Headman chigodora Muteuro paDare

  Рет қаралды 53,753

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

8 ай бұрын

Пікірлер: 319
@Karanganda
@Karanganda 8 ай бұрын
0715031531number dza Headman ndakavakumbira vakati ndikupei kune vaida kuisa makokora
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 8 ай бұрын
Ehoyiiii tanzwa I wish kuti dai mamboita a small interview nawo timbonzweo background yawo nekumboona pamusha 😂😂
@esnathmarata2978
@esnathmarata2978 8 ай бұрын
If in S A unoisa sei baTaps we love our headman his Dare it’s like medication 💊 for stress
@afronews7034
@afronews7034 8 ай бұрын
Todekuwastvakira arm chair
@gracemupita1801
@gracemupita1801 8 ай бұрын
Imi zviriko here izvozvo uuuuuu maakuda kuvhara vanhu manje.Regai tifambire nyaya dzacho musati mapedza kutsotsa vanhu
@florencemudzviti501
@florencemudzviti501 8 ай бұрын
​@@gracemupita1801vakuda kutsotsa vanhu
@chicaldochico7838
@chicaldochico7838 8 ай бұрын
Allan do not ask stupid questions,zvinokudakadza here mukuru uyu akazviuraya.power ngarisakupinde mumusoro
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 8 ай бұрын
Ana Allen endayi kuschool muwane zviri nani zvekuita zvemuzera wenyu kwete kungoshusha musharukwa uyo
@Mace428
@Mace428 8 ай бұрын
@@shingiekachemukuya Vanovhiringidza vanhu vana Allan avo plus they don't even respect ma elders even munhu une mhosva you have your rights kwete kuitwa varanda nepwere idzi
@chingombedaries
@chingombedaries 8 ай бұрын
Ndatsvake basa kwete kuswera shungurudza harahwa
@kawinamusa4288
@kawinamusa4288 8 ай бұрын
Saka akataurireyi kuti arikuda kuzviuraya,dare harinzwire munhu tsitsi anodheerera,madhara iyaya anonyepera kunzwisa tsitsi padare,turi stubborn tumadhara itwotwu
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 8 ай бұрын
​@@chingombedariesdare ndere vabva zera kwete ana Allan na Gucci they are now bullying people because dare
@munodaanimancube7755
@munodaanimancube7755 8 ай бұрын
Kwedu Jindwi aroyi hatidi ba 👏🏾👏🏾perfectly said naBabamunini Headman Chigodora.. proudly Ashe eJindwi ❤
@user-nj1pp5uv1i
@user-nj1pp5uv1i 8 ай бұрын
Ndaiyepoò bataps😂😂mare yawanda headman woye ingai kuti tsunhurei
@agnesjokonya1405
@agnesjokonya1405 8 ай бұрын
Siyanai nevakadzi vevanhu nekuroya kwaChigodora mopfidza 😂😂😂😂
@EnipharChinyamuchiko-dv3bg
@EnipharChinyamuchiko-dv3bg 8 ай бұрын
Ana magirazi imbonyararai😂😂😂
@trustchara
@trustchara 8 ай бұрын
Murume uyo baba taps ,headman ngavaminzwirewo tsitsi deno vangomuti mbudzi moyo waradziwa hangu
@user-zr9sf1lk6y
@user-zr9sf1lk6y 8 ай бұрын
Haa makunyanya kuzviita madzimambo ava Ana magirazii respect baba ava izera rababa venyu muchasvikawo ipapo chakutongaiwo
@aleckmanongore5273
@aleckmanongore5273 8 ай бұрын
Chigodora hausi mambo uri mukuru wema sabhuku Allan usati zvawaka batsirwa kudzvanyirira mupfanha munda nachigodora ukati Mwari havaoni. Zuva rekutongwa kukuru richauya .
@talentwmbandure3318
@talentwmbandure3318 8 ай бұрын
Haa Chigodoro warasika apa,wakutora vanhu semapenzi manje 😮😮mombe chaiyo
@tainzanamgobheri5029
@tainzanamgobheri5029 8 ай бұрын
Mkadzi wemunhu haatukwe atonyarwa uyo
@chingombedaries
@chingombedaries 8 ай бұрын
Allan itsotsi iro kubatira vanhu vachidya mari dzedare human rights lawyers should be engaged vanhu varikutambura in Zim votambudzwa futi nezvimatare zvepasi pemuti
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 8 ай бұрын
Vety true. They make a living out of people's suffering nxa
@shumbahurushumbahuru4894
@shumbahurushumbahuru4894 8 ай бұрын
Muri kungobvisa Mari kunnana papa wani. Ndo gemu repaNyika. Kurovana Mari 😂😂😂😂😂
@chingombedaries
@chingombedaries 8 ай бұрын
@@shumbahurushumbahuru4894 that's too much tarisa munhu wacho arikunzi auyene more 400 US dollars in 3weeks uku kutambudza vanhu human rights lawyers ngavapote vachi attender these nonsense courts Allan kutotadza kutsvaka mabasa vakangomirira kuripisa vanhu.
