‪@HeadmanChigodora‬

  Рет қаралды 40,586

Headman Chigodora Community Court

Headman Chigodora Community Court

3 ай бұрын

DISCLAIMER: I hereby declare that I do not own the rights to this music/song. All rights belong to the owner. No Copyright Infringement Intended.

Пікірлер: 695
@user-sc3wx4qn5n
@user-sc3wx4qn5n 3 ай бұрын
To all of us Headman Chigodora followers let's like above please Sanibonani Mthwakazi KaNdaba omuhle it's a good morning watching from the city of Kings in Bulawayo
@Dchataza57
@Dchataza57 3 ай бұрын
😊 1:32 1:32 1:32
@Dchataza57
@Dchataza57 3 ай бұрын
1:32
@user-ky2gh6ni8h
@user-ky2gh6ni8h 3 ай бұрын
Kunjani kwabulawayo
@user-sc3wx4qn5n
@user-sc3wx4qn5n 3 ай бұрын
@@user-ky2gh6ni8h siphilile wakwethu singabuza ngakuwe ngapho ukhone
@user-fz9ww9vm8c
@user-fz9ww9vm8c 3 ай бұрын
Yebo sawubona
@irenemungate500
@irenemungate500 3 ай бұрын
Headman Chigodora tinokudai. Gadzirisayi dunhu .mwari vawedzere wisdom nemakomborero.
@thomastavarera6391
@thomastavarera6391 3 ай бұрын
headman manyama tinokudai hapana here ari padhuze na Sir Wicknell Chivhayo avapevo mota vari 4 ndiri kutokumbiravo shua uye dai zvaiita ft paigadzirwa shade hombe inokwana vanhu vose thanks in Advance
@dumisanimakondo
@dumisanimakondo 2 ай бұрын
Good leader hardman Chigodora i wish we can find another leader like Hardman Chigodora in Beitbridge.im very proud to have a leader like this in our country ♥️♥️♥️♥️
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 3 ай бұрын
Cucci aripiko Headman team yenyu haina kukwana ,machinda enyu anogona akadaro, Tokudai Headman tichatouyawo kubva KwaRusape
@susanmugutsi7372
@susanmugutsi7372 3 ай бұрын
I think ndiye arikutora video
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 3 ай бұрын
@@susanmugutsi7372 hatisi kumuda ikoko we need voice rake mudare ,rinoswatudza mapenzi ,aifanira kuita musoja uya
@user-sc3wx4qn5n
@user-sc3wx4qn5n 3 ай бұрын
Guys let us all defend the Headman Chigodora in large numbers please. Several traditional people like myself have lent a lot from Headman of the people. I suspect about two to three people who want our Headman Chigodora gone inkinga liyadula igama lomuntu. Watching from here in Bulawayo
@user-ur8tn7em5k
@user-ur8tn7em5k 3 ай бұрын
Headman chigodora to di world ndiri kuuya mudare ndina E D munangagwa na VA chamisa nenyaya yesarudzo dziri kunzi dzakabirirwa
@nyaradzomarozva5715
@nyaradzomarozva5715 3 ай бұрын
Kkkkkkkkkkkk wandisetsa nhasi
@ThandoNcube-xy2fo
@ThandoNcube-xy2fo 3 ай бұрын
kkkķk enda navo vaendeswe kwaTasvu
@user-zg4in7dn6b
@user-zg4in7dn6b 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@JohnManyore-fw8fc
@JohnManyore-fw8fc 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂🤗
@user-nd4kh6qg1b
@user-nd4kh6qg1b 3 ай бұрын
Gadzirisai nyika Headman
@mikegumbo3666
@mikegumbo3666 3 ай бұрын
Headman Chigodora mune basa gurusa, uye murikubata basa, rambai muchikumbira wisdom kuna mwari, basa ramunobata rakakura.. nekuda kwehuipi hurimuvanhu uye nekutonga kwenyu vanhu vakashata havakufaririyi.. Fambai nebasa
@sarahzeka3975
@sarahzeka3975 3 ай бұрын
Pamberi mberi nemi baba.chigidora pasi nevasingakudei. We love u all
@tongesayimaenda2915
@tongesayimaenda2915 3 ай бұрын
Headman Chigodora, you’re the best in Manicaland and I strongly support you in your work. Rambai makadaro uye ndisuppoter hutongo hwenyu newabatsiri wenyu.
