Thumbs up to Mai Hannah ,one kind of a mother who stand by her child ,i love this mothers are so special
@JoyceNcube-y9p9 ай бұрын
Sure mai Hannah is a good mother ,vakati handina chekutaura pamwana wangu,munhu ngaende kujeri because mutemo anouwuziva kuti kurara nemwana imhoswa
@staceysaungweme38519 ай бұрын
Well done Mai Hannah zvesure if mwana Ari under age hapana negotiation
@victoriatanda32309 ай бұрын
Ko mwana akazoitawani irikupi episode yemadna
@patiencemunyongani59939 ай бұрын
Very intelligent mom. Press on mama police
@fortunengwenya2594 ай бұрын
Mai Hanna must get this guy reported again to the police..people take advantage of the girl child..11 years?? give over.
@mildrateb34548 ай бұрын
Is there a petition we can sign? Justice for Hannah we cannot let this girl down.
@charleenhatendi59939 ай бұрын
Justice for Hannah!!! This is not right 😭😭😭
@lovenessmillion-iv7tl9 ай бұрын
P0ppp0
@janepherchamisa47398 ай бұрын
Sekuru kujere
@rumbiechigwedere9 ай бұрын
Kudos to Hannah's mum, 'hapana kutaurirana kwandinoita mwana wangu is underage ndosaka ndakaenda kumapurisa. Handiroodze mwana ari under age. All the best mama. Still watching but l hope just will be served. Closely following.
@jephinosmakasi404310 күн бұрын
Hupenyu hwakavaomera asi mai vaHnna is intelligent . her intelligence is far beyond mukwasha wavo uyo na baba vake
@neliachidziva21069 ай бұрын
Vakadzi tisarevere varume ava hadzisi hama dzedu mai Kupa muripapi zvino.. Justice for our baby girl Hannah
@Jenny-yi4qu9 ай бұрын
Imagine ndirikushaya pekupinda nekunyarira Mai Kupa Dai ndirini nfaisatombotaura ndaimuti pedza nyaya dzako wega
@ThoeKhuya6 ай бұрын
But she had an idea of her husband's shenanigans,she hinted when she said she followed them kumba when the girl had been sent sekuru vakatevera n the pair took ages to come back. I think she thought she could try n protect her husband cz she knew he would go to jail
@josephinematambanadzo33979 ай бұрын
Women’s groups please fight for this young mother
@kevenethomas95568 ай бұрын
Sekuru ngava sungwe!!!
@NOVEMBERReign-su5cj9 ай бұрын
Hannah is Bright and anotaura Statement Nemo nemo MaLawyers and well wishers Ngatibatsirei munhu akabhinya Mwana aende kuJeri Uye Hannah timudzosere kuchikoro Zvose zvinogoneka
@@tsitsichoto5365 Sure the mother is very intelligent. Ndanyara na sekuru kuramba zvavanoziva.... ndashaya pekupinda. ummm kusanyara murume mukuru vese na baba vavo vanyara nxa
@Spo70179 ай бұрын
In such cases, police must be on standby😢😢😢asatombodzokere kuSociety
@SyenaMagaya-iy3nf9 ай бұрын
Rape Case inoenda kupolice straight away musanyepe imi
Agree 💯, can't believe he is walking scot- free 🤷♀️
@ginmaposa40688 ай бұрын
Pakadai va Mugabe team garai nemapurisa on standby evn undercover😢😢after the results are handed over munhu ma cuffs,ndabatikana that sekuru looks very relaxed ngaaaaaasungwe
@dzoko8139 ай бұрын
Please Tinashe when dealing nenyaya dze under age please have solutions for these children kwete kungoda maviews without protecting them. We definitely need an update munhu ava kujere uyo.
@pinkrosechewere38709 ай бұрын
Waiting for 2nd episode Chris arimujeri. Mukatsikirira nyaya iyi tikuburana. Justice for under age.
@ransomempini71419 ай бұрын
Tilda behind bars episode ka!
@sharonmazire20199 ай бұрын
This is a very sensitive episode ..we need justice for Hannah that sekuru must rot in jail
@partsonmuronga9619 ай бұрын
And the father too. He is useless
@NotiyBoy-vz3fm9 ай бұрын
My Goooooodhinesi😢
@maonamangobe52029 ай бұрын
Justice for Hannah Chris kujeri
@elizabethbongers11249 ай бұрын
Hannah's mother is very clever. She handled it so well and calmly. Well done mhai. Munogona.
