Ndakasiirwa Mota Yakabiwa Kuti Ndigadzire

  Рет қаралды 45,511

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 201
@kumbiraichibika4431
@kumbiraichibika4431 5 ай бұрын
This interviewer is really good, listens and asks questions at the appropriate time. Keep it up P!!
@ignatiusgines1476
@ignatiusgines1476 4 ай бұрын
She is good kutodarika Tilder. Tilder anombotadza kuita good interview kuvasungwa
@EzreckHweru
@EzreckHweru 4 ай бұрын
What a touching story,,Kevy is explaining and really showing very INNOCENT,,this kind of Judgement inoda vamwe vanhu varohwe neshamhu naMwari,,Kevy be a man and I promise God has got a Huge Reward❤❤❤
@ChecXYkitout
@ChecXYkitout 4 ай бұрын
There is no rule of law in Zimbabwe when even the police will implicate an innocent man. Zanu PF is rotten.
@Nonhlanhla-f1f
@Nonhlanhla-f1f 5 ай бұрын
Vanopara mhosva chaidzo havasungwi😢😢😢
@dextertendai1663
@dextertendai1663 4 ай бұрын
Can you drive mota isiri yako usina ma plates uye yakafa uchienda nayo kupi? Recent import inoendeswa kodii kwaMachanika?
@brianmatare4552
@brianmatare4552 4 ай бұрын
Saka uyu haana yaakapara🤔 kutoita drive stoken vehicle imhosva ...he doesnt say why he was at hospital clearly...
@nigelnkunzi6414
@nigelnkunzi6414 4 ай бұрын
But as a mechanic u test Mota be4 u fix to find out the problem vana mechanic vakawanda even Kuma big companies vanotester Mota idzo ndakambo no siya Mota yangu kungonzi ku my fair gearbox fixing I dropped it there then go to work then those guys they called n told me tht we tested the car coz ya yakafa gearbox so they do test
@mangenjedorothy8257
@mangenjedorothy8257 5 ай бұрын
Weduweee zvakaoma hazvo .Mwari rangariraiwo vari muma Jeri zvikuru sei vasina kupara mhaka ummmm
@ngonidzashetsuro5432
@ngonidzashetsuro5432 4 ай бұрын
As a technician or mechanic you should have a book or register to book every customers details , its called receiving second goods and all goods must be booked.
@TendaiMunyavhi-zb7mp
@TendaiMunyavhi-zb7mp 4 ай бұрын
Baba zvedu zvemuroad izvii kutongowirirana necustomer zvatopera wongotora phone number
@edwickmukayira1888
@edwickmukayira1888 4 ай бұрын
I remember buying a car . Ndakaudza mapurisa eku Marimba kuti ndirikuda ku signer Affidavit nemupurisa as a witness asi vakandiudza kuti pedzeranai mega. Zvakaoma
@ngonidzashetsuro5432
@ngonidzashetsuro5432 4 ай бұрын
@@edwickmukayira1888 this is the procedure of buying a second hand car in Zimbabwe first VTS, second CVR pay all your taxes then Affidavit, and mostly we jump VTS and that is why a serving member of the Police force wont accept to be a witness, but if you go to VTS any police officer there can sign your Affidavit after checking if the car is clean.
@JulietNyatito-dr2eb
@JulietNyatito-dr2eb 5 ай бұрын
God will reward you in everything
@rastonchikafa6801
@rastonchikafa6801 5 ай бұрын
very intelligent zvinovanika muhupenyu upenyu inhava yebenzi
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 5 ай бұрын
Nyaya yako inorwadza...I believe you
@ElizabethSithole-y7e
@ElizabethSithole-y7e 5 ай бұрын
❤Pela unogona basa keep it upi
@dailymzansi7500
@dailymzansi7500 5 ай бұрын
If the Cid can use force on a suspect why can they not use force on chivhayo and Mike chimombe it's just a human rights abuse
@gracematsika7304
@gracematsika7304 5 ай бұрын
Kuchikurubi I used to stay there e ku camp long time back chokwadi ❤❤🎉🎉🎉🎉
@CarolineBerekiya
@CarolineBerekiya 4 ай бұрын
This is very sad 😢 😢 zvakaoma 😢😢😢l now understand pazvinonzi namatirai varimumajeri 😢😢😢
@PoliteMuzenda-de8lv
@PoliteMuzenda-de8lv 5 ай бұрын
Eish sorry mkoma vangu God is answer
@kamdala
@kamdala 5 ай бұрын
Kevin HEART wedu i uyu pane nyaya.
