 3 ай бұрын
I enjoyed the mother's courage, hugs to you daughter. Terrence haa nyadzi dzinokunda Rufu!
@ReginaNyamurusa
@ReginaNyamurusa 3 ай бұрын
Vanhu ngavasapfeka makepesi please 🥺 tikuda kuona chiso pameso pebonga risingachengete mwana
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa 3 ай бұрын
Shuwaka
@DeniseMauluka
@DeniseMauluka 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@AnnetteNehaka
@AnnetteNehaka 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@tsitsimaponga7269
@tsitsimaponga7269 3 ай бұрын
29 years 😮 Tnashe akutoita senge mudiki wan
@melodealeixo9805
@melodealeixo9805 3 ай бұрын
apa munhu anga ane shop when she was in Grade 7 kkkkk
@patiencekalima8203
@patiencekalima8203 3 ай бұрын
ndazvionawo ufunge
@ThaboMorudu-kb6ry
@ThaboMorudu-kb6ry 3 ай бұрын
Makore ekunyepa
@kirikekatorike2999
@kirikekatorike2999 3 ай бұрын
29 never😂
@BabaIdahTV
@BabaIdahTV 3 ай бұрын
​@@melodealeixo9805shopa yaiwe yamukoma wake
@LindiweVengesa
@LindiweVengesa 3 ай бұрын
Thank you so much daughter wakapfava zvinonwisa mvura ndangokufarira hangu
@DelayedChikwenya
@DelayedChikwenya 2 ай бұрын
Welldone my daughter you are so beautiful, calm smiley and honest
@Tatendamachaka-c7o
@Tatendamachaka-c7o 3 ай бұрын
i like this girl hangu , She is strong
@myoleenkutamahufa5444
@myoleenkutamahufa5444 2 ай бұрын
you too beautiful my sister! you have a good support system too, your mom, dad, aunt and tezvara kudos to them for not neglecting you
@MaryMupambwa
@MaryMupambwa 3 ай бұрын
Mukadzi uyu akanyatsowana hupfumi anobuda bbe ❤
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr 3 ай бұрын
The child is 10, mai vane 27 meaning vakazvarwa mai vane 17. But she said she was in grade 7. Baba vati he is 29 meaning he was 19 but at that time he was already working achiperekedza bhebhi kuchikoro. 2 year difference😅. The maths is not mathing😅
@shupidongo2867
@shupidongo2867 3 ай бұрын
Zvinhu zvavo zvese ndezvekunyepa...the way they are narrating. Huh zvotobowa
@SamanthaShamu-q2g
@SamanthaShamu-q2g 3 ай бұрын
Rinemakuhwa zibaba iro rotyakusungiswa
@phill0209
@phill0209 3 ай бұрын
Maa muchida atange anoita matests eku confirmer makore here​@TheChekas
@pritchoechuma3483
@pritchoechuma3483 3 ай бұрын
haasi munhu wese anoenda kuchikoro nemakore amunotarisira keep that in imnd don/t be quick to conclude b4 thinking of the other possibilities
@anitamasaraure5918
@anitamasaraure5918 3 ай бұрын
Vanhu vanouya vachinyepa vanobhowa zvekuti kunyepa kuri pachena kudaro
@nyashamatsika5738
@nyashamatsika5738 3 ай бұрын
Ikubhohwa iyiii show zibaba iroo rine pride
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
Zibaba imboko...zidumbu rinodadisei 😅
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 3 ай бұрын
And also a degree of stupidity and arrogance.
@sydneymhangami1538
@sydneymhangami1538 3 ай бұрын
Zibaba rodada nemota 😂😂😂😂😂
@HazelKupakuwana
@HazelKupakuwana 3 ай бұрын
Kkkkkk. Haana kana chelede yekuita private dna .
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 3 ай бұрын
Apa ratadza private DNA roda kushamisira nhema.