@dianagwezeret84789 ай бұрын
Mai ngavaende kumapurisa justice ⚖ must be served..... No apology kune zvavakaita Mwana ndarwadziwa ini Sekuru nababa namai vavo vanoroya chete nxaaa ndaita hasha Tinashe you must do live so we can call and comment because haaa zvimwe zvinopisa hasha 😢
@nyaraicheza58018 ай бұрын
Asungwe plz plz
@rebeccamaccamahlanu46019 ай бұрын
😢 I cried weduwee 😢 So heartbreaking The law must take its course Ba Kupa ngavapinde zvavo mukati Mukati chaimo makey arasirwe Kure chaiko
@lovemorengandu82939 ай бұрын
This sekuru has a very tiny room at Chikurubi reserved for him .May the wheels of justice move and take this guy to where he deserves to be. Mr Mugabe we want a follow up
@benfordmafuvadze68058 ай бұрын
this one hatidi kunzwa kuti apihwa amnesty semudhara wekwaMurehwa, dangerous munhu.
@MemoryEPeter2 ай бұрын
Yes uyu anongoda kunzi life in prison
@tariroleviechikomo88139 ай бұрын
Well done to Mai Hannah for standing her ground.
@tatendasimango7956Ай бұрын
I'm proud of her decisions from kuenda kumapurisa to everything mubereki weshuwa...koti vezuda avo haaaa the way I'm angry at that guy aaaah
@maiyeukai93469 ай бұрын
Jail for chris........jail for chris......jail for chris.....jail for chris....jail for chris.......jail for chris........jail for chris.......jail for chris
@elizabethbongers11249 ай бұрын
Yes please😢😢😢
@Jenny-yi4qu9 ай бұрын
Done😂
@preciousmoyo29419 ай бұрын
Yes
@siphombano13699 ай бұрын
Jail for kiri
@susanchavhi31238 ай бұрын
Jail for chris
@cricket6948 ай бұрын
Mai Hannah i just want to shake your hand. Thank you for standing up for your child
@mamaricky29929 ай бұрын
Hannah na mai vake vari so intelligent, they have been thru a lot but vakuita stand their ground I wish vawane justice yavanoita deserve
@bryanjanha53959 ай бұрын
Toda kunzwa kuti Bakupa vave kujere avo Mr Mugabe. This is a very heart soring story. Akasasungwa munhu uyo tirikuuya kuoffice kwako Tinashe because this cant just be one of the DNA stories zvongopera zvakadaro. What a heinous act kurara nemwana ane 11yrs?
@NicholasMaokomai9 ай бұрын
Mr Mugabe handivo vanoendesa kujeri but vanoburitsa umboo hwekuti munhu aende kujeri iwe neni tave nebasa kuti veGirl child fachiita folow up kwaKazangarare Dispol KAROI here basa
@rachaelshiri13029 ай бұрын
Imagine. Tinashe should have given them a platform. Were all those questions necessary? He shld hv called the police but he handled it as a normal story. I'm disappointed
@rachaelshiri13029 ай бұрын
@@NicholasMaokomaikana iwe uchikwanisa kuendesa kujeri iye anotadza nei😮.
@partsonmuronga9619 ай бұрын
Harisi basa ra Tinashe iri, pake apedza. He has done a great job. State should follow up on those one. All the evidence is available. Munhu ngaaende ku Jeri
@Gogoaggie20189 ай бұрын
Seconded❤
@florencemasukwedza24379 ай бұрын
Justice for Hannah!! Nasekuru avo kuJeri!! Tinashe don't let us down!!!😢
@TongaiMukosi-yt5br9 ай бұрын
Mai Hannah vanobatika sei she really needs us plz ndachema vangu ini
@futureben59379 ай бұрын
Please my brother she really need our help ndarwadziwa zvangu
@rosemarydzamara78579 ай бұрын
Batai vaMugabe, mungatibatsire tose, semadzimai ndarwadziwa, hurombo imhosva here vadikani, Mai Hannah naHannah vakashungurudzwa
@mcdonaldmseka49759 ай бұрын
Yeah it's a sad story!!!!