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 8 ай бұрын
vesudu mngcwaaaas❤❤,si much reserved ,
@mastermind1391
@mastermind1391 8 ай бұрын
Uyo munhu anonzi Allan must look for work not kuita zvisna basa izvo
@judithkwenda2841
@judithkwenda2841 8 ай бұрын
I live in a better place madzimambo ariko they live happily in peace and harmony with their subjects kutadza kunotadzwa dzichitongwa fair and klaar ava headman vari intelligent zvavo but kutonga kwavo vakutodarika President chaivo kuita madiro a jojina nevanhu iyo mari kuripisa kwacho zvinozonyanya vanoiwanepi ko vabereki vakura kudai kozotiwo machinda maviri amambo ayo vakutodarika army chaiyo zvakaoma
@user-zb2zi8re5m
@user-zb2zi8re5m 8 ай бұрын
Baba Taps tiudzireiwo Allen kuti ngaarege kubva azvitutumadza kudaro ngaaremekedze vanhu vakuru,kugara kumberi naHeadman hazvishamisiriba izvo
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 8 ай бұрын
Headman chimbomirai kuomesera munhu musadaro he is old to be your father ahh
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 8 ай бұрын
Kkkkk headman murikureva kuti bab awo muramba here kana kuti ihunga kkkkk zvanzi tonozokuraurai mu dam
@westonmutizha8693
@westonmutizha8693 8 ай бұрын
Pakaipa nzwiraiwo muranda wenyu tsitsi Headman,Karanganda thank you❤
@washas2802
@washas2802 8 ай бұрын
Chokwadii kungotsikirirana
@washas2802
@washas2802 8 ай бұрын
Zvakubhohwa zvekwachigodora
@faithmarvis
@faithmarvis 8 ай бұрын
Vanonzwisa tsitsi baba ava mamwe ma court vanobatirira haya zvakaoma
@afronews7034
@afronews7034 8 ай бұрын
Hatide namangingirosi wedu Allan ndiye anotoitazvifaye wwmissed yu mkomamaglasses
@user-he3dv1im2z
@user-he3dv1im2z 8 ай бұрын
Dare ngarisare vasharukwa.Vapfanha ana Allen avo neiyo yaakusunga tie dai matsvaka mabasa.Toda vanhu vakuru vane respect nevanhu apo.madhara hamuchamapa mukana wekutaura imi moga mangova twiriri muri ayiri nooo
@sonenigwenelo2076
@sonenigwenelo2076 8 ай бұрын
My favourite is back Mangirasi❤❤❤❤❤❤
@mdaloloboss4210
@mdaloloboss4210 8 ай бұрын
Ndewe kumam* magirazi iyeye, vkushungurudza anhu team iri
@user-bj1ho9wc6s
@user-bj1ho9wc6s 8 ай бұрын
Mudhara akadaro anoiwana kupi marii iyoyo musadaro imi herdman
@teeMe999
@teeMe999 8 ай бұрын
Gucci vakachena nhasi fani all formal and smart 😊👍🏾
@cedricmukajami4775
@cedricmukajami4775 8 ай бұрын
Karanganda Tv to the fullest🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@talithadube6468
@talithadube6468 8 ай бұрын
I am addicted to this
@user-pz4sp1bv1d
@user-pz4sp1bv1d 8 ай бұрын
Mr tie and Las manyama 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@preciouschabayanzara4696
@preciouschabayanzara4696 8 ай бұрын
Bambo ziyanai awo anokonze tsitsi pls heardman mutongo wanyanya uyo
@progressmuhezva2529
@progressmuhezva2529 8 ай бұрын
Allan unofarisawo iwewe kwana
@evernicekambudzi5636
@evernicekambudzi5636 8 ай бұрын
Shame ndasiririswa nababa awo
@user-xk2nh1ix6b
@user-xk2nh1ix6b 8 ай бұрын
Yoooh same as me shame ndanzwa tsitsi
@munodaanimancube7755
@munodaanimancube7755 8 ай бұрын
Twune nharo twuvanhu itwotwo.. no respect nedare.. aitizei kuenda Mozambique kunotsvaka stand ikoko?