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 3 ай бұрын
She is beautiful zvekudaro , apo composed I hope she can further her education it's never too late
@missgee9252
@missgee9252 3 ай бұрын
Couple iyi ma1. Had to replay kuti ndinzwe baba vati 29 or 39 😂😂😂😂 and then amai....vaiitei kuprimary at 16 😮😮😮
@JudithNDLOVU-z8z
@JudithNDLOVU-z8z 3 ай бұрын
Hazvina kana order akazoenda kusouth riini akauya nepreparation
@beautyshonhiwa2408
@beautyshonhiwa2408 3 ай бұрын
😂😂😂
@AbigalNgwenya-x1c
@AbigalNgwenya-x1c 3 ай бұрын
Akazoita nhunbu ave form 2 16
@missgee9252
@missgee9252 3 ай бұрын
@@JudithNDLOVU-z8z Exactly 😄😄😄
@missgee9252
@missgee9252 3 ай бұрын
@@AbigalNgwenya-x1c No. Iye she said she got pregnant that third term ye grade 7. Guy ndiye ati yu were form 2 iye akati no ndaiva ku primary
@MargretChibinjana
@MargretChibinjana 3 ай бұрын
Black is beautifully 😍
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 3 ай бұрын
May be ndini ndakazungaira zveLast Number ndaona sokuti Cameraman nhasi camera yake yanga yakangonongedzera under the table, tomuziva achigona basa but nhasi akoniwa hake, misi haifanane. Tete ibhinyabhinya but pakuchengeta mwana hats off for her. Uyuwo manyenga pwere uyu dayi atombosungwa just because he thinks a Form 2 girl atova mukadzi kunyara kuti akavata neGrade 7. Maiwo varikuti vane 27 years mwana ane 10 years uye bota kaOne ikako nenhumbu One time, asi maiva Grade 7 at 16 or 17years? Sum dzacho dzandirambira.
@mao5mulatie
@mao5mulatie 3 ай бұрын
sorry sir the camera was just set at a camerastand
@MrMamata1
@MrMamata1 3 ай бұрын
Maziso enyu anga akatarisa pasi petable chete.
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 3 ай бұрын
@@MrMamata1 Ini angu maziso anooona zvatorwa ngeCamera musada kundikwidza BP.
@forogonya-howcometoyou5727
@forogonya-howcometoyou5727 3 ай бұрын
@@mao5mulatie You mean the camera stand has no adjustment, imo muzvidya imomo ndimo mayanga yakaSetwa. Makuda kundita mukoma.
@tysonmataula5042
@tysonmataula5042 3 ай бұрын
Wanga wakatarisa pasi pe table chete
@emelykapita4181
@emelykapita4181 3 ай бұрын
Akanonoka kuenda kuchikoro Ainge Ari mu special class
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 3 ай бұрын
Anekakuzungaira hake....unongoona kuti sis vacho vanodawo zvevarume
@Brandonbornface
@Brandonbornface 3 ай бұрын
😂😂😂 special class
@nomsanyika151
@nomsanyika151 3 ай бұрын
​@@maiyeukai9346umm
@SthaWashys
@SthaWashys 3 ай бұрын
😅😅😅😅chaii
@phinnyndhlovu8543
@phinnyndhlovu8543 3 ай бұрын
The lady is beautiful ❤❤❤❤
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 owewe unonyepa aahh
@FortuneNyashaNyamavuvu
@FortuneNyashaNyamavuvu 3 ай бұрын
Hugs girl....keep on shining in this world and enjoy your daughter forget business man😂
@Rebhara
@Rebhara 3 ай бұрын
Harina mari yekubhadhara private dna, yet harisikuda kutaura nyaya dzaro😂😂😂
@brightmanmakoni595
@brightmanmakoni595 3 ай бұрын
He suffices the true definition of 'dzenga'.😄
@sydneymhangami1538
@sydneymhangami1538 3 ай бұрын
Zibaba iri ngati rakabhakwa
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@dignitydangarembizi8184
@dignitydangarembizi8184 3 ай бұрын
Ndiwo vanhu wanoshoresa varume awa..Apa rozviti rine mari nxaah
@norryg.c6370
@norryg.c6370 3 ай бұрын
matohakira aaaah hamunyare imi
@lovenessshangwa6861
@lovenessshangwa6861 3 ай бұрын
I love the way Mr Mugabe is professional,his observance of ethics and Human rights..he denounced the request yatete to bring the child to the camera ... chokwadi zvinenge zvakaoma kurarama nemwana anokubvunza kuti mama daddy varipi nguva nenguva
@TrustSikireta
@TrustSikireta 3 ай бұрын
Preparation makabva nayo kuSouth,apo mai vakabva kuSouth vakazonokuitisai test yemimba,Ko kuSouth manga maenda riini futi
@MoreMdeke
@MoreMdeke 3 ай бұрын
Àpa vamgabe maregererei kuramwa ..ndipo pamaifanira kubaya neEnvelope isina kuvhurwa coz kababa ako kanoita sekanoshanda kunogadzirwa pride
@augustinemabasamugwagwa
@augustinemabasamugwagwa 3 ай бұрын
Taura hako
@Rebhara
@Rebhara 3 ай бұрын
@@MoreMdeke Pane vekumbonyimwa result vaya🤣🤣 vakazodii
@JacquelineMuradzikwa-j1h
@JacquelineMuradzikwa-j1h 3 ай бұрын
Sure vakazodini ​@@Rebhara
@sukoluhlesibanda1432
@sukoluhlesibanda1432 3 ай бұрын
Mazuva haafani sometimes vanogona vamuka vari on the wrong side of the bed vochenamirwa nevanhu 😂😂ndipo pavanoramwa ipapo misi haifani
@ThandolwenkosiNcube-q8c
@ThandolwenkosiNcube-q8c 3 ай бұрын
Ndatomboramwa kuona ndikambonotandara zvangu pa watsapp. Handiwanzo vhura comments before results but this is so boring rega ndinodzokorodza kakono ketsambarafuta.