@samuelmpofu9655
@samuelmpofu9655 2 ай бұрын
Headman Chigodora is fantastic. He is the man of the community and the nation of Zimbabwe 🇿🇼 at large .This man is an ANOINTED MAN. He loves peace and prosperity to the people of his homeland. Keep on doing what you are doing. We always watch your community courts in uk 🇬🇧.Please put dates on your videos. Thank you Headman CHIGODORA
@tatendakambarami9567
@tatendakambarami9567 3 ай бұрын
Iiiiii Headman Chigodora Mwari wane chekuita nemi munobata Basa hombe, ticharamba tiinemi pamunamato Mwari wakuwedzerei makore mazhinji panyika🙏🙏🙏🙏
@user-hw9xu8wl3w
@user-hw9xu8wl3w 3 ай бұрын
Proud of your work Headman Chigodora seeing pple coming from other areas coming to your court to solve their family disputes 👏👏👏
@mandymutambirwa1290
@mandymutambirwa1290 3 ай бұрын
We love you a lot headman. Musateerere mbwa idzo dzizere nehuroi nehurombwa. Well done changamire wangu.
@michaelncube1864
@michaelncube1864 13 күн бұрын
Headman chigorora i love you,you are so calm ,munotonga nyaya ne wisdom and respect towards vane mhosva and also you are ver fair Keep up good work mambo
@1841Rdp
@1841Rdp 3 ай бұрын
Varoyi vavhunduka varikutya kubatwa. Muroyi ngaabatwe. We love Headman Chigodora
@user-hw9xu8wl3w
@user-hw9xu8wl3w 3 ай бұрын
True leader who doesn't take sides Chigodora He wants everything transparent not biased Leader
@wendyyychikuku4600
@wendyyychikuku4600 3 ай бұрын
Big up Mkanya ana Mkanya havabve zvekumhanya .God bless you VA Chigodora rambai muchigadzirisa Nyika .
@shupiemuzarabani
@shupiemuzarabani 3 ай бұрын
My favorite headman well done rambai makadaro
@tinashematsikandove9524
@tinashematsikandove9524 3 ай бұрын
Headman Chigodora dambudziko renyu ndere kuudza vanhu chokwadi nekufumura vanhu vanoita zvakashata ndosaka vasiri kufara vanhu ava. Asi keep up the good work headman ❤
@user-rm7nd1pp9w
@user-rm7nd1pp9w 3 ай бұрын
True leader headman batai basa mogonesa ndotodawo nzvimbo kwenyu ikoko ndigarewo zvakanaka koz misha iyi yakatakura.Dai zvaibvira matombowaniswa mikana wekunombotonga kune mamwe matunhu
@florencenyakurimwa2323
@florencenyakurimwa2323 3 ай бұрын
Headman Chigodora you are a true leader watching from UNITED STATES.
@cassandraker
@cassandraker 3 ай бұрын
Soko baba vangu GOAT. Greatest of all time❤❤
@sonyasmith4297
@sonyasmith4297 3 ай бұрын
We send you love from South Africa
@colenbouyedtembo5827
@colenbouyedtembo5827 3 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤ God bless you and you're doing well 🙏
@tanyamumanyi7455
@tanyamumanyi7455 3 ай бұрын
We are supporting you Headman. Basa ngariende mberi. Makagara pamakadzikwa chiremerera munacho imi. If God blesses you with wisdom it can't be removed by any man, let them fight but with God on your side no one can remove you.
@user-ne4bu8qm9w
@user-ne4bu8qm9w 3 ай бұрын
Mukuru zvamurikuita zvinorwadza vanhu vakashata varoi havafarire musunungure mhuri ye Zimbabwe,,tinokutendai soko we support you may God bless you with mazuva mazhinji ekurarama amen ❤❤❤❤❤❤❤
@TeclaFrankson-lh6zh
@TeclaFrankson-lh6zh 3 ай бұрын
Mhayiyo teramirai , makachena here We love you headman chigodora ne team renyu munogona basa renyu tinhai varoyi , vanoromba nenhubu dzive mugwara
@roderickmushaya8296
@roderickmushaya8296 3 ай бұрын
Chengetwai munyasha headman may God bless chipo chenyu nevadare venyu vaneuchenjeri wepamusoro soro ....
