iHANZVADZI YANGU:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 28

  Рет қаралды 215,353

The Closure DNA Show

The Closure DNA Show

Күн бұрын

Пікірлер: 1 000
@mrman_2001
@mrman_2001 9 ай бұрын
Who else is here with Me. Put a LIKE to this comment if you believe that Bota Family and The Crew are giving people peace of mind.
@Maisibongile
@Maisibongile 9 ай бұрын
Kiss yacho munhu akarembedza maoko here
@Tina-Boy
@Tina-Boy 9 ай бұрын
Hahahahaahahaha
@DanielMazibuko-zb8pv
@DanielMazibuko-zb8pv 8 ай бұрын
A​@@Maisibongile
@AnnaTibugare
@AnnaTibugare 8 ай бұрын
Couple mamanyama
@tatendachipango4682
@tatendachipango4682 7 ай бұрын
Mugabe usadaro vakafamba vachidzokorora inomira kaa kkk
@MishChats
@MishChats 9 ай бұрын
Vana vadiki but vanoratidza kurongeka mupfungwa. Thumbs up bafana bami, pambili ngothando lizakhele umuzi omuhle. Baba munotendwa nemashoko anehungwaru rambai makadaro. Mr Bota sando dzenyu tinongokupai nekuti munogona basa. Komborerwai naShe. Bota family ndiri kukumhoresai mese ndichiti farai munaShe nguva dzese.
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 9 ай бұрын
Ko kuchatisa kunoda marii,ngatiitirei vana ava plan. Vana ava vanodanana ❤❤
@isaacmhuriengwe1264
@isaacmhuriengwe1264 9 ай бұрын
I stand with you
@NomalangaMckenzie
@NomalangaMckenzie 9 ай бұрын
Chaizvo 1st wedding on the show I love this couple …. 💯❤️
@FortueMarch
@FortueMarch 9 ай бұрын
😂
@simbarashehudya2848
@simbarashehudya2848 9 ай бұрын
Kana plan yavepo motiudzawo toda kuisa hand yedu. Good idea
@Edesbong35
@Edesbong35 9 ай бұрын
Kana hurongwa huripo will gladly dress them 👏
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 9 ай бұрын
The couple is humble, well mannered, in love, so cool. May God bless this young family.
@silosoga2739
@silosoga2739 9 ай бұрын
Let's put a LIKE for the girl child, 🎉🎉 you didn't disappoint us❤❤❤❤❤❤
@ketumilepindi7149
@ketumilepindi7149 9 ай бұрын
She's clean
@ketumilepindi7149
@ketumilepindi7149 9 ай бұрын
Clean physical and moral, good girl.
@priscamazoe694
@priscamazoe694 9 ай бұрын
Very smart
@NyaradzaiMutuvi-co9jg
@NyaradzaiMutuvi-co9jg 9 ай бұрын
Baba vanotaura semunhu mukuru nyange zvavo vari vadiki sando dzenyu baba
@MaudMuchemwa
@MaudMuchemwa 9 ай бұрын
Ndachema nemufaro nemashoko a Baba ndinotenda kwazvo
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 9 ай бұрын
Ndibaba chaivo wena tikauta varume 50%nyika inonanaka
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 9 ай бұрын
This family yese is humble n very smart hmmmm.maininj munogeza ndichati mupiwe motor naChivhayo
@sanelefukutwayo1243
@sanelefukutwayo1243 9 ай бұрын
Beautiful! Zvakarongeka. Mwanasikana very calm and collected. No drama. Ndaona muzukuru akurira mu loving family.
@patiencebachinyi3080
@patiencebachinyi3080 9 ай бұрын
@SibongileThomas-le3tp
@SibongileThomas-le3tp 9 ай бұрын
Ndovanhu vanoti kana vakati takabva tose mumadhaka tofanirwa kuomberera maoko well done young couple
@rumbidzaimauye9565
@rumbidzaimauye9565 9 ай бұрын
Im addicted to reading comments before completing the documentary, which gives me the intell of the outcome of the story 😅😅❤ loving this couple already.