@tafadzwamatinia3662
@tafadzwamatinia3662 3 ай бұрын
If it is true that this man is 29 years old I think this episode was done 11 years ago.
@kellymandiya2149
@kellymandiya2149 3 ай бұрын
hakuna 29 years yakadaro ...saka ini ndatave 52...
@doctorprimash6197
@doctorprimash6197 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 3 ай бұрын
🤣🤣🤣
@temptationsruswa9376
@temptationsruswa9376 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@danielkatekwe1890
@danielkatekwe1890 3 ай бұрын
Its just the pause of the the alleged father for me 😂😂 muchimitisireiko vana vadiki
@PriviledgeKhabo
@PriviledgeKhabo 3 ай бұрын
These guys lied about their ages
@crispenchidzikwe6927
@crispenchidzikwe6927 3 ай бұрын
true imagine mwana 10 yrs iye ane 27 so akaita grade 7 aine 17/18 years
@persistancemachingauta6272
@persistancemachingauta6272 3 ай бұрын
Kune vanhu vari kudya vachikudya munyika umu.
@VioletMdlongwa
@VioletMdlongwa 3 ай бұрын
Tete vari sweet kumwana sikana ndangovafarira zvangu❤
@chrisnyenya5233
@chrisnyenya5233 3 ай бұрын
29 ? he looks 49. Ane pride inobhohwa, zidatya remunhu
@kudzisvosve2296
@kudzisvosve2296 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@loicematiyenga
@loicematiyenga 3 ай бұрын
29 years dzipi he looks 37
@PrettyNdlovu-lj7vv
@PrettyNdlovu-lj7vv 3 ай бұрын
😂😂😂
@Trish-nq4py
@Trish-nq4py 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂 hanzi zidatya ndanakidzwa hangu
@FaithMasingwini-wm3is
@FaithMasingwini-wm3is 3 ай бұрын
😂😂😂 mapinda nemoyo
@OliverMakumana
@OliverMakumana 3 ай бұрын
This lady is good
@lorrainchanda6803
@lorrainchanda6803 3 ай бұрын
She’s beautiful
@veeee7248
@veeee7248 3 ай бұрын
Zidhodhi remurume ngaasungwe uyo Tafadzwa Chidawo hero basa and munhu muhombe kunyepa makore mboko ngaasungwe I reap case
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn 3 ай бұрын
"Reap Case manje". Asi akakohwa zvisati zvaibva here Nhai @vee?
@veeee7248
@veeee7248 3 ай бұрын
@@HiltonChimbizi-hy2rn ehe wangu imagine mwana we grade 7 ummmm guys apa anyepa makore futi
@CarolineRaison
@CarolineRaison 3 ай бұрын
​@@veeee7248mwana degrade 7 how now.shes 27 mwana ane 1oyrs so she was 17 and grade 7?
@petersithole5168
@petersithole5168 3 ай бұрын
Vese vakanyepa pamakore apa lets face the truth about age wise, 27 mukadzi 9yrs mwana balance me if am wrng
@patiencekalima8203
@patiencekalima8203 3 ай бұрын
@@HiltonChimbizi-hy2rn 🤣
@kue9040
@kue9040 2 ай бұрын
she is actually very beautiful natural beauty 100%
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 3 ай бұрын
Wadadisa gal child hugs bby gal, thank you sekuru vemunhu makaita nguva muchitengera muzukuru hembe, kuna vaba vemwana chengetai ngani yenyu chero Mwari vanofarawo nazvo.