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 5 ай бұрын
Xem sorry Kelvin......Mwari rangarirai wese ari mujeri asina kupara mhaka
@tarmacsurfaces7551
@tarmacsurfaces7551 4 ай бұрын
Justice system yeku zimbabwe ndeye kumama
@lazieharsh
@lazieharsh 4 ай бұрын
I feel like pane chimwe chokwadi chaasiri kibuditsa mukomana uyu, handisi kuti arikunyeba, but sounds like pane parikusarira pasiri kusangana that's why the jury yakatadzawo kumubvisa panyaya.
@dennismadyira5450
@dennismadyira5450 4 ай бұрын
i feel the sme
@nevilleayiwero7584
@nevilleayiwero7584 4 ай бұрын
I feel the same and his gestures (body movement) pakutaura suggest otherwise.
@ClarahNyakabau
@ClarahNyakabau 5 ай бұрын
Yakakurisa nyaya asi varikuuraya varikuswera nyaya dzapera ndopaunoona mari inoshanda vanenhamo ndisu varombo plus ukagadzira mota unoitester paroad zvitsva here kuti adriver mota yeclient aaaah tinongowaona wani ana machanica wachidaro
@charlesmashatise2984
@charlesmashatise2984 4 ай бұрын
Uuuum mukutaura kwa kivy..munetumwe tusiri kundiitira...especially pamabatirwo avakaiita ayo...vanhu vakaperekedziwa kuhospital ava..vavasiri vanhuwo zvavo ka..vaitozivana na kivy...more soo ndoumwe weaiziva paigara nyakuuta ne mota ka...i believe kivy was in dil rekuba mota iyi ini...thiz pple wre friends mhani..it was a circle
@vusumuzincube6226
@vusumuzincube6226 4 ай бұрын
ayewa police kana ichida kugadzra docket vanokuudzira zvekutaura kut basa ravo rifambe....hautendedzw kubvunza zvakawanda
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 5 ай бұрын
Sorry hanzvadzi yangu kuda mwari vanoziva zvavakarega uchipinde mujeri kuda wakavanzwa murufu
@tmatz6467
@tmatz6467 5 ай бұрын
ZveJeri zvinenge zvine something to do na satani, siyanayi namwari.
@gracematsika7304
@gracematsika7304 5 ай бұрын
Better kudzidza chokwadi ❤🎉❤🎉🎉🎉
@gracematsika7304
@gracematsika7304 5 ай бұрын
Kugeri hazvidi kunorwadza uinemhosva apa hana❤❤❤🎉🎉🎉🎉
@absolomgapara174
@absolomgapara174 5 ай бұрын
Lying by omission 😂
@richardchawanda3050
@richardchawanda3050 3 ай бұрын
this is a genuine guy
@GiftChikanyanga
@GiftChikanyanga 4 ай бұрын
Mwari sunungurai vasina Maka 🙏
@gracematsika7304
@gracematsika7304 5 ай бұрын
Keep praying only Jesus will set you free chokwadi ❤❤❤🎉🎉🎉🎉
@munyaradzimatanga2247
@munyaradzimatanga2247 4 ай бұрын
If the relevant authorities are watching this they must revise their judgement & compensate this guy for the time he spent in prison
@rickymaxy
@rickymaxy 4 ай бұрын
But kana achiti munhu akazobvuma nyaya yake akauraya mota akati haangaidzosere yakadaro then take it to him murikuti police yainzwa zvese izvi but stil vakamupa mutongo zvakadaro ummh anoziva nyaya mkomana
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 5 ай бұрын
Yaaaa kujeri kwakazara vanhu wasina mhosva
@gracematsika7304
@gracematsika7304 5 ай бұрын
Mwari vanonzwa chokwadi uchabuda❤❤❤🎉🎉🎉🎉
@tmatz6467
@tmatz6467 5 ай бұрын
Musanyepera munhu 3 years gone, achabuda asisagone chirungu
@ashtonchikozho22
@ashtonchikozho22 4 ай бұрын
​@@tmatz6467😂😂😂 taura zvako
@webstermugadza9796
@webstermugadza9796 4 ай бұрын
You can tell that this young man is very innocent. Sorry hako kevin. God is with you 🙏
@mosesmasawi8314
@mosesmasawi8314 4 ай бұрын
Our Zim justice system is in tatters. Kunotsva mipini matemo achisara☹️☹️
@angizatendai6728
@angizatendai6728 4 ай бұрын
Kunotsva demo mupini uchisara
@ngonidanzwa9652
@ngonidanzwa9652 4 ай бұрын
Lawyers are necessary and needed in our lives.