@julietmutasa6779
@julietmutasa6779 9 ай бұрын
I do the same kkkk
@Chakufura
@Chakufura 9 ай бұрын
By so doing you kill the funny 🤣🤣🤣
@carolinezimano8637
@carolinezimano8637 9 ай бұрын
Unoruzirira😂
@PreciousMangena-k6m
@PreciousMangena-k6m 9 ай бұрын
😂me2
@nosternerwande
@nosternerwande 8 ай бұрын
Same here 😂
@SelestinoMajiri
@SelestinoMajiri 9 ай бұрын
I love this family,endai munogara murugare.Mwari vazadzise zvishuwo zvemoyo yenyu.Think as bota family tadzidza zvakawanda nhasi
@MadzudzoChihwa
@MadzudzoChihwa 2 ай бұрын
But this wife can have a permanent scar on her heart because munhu akakuendesa ku DNA it means he doesn’t trust you
@iamgracetoo
@iamgracetoo 9 ай бұрын
who else noticed that they have matching outfits.
@patiencetofa7273
@patiencetofa7273 9 ай бұрын
Kkkkkk
@chipohungwe2182
@chipohungwe2182 8 ай бұрын
Varimurudo
@IreneNgororombe
@IreneNgororombe 8 ай бұрын
love lives kumba kwavo imii wee
@monicacathrine4906
@monicacathrine4906 7 ай бұрын
I did
@thulanimajome5420
@thulanimajome5420 9 ай бұрын
The wife is beautiful
@Chiedzachashe
@Chiedzachashe 9 ай бұрын
Finally I found the comment I was looking for 😅, she is really beautiful and natural 😍
@rutendomazengura2215
@rutendomazengura2215 9 ай бұрын
true shes gorgeous
@fungwalibertymondo3898
@fungwalibertymondo3898 8 ай бұрын
Zvaingokwata. Tinashe so ka.😅😅😅
@blessingmakuyana8263
@blessingmakuyana8263 8 ай бұрын
indeed
@ruramayimurandu1762
@ruramayimurandu1762 8 ай бұрын
Yes she is beautiful indeed and composed
@FaresiChiduro-no2ye
@FaresiChiduro-no2ye 9 ай бұрын
Mukadzi uyu she is very calm proud of you girl ❤❤❤
@nomsachitsike8962
@nomsachitsike8962 8 ай бұрын
@connectedtounendedwealthy
@connectedtounendedwealthy 9 ай бұрын
Rambai makavimbika vana vangu mukure murudo,May the Lord bless your marriage abundantly
@Marvellous-b4n
@Marvellous-b4n 9 ай бұрын
Number 1 couple vese vari humble, soft. Mkadzi akanaka pachiso. Baba ndasvora pa kiss apo munobata mkadzi not kumirira Kuti mkadzi akukise apa ari kunetseka kukusvikira uri murefu. But zvimwe zvese bhooo zvekuti
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 9 ай бұрын
😂😂😂 pamwe vabhayizwa necamera ndatozvitarisawo kuti ko maoko akarembera pane kuti ambundire 😂
@TinasheMazakwata
@TinasheMazakwata 9 ай бұрын
Ndini nani tazviona kubva pakutanga kuti face yemukadzi iri innocent ❤
@NelsonWadi-ze1yn
@NelsonWadi-ze1yn 9 ай бұрын
Vakadzi vemhando iyi tovawanawo kupi weduwe ,for three good years she was so faithful to her boyfriend regardless of distance tumwe kungobuda kuenda mutoilet arovesa bota well done young ladie
@rumbidzaimamhungo4332
@rumbidzaimamhungo4332 9 ай бұрын
Tsvaga vaera mbizi.nekumbira kuna Mwari futi
@lawrencemutwani8095
@lawrencemutwani8095 9 ай бұрын
You can say that again braa
@lawrencemutwani8095
@lawrencemutwani8095 9 ай бұрын
❤ that word hondo yepfungwa ma1 manje 😂
@zayapenguin1292
@zayapenguin1292 9 ай бұрын
Vari faithful variko mufunge asi ndivaye vamunoti vakapusa, hee anondipa pressure what what ntoni ntoni
@temptationnyarota7048
@temptationnyarota7048 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@benfordmafuvadze6805
@benfordmafuvadze6805 9 ай бұрын
Pane nyaya yaivapo but they did well to cover it. Why would the mother say she would accept a negative result if she was 100% sure?
@elvisdondo3798
@elvisdondo3798 9 ай бұрын
Your observation is on point. What also tells that there was a story behind the decision to go for dna is speech ya tezvara when he was asked kuti nyaya yevana murikuonasei
@elvisdondo3798
@elvisdondo3798 9 ай бұрын
Only that they know how to keep things under wrap
@cc35506
@cc35506 9 ай бұрын
​@@elvisdondo3798Thats correct. If the result was negative taizo natsa kunzwa nyaya yacho. But at least the guy was respectful to his wife. Anga asingadi kufukura hapwa.