@fungaimandaza1405
@fungaimandaza1405 2 ай бұрын
Tinechikumbiro senyika , Mahat ngaasapfekwe pashow yedu vaMugabe
@BrendaChigunha-rf5hm
@BrendaChigunha-rf5hm 3 ай бұрын
Hi guys how are you everyone ❤
@Shyza-i2t
@Shyza-i2t 3 ай бұрын
Mr Tinashe Mugabe to the world 🎤 giving peace & stability to many families ❤
@NatashaHweru
@NatashaHweru 3 ай бұрын
Mam ndakadzidza nawo Paiva nebs ndatie uuuuuu gyx😮😮😮😊
@nancyngobeni6105
@nancyngobeni6105 3 ай бұрын
Inga makaonerera
@Her_Self..
@Her_Self.. 3 ай бұрын
@@NatashaHweru tipei zvizere pamakore please kkk
@tariromuhoni5229
@tariromuhoni5229 3 ай бұрын
Vane makore mangani classmate venyu uye vakaita nhumbu vari grade 7 here😅😅
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 3 ай бұрын
Mmm she is also rude nekahunhu kasin kunanaka
@Her_Self..
@Her_Self.. 3 ай бұрын
@@maiyeukai9346 if you grew up mughetto you knoe them kkk. The ones vaitoita kuti tifunge takapusa for persuing school. Kwedu taitovati ma hwaga. Sad it ws common vanhu kutizira pagrade 7 holiday.
@unityrunganga7103
@unityrunganga7103 2 ай бұрын
Vanonyepa vanhu ava they deserve each other akatenga preparation ku sa ega at 16 anga asvika sei ikoko iye akanozvarira kumusha kwemurume.. Zibaba iro can't be 29.. Grade 7 ine 17 mind games chaidzo
@shupidongo2867
@shupidongo2867 3 ай бұрын
Preparation vakabva nayo vega kuSA...at that age,also from the look of the things mainn avana kugumira grade seven
@simbadexterganyo5722
@simbadexterganyo5722 3 ай бұрын
taura hako zvineka kusa nzisisika sooo
@fordrecksithole402
@fordrecksithole402 3 ай бұрын
Cooked story, zvekudzidza haana grade 7 it's true but chikoro kaigona kakaita 13 units grade 7
@nancyngobeni6105
@nancyngobeni6105 3 ай бұрын
​@@fordrecksithole402so gv us full story ye makore
@BarbieSaviour
@BarbieSaviour 3 ай бұрын
She said her Mum was in SA when she got pregnant. Maybe they went together and bought stuff there .Why does she need to lie
@NondoKadzi
@NondoKadzi 3 ай бұрын
hanzi ndakabva nayo kuSA meaning akatengerwa namai vake kuSA then she boarded a bus kubva kuSA chii chinonetsa ipapo chingade maturity?
@runyaradzoagathanyagope6264
@runyaradzoagathanyagope6264 3 ай бұрын
Little ss makanaka henyu keep it up ,and your humbleness humbled me
@annymaru5295
@annymaru5295 3 ай бұрын
Iyi irikubhowa baba ava vane pride saka masvingo bota family takakutadzirai chii zvamakatiramwira paya 😅iyi maifanirwa kuvasiya ava
@Silvia-c6m
@Silvia-c6m 3 ай бұрын
Varume ngava bvise hat kuratidza respect
@virginiatakawira
@virginiatakawira 3 ай бұрын
I juss like her, haana dzungu ndibaby mama asina drama haungamboti akagumira grade 7😂
@IreneHunt-iw2ot
@IreneHunt-iw2ot 3 ай бұрын
Vakadzi vari kuenda ku mainterview pihwayi mazambia muvhare kugara beya ne zvidya zvenyu
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 3 ай бұрын
Vakapfeka mashorts so agara anongosiya zvidya panze
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn 3 ай бұрын
​@@gloriamarvellousmutindivar5349Drumsticks here?
@HiltonChimbizi-hy2rn
@HiltonChimbizi-hy2rn 3 ай бұрын
​@@gloriamarvellousmutindivar5349Drumsticks here?