@slynewton
@slynewton 3 ай бұрын
Big up my Heardman, ndiri kutouyawo mutibatsire nenyaya yehurombwa hwemumusha medu. Gadzirisai Herdman huroyi hwawandisa. Murikugona
@JoyceMuguruzo
@JoyceMuguruzo 3 ай бұрын
Tinikudai baba chigodora rambling muchidaro connect from sauth Africa
@samsontendwa7343
@samsontendwa7343 2 ай бұрын
Sando Kuna Headman Chigodora ,muri nhume kubva Kuna mwari ,muri Moses yambutsai vanhu ❤ ,,thank yu so much
@user-zw4do3kv9r
@user-zw4do3kv9r 3 ай бұрын
HEADMAN CHIGODORA I personally salute you. Keep up the great work you're doing for the CHIGODORA community and the nation at large. Ndinotenda mambo.
@princessmamthe
@princessmamthe 3 ай бұрын
Headman Chigodora, you are the best of the best 👌 Muhle umsebenzi wakho Mkhulu ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤ you are doing well Sir. Sibonge Mkhulu 🙏🙏🙏
@tinotengajayden8906
@tinotengajayden8906 3 ай бұрын
Isu tiri kuda kutobva kumasvingo kuuya ikoko nenyaya dzedu..chero Jesu akasangana nemuedzo wani
@tasneemmweneziko9047
@tasneemmweneziko9047 3 ай бұрын
Proud of you soko,haaa mattered munogadzirisq zvenyu ,munechipo rambai makadzwqnyq soko nesuwo tadzidza zvakawanda kuburikidza nearest renyu
@florencemahore-fq9wj
@florencemahore-fq9wj 3 ай бұрын
Long live mr chigodora.asi umwe .uchinda wenyu akaendepi ngaaddzoke
@josiemadziwa
@josiemadziwa 2 ай бұрын
Headman vanokusiya wachena kt njuchuu . from nyanga watching from Johannesburg ❤
@tsimaso
@tsimaso 3 ай бұрын
I am from Makoni but I salute you headman Chigodora nedare renyu, tikudzidza zvakawanda. #Nyikangaichene.
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 3 ай бұрын
Iiiiiii kwako kwaMakoni zvinyadzi zvinowanda mudare 😊😊😊😊
@user-zy8oj7rd9i
@user-zy8oj7rd9i 2 ай бұрын
Mudhara chigodora handidi nemi zvinoita here Kuti ndiuye nenyaya dzangu 👏👏👏
@colenbouyedtembo5827
@colenbouyedtembo5827 3 ай бұрын
I stand up na vaChigodora he's a great man and he stand for everyone. ❤, Bhora mberi Headman Chigodora
@plaxedeschangorora6066
@plaxedeschangorora6066 3 ай бұрын
We love you headman Chigodora keep 🔥🔥🔥🔥🤝
@user-hr3xg1qx8u
@user-hr3xg1qx8u 3 ай бұрын
Proud of yr wk headman chigodora u are the best muuye mutongere newedza fti munotonga hamunyengerera good headman
@edithpamelamakope
@edithpamelamakope 3 ай бұрын
My headman ❤we love you very much you are an God sent to the world and community ❤ much respect
@jamesshamu3402
@jamesshamu3402 3 ай бұрын
Tokufarirai chaizvo headman. Rambai makapfanya ipapo kuti misha ichene. We love you so much headman. In Portuguese we say Força nosso Legro. ( Simbai Headman wedu)
@RodneyGore-yd7gd
@RodneyGore-yd7gd 3 ай бұрын
Much respect Headman Chigodora. I'm Watching every episode ❤
@user-ix8jt5be7f
@user-ix8jt5be7f 3 ай бұрын
Kunge bhinya riri kunamatirwa 😂😂😂😂😂 Chigodora 2 the world munogona
@namatiraisithole6158
@namatiraisithole6158 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 kusairirana tsvina yeusiku 😅😅😅😅😅
@maviselijah4581
@maviselijah4581 3 ай бұрын
Chibaba ichi,headman musatye kutyiswa munogona
@user-wd5nu1pn4s
@user-wd5nu1pn4s 3 ай бұрын
Muzukuru wangu Soko ndini sabuku Mukono pano pa Wengezi apo now l am in captown keep on muzaya
@treddahkatsadzura9323
@treddahkatsadzura9323 3 ай бұрын
Thank you Headman Chigodora , Vavengi havaperi,,Basa Mberi Bsba you're the great greatest Headman ❤❤❤ 🎤 🎙 🎤
@shingynavs8235
@shingynavs8235 3 ай бұрын
Musadzora tsvimbo Headman👏👏👏👏
@TarisaiNgoma
@TarisaiNgoma 3 ай бұрын
God bless headman chigodora long live 😊
@tinashechigama9949
@tinashechigama9949 3 ай бұрын
you are a fearless leader aChigodora. Mwari vakupfuudzirei mberi nebasa rakanaka ramunobata mudunhu menyu. Ndinokumbirawo stand mudunhu menyu changamire.