@samuelngirazi9636
@samuelngirazi9636 9 ай бұрын
Waona maonero andaitawo, plus the mother is not looking happy, I think pakataurwa makukutu akamubata bata
@Agnes-l7f
@Agnes-l7f 9 ай бұрын
​@@samuelngirazi9636 true vanogona vaitaura zvakarema saka mukadzi uyu 2as about to cry 😢😢 imagine kugara uchifungirwa .Shem
@GiftMabika
@GiftMabika 9 ай бұрын
This young lady is humble and cuteness overload chengetai mkadz bamdiki
@tabatsirwacynthiashawarira1793
@tabatsirwacynthiashawarira1793 8 ай бұрын
She is pretty sure
@MillicentNhenga
@MillicentNhenga 8 ай бұрын
Congratulations on the results,but i also think there is a lot behind,panenyaya dzakapfimbikwa muhana dzavo vese,the calmness and short responses from these people,ndeevanhu vakatogara pasi,and familiarized with vaMugabes questions and practiced their responses. Ndaona zvakawanda panyaya iyi
@TauraiMhizha
@TauraiMhizha 9 ай бұрын
I salute all men hapana kana 1 akarova mkadzi even vana vasiri vavo nd l want Thank Mr Mugabe nekubatsira God bless you my brother
@memorymoyo2802
@memorymoyo2802 9 ай бұрын
Irikuuya episode ye murume akarova mudzimai
@TauraiMhizha
@TauraiMhizha 9 ай бұрын
😂​@@memorymoyo2802kunyepa l salute all Man
@shumbashava247
@shumbashava247 9 ай бұрын
Haaaa,we only the violent gender and now ndakuziva kuti kukanzi mukadzi arohwa anenge ari iye atanga kurova murume and paadzoserwa ndopazoipa nyaya
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 9 ай бұрын
Vhayorenzi yakaramba, asi kungoenda ku VAR is the best
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 9 ай бұрын
Vhayorenzi coming soon paBlues 😂
@siziwentini4595
@siziwentini4595 8 ай бұрын
I likeTembo's views, cool collected, MUTASA, DUBE, chaiyo, njuma ye renje, mashongera, vakabva ku marenje, chirovarova, hekani waro Dube, Manjenjenje, ganda revasikana. Mhuri ngaikure Mbizi.
@TambudzaiMuvazhi
@TambudzaiMuvazhi Ай бұрын
Tisu kaa anaMbizi
@EmaMwale
@EmaMwale 7 ай бұрын
Ndisu anamadhuwe vacho.very humble .calm and respect .
@TafadzwaMakambe
@TafadzwaMakambe Ай бұрын
Makanda ama babie
@tendaimakawire
@tendaimakawire 9 ай бұрын
The video quality is a top notch..
@eunicehakurimwi1070
@eunicehakurimwi1070 9 ай бұрын
Even sound is always good. Unlike Tilder shows. Always disapointing
@ShylineChimbwanda
@ShylineChimbwanda 8 ай бұрын
@@eunicehakurimwi1070 tisataura mazita nhyka
@kotokwasandra1426
@kotokwasandra1426 8 ай бұрын
😂😂 tisa taura mazita kaaaa mazita kaaa
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 9 ай бұрын
I thank the husband he did not listen to rumours by jealousy people. Tezvara is young but so mature
@herbertchikore4567
@herbertchikore4567 9 ай бұрын
I love this ndafarira this couple ❤️. May God continue bless you guys and remain faithful to your matrimonial vows
@takesuresamuneti3682
@takesuresamuneti3682 9 ай бұрын
I'm proud of you little girl 3 good years no drama
@MaudMuchemwa
@MaudMuchemwa 9 ай бұрын
I wish if they is awards this couple they will be the first to win❤
@IsraelDzemwa
@IsraelDzemwa 9 ай бұрын
3 yrs yes bt ko wy ambouya naye kwatinashe kuratidza kusarongeka 😂😂😂
@Brandonbornface
@Brandonbornface 9 ай бұрын
Thank you vaMugabe for the emphasis pabota.Bota roita kuti vanhu vawirirane.Kana mukadzi mumba anova submissive kana achipihwa bota rakakwana
@MunorweiMhlanga
@MunorweiMhlanga 9 ай бұрын
Ndokuti bota no hovhiyo ana mbiz tine rudo thanks brother and sister ❤❤❤❤❤
@betishebamapiravana587
@betishebamapiravana587 9 ай бұрын
You can say that again
@tanabby2213
@tanabby2213 9 ай бұрын
🦓❣️❣️
@rumbidzaimamhungo4332
@rumbidzaimamhungo4332 9 ай бұрын
Ndakarwadziwa rimwe dhongi randiti hazviute tidabane vemutupo one uuh ndakarwadziwa.hanzadzi kwauri Mwari ave newe
@TraceyKambuma
@TraceyKambuma 9 ай бұрын
🦓 plus 🦓 equals 🦓me am proud of 🦓🦓
@ellinamhlanga9386
@ellinamhlanga9386 8 ай бұрын
😊madhuwe power
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn
@ReginaSarudzaiKudzamaoko-bf7rn 9 ай бұрын
Ndafara hangu watching from East London wadadisa gal child❤❤❤❤ hugs to you guys🎉🎉 , baba vemunhu taurai henyu mental health yakakosha.