@IreneBhasera
@IreneBhasera 3 ай бұрын
​@@IreneHunt-iw2otkuita seasina kupfeka
@ProsperMagubaza
@ProsperMagubaza 3 ай бұрын
This woman deserves love,
@bekezelachitoro6534
@bekezelachitoro6534 3 ай бұрын
Pride kuvhara ne cap uye kutsikitsira mutsipa ucharwadza giribeti iwee, wagona mwanasikana congrads
@stevenruzvidzo5570
@stevenruzvidzo5570 3 ай бұрын
Chirikunyara 😂
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 3 ай бұрын
Knopenga kamuface ako nxii
@fredahama3957
@fredahama3957 3 ай бұрын
Kuzvida zvisina basa
@rudomawoyo4394
@rudomawoyo4394 3 ай бұрын
Vanozivikanwa kani baba avo tts samukange ane mashop iye nebrother yake mamwe acho kwachiremba uko so inyadzi
@stevenruzvidzo5570
@stevenruzvidzo5570 3 ай бұрын
@@rudomawoyo4394 akadii kuita private
@joycemabanga488
@joycemabanga488 3 ай бұрын
Baby mama is beautiful 😍
@andrewww9210
@andrewww9210 3 ай бұрын
Maths is not mathsing, she's 27 , mwana 10 ,she got pregnant grade 7 chaaaai
@Rebhara
@Rebhara 3 ай бұрын
Uncle na aunt "tanga tiri same age"😂😂😂😂😂
@Joyjoy12149
@Joyjoy12149 3 ай бұрын
27-10=17
@josephined8931
@josephined8931 3 ай бұрын
Sisi vari kuda kusungisa brother ava chete
@emilymadzaendanyasha5095
@emilymadzaendanyasha5095 3 ай бұрын
Akaita mwana ne 17 years dear
@liciousnyamande4251
@liciousnyamande4251 3 ай бұрын
Saka form 1 ne17years here​@@emilymadzaendanyasha5095
@MissMia-q5n
@MissMia-q5n 3 ай бұрын
Beautiful young lady .He should step up and be a dad .
@cuthbertbhunu5040
@cuthbertbhunu5040 3 ай бұрын
Beautiful lady ❤️
@KupakwasheStephen
@KupakwasheStephen 3 ай бұрын
Ma1
@lalablossoms0
@lalablossoms0 3 ай бұрын
What a gorgeous lady she is 💚💚
@thandiwemahajah6800
@thandiwemahajah6800 3 ай бұрын
He is so proud ,I hope life humbles him
@IreneNgororombe
@IreneNgororombe 2 ай бұрын
Calm & collected muskna uyuu Ane Hunhu ibenzi zvake raakapakurira anyway Mwari ndovanoziva Yadeuka yadeuka tingatii
@cuthbertbhunu5040
@cuthbertbhunu5040 3 ай бұрын
Murume 29 years mukadzi 27 ,, akamitiswa arigrade 7 murume aktoshanda mushop ummmmmm vanhu vanonyepesa ava
@Her_Self..
@Her_Self.. 3 ай бұрын
Pakavhirwa statutory rape. Zibaba kuzvi 39 not 29. Taking advantage of young girls nxaa
@KarenKapesa
@KarenKapesa 3 ай бұрын
Vanonyepa ava kwaaaaaaaa
@sibonilendlovu5463
@sibonilendlovu5463 3 ай бұрын
I love it❤❤❤
@xlanichenai
@xlanichenai 3 ай бұрын
VaMugabe ndavinga ka dance move kandaona kutiktok ka celebration andisi kukaona
@LoraineP5050
@LoraineP5050 3 ай бұрын
Karipi nhaiiwe ndri kukatsvaga kkkk
@BeaulahMushango
@BeaulahMushango 3 ай бұрын
Kana ini nhai😂😂😂😂ndakashaiwa
@VirginiaSamunda
@VirginiaSamunda 2 ай бұрын
Mukadzi uyu ane respect zvake munhu bho
@thamsanquankomo4634
@thamsanquankomo4634 3 ай бұрын
Mother’s age is 27, her son is 10 years. Which means she got pregnant and gave birth at 17. But she also got pregnant when she was grade 7, does this mean she did grade seven when she was 17 years old?
