HEATBREAKING 💔💔: Women Caught On Camera Assaulting Child Arrested Asi Mwana Wacho Azofa 😭😭💔💔

  Рет қаралды 24,379

Point 5 Creative Studios

Point 5 Creative Studios

Күн бұрын

HEATBREAKING 💔💔: Women Caught On Camera Assaulting Child Arrested Asi Mwana Wacho Azofa 😭😭💔💔
ROAD TO 50K subscribers ❤️❤️
Please don't skip ads.
SUPPORT THE CHANNEL
Donate from $5
www.paypal.com...
✅ POINT5 MEMBERSHIP / @point5creati. .
Don't forget to subscribe and follow us on all our social media
Please follow us on all our social media platforms:
/ point5creat. .
/ point5creatives
Join this channel to get access to perks:
/ @point5creativestudios

Пікірлер: 208
@point5creativestudios
@point5creativestudios 3 ай бұрын
UPDATE ON MWANA WEKUROHWA HAANA KUFA MUPENYU INZWAI AMAI VACHO VACHITAURA kzbin.info/www/bejne/d6HGZpmaaa97j7c
@ropchipondamoyolity
@ropchipondamoyolity 3 ай бұрын
@@point5creativestudios zvakaoma chaiko kupondera munhu murume here
@TariroHunduza-ts6gv
@TariroHunduza-ts6gv 3 ай бұрын
Apa vanhu Vacho ngavashate kusviba nemoyo wese😢
@SamuelMabanja
@SamuelMabanja 3 ай бұрын
Ngavaende kujeri ndiwo mashoko angu ekupedzisira
@eviahgwasira788
@eviahgwasira788 3 ай бұрын
Ngatimbofu geoiwo kuti seiiko vasikana vechidiki ava vaita izvii. Kufunga kwangu zanupf government has let down these girls. Vaidai varikuschool kwete kufunga zvevarume..
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 3 ай бұрын
Haaaaaa nhaimi Mwari my heart is bleeding 😭
@memoryzulu6949
@memoryzulu6949 3 ай бұрын
Ngavaende kuchikurubhi tozovawonera Kwa Tete Tilder Ku behind bars vachiudza nyika yese kuti why vakaisa Mutemo mumawoko avo
@MessiGondo
@MessiGondo 3 ай бұрын
20yrs in jail hutsinye hwenyoka kuruma chaisingadyi
@LibertyMandigora
@LibertyMandigora 3 ай бұрын
Haa zvorwadza mhani my heart is bleeding
@siriromashoro9484
@siriromashoro9484 3 ай бұрын
Wanhu wakaita chihure ndokubata mwana kwakuponda wanofanirwawo kufa hawana kana kuratidza tsitsi
@dieselautoelectrician
@dieselautoelectrician 3 ай бұрын
She's still alive , may you please review your statement
@victorlunga6743
@victorlunga6743 3 ай бұрын
its possible kurova mungu zwakadaro in zim , andizo yere zwinoitwa vanhu vese vachiwona ne gvt , vanocopa vanhu
@tapiwavitalistsepete2968
@tapiwavitalistsepete2968 3 ай бұрын
Haana kufa mwana ariko...
@aleckwalusa6548
@aleckwalusa6548 3 ай бұрын
Haana kufa iwe uyezve that statement “The child is said to have died”..It doesn’t mean she is dead….Attempted murder,kidnapping zvese ipapo…Ngavafire mujeri anammmbwa ava…Apo kushata
@marianmamvura2952
@marianmamvura2952 3 ай бұрын
Iwe taura kwaswera mwana Hana kufa iwe
@RichardMadzivanyika
@RichardMadzivanyika 3 ай бұрын
The uncovering of Chivhayo shaddy deals and his friends shows God is in it coz a lot is coming out 😊
@ThembelaniMgutshini
@ThembelaniMgutshini 3 ай бұрын
Zvakaoma justice kumwana please mother danai Mukotsanjera agadzire guva mwana amuke arwe
@Smoyo
@Smoyo 3 ай бұрын
Haaña kufa mupenyu
@EphraimNyahondo
@EphraimNyahondo 3 ай бұрын
@@Smoyo anhu anombonyepereiko asi
@Smoyo
@Smoyo 3 ай бұрын
@@EphraimNyahondo content ka .
