Makdii mose headman trikumbovadawo kuno kuno south africa
@lazieharsh4 ай бұрын
After following all these issues dzine kubatabata mukati, was watching karanganda, sly media, zimNews Beat tv, sekuru tasvu, kanengo tv, Drewmas media etc I came to a conclusion that, mumhuri menyu mukannzwa anoti handifambi nekuti ndinonamata or ukangonzwa anomhanya kutaura mahuman rights, batai murove ndiye arikukuvadza vamwe.
This is a good move SaChigodora...vakufanirwa kuvakirwa dare rakanaka
@user-fo5bd7ur5v4 ай бұрын
Mr Chigodora to the fullest. Zodzo riri pamuri ndere denga chairo. Mbiri kuMusiki.
@user-rp1kl9he1e4 ай бұрын
Gucci naMagirazi ngavadzoke please
@Qwinpin4 ай бұрын
Gucci yes... but magirazi NO WAY! Magrazi anondisvota sei
@junioralex21644 ай бұрын
I think magirazi ava editor Gucci pa camera kkkkkkkk or kubasa Gucci dzinenge gunners
@mekidhliwayo8743 ай бұрын
Chii chakamboitika kwavari varume ava
@WellingtonMuzvimbiri4 ай бұрын
Munhu anovenga headman Chigodora nebasa guru ravarikuita anenge ari muroyi
@kudakwashemuchero71834 ай бұрын
chete
@user-ln9qj9mt7t4 ай бұрын
Dze ngozi idzi dzoda Sa Mukotsanjera headman
@atinetimhlanga45854 ай бұрын
Chokwadi
@agneskaitano13344 ай бұрын
Yes
@Jones412564 ай бұрын
Ndevapi Ava
@djflubby1172Ай бұрын
Headman you are the best leader
@brendamutasa4 ай бұрын
We all need a brother like this 😢❤
@EvelynTsitsiSatumba4 ай бұрын
Camera man is doing great job zvirikubuda so suwiti
@newtonmurima91814 ай бұрын
Tipeiwo Gucci na Magirazi padare order haipo kkkkkkk my real headman. Ndipeiwo kamunda kwenyu kunerunyararo kkkk
@nikkimasuku80424 ай бұрын
But vanozonyanyo taurisa ,and they don't have respect to elders SOMETIMES
@FlorenceLikwakwa-ub7io4 ай бұрын
Bring back gucci na Allen
@chikarashumba-cy1pt4 ай бұрын
VaChigodora woyeeeee❤❤❤❤❤❤❤may you live long mukuru
@innocentkunyangura14874 ай бұрын
I salute you Headman keep up with the good work
@robertmangori80724 ай бұрын
Headman chikumbiro varume vaviri vamunoshanda navo varipi dzosai vanhu ivavo mudare iyi ndima ifambe ,magirazi na Gucci please mudare amuna ka that to be honest 😂
Tongai mega vachigodora vana Gucci hapana respect kuvabereki
@Mbwido4 ай бұрын
aiwa vanongoda workplace resillience training and they will be good.
@ruel17034 ай бұрын
Haunyepe ipapo!
@user-kd6vv2yd9t4 ай бұрын
Thanks for having our own channel 🎉
@user-ui6ns5pi9o4 ай бұрын
Well done Headman ndimimoga munogona kutongwa zvinemutsindo alongside na chief Mutasa munondigonera Mose💃
@AnxiousMukozho4 ай бұрын
Kana Gucci Namagrazi vasipo hazvinyatsonakidza
@munashematasva97844 ай бұрын
Say it again
@bonuspawari78194 ай бұрын
They were dealt with na mdara magumbe. Dzungu rese ravo rakapera
@agneskaitano13344 ай бұрын
@@bonuspawari7819Paye vakasungiswa nevanhu vakawanda vamwe vaye vekuuya neconsitution vekwaMwazha ngavarege kumanikidza vanhu kuenda kunanga asi kana nanga dzacho dzichiita back to sender zvirinani
@bonuspawari78194 ай бұрын
@@agneskaitano1334 vakakaura
@user-ei6yo2kx6g4 ай бұрын
Headman Gucci no Allan varipa leave here? timokumbirawo vadzoke mudare vakubatsirei basa rifambe.😊
@user-nj3ec8nl8f4 ай бұрын
Murikubata basa Headman,Mwari ngaakuchengetei
@superrutansprivatelimited98654 ай бұрын
Vadare vedu ngavadzoke kuti zvifambe
@josephsamaita46204 ай бұрын
Nyaya iyi ndeye chokwad nditori mwana kune akanotorwa achivigwa kwandiri ndibaba mupfana vababa wanku that's true kwakarombwa kwete zvishoma
@user-fo1tm6hs8t4 ай бұрын
Chigodora tane channel yedu aaah zvinokudzwa🎉🎉
@Mbwido4 ай бұрын
Sekuru you are the best kumiririra muzukuru wenyu
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp4 ай бұрын
Headman Chigodora my god continue to bless you basa ramunoita hamuzi monga asi pane zviri pamuri mambo tinotenda nezodzo ramunaro
@thembaninkiwane34774 ай бұрын
I believe in specialisation. It was the best to keep Karanganda to do wht they do best .. Karanganda was the best at producing quality videos and Chigodora was doing his best at resolving issues in his community. Now Chigodora wants to be a video editor, a headman and all of sots. It is the same Ngaranganda that made Chigodora famous but today he thinks of having his own channel. Lets grow as a community and stop be selfish...