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 3 ай бұрын
Headman Chigodora ndiye ega headman anopisa sevolcano. Continue to erupt Sir Headman Chigodora
@MagretChishanga-tw9kl
@MagretChishanga-tw9kl 3 ай бұрын
Takuda promotion ngavachiita Chief Chigodora.Muyera soko special pamberi newe
@sambazamillicent5226
@sambazamillicent5226 3 ай бұрын
I'm love 😘 with the sound of the song
@UnityNyika
@UnityNyika 3 ай бұрын
Pamberi nemi headman Chigodora,Basa ngaribatwe,ndezvaShe izvi Pasi nevanegodo.
@oniasmarange5092
@oniasmarange5092 3 ай бұрын
Headman Chigodora and your team have Solomonic wisdom. I respect your ethics and verdicts. Viva team
@jeffreygopito8401
@jeffreygopito8401 3 ай бұрын
Wr proud of you,keep rocking itai dunhu rive canan
@user-jt8iz1fu6y
@user-jt8iz1fu6y 3 ай бұрын
Hats off you Headman Chigodora! Vanhu vari kuparidzira negative news about you, musavape nzeve dzenyu. Muri kuita basa sebasa zvedi. Kana ini ndadzidza zvakawanda chaizvo nenyaya dzemunotonga padare renyu. Idi makasarudzwa naMwari, you could not do a better job. Vane urombwa vanotsamwa ngekuti vane mwoyo mikukutu. Tiri kukunamatirayi zvakanyanya, hapana zvakaipa anokuwanai, nyika yese inokufarirai pamusana pekuti muri kugadzirisa mhuri kuti dzigare zvakanaka. Ndinganyora book nezvamuri kuita zvekugadzirisa nyika yedu. Varoyi ngavafumurwe!🙏🙏🙏
@davidmakanani5426
@davidmakanani5426 3 ай бұрын
rambai muchisima mhodzi yerunyararo
@LeminaChikamhi
@LeminaChikamhi 3 ай бұрын
Headman chigodora manyama keep the work well-done,rambai makadaro
@mathewdumba2103
@mathewdumba2103 3 ай бұрын
Pamberi navaChigodora from UK 🇬🇧
@florahgovha7378
@florahgovha7378 3 ай бұрын
Baba Chigodora number 1 munondigonera pamwe chete ne crew yenyu vana magrirazi. HamubviHeadman Chigodora gadzirai dunhu renyu i salute you. U are a star 💥💥💥💥
@TafadzwaMushayi
@TafadzwaMushayi 3 ай бұрын
Keep up the good work....❤ you guys.
@user-nv1ln5wr9l
@user-nv1ln5wr9l 3 ай бұрын
I like headman chigodora with his committee totoshuvirawo kuti dai vainge variku hurungwe chidamoyo uko tichifarawo tichisunungurwawo keep on moving moving headman chigodora pane nyuchi panehuchi don't fear about those who talking behind yr back chero jesu akavawo nevakamupandukira vaaidya navo saka imi musatya bhopal mberi❤it's sophie tsuro from zimbabwe karoi mudzimu living in durban ❤
@elphuselvisnyangombe383
@elphuselvisnyangombe383 3 ай бұрын
Vasirikukudayi vakasataura vangafe neshungu. Isu tinongokudayi tinemi magadzirisa misha varoyi nevakaromba havana peace as long muripo tokunamatirayi
@senzenikahari7330
@senzenikahari7330 3 ай бұрын
Ichokwadi ichocho jee ijee mhanza haipedzi sipo thank you magirazi
@collenmurima5202
@collenmurima5202 3 ай бұрын
Rambai makadzvanya Headman Chigodora you are man of the moment
@maideimambwani9627
@maideimambwani9627 3 ай бұрын
Keep it up head man pane chakanaka vanhu havataure as i chakaipa keep the fire burn ❤
@eunicetangwena4722
@eunicetangwena4722 3 ай бұрын
Headman ndinimufarira chaizvo pamberi nekuita basa nzvimbo itsarukane. Magirazi ndokufarirai chaizvo especially pamunodaidzira kuti oder, oder, aiwa narwo. Security officer ndokufarirai chaizvo pamberi nebasa. Nzvimbo haidzorwi nekuti gudo rabata kumeso. Zvamuri kuita zvinorambwa nemuroyi chete. I don't want to miss any of your episode, stay blessed. Signing out.