@gracematsika7304
@gracematsika7304 5 ай бұрын
12good years haaasory chokwadi ❤❤❤🎉🎉🎉
@lawnyon
@lawnyon 4 ай бұрын
Yei
@cc35506
@cc35506 4 ай бұрын
It was reduced to 5 years
@TheGreatAlkebulan
@TheGreatAlkebulan 5 ай бұрын
i’m very sorry to see what happened to you, my friend but be strong because there is a reason for everything. My advice to you. Is that next time when you do business please make sure when a client comes to your Wrkshop you must take his ID take a picture of him and produce a photocopy of the picture and all the receipts attach them together and put them in a file because it is possible that even tomorrow you may get another stolen car again and then you will be arrested again so please this is a lesson to all of us that no matter how small the job that needs to be done even if it costs $5 make sure that all the paperwork is done especially all the cars that are left at the Wrkshop for sometime it is very important especially the ID and brief explanation of what needs to be done. The name of the client he address his ID and all the details contact details so that you keep yourself safe. I thank you
@PRINCO95.
@PRINCO95. 4 ай бұрын
thise are the thungs we must learn pa bussiness
@gsvmedia7719
@gsvmedia7719 5 ай бұрын
😂 jar man vakaba sinh ava vaitamba nana mbavha. Waakaperekedza aiziva pamba peclient yakasiya mota accused 2 . The accused 1 arikuti waakabatwa anaye ishamwari yake.
@HappinessMafema
@HappinessMafema 5 ай бұрын
Yah how come unoperekedza vanhu kuchipatara vanoziva kumba kwambavha
@dzingieanna2268
@dzingieanna2268 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂haana kuba he's Innocent
@charlesmashatise2984
@charlesmashatise2984 4 ай бұрын
@@gsvmedia7719 u nailed it..vane pavasirikubudisa ma answer mhani Jay man ava..varikuruka ava mhani
@HezelNcube
@HezelNcube 5 ай бұрын
Sokostina, Sokobae, Sokolite munogona basa 😊
@ultimatebroadcastingnetwor5035
@ultimatebroadcastingnetwor5035 4 ай бұрын
Justice system yedu ndeyekumama
@munya80
@munya80 5 ай бұрын
Reporter atadza zvachose kubvunza, murume ayishanda wega here pa garage? Ma witness mota ichisvika for repairs aisavapo? Ko pama indications zvakafamba sei? Anoti mupurisa made a contradictory statement, lawyer re legal AID raimuburitsa
@brianmatare4552
@brianmatare4552 4 ай бұрын
Kwaaniko munoti haana kuita ma indications here Uyu kungwarira kudakutaura English zvisina basa Hakuna mbavha yakanyorwa pahuma ..iyi imbavha yakaba ..akarondwa ne police mukutiza ..kungosvika pa hospital watobatwa..Mota hauna tracker iyi..kuchikurubi vanofundisana kunyepa ...anyway regai agareko achikura
@munya80
@munya80 4 ай бұрын
@@brianmatare4552 you can tell by the way he cuts out the crucial details kkk tsotsi zvaro, ende futi haasati atodziidza kutaura chokwadi
@munya80
@munya80 5 ай бұрын
So far ndichingoteerera 1/3 ye interview murume uyu haarevi chakwadi ba!! Arikusvetuka ma very important areas yenyaya
@vusumuzincube6226
@vusumuzincube6226 4 ай бұрын
pakabatwa munhu uyu dai yaiva syndcate frnd yacho yakabatwawo
@josekamowa
@josekamowa 4 ай бұрын
are Magistrates given incentives for number of convictions ? because seriously innocent people are sent to PRISON ...... this is so unfair
@ngiroziyehondo9755
@ngiroziyehondo9755 4 ай бұрын
Vasungwa mune problem yekuti munenhema dzakanyatsobikwa dzikaibva.
