Chigodora Chief nyaya haitongwi nemakuhwa zvawakuita apa mkuru wakurasika ndiani mwana anotengesa stand ane 20 years imi mobvuma vakai vana nyika izive kuti vanhu havatenge stand kumwana mudiki vanhu vakuru varipo maybe Dazy akatopa mwana Bota since anzi ndewemaDrug
@Energymutodi-ji5dg6yv3u10 ай бұрын
𝐔𝐫𝐢 𝐛𝐞𝐧𝐳𝐢 𝐢𝐰𝐞
@linnetgambura9943 Жыл бұрын
Apa headman matadza kuitonga mese ne team renyu mkoma va Takent he is right
@aidynkwakwa6768 Жыл бұрын
Once you get praised you get lost like this Headman
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
I totally agree with you, vakurasika plus he no longer Values his Duties, he now prioritizes money more, that’s wrong
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
Zvadhakwa izvi Headman Chigodora vatova offside.
@LettyShawty Жыл бұрын
Thats so true
@irenenyawaranda687 Жыл бұрын
Haa headman vakushanda nemakuhwa nechiface apa, dzimwe nyaya dziri straight forward asi vaku complicater mahara. Nw that paana ana magirazi vakurarisa headman manje ne full of i,know dzavo. Dezy ngaape mai avo mari yavo yaakapihwa iye opihwa kwana talent semabhadhariro aiita woka nhai
@joymugwambi3819 Жыл бұрын
Always😅😅😅😅
@magrettiyesi7937 Жыл бұрын
Taurai henyu
@hopetinevimbo2197 Жыл бұрын
Andizivi hangu but I strongly suspect kuti arikupihwa Mari nemabuyers emastands because chekutanga ndechekuti land kumamisha haibvumirwe kutengeswa uye iye headman anozviziva. Ivhu rinonzi nderaMambo, maSabhuku ndiwo anobvumirwa kutengesa voisa munhu mubhuku vozivisa Mambo. Chechipiri kana munhu achiuya anovhetwa kwaSabhuku kuti akabvepi, akabvireyi anoita here kuti agamuchirwe Saka izvi zvese hazvisisipo kana vanhu vemaraini vakatengesa mastands. Headman ane nyaya uyo
@alicybakeki9803 Жыл бұрын
Headman makuurairwa dare ndimagazi neumwe uyo
@irenenyawaranda687 Жыл бұрын
@@hopetinevimbo2197 taurai henyu paane hukoronyera hwakushanda apa uuum
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
Headman apamatonga zvisizvo makuhwA will destroy Dare plus madiro emari amakuita akudarika kutonga nyaya ; gadzirisai ipapo
@alicybakeki9803 Жыл бұрын
Very true headman vakuda mari too much
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
@@alicybakeki9803 Dare iri was Overrated He must learn from Chief Mutasa, I think this case must be solved by Chief Mutasa to neutralize and solve the case in harmony
@thelmarukovo2284 Жыл бұрын
Aah apa headman lost it this guy ane pure intentions jus to protect his brother zvechivanhu ndezve kushaya izvi ndasvotwa
@hazvinei2533 Жыл бұрын
Chigodora and team muri matuzviii evanhu imbwa. Chaidzooo kukara mariiii
@jeoffrey40jm Жыл бұрын
I have great respect for the brother for not wanting to sell musha wamai, even aine kumusha kwake but for memory sake that home should not be sold
@maizimbo6016 Жыл бұрын
Me too.
@ndumiyanakudakwashe6469 Жыл бұрын
Allen was promoted kkkkkk but headman chigodora improve padare penyu kukanaya hakuirwi dare zve
@roseramsey2250 Жыл бұрын
Headman Chigodora panyaya iyi muri kupota muchipfotsoka Nyangwe dai ndiri ini handinga fariri kuti stand yakasiyiwa ngemubereki itengeswe
@brianmatande451 Жыл бұрын
Chigodora mazuvano wava kuzvinzwa sugar hauchagoni kutonga imboenda kwa Chief Mutasa uone matongerwe emhosva usawanzwa makuhwa plus usatonga munhu asipo
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
Well said Too much pride will destroy him , kuzvininipisa kunodiwa , No one is Above the Law
@annamercytigere3038 Жыл бұрын
Uyo mkadzi ngabvepooo achazopedzerana nyaya yake nemusikana uyo akamutengesera stand nyaya ngaive pakati pemhuri yana Talent memusikana uyo akatenga stand kuna Talent zvechitsotsi pasina vamwe xaaaa kahure kemunhu
@percivalbhaira3027 Жыл бұрын
Dai Headman vaimbopinda comment section vaibetsera chaizvoo
@wisebogus Жыл бұрын
I like the calmness ini blaz avo. Dai zvaigoneka stand yadzosegwa voinstitutional memory. Headman musatarisa side one remutengesi ivo vanotenga they should desist from kutenga mastands pasina zvapupu and proper clearance from relatives
@bridgetoparmoyomabulawa5519 Жыл бұрын
Mmmm this magirazi man naChigodora avatongi nyaya sezvayiri vanoda kutora nyaya iri stryt voyipesanisa pesanisa mmmm Chigodora why kuda kushanda nemakuwa panyaya dzenyu imi mmmm ?????????