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 3 ай бұрын
Nyaya yaiva ku court zuro Mai vakevachitaura achinzi mupenyu
@tabbiemiles4830
@tabbiemiles4830 3 ай бұрын
Mwana haana kufa
@MerrylynDube
@MerrylynDube 3 ай бұрын
Vamwe vanhu havana rudo shuwa kuuraya munhu😢😢😢😢
@Oliverkarani
@Oliverkarani 3 ай бұрын
law must take it's course.vane utsinye vakadzi ava
@owentruter698
@owentruter698 3 ай бұрын
Mwana haana kufa where are you getting your info from?
@TsitsiShoko
@TsitsiShoko 3 ай бұрын
Shame soooo sad don't rest masis fight back
@peterphiri9590
@peterphiri9590 3 ай бұрын
Iwewe hauna kana validation why kutaura nyaya usina kan humbowo,that's why l say Gambakwe is above you always guys.
@Mugove-ex7gd
@Mugove-ex7gd 3 ай бұрын
Shame life sentenced chaiyo
@tiboztibotach1001
@tiboztibotach1001 3 ай бұрын
Huuu munotaurirei zvinhu zvamusina chokwadi nazvo mwana hana kufa
@MollyBiza-en2zu
@MollyBiza-en2zu 3 ай бұрын
Mai ngavaise comment yavo pamusoro pemwana tizive kuti zviri sei pamwana now,vapari vemhosva ngavagamuchidzwe zvinoenderana navo
@OctaviaMagudza
@OctaviaMagudza 3 ай бұрын
But Ztv is saying the child is recovering in hospital
@StellahLameck
@StellahLameck 3 ай бұрын
Ngavagare mujeri vakadzi ava varwadzisa moyo wangu
@SimphiweMoyo-l3p
@SimphiweMoyo-l3p 3 ай бұрын
Rest in peace
@RobertPinto-yh2bc
@RobertPinto-yh2bc 3 ай бұрын
Iwewe ndakakuudza nyaya yako yemakuhwa inokushaisa chimiro inga arikunzi mupenyu wani unotobhowa
@miemyhukazy
@miemyhukazy 3 ай бұрын
I cried 😢 ndarwadziwa kusvika pekupedzisira chii chakadaro asi
@point5creativestudios
@point5creativestudios 3 ай бұрын
She is alive thou
@chengetaimazivire7195
@chengetaimazivire7195 3 ай бұрын
Haana chaunofambira desk research chete hauna chaunoziva, nhema unodziwanza mupenyu mwana uyo
@VurayaiMaposa
@VurayaiMaposa 3 ай бұрын
Nhema dzako , mwana mupenyuu
@HappyFriedEgg-wp2hg
@HappyFriedEgg-wp2hg 3 ай бұрын
Zvakaoma they deserve life in jail
@blackmanblacky7803
@blackmanblacky7803 3 ай бұрын
Kana musati mava ne humbowo hwakakwana musade kutsvaga ma likes muchinyeba kuti mwana akazofa 😢😢😢😢
@EvraJerryMubaiwa
@EvraJerryMubaiwa 3 ай бұрын
Asanyepa Mwana haana kufa
@CarolineDzarira
@CarolineDzarira 3 ай бұрын
Hana kufa ariko atoyenda kuharare nhasi
@blackmanblacky7803
@blackmanblacky7803 3 ай бұрын
@@CarolineDzarira 👌👍
@margaretchitehwe3645
@margaretchitehwe3645 3 ай бұрын
Uhm vanhukadzi imi firai kujere moyo yenyu mikukutu zvinorwadza ifai muchtambura hamuna moyo ,
@CeciliaMatoro
@CeciliaMatoro 3 ай бұрын
Zvakaoma may her soul rest in peace
@MaslineNyakujara-i3e
@MaslineNyakujara-i3e 3 ай бұрын
Peace hapana shamwari ngaatomuke heavy
@Smoyo
@Smoyo 3 ай бұрын
@@MaslineNyakujara-i3e mupenyu
@geraldmaranda-rs7js
@geraldmaranda-rs7js 3 ай бұрын
😢 haaaa ma1 yoooh
@rudophinachigori5959
@rudophinachigori5959 3 ай бұрын
Ini ndafara hangu kuti haana kufa .asi vakadzi awo vasina mwoyo ngavapihwe mutongo unokodzera nehutsinye kwakadaro
@ElizabethManguta
@ElizabethManguta 3 ай бұрын
Zvekutora mutemo kuisa mumaoko chionayi zvino ndiyani azonyara zvamaida Kuti mwana uyu anyare
@EthelBokah
@EthelBokah 3 ай бұрын
Yes haana kufa
@SpiweLuka
@SpiweLuka 3 ай бұрын
Ndarwadziwa ini😭
@shumbachivi1236
@shumbachivi1236 3 ай бұрын
Ko arora video ndiani? Ange ari kupi mwana achirohwa?
