Nyaya iri mudare ndeya Shephard yekupuma amai avo chihure; not zvemari zvmaakutaura izvo. Nyaya inotongwa iri mudare; Shephard haasati amangara zvemari yamuri kutaura - akasununguka kumangara. Asi pamataurikire azvaita Shephard haana nyaya inobatika whether akabigwa navo or not asi mbowo haana. Hakuna Dare ringabata amai avo nemhaka yekuba mari yake zvachose; rinenge riri Dare rakaita sei iroro; asi kana pashandisiwa n'anga nevaporofita kanhii? But, I don't know kuti dzekupumhana kubirana dzinoenda through that channel here; toziva dzeuroyi. Kwete zvaShepahrd zvekudzoka wobva kumba kwako izvo; iwe wambotambira mari ukaenda.
@AlbertDlamini-x6o2 ай бұрын
Apa arikuti akapa madzimai avo 82 dollars asi asi iye akupuwa 20 kwakunyarra ahachatawure kuti Mandira mari yakawanda kwakuenda kumba waneyi ayisi 20 dollars yaapuwa idoller kwakudzoka kwakuti ndipeyi mari yangu ndo zvinoita humbavha iye ayizviti akangwara ahwinha Kandi ndiye aruza nokuti iye ayifanira kupuwa 19 dollars ndoyanga iri change yake apa anotawura zvisingahwisisike anokurirwa nemukadzi uyo kutawura kana kuti vamushandisira mutewuro kuti azungayire zvinowanika futi
@AlbertDlamini-x6o2 ай бұрын
Nyaya iyi inemanyepo akawanda namadzimai avo vakunyeba kupinza zvemahure mukati kuti zviyite chiremu asi vakunyeba zwavo madzimai ava zviripachena
@RhamseyNakoka-ew1in2 ай бұрын
Mambo tererai zvikutaurwa na shephered ati akavha kuna buyer ne $82 akaenda kuna mother ane $82 asi akadhakwa saka imi mambo mulufunga kuti shephered akatengerwa here beer amusikuona here kuti mari akainwa
@@Edwardtanialuwizhi-dx8zs According to Shepherd basa raakataura kuti anoita ...read to understand not to reply?
@ThabisoGandari2 ай бұрын
Hudofo remove your comment,Ko kana achishanda kumakotokoza
@julietchivhanga30542 ай бұрын
Asi unoziva kwaanoshanda
@Trabablas2 ай бұрын
@julietchivhanga3054 ehe ndomuziva
@utrackcontrol2 ай бұрын
Mambo ava vanotonga nyaya sezvazviri well-done chief rambai makadar
@christinejim47422 ай бұрын
Chief ava havagone kutonga musadaro muri munhu mukuru
@ROGUE4062 ай бұрын
The chief spent a lot of time prosecuting nyaya ye change, which is neither here nor there. The real issue is Shepherd akatuka zvinyadzi here or not. For that, she needed to bring independent witnesses
@goldenjowa60872 ай бұрын
Cause of action wena!!!
@lloydmachingauta62192 ай бұрын
Mambo vafamba ne nyaya iyi zvakanakisa word by word
@pabloshoko39552 ай бұрын
Dare iri ndorifarira havana noise and vanopa munhu nguva yekutsanangura
@lindahcheza6772 ай бұрын
Mambo ava ahhh zvimwewo
@laizahmawoneni80132 ай бұрын
Mukadzi uyu itsotsi.
@Trabablas2 ай бұрын
MAmbo vako chibanda ava vakadhakwa nxaaaaa ngavamboenda kwaMutasa kuxool....
@BrightonBHEBHE-c1j2 ай бұрын
Musashore mambo atadzei... Always ndatisashorei
@tafadzwakajayi41162 ай бұрын
Taura hako Keith ngavambonoona Mambo Mutasa achitonga nyaya.... humbowo hwekuti akatuka mai avo mashoko asiwo hapana mahearsay
Dhora nderangu,dhora nderangu ,haaa iri idhora remukadzi or remurume wangu in Jar Master’s voice ,,,,,,,?? Bhuhaaaaaaaa
@frankmoyo72672 ай бұрын
But ini hangu ndaona sekuti mother ava vakasara ne $20 ya Shepard, ndakambozviita izvi asi kuti ndakayeuka after only 10m ndikadzoka baba vasati vaviga mari vakandipa back zvisina kunetsana.