@maxwellmapuranga5543 Жыл бұрын
Baba taps udzai mambo awa kuti nhau yemastands ngava improver pakuitonga.stands ye family haitengeswi.i heard the same issue yemastands but ndinofara matongero akaita chief makoni. Masabhuku mutemo unoti haunyori munhu mubook zvisina committee. Nhau yehuori ndoyanetsa mudhunu renyu.sabhuku ndiye ari kutadza kuita basa rake nemazvo bcz dai achiita nemazvo mukomana uyo aisawana simba rekutengesa stands iyo.sabhuku ngavatsvagire munhu pamwe ndiwo varikutadza basa committee yawo
@Lee-ny-u9s Жыл бұрын
Taura hako,isu sabhuku akatengesa stand yebrother yangu,munhu uya akatovaka after some yrs, akadzidzura dzimba,sabhuku ndiye ane huori ,apa,Daisy also she knew very well this family aisadaro
@maxwellmapuranga5543 Жыл бұрын
@@Lee-ny-u9s taura hako manje head man wacho vanoda kutsvaga zvekugarisana nevanhu kumusha. Ngavatonge nyaya dakuuya kwayaita kudare.mambo ngavatonge zvisina diwi
@eliazelfaanta5457 Жыл бұрын
Ichi chidare chakadhakwa plus zvimachinda two izvo hazvina kana respect
@tarironyirenda5403 Жыл бұрын
Headman hhis case inogona kukubvisai chiremerera mukasaibata zvakanaka nekuti murume uyo une a strong case inoda wisdom kwete kupaparika. Magirazi I respect you asi zvipe nguva yekufunga usati waburitsa mazwi ndozvinoreva wisdom kwete kupaparika. I respect headman nekuda kweku posponder case nekuti judgement yanga yakubuda yanga yave yekushoresa dare kuita kunge rekudzvinyirira. Mukuona kwangu chokwadi Sis avo took advantage of Talent and ndivo vanofanira kudzosera mai avo.
@marshallnyamadzawo8553 Жыл бұрын
Mitoriro wanetsa 🤣 Congradulations Magie for the promotion to the headman's right hand man 👌🏽
@munyaradzimakoni Жыл бұрын
Makorokoto sure Magie avhandudzwa kkkkkk🎉🎉
@laytonmananga2784 Жыл бұрын
Allen akugara na chigodora pamwechete
@jabulanimutasa4267 Жыл бұрын
Anowanei?
@talentmugweni9714 Жыл бұрын
Mambo mukatonga nenyaya dzemakuhwa makuradika maimbogona but iiii makuzvinyanya
Kkkkkk haaa ichokwadii kadhara kakuita kunga mukadzii akoo manje pano tokuudza chokwadii kwasiyana nekudare kwako kwaunoshaisa vanhu mukana wekutaura makuhwa akuwandisa pakarume akoo Stand yeFamly aingotengeswi vanhu vasina kutaurirana ko vanhu vachizoda kuita mamemories amai vavo vanoitirepi
@tynashnecs Жыл бұрын
headman maakuita muchirasika these days ......makatanga bhoo mazuva ano hamuchaiti zviri fair zvachose
@giftmhangos8666 Жыл бұрын
That true akuda kuzopenga kwazvave kuyenda kkkkkk hukuru ndo huri kunetsa pa mukomana
@maizimbo6016 Жыл бұрын
Thought ndini ndega ndikuzviona,vanotaura zvimwe zvisina kana musoro.
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
Vatova offside zvachose.