@swishajenje6655
@swishajenje6655 4 ай бұрын
bro sounds intelligent
@qinisonsele9186
@qinisonsele9186 4 ай бұрын
Matyiro andoita kugara kuZimbabwe
@NyashaMhandiwa
@NyashaMhandiwa 5 ай бұрын
Satan anehembe ,ndoozvinoita satan kana Ada zvake kukubira hupenyu hwake
@gracematsika7304
@gracematsika7304 5 ай бұрын
Aasoo sorry chokwadi ❤❤🎉🎉🎉
@josejose-hq6ml
@josejose-hq6ml 4 ай бұрын
Team zhinji rikujeri avana mhosva
@fortula.tichwagoramuog8784
@fortula.tichwagoramuog8784 5 ай бұрын
When ever you do a business transaction,make sure there is documentation.He received a car for repairs without taking details of the customer.
@clinfiremutax8460
@clinfiremutax8460 5 ай бұрын
U are not in this trade dai murimo maizvinzwisisa
@lawnyon
@lawnyon 4 ай бұрын
Ukuti kwake kuda here kuzosvika paVasvika apa
@Tatendarrr33
@Tatendarrr33 4 ай бұрын
Imi munoziva munhu ari kuda mari here imi? Zvedocumentation hazvina kana basa🤷🏽‍♂️
@timoteochiripo5961
@timoteochiripo5961 4 ай бұрын
Interviewer manyama🎉
@acquelinedutchess6130
@acquelinedutchess6130 5 ай бұрын
I am here for the English 🥤
@ZimcrimesChannel
@ZimcrimesChannel 4 ай бұрын
This life! It's just sad
@TheresaMaps
@TheresaMaps 5 ай бұрын
Mwari sunungurai vasina mhosva
@tinashematewura821
@tinashematewura821 Ай бұрын
I'm very sorry my guy 😢😢😢😢
@AlethaChimbetete
@AlethaChimbetete 5 ай бұрын
Sorry mwanangu mwari anoziva
@BassaioNdhlovu
@BassaioNdhlovu 4 ай бұрын
Sister pelegia muchagonha chete hapana akakura achigonha
@timoteochiripo5961
@timoteochiripo5961 4 ай бұрын
Zvakaoma very sorry young man
@tauraimao9805
@tauraimao9805 4 ай бұрын
Chirungu chinodiwa apa 😂😂😂
@LameckLQ
@LameckLQ 4 ай бұрын
Uyu mukomana ana moswa according to his statement is understandable y the court is failing to put it into consideration let judgement be fairly it's an innocent person kv god will bless u u will soon be released in Jesus name
@peembano253
@peembano253 5 ай бұрын
Shame😢😢
@t2tsquared
@t2tsquared 4 ай бұрын
Ko akasiya mota kuna Kevy since akabatwa akabvuma kuti ndiye akamupa mota sei vakazoramba vakatsimbirira makanika nenyaya Kevy anenge akusiya imwe infor
@spccps6676
@spccps6676 4 ай бұрын
My question exactly. Mmm its not adding up.
