Happy birthday Samanyanga, wish you many more blessed yrs to come Ko iwe ukuona kusafanana kwemwana uyu nababa vake iwe wakafanana nevako here
@anonymous-xp3 ай бұрын
Kazhinji mwana wemusango ndiye anowanzo fanana na Baba
@mapo79513 ай бұрын
Haaasi kusekwa here musatye mwana chipo chinobva kunamwari
@anonymous-xp3 ай бұрын
Uyo mwana uyo zvaakafanana nablot😂😂😂😂
@NesleyMoyo3 ай бұрын
@@anonymous-xp ruvengo
@EmmanuelMasaraure-i9n2 ай бұрын
Ndiwe Vega wanga usati wamuona
@anonymous-xp3 ай бұрын
They do look alike havo ,mwana akazongotora complexion ya mai asi kungoti as zimbos bitterness yakawanda atigoni kungoti izvi zvakanaka
@Benhildahmaudmuchanyu3 ай бұрын
Happy birthday
@LisaParere3 ай бұрын
Chelse akanaka guys
@anonymous-xp3 ай бұрын
Kkkk ndosaka maisaburitsa face 😂😂😂😂😂 oky takunzwisisa Happy birthday JT Junior..... photocopy ya Volts zviri pachena
@DopaChopa3 ай бұрын
Ha vanhu mune problem akafanana navoltz ere bitterness inokuurayai 😅😅
@alwaysatruesayer15483 ай бұрын
Holy Ten anozvimbisa vakawanda🤣🤣🤣
@anonymous-xp3 ай бұрын
Holly plz ndokumbirawo usauye kukadoma musi wa19 korokoza arikuronga ma1
@anonymous-xp3 ай бұрын
imagine uriwe muridzi uchinzi Mwana haasi wake 🤣🤣🤣 Social kaah
@anonymous-xp3 ай бұрын
Haasi wake mwana uyo
@anonymous-xp3 ай бұрын
Dzimwe nyaya ndedze kungosiya dzichipfuura dzine zera kwete kuita kunge ma Zim-care murume mukuru ne madzimai ku piringishana kuita chibhu-bhubhu ku ganza kuti "haasi wake uyu oti nde wake" umm nyaya dzepwere idzi mu ma streets umu munoda maturity and maturity haiuye nezera unogona kuchena mvudzi uchifunga se pwere
Wekunze uya ndiye anofanana nababa then wemu marriage zvoramba
@anonymous-xp3 ай бұрын
umm chakafanana i surname zvimwe zvese makutoti nyebera baba 🤣
@anonymous-xp3 ай бұрын
Haaaa but amana chiu celebrity ma1.... Wangu mwana even hama chaidzo dzogona kukundikana kuti Happy birthday But dai ndoro celeb haaaaaaa aiita ma1 nemaHBD
@sukiraemmanuel36163 ай бұрын
Akafanana naJT wani
@anonymous-xp3 ай бұрын
I don't know who needs to hear this, but Isaiah 60:22 says, "when time is right I the Lord will make it happen". And Ecclesiastes 3 vs 11 says He makes everything beautiful in its time So my advice don't give up🙏❤️ bless my day with a follow🤲🏽 it could means alot thanks 💝💝💝