@sirclassics_uk
@sirclassics_uk 8 ай бұрын
This Dare is my favorite one 👌Magirazi guy neuyo anenge monya uyo pane basa😂😂😂
@nyashabuwerimwe-sw6qu
@nyashabuwerimwe-sw6qu 8 ай бұрын
Vanowanza hasha nekakumhanya soo
@gracekhoza5289
@gracekhoza5289 8 ай бұрын
Vainakidza varikumatombo kumberi uko vakuzviwadza umm😂🤭ngavadzose madzimai 2 aya
@TenboyMapuka-qm5mo
@TenboyMapuka-qm5mo 8 ай бұрын
❤❤❤❤kuti chuuuu waiyepooo ere
@roxymoyo1694
@roxymoyo1694 8 ай бұрын
Waiyepo here😂😂😂 ndaiyepooo
@ssam1430
@ssam1430 8 ай бұрын
Kamuudhara Kanorema ma kgs aka, very very evil this one ☠️
@mateusfernandomuchangamuchanga
@mateusfernandomuchangamuchanga 8 ай бұрын
Ndaiyepo ini thanks bba taps
@visionmashowaire-zl7sf
@visionmashowaire-zl7sf 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 aaaaa pane dzine tie 😂😂😂
@tamaremanyika3776
@tamaremanyika3776 8 ай бұрын
Mazita acho here Gutukunuhwa
@chiherachashe4332
@chiherachashe4332 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂ko uyo umwe anonzi nyamuchende kkkkkkk
@Taff45
@Taff45 8 ай бұрын
John 8 vs 7. This story makes me sad, surely this man is struggling to make ends meet, he has apologised but still stones are being cast at him. Hongu angave akakanganisa but hakusi kuponda here kuti $415 ibude pana Baba avo?
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 8 ай бұрын
Chokwadi inobuda papi Mari yakadaro Dai vavapawo community service zvavarerukirawo, Mwari avaitirewo nyasha
@washas2802
@washas2802 8 ай бұрын
415 it's too much Chero varesva maths it was more than that but tofona kuona even vanoshandira government ava hore iyoyo pamwedzi but u assume that old man kubhadhara iyoyo even headman iyoyo kuti ayi raise pa 18 days une waromba here @Karanganda udza headman vatonge vachiona not kudya ndizvo samudhibhisi
@Chisha88
@Chisha88 8 ай бұрын
Headman tongai nyaya not kutyityidzira munhu.Munhu wese ane kodzero vamwe vanotogona mapaper acho ekumusoro ikoko kwamakatemba .Tongai nyaya sezvairi nekuti zvakaendesa ana mai titi zvekuti tokuitai so naso naso.
@justmuvhuro8701
@justmuvhuro8701 8 ай бұрын
Team iyi inobira vanhu masikati machena
@user-dg9ew6zy1t
@user-dg9ew6zy1t 8 ай бұрын
Sure imbavha idzoo
@washas2802
@washas2802 8 ай бұрын
Mbavha
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 8 ай бұрын
They are busy looting their own people these two guys are young to go work ,dare it's for old men's and women's who give proper advise
@Olcool
@Olcool 8 ай бұрын
Kupumha munhu uroyi unotoripa chete. Ndakakurira kumusha, no doubt about that.