@Brandonbornface
@Brandonbornface 9 ай бұрын
Beautiful people,ko vanhu vanonyarei kutsvodana pavanhu.Pamwe hazvina kujairika parudzi rwechitema.Keep it up the couple,may God bless your union 💖
@FUTUREMASUNGO
@FUTUREMASUNGO 9 ай бұрын
great couple keep it up
@Muzendaphillip
@Muzendaphillip 9 ай бұрын
This episode yadadisa zvayo ama2k dzidzaiwo kubva pane umwe wenyu uyo wonderful kiss tazviona i wish my Mr Mugabe muzomboita follow those couples
@TsitsiMutangadura-Kondo
@TsitsiMutangadura-Kondo 8 ай бұрын
Proud of you both Sis munosvota hamuzive mashoko ekutaura pavanhu nxa Vanhu vanenge sis havasi vekuisa padhuze vanokuparadzira imba
@bellewells3590
@bellewells3590 7 ай бұрын
I felt the same way too. Vandinhohwa. Kunge munhu ane jerasi. Nxa
@langelihlendlovu8038
@langelihlendlovu8038 9 ай бұрын
Thank u beautiful couple khulani nize nikhokhobe God bless your marriage
@westonmuza9112
@westonmuza9112 9 ай бұрын
Lami ngitsho njalo
@samkendlovu535
@samkendlovu535 9 ай бұрын
Lami ngithi okuhle kodwa
@BeautyTabang
@BeautyTabang 9 ай бұрын
Beautiful girl so humble wakanaka Makoto Ramba wakadaro
@PaulineChiadzwa
@PaulineChiadzwa 9 ай бұрын
True she is very humble and beautiful
@TauraiMhizha
@TauraiMhizha 9 ай бұрын
Mr Tinashe Mugabe thank you nekubatsira vanhu
@emsonnyanhewe2689
@emsonnyanhewe2689 9 ай бұрын
Mr mgabe nhasi mandidzikisa munhandare hanzi saka bota raingokwata risingapakurwe kkkkkkk i love it
@memoryrumbidzaimushapaidze5090
@memoryrumbidzaimushapaidze5090 7 ай бұрын
Harina kumbotsvirira kuita zigoko 😂😂😂
@progressmutandwa6724
@progressmutandwa6724 9 ай бұрын
On Saturday morning ndaive mubhazi in Gaborone Botswana 🇧🇼 and I heard Batswana people talking about Tinashe Mugabe haaa kip it up Mr Mugabe muri kugona basa♥️♥️♥️🙏🙏🙏🫂🫂
@GladysMakirimira
@GladysMakirimira 9 ай бұрын
Kkkk akauya kuno Botswana ha vese 3quarters yemunyika kungonyepera ana baba vasirivo coz iii nyika ino chihule chega chega kumabhawa uko kunoburwa zvihombe
@kudakwasheguwamombe3043
@kudakwasheguwamombe3043 9 ай бұрын
She set an example that it's doable you can be honest to your man
@NoelSaraHamandishe
@NoelSaraHamandishe 9 ай бұрын
Well manned, organized, smart dressed young coups. Asi my query is their reletedness it too close. Worse vachibva same area vachierazve mutupo Umwe chete. But underlining my words Solo na Mutsai vanodanana. The reason why third parties said mwana haasi wake.