@tawandamukasikasi7587
@tawandamukasikasi7587 3 ай бұрын
probably anga ari grade 7 at 17
@adriankangoma
@adriankangoma 3 ай бұрын
This guy is rude and rough
@jujujunior2735
@jujujunior2735 3 ай бұрын
17 unenge watopedza form 4
@stembilechigogo
@stembilechigogo 3 ай бұрын
Anenge akambodzidza ku south awuya kuzim obva adzokorora
@Kelvychim1994
@Kelvychim1994 3 ай бұрын
Thamsanga wassup my gee, long time man
@tysonmataula5042
@tysonmataula5042 3 ай бұрын
Haaa the way that man was shying away from camera ndo BOYS repatonaz rinorova ma HIT n RUN team rinotsoma tuvana tudiki
@virginiatakawira
@virginiatakawira 3 ай бұрын
She is 27 years old and mwana is 10 akaita mwana ane 17 and she was grade 7 hazvisi kusangana or ndaresva kunzwa
@priviledgejoyfullndere4327
@priviledgejoyfullndere4327 3 ай бұрын
Watoverenga kare😂😂😂
@virginiatakawira
@virginiatakawira 3 ай бұрын
Ndatoita macalculations kare🤣🤣🤣
@MariaKhembo-nn6mb
@MariaKhembo-nn6mb 3 ай бұрын
Kana neni ndazvishaya
@GattsiMemehSithole
@GattsiMemehSithole 3 ай бұрын
Its not make sure kana neni ndazvishayao
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
Maybe akanonoka kuenda kuchikoro... the story suggests she got pregnant at 16 years
@edithgarah3736
@edithgarah3736 3 ай бұрын
Congratulations guys
@machayaropafadzoblessing8546
@machayaropafadzoblessing8546 3 ай бұрын
But ndin Nani tiri ku doubter ne makore a baba 29 years 🤔🤔🤔
@moreblessingnhete8521
@moreblessingnhete8521 3 ай бұрын
😂😂😂😂panyepewa
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
Baba is very stupid- he must be 40 years 😅
@Her_Self..
@Her_Self.. 3 ай бұрын
Um also questioning kuti hmmmm do l look that old😢😮
@nancyngobeni6105
@nancyngobeni6105 3 ай бұрын
Ini ndinewe yave dhara iyo
@ROGUE406
@ROGUE406 3 ай бұрын
@@machayaropafadzoblessing8546 mati zidumbu harisi re 29 year old?
@christinawatungwa64
@christinawatungwa64 3 ай бұрын
Cool lady akasangana nabhangu anozvida and ane pride inosvota.
@TalentChifamba-hv3rt
@TalentChifamba-hv3rt 3 ай бұрын
Big up shingi shamwari yangu ....ndogara ndichitenga muwholesale menyu kuepworth ndafara chaizvo nemukadzi wako asina kutinyadzisa bt now um watching in south africa ...anxs breddah
@tinashetembo1628
@tinashetembo1628 3 ай бұрын
Shingi ane 29 here uyu 😂😂😂😂
@tariromuhoni5229
@tariromuhoni5229 3 ай бұрын
Tell us the truth , How old is Shingi . Atinyepera uyu he looks older than 29😅😅😅😅
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 3 ай бұрын
In reality Shingi wenyu aka abuser a minor. Anoziva here kuti mazuvano police ikubata vanhu vakadai from social media.
@TalentChifamba-hv3rt
@TalentChifamba-hv3rt 3 ай бұрын
@@tariromuhoni5229 😂😂chimwana chidiki ichi ...zibody chete .....