@gracemupita1801
@gracemupita1801 8 ай бұрын
Kkkkkkkk Alen kkkkk zvanzi majadii kofa, makadii kozviuraya mandibvusa magirazi
@VarietyChizanga-ki4iu
@VarietyChizanga-ki4iu 8 ай бұрын
Kkkk koo mbuya awo bhooere namapingire wowo baba taps kkkkk,pazi driver wekumupenjenwa kumatanuska ndiyani vanhu vese vatadza kuziya kuti ndiyani asi pazozi ,kamudhara katsvuku kairye bota vakadzi vevanhu zita racho rabva rabuda.kkkķkkkķk
@deliamukahadzi9325
@deliamukahadzi9325 8 ай бұрын
Nhasi ndini wekutanga❤
@tsitsireasongaga4005
@tsitsireasongaga4005 8 ай бұрын
iya Kudaro ngeyi Sekuru
@tsitsireasongaga4005
@tsitsireasongaga4005 8 ай бұрын
Muromo unoparira
@angelagorosvipa1659
@angelagorosvipa1659 8 ай бұрын
Haaa imikaa ,baba ivava vanoiwanepiko mari yakadaro pliz ingonzwaiwo tsitsi nemunhu uyoo kutadza kuri muvanhu
@angelinaballerina5203
@angelinaballerina5203 8 ай бұрын
Kasekuru aka ndaiti kaka nozviuraya😂😂😂😂Kanodziya musoro😅😅😅 Kanoramba zvakakataura.😅😅
@victoriatsabasvi4764
@victoriatsabasvi4764 8 ай бұрын
Mhoroi Karanganda ❤❤❤
@consymuri479
@consymuri479 8 ай бұрын
$390😢😢😢 apa he has a $10 phone. Ndarwadziwa
@BismarckDhlakama
@BismarckDhlakama 8 ай бұрын
Headman nevadare vake deno vangodzidzawo kuremekedzanawo mudare nokuti kuva nemhosva hazvirevi kuti wabenzi zvinondirwadza matongero amunoita vanhu kushandisa chitororo zvakashata musadaro ; tikaenda kumatare ose echirungu haitwi zvenharo izvi kana kwamambo Mtasa hakuna chitororo chakadai
@BiancaMuratu-vb5iv
@BiancaMuratu-vb5iv 8 ай бұрын
U r right pane kachitororo shuwa even previous case yamai muchawa vaya was ruled unfairly kana hurihwo hwutraditional court hwacho aaah pakaipa
@angelmarima5355
@angelmarima5355 8 ай бұрын
Mdhara akutonzwisa tsts vduwee
@monnietaah9583
@monnietaah9583 8 ай бұрын
Moswera madzingaidzwa 😂😂😂🙌🏾
@faraitsaukai2788
@faraitsaukai2788 8 ай бұрын
Uhu hudzvinyiriri hakusikutonga Headman,ko kana Mai ava vakanyepa
@rasalie2583
@rasalie2583 8 ай бұрын
My favorite...
@user-bz1ju8ti8d
@user-bz1ju8ti8d 6 ай бұрын
This court has no mercy at all. Lets not be heartless
@PatienceUseni
@PatienceUseni 8 ай бұрын
Karangandaa ........waiyepo ere
@gladystsikayi1919
@gladystsikayi1919 8 ай бұрын
Gutukunuhwa😂😂😂😂😂 akomanaka
@yayaedgun7664
@yayaedgun7664 5 ай бұрын
ukanzwa uyu ati "IMI BABA IMIMI" wotoziya kuti pakurohwa munhu nemibvunzo😂
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 8 ай бұрын
Kwaziwai baba Taps woooo
@judithkwenda2841
@judithkwenda2841 8 ай бұрын
Haiwa veduwe zvimwe headman yananisai vanhu chete munoripisa munhu uyo shuwa shuwa here dzimwe mari zezaiwo kudya
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 8 ай бұрын
Kukara kwacho mari kwakangooma hako
@cdechirume2979
@cdechirume2979 8 ай бұрын
Allan should stop being enthusiastic and go to school if he wishes to be s lawyer😂😂😂😊
@user-qt6th3qs8u
@user-qt6th3qs8u 8 ай бұрын
Chingodiyana naye anoziva zvaanoita
@davidmambo3496
@davidmambo3496 8 ай бұрын
Allan akutozviona sa advocate. Zvekutsvaga basa kana kuenda kuchikoro zvakatovharika was.kkkkkkkk
@user-gz1br6xc6e
@user-gz1br6xc6e 8 ай бұрын
Those two guys Allan and the other one are actually dull and noisy
@afronews7034
@afronews7034 8 ай бұрын
Allan Mkoma maglasses akakumbirwa nemhomho yedu heis good welike him
@gracemupita1801
@gracemupita1801 8 ай бұрын
Alen akasauya kudare yoweeeee tamusuwa akauya yoweeeeee kkkkkkkkkk
@Will94150
@Will94150 8 ай бұрын
dare iri rinoda mari vakomana...mudhara kana vainemombe ngavatinhe vaende nayo padare..
@gidchelseangengeza
@gidchelseangengeza 8 ай бұрын
Waiyepo here eh ndaiyepoo😂😂😂
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 8 ай бұрын
At his age living on mari dzedare achikona kotsvaga basa kana kuita ma projects he is too young for this crap
@nigelnajotsenesa1554
@nigelnajotsenesa1554 8 ай бұрын
HEADMAN awo anofunga kuti anoiwana kupiko nhai 400 iyo.