@user-nt3qu3oc7v4 ай бұрын
Pamberi na Chigodora Headman manyama hoyooo
@ceciliachitongo4 ай бұрын
Pane vari kushota Gucci namagirazi pliz....once again makorokoto nechannel yenyu 🎉 headman 🎉🎉🎉🎉🎉
Thanks to those who contribut 4 the ppl. Thanks Mr chigodora
@emmanuelmakubabha51094 ай бұрын
Thnak you headman you have people at heart
@rachelntini42524 ай бұрын
Headman sure muriku shanda pasa hombe I also wish to come to you nenyaya dzangu 👏👏👏👏
@emilybuluma86494 ай бұрын
Pamusoroyi vachigodora,mukasadzosa order padare, naGucci handiise liker
@bettysamhutsa16624 ай бұрын
Headman gucch namagirazi varipi dare arichina oder vanhu vavekungoita noise
@rudzichief62074 ай бұрын
Thank you Sekuru kumira nehanzvadzi
@godfreymadzokere14304 ай бұрын
Gucci nama girazi varipi
@TheZuluman74 ай бұрын
Headman Chigodora to the world 🌎✊🏾✊🏾🔥🔥🔥
@Nagiechrizo.4 ай бұрын
Much love headman ...KO vkomana varipi
@ProsperityTshikhovhela4 ай бұрын
Headman chigodora basa murikugona ndinoshuvira ropafadzo muhupenyu hwenyu
@wendymafemomuza16044 ай бұрын
Gucci and Magirazi varipi veduwee
@user-dm9tu9ji1x4 ай бұрын
Magirazi ngadzoke mudariro plz
@Goelrusape4 ай бұрын
Some viewers may say magirazi and gucci were boring but the truth be told, those guys their interrogations were technically excellent.
@donaldalvin9934 ай бұрын
Without the other two guys Gucci and Magirazi, the program is cold and slow, pliz bring back the two guys, their energy and vibe makes this court powerful and intriguing to watch
@NamataiNgwenya-is1hy4 ай бұрын
Thanks headman ngvaenda kwamukotsanjera
@user-hj1vc9oj9u4 ай бұрын
Dai hurumende yaona zvekuiyira vachigodora number one headman of the year
@MikeChari-li1us4 ай бұрын
Ndine mubvunzo kuna VaChigodora, Ko mukuru we suit yebrown basa rake ndereyi, ndabvunza nekuti since ndakatanga kukuteverai Mukuru uyo haana kana chakutaura anogara Ari zii zvake.
@user-yq7tc2tp3b4 ай бұрын
Mudare mune new Gucci
@ssam14304 ай бұрын
Thank you headman majekesa kuti kune hurombwa wakanyanya kumapostori, vanzwa vakuziva, that is why I say again and again stay clearance masowe muchamama hakuna nutsvene kana chitsvene ikoko
Nhai Headman ko vakomana vebasa Magirazi na Gucci makaisepi itai kuti mbiri isaende nekusaunza makurukota aya vaneuchenjeri varume vaye
@bernmubuyayi6564 ай бұрын
Pasina gucci na Allen ,,azvimeke sense
@carolinemagodyo16424 ай бұрын
Mwana ngaende kwasekuru tasvu
@gladmorejaphet4 ай бұрын
Chigodora to the people ❤
@raymondnyasango-oy6uv4 ай бұрын
Had an chigodora you born with wisdom mwari vakuwedzerei njere pakutanga kwenyu ndichatoudzavo dzangu nyaya kwamuri motonga nyaya sezvayiri muchipedza nhamo dze vanhu zviripamuri ndezvamwari
@ibraimoalbertopaunde38434 ай бұрын
Gucci na Magirazi varipi dare ,order mudare
@sammysammy28874 ай бұрын
@HeadChigodora 18:30, 19:34-40 , 20:34 Look at the headman, unonyatsoona moyo wavo. He's a very kind person. Vana Order na Gucci were being fathered by the headman. Mamhasuru anoratidza kuti he seem to come from a family ine marwadzo. Headman looks like he took him under his wings for guidance, love and to keep them out of problems. Problem, musoro wakazokura. They need some training, they are good guys.