@p44chipo
@p44chipo Ай бұрын
Headman Chigodora I love, respect and appreciate you so much Sir, for who you are, for your blessings, and the excellent work that you are doing for God Almighty, the gods of the land, your own family and God's children 🙏👏🙌💙💙💙💙💙. You are amazing. You are doing an amazing job, keep going. We are so blessed and lucky to have you in our lives 🙏. I am watching from the UK and I thank God Almighty for you, your life and blessings and anointing upon your life 🙏. Keep up the excellent work 🙏. Ignore the haters, they have no power and it is because you are a true and powerful servant of God Almighty, who was chosen by God, and you are exposing the wicked people and their evil things and witchcraft, and you are helping God's children to be be delivered, saved and get their justice, successfully 🙏🙏! The devil is a liar! Please Do Not Stop, do not be discouraged, do not tire, do not fear, because like God told Joshua, He is with you always 🙏🙏. Yes Satan and his people are at work and they want to frustrate you but they will be defeated and humiliated 🙏. Thank you incredible Headman Chigodora for answering your calling 🙏👏🙌. May God bless you, continue to be your Strength, guide you, remember you, honour you, fight all your battles and give you victory, protect you, keep you safe, and give you wisdom, more Grace, good health and a great long life 🙏🙏.
@AriyekaSagwete
@AriyekaSagwete 3 ай бұрын
Pamberi ne dare renyu Chigodora vagara vanongovenga I respect u Soko keep up the good work
@user-wj1yc1ct5k
@user-wj1yc1ct5k 3 ай бұрын
Very good picture quality
@KumbieHambai
@KumbieHambai 3 ай бұрын
You are the best of the best
@cassandraker
@cassandraker 3 ай бұрын
Long live my father soko. G. O A T. Greatest of all time🎉🎉🎉🎉🎉
@user-lb1zd5fq8v
@user-lb1zd5fq8v 3 ай бұрын
Rambai muchiita basa renyu nemazvo kudaro headman vedu❤❤❤
@marthamahleza9597
@marthamahleza9597 3 ай бұрын
Headman Chigodora to the world ngazviende mberi munotigonera dai tatoonawo mastand ikoko 🙏🙏🙏
@Rudo-il6ve
@Rudo-il6ve 3 ай бұрын
Number one Headman in my opinion- munogona basa, thank you.
@user-nr5ck1zk9x
@user-nr5ck1zk9x 3 ай бұрын
Headman Chigodora gadzirisai nyika vasingakudei varoyi mazidofo sando dzenyu tinokupai headman of the year or untill you die we love you so much
@trymorepfumbirai6231
@trymorepfumbirai6231 3 ай бұрын
We are Proud of you our Headman. Basa ngari batwe.
@BenardBlessing-tt6od
@BenardBlessing-tt6od 3 ай бұрын
We are behind you, our best headman in Zimbabwe 🇿🇼
@mugovechitiga6670
@mugovechitiga6670 3 ай бұрын
Tinotenda @HEADMAN CHIGODORA AND TEAM zvanga zvatirwadza zimbabwe yose kuti HeadMan vabviswa sei...takabva tatoona kuti igodo revavengi vasiri kuona kunaka kwavo HeadMan Chigodora....pamberi nemi HeadMan Chigodora
@sharaidzivami33
@sharaidzivami33 3 ай бұрын
chokwadi chaichoo Mr Magada mataura izvo ....dai tawana maheadman 5 zvawo akaita kunge headman Chigodora taibudirirawo
@RevesaiAmandaMaposa
@RevesaiAmandaMaposa 3 ай бұрын
You are the best headman
@alicejakachira9684
@alicejakachira9684 2 ай бұрын
, vachigodora ndizvo makatumwa namwari kuzosunungura nyika we support you headman chigodora
@KiaraNdlovu
@KiaraNdlovu 3 ай бұрын
Keep the good work
@user-oe9rw8os6w
@user-oe9rw8os6w 3 ай бұрын
Magada kubva nhasi wakunzi JJM ,jee ijee mhanza haipedzi sipo
@mwoyosimoyi9057
@mwoyosimoyi9057 3 ай бұрын
Magada could you be related to Magada who used to work for National Breweries?