@vusumuzincube6226
@vusumuzincube6226 4 ай бұрын
uya akapiwa bail akatiza
@t2tsquared
@t2tsquared 4 ай бұрын
@@vusumuzincube6226 vakamubata at first vakatoona kuti mhosva yake inoita kumupa bail but kevy akanzi no. Do you know kuwanikwa une property yakabiwa once wavasvitsa pane akakupa or kukutengesera mhosva yako inenge yava yekunzi watenga or kupiwa zvakabiwa mibvunzo yese ichabvunzwa akakupa Kevy .Uyo akutoda kuzviita magaivha
@Rebhara
@Rebhara 5 күн бұрын
Nyaya inepasina kujeka, pane magaps panyaya iyi
@Fredrickkaondera
@Fredrickkaondera 4 ай бұрын
Shame he was just at wrong place and wrong time
@ElvisMawele
@ElvisMawele 4 ай бұрын
Zimbabwe inyika yemadofo.Chatogona kuzvirova dundundu tichiti takadzidza but the outcome inotaura Kuti Nyika haina chikoro.Ndo basa rema dictactive hatitarisire kuwana Machanic arimujeri.Nyika yakatofa iyi hapana chirikuitwa nemazvo.Zanu pf yauraya zvese
@brianmatare4552
@brianmatare4552 4 ай бұрын
Unofunga CID yakazungaira zvekudaro ..😂😂 ndeipi mbavha yemota inongobvuma ..uyu akatorecruitwa bcoz anoziva mota ..
@brianmatare4552
@brianmatare4552 4 ай бұрын
Kakutaura Engrish kanoratidza kuti vanhu vakuru ava
@ElvisMawele
@ElvisMawele 4 ай бұрын
@@brianmatare4552 which CID my friend wakadzungaira newe.The presidential security yeZimbabwe was was robbed in Pretoria hotel together with deputy president Mboko.Which security are you talking about.Asi yekurova vabereki namukoma munyika.Go to your Google you'll find tht Mboko and his security were robbed.Rwanda snipers varikupinda vachiuraya vanhu vavo living as political refugees in Zimbabwe with heavy guns.Where is your CID,Rwanda security irikuita madiro operation in Zambabwe.Not so long ago vakatopinda vakasiya vauraya in Harare and Victoria falls refugee camp.Varipi ma CID ako ipapo
@ElvisMawele
@ElvisMawele 4 ай бұрын
@@brianmatare4552 Starting from the police, Zimbabwean police officers doesn't receive proper training as police officers.There training is more like chimusangano police.A policeman must be someone educated,deciplined,and respectful.Havatogoni to handle the strikes and maintaining order.Chavanogona kuridza zvima old model guns vachiuraya citizens when ever there's a crisis.Is that the role of police?In 90s vakauraya vanhu more than 20 in the National sports stadium paitamba SA and Zim.Reason there not well trained to handle the public
@RomlazKarombe
@RomlazKarombe 5 ай бұрын
So sorry wangu
@tmada8270
@tmada8270 4 ай бұрын
Our justice system is full of dull judges and prosecutors
@redwine2330
@redwine2330 4 ай бұрын
Asi mwari havasi benzi 😢😢😢😢
@nokhuhadeb7796
@nokhuhadeb7796 4 ай бұрын
Iyo imbavha iyo pafeya
@Christopher-om9qs
@Christopher-om9qs 5 ай бұрын
Asi iye muridzi wemota akabvuma here kuti mota yangaine problem ye gearbox
@floydchaendera6455
@floydchaendera6455 5 ай бұрын
Very sharp question
@pubgeemavura5287
@pubgeemavura5287 4 ай бұрын
Nyika iyoyo kana uchikwanisa kubuda buda haisi safe
@eddiemaenzanise8913
@eddiemaenzanise8913 5 ай бұрын
Why were u driving mota yawanzi ungo gadzira??
@nevilleayiwero7584
@nevilleayiwero7584 4 ай бұрын
More Red flags on his story, he knows, he played a part.
@nyaraichizuzu8303
@nyaraichizuzu8303 5 ай бұрын
Uri mwana wani kukwekwe tivaone baba vako titaure navo?