@melverchawasema4905
@melverchawasema4905 3 ай бұрын
So sad
@IindaChingwena
@IindaChingwena 3 ай бұрын
Pavanhu vakarova pane muroora wanguwo ane bvudzi hombe uyo,wavairova aive tete like muroora aibetsera vamwe kurova tete but munhu akarohwa haana kufa she's alive
@tapiwavitalistsepete2968
@tapiwavitalistsepete2968 3 ай бұрын
Inga Vari kutotsvaga help yekuenda ku Court ne kwa Doctor ku scan
@AshleyMaswanhise
@AshleyMaswanhise 3 ай бұрын
Uuu munonyepa mupenyu imi baba munonyepa
@mylesletang8811
@mylesletang8811 3 ай бұрын
💔💔😭💔😭😭 ndavaede kujeri avo shemu ndarwadziva 😢😢😢
@chengetainyabonda6932
@chengetainyabonda6932 3 ай бұрын
Tipeiwo video racho
@ArtwellShatirwa
@ArtwellShatirwa 3 ай бұрын
Chitubu chenyu munonyepers vanhu murikuti rwadzisa nemanyepo enyu mhani imi vatapi venhau tseki mhani mukutadza kutaura chokwadi seiko nhai iwe Dj,tiri kurwdziwa nezvakaitwa nevanhu vasina kudzidza vanorovera mwana nyaya dzechihure vamwe mahure arikunamirana nekuda chihure mxm demet
@DavidJakata-i7m
@DavidJakata-i7m 3 ай бұрын
she is alive
@getrudematenga9063
@getrudematenga9063 3 ай бұрын
Mwana mupenyu imi
@NdanatseyiMushambiMapara
@NdanatseyiMushambiMapara 3 ай бұрын
Zvinotyisa ndarwadziwa 😭😭😭 veduwe 😢😢😢😢
@LindaMuzenda
@LindaMuzenda 3 ай бұрын
Azofa rini nguvai misanyepera vanhu zuro chaiye aiva mupenyu
@AmusedCasualShoes-jl6zb
@AmusedCasualShoes-jl6zb 3 ай бұрын
Uuuu it's very bad
@marianmamvura2952
@marianmamvura2952 3 ай бұрын
Koi iwe wazviwanepi reporter zvekufa
@blackmanblacky7803
@blackmanblacky7803 3 ай бұрын
@@marianmamvura2952 arikuda kutsvaga ma likes achinyeba zvinobuda here izvozvo
@evengelisterbiyasi5160
@evengelisterbiyasi5160 3 ай бұрын
Ummm airarama nepayi pakadaro ngavatongwe life in jail chaiyo
@WinetchidoJemwa
@WinetchidoJemwa 3 ай бұрын
Anga anyayo tadzeiko 😢😢 vanhu tisadaro veduwe 😢
@sandrazhakata8106
@sandrazhakata8106 3 ай бұрын
vavachida kutanga vambomamisiwa vaxana ava vozokandwa mkati..wet be this.. this is so wrong
@Tendaizaveni
@Tendaizaveni 3 ай бұрын
Xem😢
@LiviaTadereralee-pf8my
@LiviaTadereralee-pf8my 3 ай бұрын
Haaana kufa mwana ariko
@StellahLameck
@StellahLameck 3 ай бұрын
Ngavapihwe dearth sentence
@TendaiChipo-ex5bt
@TendaiChipo-ex5bt 3 ай бұрын
Ngavafirewo Ku jail
@farichisunga7120
@farichisunga7120 3 ай бұрын
Vachangoburitswa neAmnesty vopihwa dzimba nema Aqua,,vatori mahero kurimwe bato.