@TauraiMutsindikwa8 ай бұрын
This is the reason why i sit with my daughter each time and have conversations, & applaud her if she gives me news of what trnspired in my absence, nothing will happen without my knowledge.
Ndaita hasha hei, the mother was right she was dealing with idiots they didn't want to report it. But let him rot in jail.
@samanthamanhanga85749 ай бұрын
Yes vanyatsoona kuti akarepa
@mako59739 ай бұрын
Zvinogumbura kani@@samanthamanhanga8574
@tsitsichaita9 ай бұрын
I hope havazofurirwi mai avo kunzi mukamusungisa mwana anochengetwa nani
@williammusazura21299 ай бұрын
apa vada kuedza kupokana netechnology
@susanchavhi31238 ай бұрын
That Chris guy should be locked away for the rest of his life. There's no place for perverts in our society. Kudzokera kweyi imi baba vaChris. Kana nemiwo futi sungwayi.
@vachihera38239 ай бұрын
Pliz Mr Mugabe we want justice for Hannah
@over-comers9 ай бұрын
Let justice prevail for the sake of Hannah.
@isaundhlovu18469 ай бұрын
Mugabe pake ayita chisimudziraiwo kubva ipapo
@mercyme91897 ай бұрын
Mugabe hasi mupurisa nhai veduwe? Mai Hannah should pursue nyaya iyi ku police kwete marata rata ayo avanga vakutaura
@forogonya-howcometoyou57279 ай бұрын
Documentary well arranged. Sekuru Christopher-manyengavana, kuvata nemwana ane 11½ years, pedzezvo motipedzera nguva muchiramba kuti mwana hamuna kuvata naye. Pakatanga nhau iyi mainge muchakasimba asi pazodudzirwa maResults makageye machiperezeka, just because nyaya iyi yaikudyayi zvishoma nezvishoma. Ndanzwa muchiti "hantiti maResults abuda saka zvapera.." hapana chapera Sekuru Christopher maibhinya mwana saka munofanira kuenda kunozvipereka moga kumapurisa moitirwa mapepa enyu ekuCourt, monopihwa mutongo wenyu, zvikafamba zvakanaka moendeswa kuChawagona-hapana. Mapositori kuda kuramba kuti muchini wakanyepa hakuna izvozvo. Uyuwo Paddington tuuzu yacho kuita kunge munhu akadyawo bota hake chero nhumbu isi yake. Chiii chawaibva wanyanya kuwirirana nemwana ane 11 years.
This guy robbed this gal her childhood ,, justice must be served plz
@sarudzayib9 ай бұрын
I was expecting Tinashe Mugabe to give Hannah's mother and Hannah herself the last platform to air their views.
@norahchabaya56679 ай бұрын
Vanogona itai petition and we will sign it...justice for Hanna
@LoiceDzvetera8 ай бұрын
Justice for hannah please let rally behind mai hannah
@PamelaManyaya8 ай бұрын
Yes that child was and still under age, sekuru is a rapist
@praisemoyo58659 ай бұрын
Nyaya yakadai yaifanirwa kutoitika maporisa aripo,angadai njema dzatomuchenera. Mr Mugabe ndibatsireiwo kusungisa baba Kupa. Kushaiwa imhosva mumhuri,now arikutofamba freely asi akabata mwana chibharo zviripachena. Batsirai varombo vanhuwee Chris ngaasungwee
@fortunatenyamilando81119 ай бұрын
😢😢😢😢justice for Hannah nhaimi kumusha kwangu uku
@njalo9 ай бұрын
Chokwadi paida mapurisa apa
@JoselynMupazvriwo9 ай бұрын
😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭Amai kani ndarwadziwa kani
@tendayigahadzikwa13909 ай бұрын
kugara pasi kweiko panyaya ye underage yoo hakuna mapurisa anoita izvozvo
@MemoryMatsangaise9 ай бұрын
@fortunatenyamilanrdo8111 right if you are from the area tobatsirewo to report the case at Karoyi God will bless you for that please i beg you 😢😢
@petronellamoyo5709 ай бұрын
That rapist Sekuru is very arrogant! He needs to go to jail for this. DNA man you need to get justice for this little girl. These cultural injustices should come to end and stop rapist within families. Justice! Justice! Justice! for Hannah!