@MELODYMAPFUMO-zh4be
@MELODYMAPFUMO-zh4be 9 ай бұрын
This young lady is very calm well nurtured,keep it up
@ShupMacheka-vj7qw
@ShupMacheka-vj7qw 8 ай бұрын
Hehehe panenguva ichakwana zvayo dai mazowana mukana valve Kuma 40 uko anokuudzai murume uyu kuti ndave pama 1 manjenenyaiya kunyarara kwemwana uyo hazvirevi kupusa
@kuku-tatj
@kuku-tatj 7 ай бұрын
That’s nice I’m happy with how you try to bring couples together that’s good I hate seeing people separating thank you Mr Mugabe
@tafarakwaramba5657
@tafarakwaramba5657 9 ай бұрын
Haaa mai madadisa 3 years muchidanana pasina madrama magona humuna kunyadzisa rambai makavimbika kudaro mwari anochengetedza imba yenyu
@catherinemukarakate433
@catherinemukarakate433 9 ай бұрын
Very sweet couple stay blessed in your union
@christinemusariri8056
@christinemusariri8056 9 ай бұрын
What a beautiful and well composed young lady. I am so proud of you my girl. This is a beautiful couple with a great future ahead of them.❤❤❤
@cleverbusumani7598
@cleverbusumani7598 9 ай бұрын
Vana ava vanodadisa ,they love each other .Mwari aropafadze vaviri ava .
@TranosMubaiwa
@TranosMubaiwa 9 ай бұрын
Proud of you girl may the lord bless you marriage
@priscillamurenjekwa539
@priscillamurenjekwa539 9 ай бұрын
Well done baby girl, hauna kunyadzisa 🎉🎉🎉
@simbarashemubaiwa2287
@simbarashemubaiwa2287 9 ай бұрын
Tinashe u are the man very humble and able to bring interest to the program ❤❤❤❤❤❤❤
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 9 ай бұрын
I love baba speech vakarongemga zera nepfungwa hazvienderanr dai mwari vavakomborera pahupenyu hwavo mwana Ane mashoko ekuvaka
@user-zm8nj8zt9y
@user-zm8nj8zt9y 9 ай бұрын
Thank you both of you,lovely family.
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp
@DzingaiMuchaziwepi-ni5jp 9 ай бұрын
Tinashe you are the best pabasa rako thanks mr mugabe
@marthamakamure3898
@marthamakamure3898 9 ай бұрын
Kuzochatisa ah VaMugabe kkkkkkkkkkkkkkk
@FaresiChiduro-no2ye
@FaresiChiduro-no2ye 9 ай бұрын
Why I'm I smiling ncooooo this is so cute❤❤
@ropafadzomupa4027
@ropafadzomupa4027 9 ай бұрын
so cute shame
@fixrepairpro3829
@fixrepairpro3829 8 ай бұрын
My best part 😂have finally come to us who zoomed cheers 😅ndozvidawo 💋
@stephennyemba3712
@stephennyemba3712 9 ай бұрын
Hooray to the couple, more so to the lady🎉. Wadadisa.
@maryrutsate4798
@maryrutsate4798 3 ай бұрын
Lovely and honest couple, very beautiful young lady hugs to you hauna kunyadzisa, God bless
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 9 ай бұрын
Ndatofunga System Tazvida, Dai hanzwadzi yairoorwa Hezvi zvakaitika, amana, so adirei hake kuuya kuno kuDNA zvake, angogara nezvizukuru vana zvake
@praisemoyo5865
@praisemoyo5865 9 ай бұрын
@beyoncesibanda3557
@beyoncesibanda3557 9 ай бұрын
Love you guys
@catherinemukarakate433
@catherinemukarakate433 9 ай бұрын
Watching from Scotland like the couple baba vakarongeka vamotaura zvakanyorera vese namaib
@lizypella6683
@lizypella6683 9 ай бұрын
Bota family let's gather here!!!🎉...watching from Port Elizabeth. SA
@Innocent660
@Innocent660 9 ай бұрын
Kurisei ku port Elizabeth
@aishamasibanda8061
@aishamasibanda8061 9 ай бұрын
Hesy Lizypel ndiripo from Port Elizabeth
@somadasouljahsomadasouljah9702
@somadasouljahsomadasouljah9702 9 ай бұрын
zvatakato wanda nhai
@afronews7034
@afronews7034 9 ай бұрын
Mkomatinashe vana bouncer nhai😂😂😂😂
@MrsChineka
@MrsChineka 9 ай бұрын
Bota Family😂😂😂
@LorettaSidambe
@LorettaSidambe 9 ай бұрын
beautiful, clean and honest makoti, God bless your marriage
@wendymateka9331
@wendymateka9331 9 ай бұрын
girl keep it up ramba uchigeza magezero iwayo
@chrisjnroskdojemera6232
@chrisjnroskdojemera6232 7 ай бұрын
Young man bt vry mch mature may almighty God bless your marriage yu beautiful couple
@Brandonbornface
@Brandonbornface 9 ай бұрын
Sando kuna Camera 📸 man,mazooming tamaona😂😂😂🔥