@NdouMushavi
@NdouMushavi 3 ай бұрын
Washaya zvako apa
@StellahLameck
@StellahLameck 3 ай бұрын
@@farichisunga7120 zvinorwadza guys kuuraya ngavatongerwe rufu vkadzi ava
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha 3 ай бұрын
Uyu arikutotaura zvinoiitika hanty bobbie aka raper a 10yr old akabuditswa mujeri pa amnesty akapihwa 2000$ akatengerwa chigayo i think ndozvirikutaurwa nauyo of which its true
@WinnetMamoche
@WinnetMamoche 3 ай бұрын
Ndine huromba mhuri yarasikirwa nemwana Ngavaende kujeri
@locadiamukaro2826
@locadiamukaro2826 3 ай бұрын
Uchanyepa iwe mwana haana kufa
@AgreementChikwanda
@AgreementChikwanda 3 ай бұрын
Mwana uyu ana kufa wani arikusva Mari yekurapiswa wani zvekufa izvi mm musashudzira munhu kufa azvina kunaka
@RitaZulu-v6z
@RitaZulu-v6z 3 ай бұрын
Nhym
@ropchipondamoyolity
@ropchipondamoyolity 3 ай бұрын
Asi mazimba munopindwa neyi kurovamunhu kusvika pakuzifa akatadzeiko
@TawandaChimbwanda
@TawandaChimbwanda 3 ай бұрын
Hatidi kunyeperwa zvekufa kwemwana mazvivana kupi fokoro mwana mupenyu uyo indawa muchiuya newrong information
@macloudmukuwiri1580
@macloudmukuwiri1580 3 ай бұрын
Shame
@AbigalAbigal123
@AbigalAbigal123 3 ай бұрын
Vanoshanda chii mupurisa iyaya.kushanda vnhu ve opposition party chete
@ChengetayiMurwira
@ChengetayiMurwira 3 ай бұрын
Varoyivese mujeri pliz mutongo lyf in jely
@PatienceTakura
@PatienceTakura 3 ай бұрын
I wish kuti varegerwe vodzekeemswa kuvanhu toona kuti vanonorarama sei vakatarisana nehama dzavo,kuvavharira kuva vanza kubva pane chakaipa let them free and see how it ends
@sibongilemabaso2250
@sibongilemabaso2250 3 ай бұрын
Very young criminals
@rutendomutariswa9225
@rutendomutariswa9225 3 ай бұрын
Police dai mambovqpawo back a test of their own medicine vanhu vakadzi vanoroya soo & if vakavhika varovei kusvika amen nechando ichochi sure ndarwadziwa kana auraya munhu hanzwaro muchaita dennge reku gugula
@cassandraker
@cassandraker 3 ай бұрын
why are you lying she didn't die😢
@nyashasharawakanda2500
@nyashasharawakanda2500 3 ай бұрын
Ngavapiwe life in jail
@zivanaimabhunu
@zivanaimabhunu 3 ай бұрын
Ndiyani aiitora video
@EvraJerryMubaiwa
@EvraJerryMubaiwa 3 ай бұрын
Mwana haana kufa, usanyepa
@FebieChari
@FebieChari 3 ай бұрын
Hatidi kunzwa kuti vapihwa ma9 months noooo 20 yrs zvichikwira
@keylapatricia9883
@keylapatricia9883 3 ай бұрын
Ngozi havaitye hre😢
@OslarChinzvende
@OslarChinzvende 2 ай бұрын
😓
@kelvinchipunza8103
@kelvinchipunza8103 3 ай бұрын
Chitumbu chikunyepa mwana mupenyu
@MarvisChikato-jl7fo
@MarvisChikato-jl7fo 3 ай бұрын
Vanhu chaivo vairova hre kna kuti mazimweya anga akavagara nxaaaa Jeri ngarishande navo
@marianmamvura2952
@marianmamvura2952 3 ай бұрын
Apa hagoni kugeza kkkkk mvura ishoma
@RichmanMukahiwa
@RichmanMukahiwa 3 ай бұрын