@P.E.L.C9 ай бұрын
Ambonotwasurwa ikoko
@chrisroyzembe90489 ай бұрын
Justice for Hannah!!! Mr Mugabe I am so disappointed in you for taking this lightly... Rubbish. Will never watch this show if nothing happens. Absolutely pathetic episode which proves the show has no ethics or morals.
@DKSFyre9 ай бұрын
@chrisroyzembe9048 it's not Tinashe who has to take up this issue, the onus is on the mother or child to report. But since nyaya yakareportwa kare now with these results the guy akusungwa
@Dee-fw6cy9 ай бұрын
😂@chrisroyzembe9048 you are taking out your anger on the wrong person. It's not Tinashe Mugabe's responsibility to make sure that Chris goes to jail. Iye anoita zveShow. Imi zvamatoona kuti pane injustice take it further. Endai kuKaroi rural or call mofambisa nyaya. Mungatadze kuona show nekutsamwira Tinashe for something he doesn't have influence on. He has provided evidence that's all
@chitovamadyira55339 ай бұрын
Nga end ku jail benzi remunhu
@Phyliss-m5l13 күн бұрын
Mai Hannah thank you so much nekumira nemwana wenyu Imi sekuru Kiri muri zibenzi zvino kungwara kuya kwapera kah Baba Kiri musapupura zvamusingazive
@evernicechiedza8709 ай бұрын
Amai ndiamai sure ndabvuma hangu you're a super star mai Hannah ❤
@TongaiMukosi-yt5br9 ай бұрын
Justice for Hannah plz, justice for Hannah. Justice for Hannah
@agathanyapokoto3009 ай бұрын
Tinashe let's the abused down l have now stopped watching his shows
@elly200389 ай бұрын
Why are you saying Tinashe doesn't stand up for the abused???do you think nekufunga kwake ikoko angatadze kumiririra Hannah the fact that aburitsa nyaya iri sensitive paTV it means arikutoita kuti iitirwe justice since yasvika muvanhu@@agathanyapokoto300
@isaacmuchuwachikosi9 ай бұрын
Justice for Hanna I know Mr DNA man will never fail us
@mrman_20019 ай бұрын
Justice for the Girl Child ............... Bota Family help this family
@miriammhizha25379 ай бұрын
Welldone mai Hannah for standing nemwana and doing the right thing
@amhomeimprovements9 ай бұрын
Thank you Mr mugabe for such a dicumentary
@yeukaitendayi28749 ай бұрын
JUSTICE FOR HANNAH!!!
@faycee109 ай бұрын
Nice documentary, we want justice for this little girl, please 🙏
@Gogoaggie20189 ай бұрын
Vekumurume madofo chaiwo nxaa. They don't even realise how big the damage they cause ku this girl child. JUSTICE FOR HANNAH PLEASE!!!!
@MemoryMamimine8 ай бұрын
Well done Hannah you stand for yourself waune confidence nezvauri kutaura.
@tapiwaneganje99789 ай бұрын
Chris's family is not even remorseful 😭😭😭 Justice for Hannah
@RufaroMuhango-ty5qx8 ай бұрын
Imbwa dzevanhu chaidzo moyo wangu urikupisa😢
@jgg557 ай бұрын
Excatly
@peem-k96085 ай бұрын
the pompous rapist....baba kupa belongs mujeri please ngaatsvagwe hake coz mmm anopedza vanasikana vese.
@nelsondumisani78639 ай бұрын
If this guy is not punished, he will impregnate this girl again. He is not remorseful, and he does not understand the gravity of what he did.