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 Жыл бұрын
Mark my words Headman Girovhosi ndirikuona vaendeswa kujeri rambai mucivapa manyawi.
@CuteNcube-lk2hm Жыл бұрын
Chigodora apo watadza kutonga apo mai avo ngavasiye stand yamai ndeyevana vese plis
@tinomutenda7658 Жыл бұрын
Magirazi ukati gare gare woita uchirangarirawo kuti urimubva ndiripo veduwe usatonga nedemo
@hopetinevimbo2197 Жыл бұрын
Waita hako basa ndaishaya ndomuudza sei. Akutobhowa
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
Chokwadi mubvandiripo Ndiye umwewo akatengesa stand yaamai , but because ishamwari ya headman zvose bhoo Tiri kukuonayai zvedu kamutongero kamuri kuita Headman
@viralnature7548 Жыл бұрын
Kubva pakatanga kushanda maglass namambo,muuuu mambo vakurasika vanenge vakapihwa mari nevanhu
@TsigaTaedzaM Жыл бұрын
Awo blaz wanemagirazi invoice home chete hapana zvinozikanwa
@giftmhangos8666 Жыл бұрын
Chigodora ne machinda ako hamugoni kutonga munotengwa ne mari and une kaku dherera vanhu vakuru kuva headman hazvirevi kuti haucha respect vanhu vakuru kwauri mari yauno bhadharisa vanhu ye muripo uri kuyi iteyi tenga ma bhenji ekuti vanhu vagarepo not matombo ugadzirise neka shade kako kanoku dzikisira mambo wangu
Ummm vachigodora nhasi ndakonewa kutanga pamwe Vana mai ava vauya vakatsika mushonga chaiwo
@tambudzaiboka3394 Жыл бұрын
Ummmm vaChigodora matsdza nyaya apa musha wevabereki hautengeswi
@gladysphili9340 Жыл бұрын
The inclusion of Magrazi and the guy ane jerseys reblue and meruine have brought a lot of confusion to dare raheadman Chigodora. Headman makuhwa murikumawanza.
@LettyShawty Жыл бұрын
I agree with you huh Magirazi akuzvinyanya kani ngaadzokere hake kuchaunga😢
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
Kubva paagara pedyo na chigodora magirazi adhakwa zvekuti dhuu
@pellagiamukora426 Жыл бұрын
True Headmen chigodora makuhwa
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
Exactly varikutonga neguhwa. Apa confusion. Mukoma waTalent akamhan'arirwa asi varikuita senge ndiye auya kuzomhan'ara
@angelinaballerina5203 Жыл бұрын
@@pellagiamukora426 wazvionawo ka. Zvave zvekuti tionekere paSocial media.
@linnetgambura9943 Жыл бұрын
Iyiii nyaya iyi vanhu vakatenga stand vakakanganisa haungatenge kumunhu anodhakwa paine vanhu vakuru
@percivalbhaira3027 Жыл бұрын
Pla Age yachooo
@GrangerKaseke-gu8zc Жыл бұрын
Ana magirazi chavanogona kupururudzira chief Chigodora chete, kana papakutonga havagone
Mukuru wangu ndokudai henyu asi panyaya iyi makoniwa imba ndeya mai vavo not baba vemumwe wavo saka naizvozvo Talent wisafanira kutengesa imba ndachema hangu vachigodora
@tambudzaiboka3394 Жыл бұрын
Dare rakazoitwa ramboitwa zvirizveguhwa
@mambaraqed Жыл бұрын
Madiro akanoita mari yedare kkkk
@JoemanMthethwa-ou4od Жыл бұрын
Kotadzasei kapedza konoTenga ma Broiler koFurairwa zvako kodya nemaKokora🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@admirari1 Жыл бұрын
ChiZanu chauraya nyika.....this is very sad
@tiffanysamuriwo2141 Жыл бұрын
Chingodora zvawakuvhunza ndezve kupenga
@tatendamarufu7231 Жыл бұрын
baba Taps ko murume uya aimbobatisa nzeve akaendepi? please bring him back , chibasa chake ndiye ega anochigona
@tainzanamgobheri5029 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂😂 aripo hauna kumuona here mazuva ano anenge akazorora
@percivalbhaira3027 Жыл бұрын
Kkkkk now pakaiswa madofo ega egaa kkk
@chichimariza3240 Жыл бұрын
pamwe akapihwawo surmon naheadman, zvaChigodora
@percivalbhaira3027 Жыл бұрын
@@chichimariza3240 kkkkkkkk mukuro wachoo haanonoki kuri nyora
@peenyikayaramba5433 Жыл бұрын
Yuwi headman garai zvine respect, dzikisai makumbo
Baba taps makushandidzana na Tichkach here.coz nyaya idzi takadziona ikoko
@EveristoTuli Жыл бұрын