@queenmomakunike9639
@queenmomakunike9639 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@mugovechitiga6670
@mugovechitiga6670 3 ай бұрын
Kkkkkkkkkiest
@emmahbulazi
@emmahbulazi 2 ай бұрын
Basa munogona asi baba makachena aripi pliz ❤❤
@eljayjay7884
@eljayjay7884 3 ай бұрын
Isu tirikutokunamatirai hedu isu Mwari akuchengetedzei muenderere mberi nebasa.Tokudai zvekuti.From Uzumba🥰
@tynosmncube3127
@tynosmncube3127 3 ай бұрын
Great teachings from Headman , keep building African nations ❤❤
@MariaMsimango-os6fc
@MariaMsimango-os6fc 2 ай бұрын
Pamberi na headman chigodora vachataura vacha uya pachokwadi ❤ big up headmen
@user-qw5gg1uo5u
@user-qw5gg1uo5u 3 ай бұрын
Chigodora hoyee watching u from Bulawayo
@matthewmhangami8341
@matthewmhangami8341 3 ай бұрын
Go on Headman Chigora nyaya tirikudzinzwa munotigonera chose
@user-ls9mn7hl9n
@user-ls9mn7hl9n 3 ай бұрын
Tinemi Headman Chigodora hakuna chinokurwisai neZita raJeso
@user-wd5nu1pn4s
@user-wd5nu1pn4s 3 ай бұрын
Your Exerllance we salute your from chihwa cheguhune
@fadzairwaveya4338
@fadzairwaveya4338 3 ай бұрын
HEADMAN CHIGODORA MUSATYA NOKUTI MAKACHENA. PLEASE LETS GET HEADMAN CHIGODORA TO 100K SUBSCRIBERS 👏👏👏👏 YOUR SISTER MWENEWAZVO ALWAYS SUPPORTING THE BEST HEADMAN
@user-cl9mu2dj2u
@user-cl9mu2dj2u 3 ай бұрын
May god bless headman chigodora chakanaka chinorambwa nevakaipa
@munodaanimancube7755
@munodaanimancube7755 3 ай бұрын
Babamunini munokona 👏🏾👏🏾Tinokudai Headman Chigodora…making us all proud …nyika yababa…Proudly Ashe eJindwi 🇿🇼❤️
@nobhizindhlovu1367
@nobhizindhlovu1367 3 ай бұрын
You are the best Headman
@gracegrace4164
@gracegrace4164 3 ай бұрын
tinokudai Soko neni ndiri Sokowo. Chengetedzwai naMwari Musiki wedu kubva kuvasingade kuona zvakanaka. Mwari varambe vachikupai Wisdom dzakanyanya
@joycehandreck8356
@joycehandreck8356 3 ай бұрын
Tongai Soko basa munogona musadzikisirwa nevehurombwa nevaroyi
@RumbidzaiChanetsa
@RumbidzaiChanetsa 2 ай бұрын
Ini l love watching this videos epedare ndofaroira vamagada avo.ko umwe mutema uya akaendepi vaigona kubvunzurudza munhu
@patrickchadehumbe2014
@patrickchadehumbe2014 3 ай бұрын
Keep it up headman
@MarvisChikato-jl7fo
@MarvisChikato-jl7fo 3 ай бұрын
Lots of Love headman watching from Durban munogonesa❤
@HeadmanChigodora CHIKOMANA choti chobudirwa nemudzimu , asi mhuri inoti rinenge Guka nemutoriro
33:29
MUTOKO .......NGOZI YANETSA VOROVERANA PAMBERI PE-CAMERA  (part 1)
49:54
When You Get Ran Over By A Car...
00:15
Jojo Sim
Рет қаралды 22 МЛН
@HeadmanChigodora NGOZI yorova vanhu nekuputsa midziyo.Mwana obudirwa nema comrades akafira muhondo
34:28
Akatyorwa ruoko awanikidzwa nemukadzi wemunhu irimo yeke yeke
35:07
Manass-Chibanda
Рет қаралды 21 М.
July 8, 2024
14:23
Madzibaba masango
Рет қаралды 405
Akabata Mukadzi Wake Achikw^rwa MuToilet NeBoyfriend
24:11
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 38 М.
@HeadmanChigodora baba vane ndiro yemuti
35:52
Headman Chigodora Community Court
Рет қаралды 59 М.
Gutu: Akaponda Mwana Akamukanda Mutsime, Kuti Anoroorwa
38:45
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 27 М.