Ko kuzoti ngatigarisane zvakanaka kana vandiona vasanditize kuda kunyepera kutaura zvakanaka ngaaende mujeri
@judithmbizi9 ай бұрын
True
@eugeniamatinyori24179 ай бұрын
Thats so touching and amai vataura chokwadi hapana pavaigara pasi navo under age zvorwadza izvi police straight
@samanthamanhanga85749 ай бұрын
Hadzisi type dzekuti motaurirana zvichibuda nekuti varikuramba even DNA yabuda
@registchigwedere85889 ай бұрын
Sure no need for matare echivanhu pa under age
@MelissaDeWet-ci1dy9 ай бұрын
Kupaparika police batai munhu kusanyara kwababa
@MelissaDeWet-ci1dy9 ай бұрын
Kusakwana
@veronicamarowa65849 ай бұрын
Well done mama Hannah for standing up for your daughter
@sharomakuzva1369 ай бұрын
Well done Mai Hannah for standing up for mwana wenyu ❤❤
@georginagarai39009 ай бұрын
Harinyari zibhinya. Mabhinya kujeri. Justice for Hannah
@christinemusariri80569 ай бұрын
😭😭😭my heart is bleeding. @Tinashe Mugabe please make sure that Hannah and her mum get justice in this case. Baba Kupa ngavaende kujeri strainght. Honai kushaya ruzivo kwamai nababa va Baba Kupa ne mupositori uyoh havasi kuto zvitambira. Vakutanga kunyepedzera kuti hee mwana tochengeta ngatigareyi sehama njani njani kwakutya kuenda ku jeri.😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
@talentmajoni96579 ай бұрын
Chris mujeri please
@maimimi42569 ай бұрын
Imagine akutya kuenda kujeri, but in this case hatisikusekerera ngaaende kujeri zvekut ihama izvo ratovadrama
@MwoyoWangu9 ай бұрын
St**d ppl, arrogant & ignorant family. That's why they kept on insisting kuti family yemwana aka rapper should hv talked to them. They knew what they did was totally. Who gets away with such malice behavior. Mhosva haiwore Mr Mugabe you should be the voice to the voiceless. Justice for Hannah. Mai vaHannah is right but varikutya.
@paulgupure9 ай бұрын
@@maimimi4256 Mukoma Mugabe, push for justice for Hannah
@peem-k96085 ай бұрын
handina kufara nemapereo enyaya iyi....a self confessed rapist going scott free on national media....this is dangerous. something seriously needs to be done munhu uyo ngaasungwe hake chokwadi.
@PreciousSibanda-f7c9 ай бұрын
We need a follow up on this case please Mr DNA man. Chris must be arrested
@vimbaiingwani-ts7bi9 ай бұрын
But this girl at her age she brilliant zvekuty matauriro Acho ndeemunhu mukuru haaite se14 years old ,baba kupa munehutsinye makatora advantage yemwana kuramba zvinhu zvaunoziva
@nobuhlechiguvare77779 ай бұрын
But she went for tests. And remember this is now 2 years after the incident
@CarolineMapurisa-hk9gy9 ай бұрын
Ko ndewegore ripi nhai?
@vimbaiingwani-ts7bi9 ай бұрын
@@CarolineMapurisa-hk9gy 2010
@monicachisiwa-chikozho8634 ай бұрын
Munhu ngaasungwe uyu. Tinashe put this in motion. You will be the country a great service
@peace62968 ай бұрын
21 :40 duzvi iwe waizodanana nemwana ane 11 yrs sei im hurt ini JUSTICE FOR HANNAH!!, Tinashe please let us know kuti mwana uyu akazodii plus we are still wanting for Forogonya😢😢😢😢
@lovemoretafirenyika60389 ай бұрын
Jeri straight. Ini I blame ma purisa esp Makalima ataurwa uyo. You can't say rapist ngaauye ega police station. That officer must be arrested akapihwa mari.
@patiencemaunga36799 ай бұрын
Chokwadi
@LetisiweVengesai9 ай бұрын
Nhai rapist anouya sei iye achiziva mhosva yake?mapurisa aifanira kumuvinga zve and ndabatikana 11 years here?
@TheBlackOne3959 ай бұрын
Ichokwadi ichocho bcz nyaya iyi yakasiwa yakada tinenge tapromoter kamind set kekuti anyone can committee a crime and get away with it bcz they will braid the police so mupurisa uyo ataura nezvake anoda kusungwa to make an example out of him and chive chidzidzo kune mamwe mapurise
@tafarapaul9 ай бұрын
Yes, ngaasungwe
@panasheshyline71339 ай бұрын
We need justice for Hannah that guy needs to be arrested this is so sad how can they say kuty zvapera I wonder why tinashe was so calm when this is just utterly disgusting
@jasminemazike98009 ай бұрын
Please lets help this young lady complete her education, and have the culprit arrested. assignment for Tinashe Mugabe............