Chigodira wakumamira mhata se mombe manje problem Yako une makaro unoda Mari zvakaofurikidza
@pacienciamatchinga100 Жыл бұрын
😅😂😂
@harmonymadondo1436 Жыл бұрын
I hope this gets to Head man Chigodoro. Headman munenfe makapiwa mari naTalent. That guy has a strong case
@geshemmadzingaidzo4621 Жыл бұрын
Headman should be consistant to protect his integrity. If land is not to be sold in Chigodora area this should stand. Village head should not accept any levy from any new member agara asiri wemunharaunda asina kupinzwa na sabhuku
@liamarwa Жыл бұрын
Ko Talent anga achida chiiko kumba kwenyu
@sibongilenyamaropa474 Жыл бұрын
Makatongera chitororo mambo munenge makatengwa imi
@brianchirozvi268 Жыл бұрын
Vamutasa vanobva vati. Saka mukoma imimi hamusimi munofana kunga makagara ipapa because hapana chemurikuziya...anasekuru ndiwo ngaauye amangare nyaya
@mariadumba Жыл бұрын
Aiwa headman makukoniwa mazuvano
@hopetinevimbo2197 Жыл бұрын
I thought the standpoint is noone is allowed to sell stands because ivhu nderaMambo, Saka kana munhu achida kutengesa or kugurira munhu anofanirwa kuzviita through machannels anobvumirwa. So in this case Headman vanofanirwa kungomira pakuti mastands haatengeswi muvanhu kana munhu achida stand anoenda kwaSabhuku. In the event yekuti munhu akatengeserwa uye zvakukonzera conflict mumhuri Headman ndaifunga aifanira kungoti akatengesa ngaadzorerane Mari nemunhu akamutengesera so that vamwe vachada kuzotenga mastands edzimhuri from vakomana vemutoriro vanozoziva vanosasikirwa nemari. Why deprive vanhu kwawo of their inheritance nenyaya yevakomana vembanje? Whatever the Headman is and has been doing is setting a precedence to unlawful acquiring of stands and I think he's being paid by these unscrupulous buyers because varikuona town richiswedera kunzvimbo ikoko that's why they are scrambling for stands from that side.
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
True again headman instead of handling this matter properly , he went off topic vakutaura zvemitupo yema brothers yakasiya , which I find it wrong of him because the brother doesn’t want the stand to be sold and was not aware kuti paneakatenga, headman vakapiwa something na Talent chete , makuhwa vakuawanza big time
@RegisChakanetsa Жыл бұрын
Ari corrupt ishe uyu , think he gets kickbacks pakutengeswa kwe ma stands
@nyashachinembiri4777 Жыл бұрын
Can we all agree that we enjoy Chigodoras court because kune drama, otherwise kutonga chaiko this man is very biased vese nana Magirazi, ngaambopiwawo constitution na Mutasa averenge.
@mumugurure481 Жыл бұрын
Taura hako,kutonga chigodora haagone hake
@AnesuKhumalo Жыл бұрын
Saka kufirwa na Mai yavemhosva here Iwe Mudhara Chidogora kuree ukoo nxaaaaaaaa
@nai6474 Жыл бұрын
Hezvooo your inheritance is your inheritance!
@Eland849 Жыл бұрын
Kkkkk dare rechivanhu here kudeedza perpetrator kumba moudzwabmakuhwa then mouya kuzotonga using makuhwa
@waynechengetai5188 Жыл бұрын
ana karanganda ipai headman feedback iri mucomment section umu. headman and team vatonga nyaya neguhwa ravakaudzwa naTalent. nyaya haina kutongwa mushe iyi. zvamunenge makutotora advantage yema drugs ari kutorwa naTalent. ko kutyisa munhu mudare hanziiko
@vimbisochaumba2141 Жыл бұрын
@Karanganda
@anglechipfakacha Жыл бұрын
Chief muri dofo imi dzokerai ku school,musha wemubereki or vabereki hautengeswe nemunhu mumwe chete ,chief makaora
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Kana muine mutemo wekuti ivhu haritengeswi rambai makabatira pashoko iroro. Zvino mukati ma stands haatengeswe imi mobvuma kuti inogona kutengeswa haaa mave kuzvipikisa and it brings confusion. Learn from Chief Makoni. He applies the law as it is. Kana izhu risingatengeswi haritengeswi. The deal becomes null and void.