@TalentChifamba-hv3rt
@TalentChifamba-hv3rt 3 ай бұрын
@@tinashetembo1628 kkkk ehe ibody hombe
@gladysgoriyati4512
@gladysgoriyati4512 3 ай бұрын
😂hiiii hiiiiii ahhhh 😂😂😂 🎉eyaaa we are proud of you sis 😂
@mancuencube5409
@mancuencube5409 3 ай бұрын
Zidzenga zidatya zidhutyerere dumbuzenene zi sasikamu. Remunhu
@Tsitsi414
@Tsitsi414 3 ай бұрын
Kkkkkkkkkk
@AnasheChifamba
@AnasheChifamba 3 ай бұрын
Munotuka
@NetsaiMatarauka-gc4ty
@NetsaiMatarauka-gc4ty 3 ай бұрын
😂😂😂😂
@mancuencube5409
@mancuencube5409 3 ай бұрын
Randibhowa zibaba iro pride yachoyanyanyisa kuvhara kumeso isu tichida kunzwa nyaya mafambire ayo tione zvinofambirana hre neface yavo ,ivo votoda kutsenga mashoko vakavhara face,kna usina Mari yekuenda kuprivate wotobvisa hat woti changamu changamu kutaura nyaya senyaya woti pride inosemesa kudaro ndomboida hre ini
@General_MIT
@General_MIT 2 ай бұрын
Munotukira munhu kuda kuziva here, you loosing the purpose of the show, datya remunhu
@PeacemoreMuza-b1j
@PeacemoreMuza-b1j 2 ай бұрын
Mukadzi uyo akazoroorwa here shuwa kana asina ngauye hake kwandiri❤
@NyaradzoChigwa
@NyaradzoChigwa Ай бұрын
PEACEMORE😂😂😂😂😂
@PeacemoreMuza-b1j
@PeacemoreMuza-b1j Ай бұрын
@NyaradzoChigwa nhai shuwa
@SamanthaMuzazariki-g7v
@SamanthaMuzazariki-g7v 3 ай бұрын
Tinashe unonyeperwawo zvakapusa baba ava vane 52 years ndovaziys😮😂
@shupidongo2867
@shupidongo2867 3 ай бұрын
Looks old than makore aataura
@DC-jj7rr
@DC-jj7rr 3 ай бұрын
Isame age vanhu avo but maths vese vakafoira
@tauraidube
@tauraidube 3 ай бұрын
41
@petronelladube7859
@petronelladube7859 3 ай бұрын
😂😂😂😂​@@tauraidube
@petronelladube7859
@petronelladube7859 3 ай бұрын
Taura hako body ikuramba makore ayo
@MuchanetaZishiri
@MuchanetaZishiri 3 ай бұрын
Kwayi handidzoke chupeti mhani u pride u will humble u one day
@AnoStole
@AnoStole 3 ай бұрын
Mukoma tinashe gumbo renyu ririkukwenya sisi makumbo enyu aswederana
@gogokazima3547
@gogokazima3547 3 ай бұрын
Tete you are a star
@KupakwasheStephen
@KupakwasheStephen 3 ай бұрын
Mai inonyepa iyi haiwa hazvisi kusangana matauriro Ake Anga akuziva uyu
@stembilechigogo
@stembilechigogo 3 ай бұрын
Ndoona sekuti akambodzidza ku south paakauya kuzim obva adzokorora
@prudencechonzi4246
@prudencechonzi4246 3 ай бұрын
27 -10=17 Grade 7 Preparation ku South yet staying kumusha Takasangana kubasa kwataishanda Yooooo let me rest my case
@keanseansiwempi2476
@keanseansiwempi2476 3 ай бұрын
Kkkkkk
@mosespfumbidza
@mosespfumbidza 3 ай бұрын
and its a true story I know her kunoku kunogara daddy vake
@MatthewUniteMukungunugwa
@MatthewUniteMukungunugwa 3 ай бұрын
Mama is still young than baba😢
@kevinmccharles5029
@kevinmccharles5029 3 ай бұрын
Well done madam Ginger
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 3 ай бұрын
U are very cute my sister and glowing hanzvadzi wakairasa iwe kusiya mkadzi akanaka uyu
@petersithole5168
@petersithole5168 3 ай бұрын
Kkkkk vamwe ndivo vanot kunaka kunopinza vazhinji mumba asi zviito zvinoburitsa vazhinji mumba, kkk
@AgnesJimu
@AgnesJimu 3 ай бұрын
Tete manyama thanks Tete nekudaira semunhu mukuru
@abigailmuneka442
@abigailmuneka442 3 ай бұрын
Baba imi makadii kuenda kumaPrivate DNA dai maisada kubuda pascreen, nxaa
@unicerusere1444
@unicerusere1444 3 ай бұрын
Murume uyu ane pride yhooo
@youngerjacha6376
@youngerjacha6376 3 ай бұрын
Mai Ava vanonyepa chaizvo vakadanana nebaba vari grade 7 Third term vakarara vese vakaita nhumbu then ivo vane 27 years mwana 10 year zvoreva kuti vakaita nhumbu vaine 17 yrs asi vari grade 7 MAYB maths dzacho dzanditiza
@ropafadzomupa4027
