Ndaona Kagurabadza papurazi headman akaclear here zita ngaadzike Bocha kwake
@NorahMapedza2 ай бұрын
Muri kubatsira nyika headman Chigodora,rambai makadaro you’re the best
@ThembaNicholas2 ай бұрын
Nice job
@nixonmarko15892 ай бұрын
Yah shuwa.... Tsamba to headman chigodora please we like your dare chaizvo it's 1 of the best I'm the whole Zimbabwe.. but please nyaya ye mari garai maiita kuseri kwe camera if you fix that aaaaaa tingafare
@MillicentRongai2 ай бұрын
Apana chiro chemahara ska vozvivigirei kti munhu anobhadhara Mari yedare
Mari vanofanirwa kutobvunzwa mudare coz kazhinji vanhu Ava vanotovaona padare ipapo
@gracechaparapata2 ай бұрын
Mukotsanjera ndiye we ngozi
@TamaryManyika2 ай бұрын
Ko avo vari kuuya ne t shirt yakanzi Rest in peace kudare 😢
@OrripahNdarande-wg1jp2 ай бұрын
Pamwe ahana hembe dzinoita kuenda nadzo kuvanhu
@OrripahNdarande-wg1jp2 ай бұрын
Pamwe ahana hembe dzinoita kuenda nadzo kuvanhu
@EverestSimau2 ай бұрын
Dare rakati taah kufashaira
@nyashabuwerimwe-sw6qu2 ай бұрын
Uku anhu ngaane ma bheji e zcc
@MckyStyMckySty2 ай бұрын
Mari dzedare dzinobva dzashambadzwa hr😅
@VimbainasheTavagwisa-w9l2 ай бұрын
Pamusoroi vachigodora
@SoulMudukuti2 ай бұрын
Mutare inemabasa chokwadi
@OrripahNdarande-wg1jp2 ай бұрын
Mutsvuku uyu mwana wemumhuri iyi hr
@Chikatsa2 ай бұрын
😂😂😂 Ndatombo zvifungawo
@MaryMutatapasi2 ай бұрын
Nhs hadmanv chigodora matonga
@wilsonmamvuto39882 ай бұрын
Pane ka word kanotaurwa just before phrase rekuti Ndoda kutaura chokwadi..... after Batai nzeve....
@djflubby11722 ай бұрын
I know this family very especially tete avo Havana kuchena kkk
@TAONATAPINDWA-ov2in2 ай бұрын
Kamudhara kane shirt yemastrip ndokakaromba.yekari kuti tiparadzanisei
@ReubenMutyenzou-py1vr2 ай бұрын
Udzai headman kuti chirungu chinonzi postponed kwete ku prosponer😅😅😅😅😅
@gertrudemasuka34492 ай бұрын
Chero mazvinzwa mateacher EPA Tube 😂😂😂😂
@Gonawapotera12 ай бұрын
Sir Reuben😂😂😂
@mesiMutepfa2 ай бұрын
Chero mazwa basi
@emmiesmit12412 ай бұрын
Ndakamboda kuzvitaura angu porosiponder 😂😂😂❤
@OswellChipuramhura2 ай бұрын
Hakuna dare remaHara
@LindaMurimba2 ай бұрын
Ndaikumbira kut mumbopote muchiunza mukotsanjera
@sheltonselassie47672 ай бұрын
Endai kwaMUKOTSANJERA
@proematekwe93342 ай бұрын
Makambonzwa here kuti baba vakslaughter munhu
@ArnoldRichard-xl1xv2 ай бұрын
kkkkkk😂😂😂😂
@innocenthapazari86992 ай бұрын
Ichokwadi kuregera kubhara mushandi zvamakabvumirana iye afira pabasa ingozi shuwa. Kune imwe mhuri yandinoziva, mhepo ari kutoti inoda mombe 30 becoz mushandi akafa akasapiwa mombe yake more than 30 years ago. Saka mhepo iri kuti, dai mhuri yangu yakapiwa tsiru racho 40 years ago dai patova ne more than 30 mombe.
@wilfredmuhlahla7632 ай бұрын
Nyaya yakaGurabadza yakapera sei
@evansdzinzi31522 ай бұрын
Akanobatwa akauya akabvuma nhau dzake
@chipotasiyenyika79672 ай бұрын
Ndakajambwawo
@SusanMatambo-z4u2 ай бұрын
😂😂😂😂 akanotasvurwa uyo yakazopera iya
@lovemoremuverengwi12682 ай бұрын
Kwatasvu or mkotsanjera
@DorcasTambu2 ай бұрын
Hapana dare rinotonga nyaya vasina kubhadhara mari years vanhu vamwari kwamutasa vanenge vatodhadhara mari kare
@nyashabuwerimwe-sw6qu2 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 mazwawo here tswanya here yaridzwa nemudhara we bheji re zcc