@epiphaniamakombe409 ай бұрын
I'm also ready to help her
@sheilamatewe44159 ай бұрын
Tinashe Mugabe isusu your viewers ndisu tisisina peace of mind. Help us to gain peace of mind tavhiringika zvisingaite neissue yaHannah. We pray justice will prevail. Ataura ega kuti aishuwira kuenda kuform 1 . Her future was stolen 😢 and all these adults are preaching about uniting mmmm panorama kana pasina justice.
@CMutadza839 ай бұрын
Tinashe is clever, uyo Chris anotitiza uyo, ngafunge kuti yapera
@SibongileTaruvinga9 ай бұрын
Justice for Hannah
@maureenmtali55379 ай бұрын
I concur
@kevenethomas95568 ай бұрын
2 years sekuru akatarisa mwana achipomera vamwe aiwa Tinashe should also seek justice for his clients! The mother and daughter mmmmm not fair!!
@tatendasimango7956Ай бұрын
Ichokwadi zvinotoshayisa rugare izvi for us too my heart is bleeding 😢
Mai vaHannah is to be celebrated!!! What a STAR! Ndiko kuti rudo rwaamai!
@nashemancube9 ай бұрын
Justice for Hannah, baKupa ngavasungwe😭
@mabasamushandi65369 ай бұрын
This cult must not get away with it. Mr Mugabe tichasungisa imi take action
@annienai9 ай бұрын
Yes he's very wrong for not taking action too he must face the music too
@patiencekutama44989 ай бұрын
Exactly he is not handling this case well at all dissapointing
@nobuhlechiguvare77779 ай бұрын
Mr Mugabe actually did a good job exposing hi. Through this documentary. If he had not hapana aitozoziva. And if you check he did this episode in a very different way to alert people of how sad tge story is. The music and narrations. Atogona kuexposer and this video is evidence.
@kosterkunje63579 ай бұрын
Mugabe did his part by exposing the story.
@BeeDonza9 ай бұрын
Action ndoyaatoita iyi iwe secitizen chitakurawo nyaya kubva paasiyira apa
@embedzaimoyo99509 ай бұрын
Justice for baby girl. Sekuru kujeri
@HandinaFaithMakamure6 ай бұрын
Thank you mai Hannah for standing for the girl child. Avo varume vanoda kukwaturwa straight
@shuemazenda8 ай бұрын
May we kindly help Hanna and her mom …it’s a blessing to have a mom like Hannah mom ❤
@tarirofranciscamachabango3819 ай бұрын
Justice for Hannah please. Vanhu ava they are not serious at all😭😭😭😭💔💔💔 Hannah should go back to school she is our future lawyer ndawona achipisa vanhu mucourt. There is still hope baby girl, ❤❤
@JoyceMunhenga-u7m9 ай бұрын
The way my anger is rising as i watch what baba kupa has been saying 🤧🤧🤧🤧🤧🤧may God's anger be upon him
Apa vatorine mukadzi ngariende ku jeri@@tambudzaimumbijo3814
@letwinmujokoro41519 ай бұрын
I am so hurt to the core, pregnancy or not Hanna was a child and still a child, this man should be arrested @ VaMugabe it’s not enough to highlight such social ills here and leave it at that, you need to get justice for Hanna be like Tete Tilder she brings changes when such stories are brought to her attention she leaves no stone unturned, we will support your foundation if you bring real change
@cassandraker8 ай бұрын
Mr mugabe i trust you on this case you not leave any stone unturned. Justice for Hannah😢
@chypomuj8 ай бұрын
Sekuru avo vakatorwa here neve mutemo please😢😢😢.... mai Hannah thsnk you for fighting for your daughter and standing by her and supportive her. Im appaled the police didn't do much after a rape of a minor had been reported😢😢😢
@kennedykamonere54409 ай бұрын
Vamugabe cases like this 1 you should invite vemutemo coz team rakadai rakawandisa vanoramba vachienderera mberi am hurt😢
@mrscymon66279 ай бұрын
Ehe sure pane pakawanda panga achida vemutemo kuti vatsananangure.. This is crime it's rape no need to say ngatiitei zvekare tiwirirane aaaaa
@maishaun71429 ай бұрын
Case was poorly handled
@kudzaichipembere79169 ай бұрын
Well done to mama for standing with her daughter, Kirisi kujere pamwe chete nekutukwa naMwari. Baba vake namai vake Mwari varangei zvakanyanyisa.