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 5 ай бұрын
Saka uchingosvika ku hospital police vachitongokubata? Inga ANPR ye Harare irikuseri. Inoona zvisingaoneke
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM 5 ай бұрын
I am a commercial farmer doing amazing job inspiring and educating those interested in farming and Sustainable agriculture.please follow for more
@kelvinnsingwane5890
@kelvinnsingwane5890 5 ай бұрын
Hie
@elsonkuchera138
@elsonkuchera138 4 ай бұрын
Umwe achitoti ndakachibata kuti dzvii. Achitoti handibatike. Do they even bother doing a follow up vanhu ava or kuverenga or kunzwa zvakaitika😏
@Aktik-Cat.
@Aktik-Cat. 4 ай бұрын
Anamakanika vagara vanoenda kwavanoda nemota dzevanhu… ndisekuru vangu akatora mota yeclient ndokuenda nemhuri kumusha pakunodzoka kwakuita accident mhuri yese kwakufa iye akapona but akazvisungirira
@tracylyson1371
@tracylyson1371 5 ай бұрын
Jarman im sorry handisi kukwanisa kukuchenesai
@NyashaMhandiwa
@NyashaMhandiwa 5 ай бұрын
KO mapurisa basa rawo ndereiko??
@patrickmakausi4164
@patrickmakausi4164 5 ай бұрын
Interviewer unoti mu face uyo mukomana wechidiki munhu anezera newe here nhai weduwe kkkkk Slymedia chiiko chirikunetsa kkkkk
@seniorlecturer
@seniorlecturer 5 ай бұрын
Seems like you are the one having issues here .....
@EniyaDeke-w4l
@EniyaDeke-w4l 5 ай бұрын
Sokostina mukugona basa
@tracydzimbabadza
@tracydzimbabadza 5 ай бұрын
why not just take responsibility of actions,
@memorykapungu5851
@memorykapungu5851 5 ай бұрын
😢😢
@charlesmudzingwa
@charlesmudzingwa 5 ай бұрын
Dai Waka gadzira mota.chete zve ku driver mota ye customer ndizvo zvamakanga ma wiririna here
@sibongilemunyoro2315
@sibongilemunyoro2315 5 ай бұрын
Mota dzagara kana wagadzira mota ye client unotopinda nayo paroad kuona kuti yaita here ask vese vanogadzira mota vanokuudza problem akangobatsira vanhu vasivo chete dai witness akauya this guys asiri mujeri
@clinfiremutax8460
@clinfiremutax8460 5 ай бұрын
Inonzi road test baba
@zvikomasunda4244
@zvikomasunda4244 4 ай бұрын
Zvakafanana, aingowonekwa iri mumaoko ake obatwa, same like kuwonekwa uchigadzira phone yabiwa imhosva
@craig9687
@craig9687 4 ай бұрын
Dzinotaura sa Saintfloew
@adrianruzani2017
@adrianruzani2017 4 ай бұрын
Kushaya mari yelawyer itori guilty verdict kuZimbabwe. Pane munhu angaite hijack ototanga kufamba nemota yacho here? Besides, investigating officers vaifanira kunyatsotarisawo kuti is he really a mechanic nekuenda paworkshop pake and interview vepo and checking other customers cars
@blessingmashandureblessing9650
@blessingmashandureblessing9650 4 ай бұрын
Zanu pf must go 😢😢😢😢
@DRRZOE
@DRRZOE 5 ай бұрын
Kubirwa destiny chaiko srry hako bro
@beeshapmedialinkspro5876
@beeshapmedialinkspro5876 4 ай бұрын
Zvorwadza 😢
@ShyletViola
@ShyletViola 4 ай бұрын
Zimbabwe yakangooma zvayo unopikira mhosva yeumwe munhu
@Nonhlanhla-f1f
@Nonhlanhla-f1f 5 ай бұрын
Chirungu kani 😅😅😅😅😅
@simbabooks1402
@simbabooks1402 4 ай бұрын
Usafambe ne motor yauri kuona kuty Haina ma plates apo hauna kupirwa
@LovenessGonyora
@LovenessGonyora Ай бұрын
Anenge achipa mutongo iyi ndiyani asi zvesure
@edwickmukayira1888
@edwickmukayira1888 4 ай бұрын
Usatamba ne VTS ?