@SpartanTshuma
@SpartanTshuma 9 ай бұрын
😂😂😂
@SamsonChibike-wt5vw
@SamsonChibike-wt5vw 9 ай бұрын
Kkkkkk anemisikanzwa
@rutendosopa6550
@rutendosopa6550 9 ай бұрын
The new cameraman understood the assignment 😂😂😂😂😂😂
@VongaiHamudi-l3p
@VongaiHamudi-l3p 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@paidalkful
@paidalkful 9 ай бұрын
Tapotsa kuoneswa zvemukati🙈
@WishesMapfumo
@WishesMapfumo 8 ай бұрын
Love them bothe their faces filled with genuine love and trust keep it up our young couple thumps up to the girl
@lindamurumbi4380
@lindamurumbi4380 9 ай бұрын
God bless this beautiful couple ❤❤❤
@isaacmuchuwachikosi
@isaacmuchuwachikosi 9 ай бұрын
❤ndafarira kamupeterwo kazoitwa nyaya dzacho just after VAR
@DerickSiziba
@DerickSiziba 9 ай бұрын
Asi vanenge vakafanana pa face , they could be related for real😂😂😂😂
@carolinemushipe7241
@carolinemushipe7241 9 ай бұрын
Vanhu vakanyatso Danana vanopedzisira vafanana
@mbizi4573
@mbizi4573 9 ай бұрын
Area yese ye Hurungwe ana Tembo vose they are related They come from only 2 families; Dandahwa and Mujinga. They're closely related
@Tinashe_Musunda
@Tinashe_Musunda 9 ай бұрын
They met at a family gathering, the chances of been close relatives are high
@kudzitagwireyi4082
@kudzitagwireyi4082 8 ай бұрын
Baba is very mature
@kudzitagwireyi4082
@kudzitagwireyi4082 8 ай бұрын
Top up😂😂😂😂😂😂
@LisaSanguruka
@LisaSanguruka 9 ай бұрын
❤zvabuda so sweet vanhu wakuda kuitirwa plan wachate awa
@carolinezuze5275
@carolinezuze5275 9 ай бұрын
She is glowing
@derrickziki2428
@derrickziki2428 9 ай бұрын
"Tinotenda nemashoko anehunyanzvi mukati," even Tinashe Mugabe gave compliments to young baba vababa. He had a brain knitted together. To the young couple haiwa munodanana imi. You all all look nice and brilliant with brain well articulated to form one. Please keep the fire 🔥 burning. Don't let anything cross your way to destroy even under what circumstances. Continue in love and faithful to each other.
@lloydmagweta5311
@lloydmagweta5311 9 ай бұрын
The cameraman should stop this behaviour of focusing and zooming certain parts of the body of the interviewees. Why focus pakati pemakumbo ne skirt ye this lady? This is unprofessional. Tinashe Mugabe should deal with this. Zvakuenderera manje. It's a privilege for you guys to be able to conduct these interviews exploring people's personal information and exposing it to the world so stop exposing things that have got nothing to do with the interview. Sometimes he focuses on someone's nose which is tantamount to body shaming. It's not ok.
@kudzaimusuka7881
@kudzaimusuka7881 9 ай бұрын
Madiii kuona makanyarra ..mamboona pabuditswa munhu asina kupfeka hre ...kna zvakubhohwai regai kuona nxaaa nxiim
@lloydmagweta5311
@lloydmagweta5311 9 ай бұрын
@@kudzaimusuka7881 I'm entitled to my opinion and so are you. Usada kuita chi ZANU ZANU pese pese wangu.
@Gono88
@Gono88 9 ай бұрын
Maonere enyuwo henyu haarambidzwi. Isu hatina chataona chakashata
@Gono88
@Gono88 9 ай бұрын
😊
@Mad_Gaza1
@Mad_Gaza1 8 ай бұрын
😂
@faithfullnyakudya3642
@faithfullnyakudya3642 9 ай бұрын
Ndokuti mwana akabva kuvanhu Dai iri mboko kana imwe family izvezvi mwana wevanhu akapinzwa busy kana kumbodzoserwa kumba kwavo.thank you both families for fixing this amicably
@PromslyMadondo-if3sb
@PromslyMadondo-if3sb 9 ай бұрын
Hanzvadzi yakafunga kuzvichengetera yoga hanzvadzi yayo bota family can't wait
@luckysaviyeri3210
@luckysaviyeri3210 9 ай бұрын
Ih zvakaoma wena kutotaura vachita kuseka sevanoseka zvisvinu
@nomsanyika151
@nomsanyika151 9 ай бұрын
B​@@luckysaviyeri3210ko vatadzei
@clemenceranso8768
@clemenceranso8768 9 ай бұрын
Guyz kufanana mutupo chete amana kwte kuti pane hukama
@mbizi4573
@mbizi4573 9 ай бұрын
​@@clemenceranso8768mutupo ndihwo hukama my brother. Our history has to be taught and learned!