@andremtetwa9780
@andremtetwa9780 8 ай бұрын
Hmmm mari yekuripa iyo inouraya munhu kkkkkk
@cornellianyatito8275
@cornellianyatito8275 8 ай бұрын
Dare iri sometimes rinomboresva kutonga
@TheChekas
@TheChekas 8 ай бұрын
Every time, rinotonga pachodofo
@Chisha88
@Chisha88 8 ай бұрын
Arani...Arani...Arani ukawana nguva nyarara unenoise
@cdechirume2979
@cdechirume2979 8 ай бұрын
The only issue i have with these traditional courts is there is prosecution but no defence lawyers 😂😂
@clarencemuchianga7119
@clarencemuchianga7119 8 ай бұрын
😂😂true especially that loud guy
@tiashempof7014
@tiashempof7014 8 ай бұрын
Ndodare rechivanhu wangu,haisi high Court.
@talithadube6468
@talithadube6468 8 ай бұрын
@@clarencemuchianga7119I like Magrazi
@TheChekas
@TheChekas 8 ай бұрын
​@@tiashempof7014hudzvanyiriri chete, no justification
@PaloSant
@PaloSant 5 ай бұрын
Wakamboenda ku civil court neLawyer here. Anenge asina kugutsikana anotsvaga lawyer oenda kwaMagistrate
@user-ic6td6lr3w
@user-ic6td6lr3w 8 ай бұрын
Karanganda 💕
@petermamere5493
@petermamere5493 8 ай бұрын
Ko mdara wekumbofa akazoti pavepaya omuka arohwa nevana aripi kkk. Mweya wakapera kudai kwakusopepuka kkk
@chingombedaries
@chingombedaries 8 ай бұрын
Zvimambuya izvo zvinoita deals nedare vakamuona here mudhara uyo achiroya zvipfuwo zvavo
@giftmashingaidze543
@giftmashingaidze543 8 ай бұрын
Ba Taps udzai headman Chigodora kuti ngavavakisewo shed kani .ma20 dollars emarime vari kuiisepi vanhu vari kutsva ngezuwa
@dylanflavour7185
@dylanflavour7185 8 ай бұрын
Kkkkk ngativabatsirei
@frankantonio3336
@frankantonio3336 8 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 8 ай бұрын
i used to like Gucci and mangirazi but now mhmmm vakutaurisa
@user-kq7im4pg6w
@user-kq7im4pg6w 8 ай бұрын
Kkkķkkk ku shade uko ndokwaneyese Kkkkķkkk ku front seat
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 8 ай бұрын
Waiyepo ere
@LillianKudziyeta-wi5kp
@LillianKudziyeta-wi5kp 8 ай бұрын
Ndaiyepo baba taps
@ruvimbomachokoto7529
@ruvimbomachokoto7529 8 ай бұрын
My favorite Headman chigodora ❤❤❤❤
@ElliotKasere-hn3cm
@ElliotKasere-hn3cm 8 ай бұрын
Well come back Allan
@monnietaah9583
@monnietaah9583 8 ай бұрын
Moral lesson: don’t throw stones at others if you live in a glass house.
@princessmamthe
@princessmamthe 8 ай бұрын
Karanganda ❤❤❤
@petertinashegarira1383
@petertinashegarira1383 8 ай бұрын
Gucci you were looking so smart and please teach sahwira wako uya to dress. Allen zvimwe zvacho musabva manyanya kudeepisa weeee. Respect your elders chero vatadza zvinengei.
@kutendamangezi-tu9pi
@kutendamangezi-tu9pi 8 ай бұрын
Gucci ndozita rake😂😂
@Janemacelyn
@Janemacelyn 8 ай бұрын
Allan dzungu ndorakawandisa. Anombodomoka.