@wilsonchipanga7868
@wilsonchipanga7868 5 ай бұрын
munhu uyu arikutaura chokwadi here kana kuti kunyeba
@munya80
@munya80 5 ай бұрын
Anonyebesa uyo
@ZimJoggerDownUnder
@ZimJoggerDownUnder 4 ай бұрын
Haiwawo, Tsotsi iri😂
@AMARKEDCHANGE
@AMARKEDCHANGE 4 ай бұрын
itsotsi
@nyashamupungu
@nyashamupungu 4 ай бұрын
Imbavha iyi
@bernarddingindawo1462
@bernarddingindawo1462 5 ай бұрын
But chakamupinza mujeri anogona kutaura zvekusvika pakufungirwa kuti ane thief statement
@anythinggoes495
@anythinggoes495 4 ай бұрын
haaa justice system yemu zim ma1
@MatfilMsipa
@MatfilMsipa 3 ай бұрын
Kevee taura chokwadi APA nokuti zvose zvawataura hapana chinopinza mujere ,izvokaizvo mazimbabwean!
@simonmazendame
@simonmazendame 4 ай бұрын
So sad😢
@captainjcky9107
@captainjcky9107 5 ай бұрын
Unonyepa iwee waiziva nezvemota how did the police knew kuti uri ku hospital
@kamdala
@kamdala 5 ай бұрын
Kevin Heart uyu itsotsi
@RonikaMajawi
@RonikaMajawi 5 ай бұрын
Aaaa iwee hindava ndimi vanhu vanongomhanya kuisa macoment kujaja munhu wazvizivasei kuti anonyepa inzwai tsitsi not to judge.
@NyashaMhandiwa
@NyashaMhandiwa 5 ай бұрын
Guys musadaro tinehama dzakafira nyaya dzisidzo musazedaro .Inini ndakakurira muKamba guys kunze kunehuwori plus huroyi .Mari futi kuZim inoplayer role yamusingaziye
@NyashaMhandiwa
@NyashaMhandiwa 5 ай бұрын
Guys musadaro tinehama dzakafira nyaya dzisidzo musazedaro .Inini ndakakurira muKamba guys kunze kunehuwori plus huroyi .Mari futi kuZim inoplayer role yamusingaziye
@nigelnyamayaro-dd1di
@nigelnyamayaro-dd1di 5 ай бұрын
It’s only that hamuna nyaya yati yamboitika kwamuri muri kugood side yaenda kuCourt muchitofunga kut makahwina pobuda mari unodonha negotsi kana kubatirwa mwana chibharo nemunhu ane mari ndopauchabvuma kut Zimbabwe haina mutemo
Ndakabaya Munhu Nebanga Tichirwa Vachida kundibira
26:50
SlyMediaTv
Рет қаралды 23 М.
I thought one thing and the truth is something else 😂
00:34
عائلة ابو رعد Abo Raad family
Рет қаралды 7 МЛН
БУ, ИСПУГАЛСЯ?? #shorts
00:22
Паша Осадчий
Рет қаралды 3 МЛН
Ndakachengeta Mombe Yakabiwa Kwemakore Anopfuura Maviri
28:56
SlyMediaTv
Рет қаралды 3,3 М.
Ndakaba Danga Rese ReMombe Ndichida Kutenga Mota
35:16
SlyMediaTv
Рет қаралды 76 М.
Новости дня | 26 ноября - дневной выпуск
11:50
Euronews по-русски
Рет қаралды 45 М.
Ndakasiirwa Saga Rine Pangolin
30:05
SlyMediaTv
Рет қаралды 1,7 М.
Arikuzviiita Sabhuku 🔥🔥🔥🔥Karanganda TV
33:01
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 33 М.
Ndakaba Jewellery Re 80USD Ndakadhakwa NeDombo
24:52
SlyMediaTv
Рет қаралды 36 М.
Takaba MaDiamonds Anosvika Million Dollars KwaChiadzwa
30:37
SlyMediaTv
Рет қаралды 73 М.
I thought one thing and the truth is something else 😂
00:34
عائلة ابو رعد Abo Raad family
Рет қаралды 7 МЛН