@keretiachikowe38409 ай бұрын
Sekuru Christopher ngavasungwe vanhu vese kugara dare protecting the perpetrator I have no words for such behaviour only demanding justice for Hannah
@maishaun71429 ай бұрын
Iye Tinashe Mugabe wacho haana kukwana. I thought he was intelligent than than. Apa kutobvunza mwana ane 11 years zvebota. Disgusting
@MosesSanhi-gy4ex9 ай бұрын
Justice for Hannah ##1
@paulinewandai60129 ай бұрын
Mr Mugabe ,keep on with this good job,all parties are gaining peace mind,aiwa adhara kupolice mogotiziwa muripi kuchikurubi max mam prison
@mazviita75269 ай бұрын
Mai va Hannah vakangwarira she is full of both wisdom and knowledge.
@peacechirimuta58619 ай бұрын
Justice for Hannah please ava ana madzibaba ava imboko ava mweya upiko iwoyo unoona zvekunyeba hamunyare here
@sithabilehove45399 ай бұрын
Endai ku police baba not kana mwana ari under age zveee, even today ngaasungwe mwana aiva under age zveee. Ana Mugabe sungisai munhu imwi
@reynoldvhanda54819 ай бұрын
Achitori under age chero nhasi
@damview36289 ай бұрын
Nanhasi she is still under age kujeri.
@tendayindori-mharadze69499 ай бұрын
The girl is still underage
@darkskinneddutchess40079 ай бұрын
Nanhasi mwana uyo ahasati asvitsa 18
@omegamusonza5117Ай бұрын
@Tinashe Mugambe we need a follow up on this story and justice for Hannah
@melodykapfunde20659 ай бұрын
Aaa ndarwadziwa sekuru ava ngavasungwe and he's very stubborn neka baba kacho vese ngavasungwe
@wadzanaithelmamasendu96949 ай бұрын
Justice for Hannah and lets join hands mwana adzokere kuxool
This show nenyaya dzemaunder age dzikuwanda 😢and Hapana chikuitwa after the show as if you supporting ,,,even vaMugabe hamusi kuratidza kubatikana ,,nyaya yaHannah iyi we want follow up ye kuty Chris asungwa uyo otherwise we going to report the page ,,especially previous episodes emaunder age awandisa ,,it’s so hurting kunzwa vachibvunzwa zvebota 🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽🙏🏽I’m deeply hurt 11years
@nokhuthulamwandiambira53099 ай бұрын
Very true, we can't have such a documentary only for entertainment whilst young girls are being abused. If Chris was not arrested then this show is nonsense.
@bekmud79369 ай бұрын
Tozo reporter page for sure.taura hako.this is not acceptable.tinashe must do something about these cases
@tinashekaende87979 ай бұрын
Tinashe akasafambira nyaya yemwana uyu to make sure kuti sekuru ava vasungwa ngaaregedze zvake zvema documentary he’s an accomplice and this show is useless
@SharonM3769 ай бұрын
You can say that again, even yethat girl wekunyanga yamother veforogonya yakangorova Haa vaMugabe tiitireiwo serious
@cricket6948 ай бұрын
to be honest nyaya dze under-age hatifi takadzigona.
@mesiMutepfa9 ай бұрын
Sekuru kujeri Mr Mugabe plz
@Leeroy3166 ай бұрын
Don’t worry am going to meet Tinashe today and l have to make the documents kuttii this guy asungwe
@DellaMadzimure9 ай бұрын
Justice for Hanmah.Big up mai Hannah
@goldenceemwanawamaijoze25929 ай бұрын
Justice for Hannah namai vake. Brave woman. Strong womana in a community with foolish people kwete zvekuti kufamba kwenguva heeee tichazoona kuti ndewedu mwana here munhu kujere Tinashe
@Sokobea9 ай бұрын
Kusakwana kwavo nhai
@gatesindirere2259 ай бұрын
Munhu kujeri purizi
@paulgupure9 ай бұрын
Mwoyo wangu uri kudzurika ndichirwadziwirwa Amai Va Hannah. She was abused, ridiculed , condescended, Justice for her. Mai baba va kirisi na kirisi imbwa dzevanhu
@goldenceemwanawamaijoze25929 ай бұрын
@@paulgupure newanguwo i regreted watching this episode
@wadzanaimusandide63889 ай бұрын
I am broken hangu rapist kutadza kana kukumbira apology kuma mai Hannah na Hannah na Baba vake. No remorse at all ahh
@godfreyzwidza15439 ай бұрын
Once more, an excellent presentation from Mr. Mugabe to have this case cracked. Eagerly waiting for the outcome.