@Tinashe_Musunda
@Tinashe_Musunda 9 ай бұрын
They met at a family gathering kumusha and chances are high kuti they are relatives
@charlenebie6225
@charlenebie6225 6 ай бұрын
Yeah chero hama dzacho dzoratidza kuva vanhu vane hunhu, be blessed.
@MuzvareShongaNemuseso-rj7br
@MuzvareShongaNemuseso-rj7br 9 ай бұрын
AMugabe nedzimwe type dzinombouya makatoona mungabviswe meno mukati regai ndiite zva bouncer kkk well done chisikana may God bless your marriage
@ndirimunana
@ndirimunana 9 ай бұрын
Was looking for this comment
@GervasGweshe
@GervasGweshe 9 ай бұрын
Kungonzi zvouya hazviwanani asi apa zvakawanana. Both cool and humble. They behave kudarika zvimwe zvichembere nezvimadhara zvatoina pano. Mwanasikana ndafara hauna kunyadzisa. Magunje ndeye madrama asi iwe mwanasikana wadzimura those dramas. Weldone Manjenjenje
@ZaneleMlotshwa-c4p
@ZaneleMlotshwa-c4p 9 ай бұрын
Proud of you girl, you didn't disappoint
@CharityMundindo
@CharityMundindo 9 ай бұрын
🎉🎉🎉 VaMugabe itai door to door kunzvimbo iyoyo Nyaya yebota ririkudyiwa chaizvo achiita ma O% vana vacho varikuzowana vana baba here
@PaulineChiadzwa
@PaulineChiadzwa 9 ай бұрын
I am happy for vana ava mhani Mwari vekudenga vavqitire zvakanaka
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 9 ай бұрын
kkkk next time mpfana wangu muchikisana mkadzi unomumbundira womupuruzvira kumusana , kwete kurembedza maoko kudaro 😂😂😂😂. But muri vanhu kwavo henyu . Bamdiki chirimerera munacho king , garai makadaro . Maiguru muri munhu boe nemi , hamuna kana dzungu , Kwenyu kunorooreka imi . thank you very much .
@deejayrassythibo26
@deejayrassythibo26 9 ай бұрын
VAR IS READY FOR THE RESULTS WAIT FOR IT
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 9 ай бұрын
Yes yes VAR is the best forever
@deejayrassythibo26
@deejayrassythibo26 9 ай бұрын
@@GraceMapfumo-ep9tx YESAYA IT WAS FREE AND FAIR TODAY THUMBS UP
@atimutanner1955
@atimutanner1955 9 ай бұрын
😂😂😂😂Mr Mugabe you are simply the best, the ending was perfecto,what a lovely couple 💑
@maiChantienaYadah
@maiChantienaYadah 9 ай бұрын
Picture quality manyama❤❤❤
@sandraedward7454
@sandraedward7454 9 ай бұрын
Shuwa bhudhi nasis mukuda nana keep it up maka kura kupfuurwa mese ma bamunini makakura mupfugwa zvinoratidza kuti family yenyu kunobviwa muri vanhu vakarongeka uye vane hunhu
@thulanimajome5420
@thulanimajome5420 9 ай бұрын
Is baba vemurume married asking for myself
@freddymuyaya2518
@freddymuyaya2518 9 ай бұрын
I think ndibamnini ava
@charitymlotshwa6094
@charitymlotshwa6094 9 ай бұрын
Big up baby girl keep on with body respect. We are proud. Of you 🎉🎉🎉🎉
@emmanuelmunemo1705
@emmanuelmunemo1705 9 ай бұрын
Thank you Mr Mugabe and the entire Bota family. We are learning.