@MabhenaMabhena2 ай бұрын
Problem ndeyekuti ukufunga kuti vanga vachaviga mari
Komai avo vaizopa Sheperd pefume asina kuvapa mari sei cz varikuti vakamudzorera $20 koye pefume vakanga vasingachaidi here😂😂😂😂😂
@pessysachakaza94792 ай бұрын
Check your change before you leave
@jenniferkimpiobi89052 ай бұрын
That’s the message I was looking for, why should someone leave go home and come back after sometime saying your change is not correct.
@takudzwagumbo88012 ай бұрын
Madzimai vakatora mari yemunhu ngavasadaro ,,,vaifunga kuti munhu akadhakwa ,,vakatora $1 ,,, plus $20 vakuti ndapiwa 2😅
@rascocky63662 ай бұрын
@takudzwagumbo8801 It's a possibility because if she had given him back the 20 and kept 2 that would mean that he had 83 in the beginning or he got the perfume for 1 dollar. These mapostori are not to be played with.
😮ko sei makurukota ayo asingabatsire mambo nekutaura 😮
@TamuonapedzisaiАй бұрын
Madzimai vaitotyirawo havo imba yavo since murume akasvika pamba iri hohoho vachirwa so kt murume aite believe vaifanira kuenda kwaMambo otherwise madzimai vakasara nemari yemukomana izvi zviri mukugarisana mistake are common
@dorothykudai51822 ай бұрын
uyu mukumana uyu anga akadhakwa kuda akatorasa mari paaitenga doro or paaizoverenga mari
@BerthaKunaka2 ай бұрын
Amai ava itsotsi
@samaitawitness51752 ай бұрын
Mambo mukaita confusion mai vakatora advantage avo.semunhu anga akadhakwa
@KenetMshlalela2 ай бұрын
Nhai warikuvhiringidza munhu
@dorothykudai51822 ай бұрын
nyaya yarepotwa ndeyekutuka not yemari iye dai akabirwa akano reporta , kupopota ne violence it means anga akadhakwa kuda mari akatorasa or akatoishandisa kubhawa
@SusanMhlanga-jv5ct2 ай бұрын
Mambo haakoni kutonga nyaya mai avo imbavha
@goldenjowa60872 ай бұрын
Mambo vaita bias, rasta arikuti urihure direct, mai varikuti ndosaka uine mukadzi hure. Apo mai avo havana kuchena pamari ya Shepherd. Ukuwo Shepherd ungati anemaramba doro. At best, this was a fight coming from the fact that there was a misunderstanding on change. Almost assault on the person of Shepherd. Paita character assassination. There was absolutely no need for a penalty on Shepherd in this case.
@priscillahchiromudzimu16322 ай бұрын
Shepy itsotsi
@Shanankapesa2 ай бұрын
Amai ava vakaita mistake vakadzorera mukomana$ vachifunga kuti i20 vese hapana akazviona that time but madzimai vakasara have nemari
@tmaktmak14642 ай бұрын
Korokoza rakawana mari rakufunga doro, maperfume enunonyengesa mahure
@felistaschitonga2 ай бұрын
Madzimai vari kunyepa, ngavape Shepherd mari yake. They took advantage yekudhakwa. Vamboti madzibaba vaive kuKrawa vachishandira, but madzibaba vari kuti vaive kubhawa kwavakanzwa Shepherd achinetsana nevasikana- then vakazowana vaakunetsana nemukadzi wavo.
@NyashaMhandiwa2 ай бұрын
Mbavha dzanetsa idzi
@NyashaMhandiwa2 ай бұрын
Hapana kana nyaya apa kumakana chete
@alfredndhlovu30252 ай бұрын
Saka iye paakatambira dhora aiti ichange yemarii?
@BerthaKunaka2 ай бұрын
Wakamu dheeereara ukamusaidzira Ipai munhu mari yake chiiiicho