@ropafadzomupa4027 3 ай бұрын
I wanted to ask the same😢
@MariaKhembo-nn6mb
@MariaKhembo-nn6mb 3 ай бұрын
Ndazvishayawo
@kennethmakombe6585
@kennethmakombe6585 3 ай бұрын
Pamwe akanonoka kuenda kuXul why kukurumbira kuti anonyepa, koz aka akazvara zvakanaka kuratidza kuti akange ati kurei, 14 year old kazhinji anoitwa op pakusununguka
@memorymoyo2802
@memorymoyo2802 3 ай бұрын
Chakakosha ndechekuty mwana abuda ari wa baba
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 3 ай бұрын
@@youngerjacha6376 vataura here kuti grade 7 vaiva nemakore mangani
@LindaChirinda
@LindaChirinda 3 ай бұрын
Mmmmm haa saka ini I am 12 kana baba ava vaine 29🙌🙌
@Ruvarashemasase-fv9jp
@Ruvarashemasase-fv9jp 3 ай бұрын
Mukuda kutaura here baba imi tinenge takatomirira nyaya dzenyu kaaa isu
@nokuthulaannamanyangadze
@nokuthulaannamanyangadze 3 ай бұрын
Taura zvako baba vandisvota ivava
@prettymutowa1424
@prettymutowa1424 3 ай бұрын
Lol
@paddingtonmudadi3381
@paddingtonmudadi3381 2 ай бұрын
29, 27, 10 year child grade 7, form 1, form 2, preparation from SA ini hangu hapana chandanzwisisa apa😅
@kaylam1695
@kaylam1695 3 ай бұрын
27 years Child 10 years. So she was in Grade 7 third term at 17 years??? Maths dzacho hadzizi kubuda 🧐
@midraentertainment360
@midraentertainment360 3 ай бұрын
kkkkkkk grade 7 she was 16.. ndobva azozvara ave form 1 ane 17 ..and mind you akaenda kuSA ari form 1 pacho ipapo akanodzoka nePreparation ega ..
@kaylam1695
@kaylam1695 3 ай бұрын
@@midraentertainment360 lol ma1 story yacho but at least mwana ndewababa ava zvisina kupokana 😂
@enb00025
@enb00025 Ай бұрын
Anoshamisira neyiko sawara uyo. Kungotsvinya pasina, ndiko ka tuck shop kanokupa kuzvidhonza mahara?
@WincliffMakate-hc8vs
@WincliffMakate-hc8vs 3 ай бұрын
😂😂😂😂hakuna 29 years yakadai
@NyaradzoChigwa
@NyaradzoChigwa Ай бұрын
Zvokwadi zve
@mitchelmutemeri4958
@mitchelmutemeri4958 3 ай бұрын
Happy nema results
@anglechipfakacha
@anglechipfakacha 3 ай бұрын
Ndafatira tete Ava nerudo rwavo kuchengeta mwana wemuzukuru wavo
@nomattermaphosa5211
@nomattermaphosa5211 2 ай бұрын
Asi musikana akanonoka kupinda chikoro here,at 17 Ari grade seven?
@mathewharuzivishe4218
@mathewharuzivishe4218 3 ай бұрын
Haisi pride, ifear yerape case . Inzwai kana kutaurai pamusoro pakuti makadanana sei ? Hapana zvaataura zvinobatika. Anotonyara and he can't give away a lot as he will be arrested
@princemanyota1768
@princemanyota1768 3 ай бұрын
Arrested for what before 2022,, 16 years yaisasungisa
@petraruskie9535
@petraruskie9535 3 ай бұрын
Mkadzi mukuru ane 40 yrs akamanikidzwa anenge arepwa. Not statutory ​@@princemanyota1768
@SthembinkosiMathobela
@SthembinkosiMathobela 3 ай бұрын
Pride this man mxm😢
@joicegaredondo9385
@joicegaredondo9385 3 ай бұрын
Bota our staple food
Une nouvelle voiture pour Noël 🥹
00:28
Nicocapone
Рет қаралды 9 МЛН
Tuna 🍣 ​⁠@patrickzeinali ​⁠@ChefRush
00:48
albert_cancook
Рет қаралды 148 МЛН
When you have a very capricious child 😂😘👍
00:16
Like Asiya
Рет қаралды 18 МЛН
Bamukuru Vakandimanikidza Bonde Vachiziva VaneMuzvezve
36:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 35 М.
'Ko Mhosva Yangu Ndeyei?": HEADMAN Chigodora
1:18:50
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 132 М.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 56 М.
Behind Bars: George shares his story
14:14
Tilder LIVE ZIM
Рет қаралды 50 М.
Bota rangu rokamburwa Zvisina Order!!!! Dare raChief Mutasa
55:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 110 М.
Une nouvelle voiture pour Noël 🥹
00:28
Nicocapone
Рет қаралды 9 МЛН