Justice for Hannah and her family.... Tinashe please ngaisangopera Kani sekuru vaka raper mwana
@tapiwachiguvare26059 ай бұрын
Chikurubhi straight hapana chekutaurirana apa 11years here
@vivianmasamha91119 ай бұрын
Nekuti dai iri mistake kaaa dai nyaya iyi yakapera Kare pahukama saka u boss hwekutoti dedzai Tinashe Mugabe haaa uyu ngaavharirwe
@Chrismadede9 ай бұрын
Apinda uyu
@fredahama39579 ай бұрын
Ngaasungwe……imbwa yemunhu!
@maiyeukai93469 ай бұрын
Rapist kujere
@godwinchiutsi91839 ай бұрын
Guys 11 years I grade 4. Imagine mwana ari grade 4. Ndatsamwa to the last degree. Apa the idiot is arrogant. Tinashe we need justice for this girl child.
@lovenderchigwedere37929 ай бұрын
I like mai Hannah. Vari intelligence
@esierayner5339 ай бұрын
Kana Hanna wacho ,she narrated her story with intelligence
@goldenceemwanawamaijoze25929 ай бұрын
Hope the ZRP is watching we need this to be a lesson
@chitaitaitv30939 ай бұрын
Chris ngaasungwe. Kutovhaira achiridza song ya Souljah love😢😢😢hanzi tinovhura mavirgin. I'm heartbroken😢😢😢
@tinnymhlanga81629 ай бұрын
We need part 2
@rebeccakabaya85699 ай бұрын
I have never commented but this episode touched me…JUSTICE FOR HANNAH PLEASE!!!!!😢 11 years is just too much there is nothing to be discussed here except jail for this man
@Serenity16-s979 ай бұрын
Me too have never commented but this one it stirs a lot of negative emotions. INDEED JUSTICE FOR HANNAH PLEASE PLEASE PLEASE. Wat paiñs most is the remorseless of Chris, wasting time busy blaming the innocent child. Ko kuzoti Baba va Chris kutoroverera mai Hannah, vachi supporter mwana wavo nekuda kwesoko reku church kuti nhumbu haisi yababa kupa. Please let's teach the girl child kuti hakuna chekuvanza after rape zvekutyityidzirwa kunyeperwa. Ngavagone kuudza vanhu vakuru. Nekuti hey mwana we rape anogara achingomuyeuchidza wat a trauma kuna mai. Chris Baba kupa should go behind bars, zvekutamba nemutemo izvo hazvishande. Mai Hannah rambai makadero endai kumutemo musamirira zvekuti hukama,ruenzaniso rwunodiwa. Hannah you are ,ature for your age. Tambira Kure na khule Chris ungabatiwa futi.
@veronicamarowa65849 ай бұрын
I agree with you 💯
@stembenimuhwati93139 ай бұрын
Sure. Hakuna kutaurirana apa. Jail straight otherwise Chris anodzokorora futi..... stupid man
@oliviachivhanganye57219 ай бұрын
Justice for Hannah please, Mr Mugabe
@zuneidmarley6889 ай бұрын
SEKURU KU JERI DHEMETI..... AS FANS OF THE MUGABE SHOW WE ARE GOING TO MAKE A FOLLOW-UP OF THIS CASE
@lillyanne67509 ай бұрын
Ngavadzokere kuKaroi Police kwavakaita report the case with evidence yaapo iyi.. bhinya risungwe iro!
@FlorenceMpumulo9 ай бұрын
Justice for the girl child please help Tinashe ,Chris ngaasungiswe
@TheresaNyamaropa9 ай бұрын
Mxm, we want to see this sekuru on the next episode of Behind Bars...the arrogance of this man. Big up kuna mai vemusikana for standing her ground. We don't want any negotiations on this, munhu ngaaende kujeri!