Ko magirazi zvaakatengesa stand isiri yababa vake wani makamuripisa here?
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
Good you came with a good point Nyaya ya magirazi was brushed off also in his favor that day , young brother was right and had points but Headman vaisamupa attention , ndakarwadziwa the way he handled magirazi matter, hmmm headman pane lack of something in you , mune favor magirazi akatengesawo stand ya mai vake vma brothers varipo akasavapa kana cent , more over mai varipo , headman did nothing about it ??? Kana kumuripisa zvavo
@tinomutenda7658 Жыл бұрын
@@charitygwakuka6804 imagine ende vanoshandisa guhwa pakutonga vanhu vavo
Ya chief Mutasa ndivo vamwe vandinoona vanotonga zvinondigutsa panyaya dzose zvadzo ende mitemo yezvematongerwe ematunhu vanoiziva to the end.
@charitygwakuka6804 Жыл бұрын
I agree with you Chief Mutasa vanotonga zvine ma Acts and laws Vachitonga zvakaringana, our Headman you need to level up and learn from your superiors, other wise I foresee corruption dominating in your area if you don’t address this problem accordingly
@mariakatsande2403 Жыл бұрын
Surname dzekwachigodora😅😅😅aaaa dzakanyanya
@bridgetoparmoyomabulawa5519 Жыл бұрын
Stand ayitengeswe but imi amusi stryt panyaya kureva uyo mkomana akatengesa stand akakupayi smthing imi vachigodora
@ruvimbomachokoto7529 Жыл бұрын
Karanganda to the world ❤❤❤❤❤
@evangelistamazhandu4476 Жыл бұрын
Zvakuda chief mutasa izvo not vanhu vasina kudzidza avo vakutonga nedemo iye munhu anotengeserwa stand nechidhakwa sei
Chidare chenyu chaa chekumama iwe chigodora hauchazivi zvauri kuita iwee
@patrickmuzondo5166 Жыл бұрын
Headman Chigodora. Nyaya iri apa ndeyekuti stand ngaidzoke kuvaridzi mai vakatenga vodzoserwa mari yavo. Pamuri kukanganisa ndepe kutsvaga mazvarirwo emukomana uyu zvandinoona sekunge zvisineyi nekutongwa kwenyaya yestand. Talent arikuita misikanzwa iri pachena. Mukoma wake arikuedza kugadzirisa nyaya yemumusha make apa vanhu vavekumutongesa nezve mazvarirwo ake which I believe is very wrong.
@tsennyb Жыл бұрын
Ndoramba ndichichema ma video captions baba taps. Ma titles ngaaite context yenyaya. It creates interest
@ChipoSigauke-nd3sm Жыл бұрын
Chigodora woye iyi imwenzimbi thank you karanga
@KozaniMafuya Жыл бұрын
Headman pamuchaita nyaya iyi pliz musabvumidza vana kutengesa nhaka yaMAI bcz munenge muchitoda kukuvadzisa mwana iyeye ndiMai kkkkkkk Mai sandihama yake .Uyo mukomana uyo ariright zvekuti and he protecting nhaka yaMai for memory's case , Uye Trust ngabve pamba ipapo andoroja bcz inini I hate munhu anoparadza nhaka yevabereki Mwana Muparadzi .
@kumbirayimamombe3970 Жыл бұрын
Ummmm Sabhuku Dzere nemastand suspect😢 zuro uno vaijamba-jamba neyemukomana uye wemadna Im not happy naSabhuku avo please.
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
😂😂😂 sabhuku itsotsi. Paya vakamboita demand 500 instead of 450.
@hvacinsighttendai1775 Жыл бұрын
Mambo vapamwana kumhunhu asiriye
@progressmuhezva2529 Жыл бұрын
Magirazi kutopawo comment yekuti hapasi pababa vako kutokanganwawo kuti wanga uri mudare musi uno newako mpfana achikudzinga pamba pamai inga unokamganwa very easy 😂
@tamaremanyika3776 Жыл бұрын
Nhaimi saka pese padzoka nyaya mudare ikapihwa next date unobhadhara here futi