@GraceWhite-v3c
@GraceWhite-v3c 6 ай бұрын
Beautiful couple thanx mfana nekuvimbika 3 yr its not a joke this days wadadisa young couple rambai muchidanana
@GordenBrown-o8z
@GordenBrown-o8z 9 ай бұрын
Vakadzi muchiuya pa camera apa plz huyai. Nema zambia or long dress skirt bcz ma camera man ajombavheneka pakati pemakumbo topedzisira taona zvatisikuda kuona so plz huyai nezvinhu zvoratidza kt hamusi kuenda ku tarven
@memorymoyo2802
@memorymoyo2802 9 ай бұрын
Iye camera man anozviitirei
@nomsanyika151
@nomsanyika151 9 ай бұрын
Cameraman ndiye asina hunhu
@sammysammy2887
@sammysammy2887 9 ай бұрын
@user-ir3fu4xh5x cameraman ngaakwane, pfungwa dzake dzakaora @TheDNAshow @Tinashe cameraman ngaakwane. @user dzidzisaiwo pfungwa dzenyu kuti dzisamhanyire kubata tsvimbo.
@Tinashe_Musunda
@Tinashe_Musunda 9 ай бұрын
Ichokwadi cameraman shld respect vanhu
@Muzendaphillip
@Muzendaphillip 9 ай бұрын
Cameramen inhubu iyi
@NedretlyMatarirano
@NedretlyMatarirano 8 ай бұрын
May God bless this union... Ndadzidza kumwana uyu
@faraipedzisa2985
@faraipedzisa2985 9 ай бұрын
Yoooo panenyaya Vanhu Kufanana..Imimi torwai ma DNA..
@DavisonMhangami
@DavisonMhangami 9 ай бұрын
Aaaaaaaa nekuti vanzi vanorara mbizi vese here , munonyeba imi hapana kufanana apo
@mbizi4573
@mbizi4573 9 ай бұрын
​@@DavisonMhangamikufanana kwacho kwakanyanya
@hazvineimbwezo-9564
@hazvineimbwezo-9564 9 ай бұрын
I second you munyori i think it will be good if boys family help kuti vana vachate they are a good example kune vezera ravo
@hazvineimbwezo-9564
@hazvineimbwezo-9564 9 ай бұрын
I wanted to say bota family vana ngavachate tisamirire kubatsirana pama problems chete
@houseoftongaandtumbuka111
@houseoftongaandtumbuka111 7 ай бұрын
Amen
@lizypella6683
@lizypella6683 9 ай бұрын
Dai hanzvadzi yairoorwa......ndingadai ndakaroora yangu by System Tazvida
@gogoatanaka
@gogoatanaka 9 ай бұрын
Are they of the same blood or mutupo chete
@samy7453
@samy7453 9 ай бұрын
Mutupo chete
@gerald1mada31
@gerald1mada31 9 ай бұрын
Well done Family yakarongeka zvekutodaro wena Mr Mugabe batai basa kuMagunje uko
@chipomaunge5081
@chipomaunge5081 8 ай бұрын
aghhh sure was like this face,dat explains it all now shem depression is real dats y nhai
@mitchelmutemeri4958
@mitchelmutemeri4958 9 ай бұрын
Find myself crying dont know why may God bless this couple
@lydiamusarapasi4528
@lydiamusarapasi4528 9 ай бұрын
🦓🦓🦓 muni'na vatimirira ❤, isu ana chishongo takavimbika . Young nd happy couple 🎊🎊🎊
@CynthiaMaster-fg2zs
@CynthiaMaster-fg2zs 9 ай бұрын
Couple Manyama ,well mannered no noise ,vana vadiki bt Hy vakarongeka ❤
@jameskwindingwi4912
@jameskwindingwi4912 8 ай бұрын
It's nice to be here Bota family😊🔥🔥🔥
@trevortanatswa
@trevortanatswa 9 ай бұрын
Count me in... How are you Bota Family 😂😂
@fortunemandishona6303
@fortunemandishona6303 9 ай бұрын
Lovely episode. Thank you Tinashe and team.
Sigma girl VS Sigma Error girl 2  #shorts #sigma
0:27
Jin and Hattie
Рет қаралды 124 МЛН
NDINENGE NDATOGUTA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 37 #theclosurednashow #tinashemugabe
1:01:50
Mama Vee ndipeiwo $1
1:28
Clide Rice
Рет қаралды 18 М.
MUKOTSANJERA .NGOZI YOTI INODA MOMBE 40 Karanganda TV DARE RACHIEF MUTASA MADYO FAMILY
1:32:49
ADHARA KAAAAA:THE CLOSURE DNA SHOW: S12 Ep 25 #theclosurednashow #tinashemugabe
1:28:17