@user-bz1ju8ti8d
@user-bz1ju8ti8d 6 ай бұрын
I feel sorry for this old man .we all make mistecks in life but there is no need to kick a donkey while is fallen
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 8 ай бұрын
Mai ava vanonzwarwo ne kuyamwisa vachembera ungatoti vakabisa Mari yedare yakashota sure zvakaoma hazvo
@munekanimunekani6115
@munekanimunekani6115 8 ай бұрын
Nhai ivo vanopinda papi pamari yedare unless she is a beneficiary too
@pellagiamukora426
@pellagiamukora426 8 ай бұрын
@@munekanimunekani6115 zvakaoma hazvo dear rimwe Nzungu so
@MarianMarian-mk4vg
@MarianMarian-mk4vg 8 ай бұрын
Hie karangandaTv and funs ❤❤
@shingiekachemukuya
@shingiekachemukuya 8 ай бұрын
Aaaa hakuna huku ye 7 dollars ana chigodora shiri inozongofa musawonererwa ne social media
@chiherachashe4332
@chiherachashe4332 8 ай бұрын
Munogara kupi imi musingazivi kuti huku ma7dollars
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 8 ай бұрын
haaa,headman,musaripise munhu anorwara pfungwa please,inga munosimbondzvira ana Tamara tsitsi
@everestsimau4950
@everestsimau4950 8 ай бұрын
These madhalas don't let them cry ,
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in 8 ай бұрын
Vana baTaps vari kuratidza ma videos of real life inosanganikwa nayo under mitemo yechivanhu. On average I think vatongi sincerely believes munezvavanenge vachiita. Zvatinoona borders on tsika nemagariro edu. Tino vonga
@maknrasteve
@maknrasteve 8 ай бұрын
Di Kagurabadza akazodii kwaMarange?Update Karanganda weee!!
@fortunefortune6608
@fortunefortune6608 6 ай бұрын
Dare rekwaChigodora ndezvekungoti muZimbabwe musina mutemo otherwise mayongero acho. Its illegal kubatira munhu presctiption glasses.
@ONELOVERECORDSZA
@ONELOVERECORDSZA 8 ай бұрын
Headman chigodora to the world
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 8 ай бұрын
First
@TanyaradzwaMutimha
@TanyaradzwaMutimha 8 ай бұрын
Arani ngaaende kumateresi ngaagare pasi
@user-dg9ew6zy1t
@user-dg9ew6zy1t 8 ай бұрын
Mmmmm kadare aka kanodawo marii Yooh 415 guys 🤣🤣🤣
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 8 ай бұрын
Boots yava Sande maiona ndati maiona here
@washas2802
@washas2802 8 ай бұрын
@Karanganda udza headman vatsvake vakadzidza vanoziva kutongo vamwe vazokonewa kuverenga pakanzi probability of paternity
@monnietaah9583
@monnietaah9583 8 ай бұрын
😆😆😆😆 hanzi 11 mokwana kutamba mega 😂😂😂😂😂 🙌🏾. Asi 11 chaivo vanhu kaaa 🙌🏾
@user-ol2se5cz6t
@user-ol2se5cz6t 5 ай бұрын
😅😅😅
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 8 ай бұрын
Guccci too much ywooo
@brightonmatinyadza4187
@brightonmatinyadza4187 8 ай бұрын
Dari iri rnokara mari maningi
@sifundilemhlanga1755
@sifundilemhlanga1755 8 ай бұрын
.hmmm thats tooo mucch
@hellendhodho4651
@hellendhodho4651 8 ай бұрын
Allan akapinda basa achirida😂
@user-li1bg5fo9v
@user-li1bg5fo9v 4 ай бұрын
Uyu anofanira kuripa mombe
Murume ari kurara neHovhorosi Headman Chigodora
1:03:39
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 104 М.
Na'nga yekuchema mudare inodzoka zvakare Dare ra Headman Chigodora
32:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 58 М.
Was ist im Eis versteckt? 🧊 Coole Winter-Gadgets von Amazon
00:37
SMOL German
Рет қаралды 35 МЛН
ОДИН ДЕНЬ ИЗ ДЕТСТВА❤️ #shorts
00:59
BATEK_OFFICIAL
Рет қаралды 9 МЛН
Incredible magic 🤯✨
00:53
America's Got Talent
Рет қаралды 50 МЛН
1❤️
00:17
Nonomen ノノメン
Рет қаралды 13 МЛН
BEST OF MAMBO MUTASA
10:46
TexasMowGoSA
Рет қаралды 3,4 М.
Dare ra Headman CHIGODORA _NGOZI
23:55
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 53 М.
Sean Paul Speaks After Prophet Stephen Adom Kyei Duah Arrɛst Him
10:41
Ndofira Garden
38:30
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 66 М.
Headman Chigodora Zvidhoma kuChipinge part 2
21:51
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 80 М.
Dare ra Headman Chigodora
35:54
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 64 М.
$70 Gume zvakadaro ,Dare ra Headman Chigodora
38:36
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 83 М.
Headman Chigodora Zvinopera mushe here ?
49:52
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 113 М.
Was ist im Eis versteckt? 🧊 Coole Winter-Gadgets von Amazon
00:37
SMOL German
Рет қаралды 35 МЛН