Nhubu idzodzo whoever anoda Kuunza Gweta kuti rimirire Vanhu Ivavo Ngaarohwe even Gweta racho Ngaritukwe Hatidi Vanhu vakadaro Ngavaende Chikurubi
@Mamaangie2024
@Mamaangie2024 3 ай бұрын
Pane wamwe wandaona varikundeya mumaapp group vachirova mumwe mukadzi vakawanda vakamukurura hembe nemumwe murume akasunga mukadzi kumeso makumbo nemaoko achobhura my heart is bleeding why vanhu vachidaro nhai Mwari
@talentnyamadzavo
@talentnyamadzavo 3 ай бұрын
Haa avo ngavangonangiswa kujeri straight kuuraya uku
@MarilynMagawa-oc6dy
@MarilynMagawa-oc6dy 3 ай бұрын
Mwana mupenyu guys
@ronaldmunaki282
@ronaldmunaki282 3 ай бұрын
Banhu vane kaunhu aka ndevaya vanotamba tsepete tsepete pama rally. Havana unhu type yacho
@FlorenceMasaraure
@FlorenceMasaraure 3 ай бұрын
Ngavaende kujeri
@rhodiachims2566
@rhodiachims2566 3 ай бұрын
Ndavatange vomborohwa zvakasimba vanzwe kurwadza kwazvo then vozoenda kujeri
@WinetchidoJemwa
@WinetchidoJemwa 3 ай бұрын
Imbwa dze vanhu ndarwadziwa veduwe anga atadzeiko😢
@InnocentMalatji-qn8eh
@InnocentMalatji-qn8eh 3 ай бұрын
Ngavatange varohwa vasina nhumbi vozoenda ku jere
@pradelmanari3650
@pradelmanari3650 2 ай бұрын
Ko reporter kuzoti momz y not naamai vedu ummm 🤔
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl 3 ай бұрын
Mwana mupenyu azofa nguvai vatobuda vachip number dzavo kune vanoda kubatsira
@SusanDube-w8n
@SusanDube-w8n 3 ай бұрын
Ngavatongwe zvakasimba imurder iyo no matter vari under 18 vakura avo vanoziva zvavaiita they killed intentionally,haasi mistake
@brightonmadzongo4472
@brightonmadzongo4472 3 ай бұрын
Unonyepa mwana ariko mupenyu varikutokumbira mari yekurapwa izvezvi
@MercyChamboko-h3y
@MercyChamboko-h3y 3 ай бұрын
Mwana mupenyu. Arikutokumbira mari
@captainjcky9107
@captainjcky9107 3 ай бұрын
Vane mosva dzavo 3 Kidnapping. GBH ,fiirst degree Murder
@helena-lulungu3702
@helena-lulungu3702 3 ай бұрын
Komwana murikuti ashaya kusly akunzi mupenyu
How To Disappear Completely and Never Be Found
14:20
Sumsub
Рет қаралды 3,8 МЛН
Is Reform UK Preparing for Government?
8:49
TLDR News
Рет қаралды 127 М.
哈哈大家为了进去也是想尽办法!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:33
火影忍者一家
Рет қаралды 126 МЛН
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 319 М.
إخفاء الطعام سرًا تحت الطاولة للتناول لاحقًا 😏🍽️
00:28
حرف إبداعية للمنزل في 5 دقائق
Рет қаралды 79 МЛН
Chikonzero chakaita kuti Baba Harare vatendeuke
45:03
STAR FM LIVE
Рет қаралды 111 М.
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 912 М.
When Entitled Woman Turns Restaurant Complaints into Arrest
17:19
Body Cam Watch
Рет қаралды 5 МЛН
Ndakasiirwa Mota Yakabiwa Kuti Ndigadzire
29:51
SlyMediaTv
Рет қаралды 44 М.
My Son Impregnated My Wife  | Chief Chinhamora |Publicsphere
22:15
Ndakapfura Workmate Yangu Ndakadhakwa
21:01
SlyMediaTv
Рет қаралды 30 М.